@@MAGEEZ-u4o yes it is 💯coz the same Naiza boom actors are doing the acting,ndeye kusanoti varaidza netuma short films whilst they are cooking a bigger and longer movie coz we all know kuti tinorwara ne stress,anxiety and depression if we go for a day without seeing a Naiza boom production saka mkoma Michael vakabva vatiitira plan kuti ma BP ne sugar nezvese zvino rwarisa zviite zvishoma, whilst we wait for longer movies
ua-cam.com/video/rIB21Oe-_kk/v-deo.htmlsi=Mb13oSzWW50Xrduf
We like before open ❤
Nhai Michael Machiona @NaizaBoomFilms channel yakanzi movie connect ndeenyu hre
@@MAGEEZ-u4o yes it is 💯coz the same Naiza boom actors are doing the acting,ndeye kusanoti varaidza netuma short films whilst they are cooking a bigger and longer movie coz we all know kuti tinorwara ne stress,anxiety and depression if we go for a day without seeing a Naiza boom production saka mkoma Michael vakabva vatiitira plan kuti ma BP ne sugar nezvese zvino rwarisa zviite zvishoma, whilst we wait for longer movies
Haziiiko apa😂
ndakupinda nemoyo hangu haaa nhamo mamunyanyira veduwe,,, vese vapinda nemoyo lets gather here
Haa zvanyanya 🎉🎉
Shuwa veduwe kutonzwa kuda kuchema😢
😢😢😢😢Ndachema zvangu
😢😢😢😢sure ndakutoremerwa nekuriona
😢nhamo veduwe
😢😢😢😢Nhamo is playing his role well…. Thumbs up
Yes🎉🎉🎉😊
Haunyepi❤️🩹❤️🩹❤️🩹😢
Yes yes,for nhamo,azopinda nemoyo now,talented actor,ummm,naiza yese hayo mukaka chaiwo,
Haaaa veduweee nhamo arikundirwadza ini mosva yke ndeyeiko v😢😢😢😢
Thank you naiza this is my favorite movie of the year 🎉❤
Dhimba naJonga pakuba muri number 1😂😂😂
Nhamo you're a true actor you nailed it keep it up
Sure😢😢😢
Feel sry for Nhamo but dont wry God is watching mangwana uchaveŵo mbinga🎉
Ini ndakuzotaura chokwadi ini Dhafu ukunyeperwa vakomana 2 iwawa ndiTezvara nemukwasha aaaaaa manyanyira Nhamo imi 😢😢
JONGA NA DHIMBA MUNONDI GONERA 🎉🎉🎉🎉❤❤❤
❤❤❤
Kk
Kana ini
Ndaapo zvank,Dhimba wakuda kunoba nyama kumba kwenyu fut ,Christmas mugodii nhaiwe
Mbuya number 1 ndakufarirai kumira naNhamo
Nhamo eish zvikurwadza veduwe sepataura kuti dai mai vangu vari vapenyu apo 😮
Haa pandibata moyo wngu watsemuka
Eish ndabatikana kut baa
Nhamo anogona anobvaaita sechokwadi
Haaaa nhamo ane chimuti he is nailing his part😅🥺💥💥🔥
Nhamoinesu and your sekuru keep it up😂😂😂
Happy Christmas all starts of naiza boom and new year ❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Merry Christmas everyone 🎉❤
Thumbs up to Nhamo wooow u nailed yo role❤
I am here for Nhamo mm anonzwisa tsitsi
Nhamo you are nailing it🎉🎉
Haaaa jonga nadhimba amunyare😂siyai nhamo veduwe aiwa mamunyanyira
Muzukuru unogona zvako iwe ❤❤❤
Muzukuru akurarama senhapwa l feel your pain Nhamo
Nhamo keep pushing bro... Zviri kuita my guy ❤ i really enjoyed your presence in this movie
🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤muzukuru is the best
Thank you💯💯💯
Jonga nadhimbaka
Dhimba na Jonga chiregai Kuba musati mabatwa, Nhamo wapinda busy nekupomherwa zvausina kupara shame
Ndini ndega ndiripo
Team Naiza Boom munondigonera I love you guys🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️....
Asi ndokumbirawo kuti mutii wedzerei ma minutes
Nhamo is playing his role
Asi chiii chokwadi kubva mavenga Nhamo munhu wese sezita rake kunzi nhamo
😂😂😂😂😂it's acting mhani😂😂😂😂😂
Haaa Team iyi irikugona zvkut, kubva zvatanga 4season makabva matonyanya kugona, Jatwel neteam yake ngavadzoke havo
Mmmmm Nhamo apinda pama1 veduweee kufirwaaa kwakawoma chokwadi! Dhimba na Jonga denga muchaita reku googler
Jonga jonga jonga ndakudeedza kangani kkkk
Jonga arikuda kurova zheti re jewellery cost yekwa snake 🐍 undergrass....ma horror ayoooooo😂😂😂😂😂😂😂 😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
😂😂😂😂 😂😂😂😂
Nhamo inhamo zveshuwa
Hoyo thanks kuita mwana wemukwasha kwakaoma😢 nhamo akungo pomerwa zvese zvese pamberi nebasa murikugona henyu❤❤❤
😂😂😂😂Dhimba Dhimba😂😂
Nhamo usazoita kudaro nesuwo tobva tachemawo
May the god bless you naiza boom films merry chirstmas
😂😂😂😂😂😂 Jonga unonyeperei kudaro
Dhumba naJonga ka makuda kuisa nhamo pama1 imi murimi muri kuba
Asi ana sekuru hama dzamai ndodziziva dziine rudo ini ...nhamo unemunyama yane sekuru vakadai kkk
Nhamo abho chimuregei Kani honai akufunga Mai vake
Solo aita bag akubata mzukuru rafu kkkkkkkkkkkk
Solo usadaro Nhamo iwe
I'm here 😊🎉🎉🎉❤❤
Nhamo I fell pity.for you 😢😢😢 askana vanhu.musadaro 😂 asi munhu munhu imi guys
Haaa muzukuru wazonyanyirwa apa woti kuchiller zvisizvo
Maita basa Mr naiza ne Christmas box
Jonga ba Dhimba havalume uko hawani chinhu kkkk
Ummm Dhimba anogona kushushaa 😅😅😅
Marry Christmas everyone and I wish you all a happy new year 🎊🎊🎊🎉🎉
Ndatomirira 9 @10 kndai henyu ndakamirira
Tezvara ne mukuwasha ma plans acho 😂😂😂😂🎉🎉
Naiza boom munogona
team naiza bom we want something today ❤❤❤❤❤❤
Nhamo anondiitira❤️❤️❤️❤️❤️
Dhimba na jonga tumbavha
Mwari ndichengetei mwana wangu asadaro .ndapinda nemoyo 😓😓😓
Nhamo veduwe😂😂😂 solo usadaro
Dai ndrin nhamo ndatobva kuenda nenyika chaiko
Hanzi na dhimba ndana nhamo ivava achiziva nyaya yake zvake kkkkkk
Neweo uchinyanya ko kungobva ipapo unobveyi enda kunana gogo uko siya zviana sekuru izvo
Nhamo can l adopt you😢😢😢😢
Solo wakubhowa iwe netumari twako
Kkkk vatova tezvara nemukwasha hre
Dhimba hahusi kuona kuti ukudyiwa hr😅😅
Ummm ndanzwira muzukuru tsitsi nezvaari kuitwa
Makanyanya guys next episode pliz🎉🎉🎉🎉
Tanhai zvamunozvikira njonga na dhimba
NHAMO akutochema shame😢😢😢
Uummm nhamo chimusiyai kani mwoyo vangu vakurwadza
Hoyo thanks❤❤❤
Nhamo mamunyanyira veduwe 😢😢
Munodarireiko nhamo wedu uyuu😢😢😢😢😢😢
maka actira kupi ko move renyu ndi udzeyiwo
Kutaura chokwadi naiza nunogona I'm 13 year old
No one here is talking about friends they're now father in law and son in law 😅😅😅😅😅😅🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mmm nhamo vamunyanyira aiwa
These guys are really good
Haa nhamo aita munyama but he is good PA ku actor tht character anogonesa zvopisa tsitsi shame
Happy Christmas all starts of naiza boom and new yea
Guys Dhafu akanyanya hapana part yaano actor zvikaramba ❤❤
Nhamo ane chimuti 🎉😂
Nhamo chibaba gys ❤
Ummm nhamo mukumunyanyira😂😂😂😂
🙏🙏🙏🙏🙏
Nhamo is the best
Uuuuum uuuuum Nhamo Nhamo😢😢😢😢
Unoda zvinu stereki ndosaka uchi tukwa
Veduwe kuita murombo imhosva hre
Jonga usamanikidzire munhu
Nhamo kkkk
Sekuru Sodza Sodza 🎉🎉🎉🎉🎉
Hoyooo😂😂
❤❤❤🎉🎉 nice gzys