Chinovhundutsa vanhu chii ipapa dai changa chiri chigayo zvaisavhundutsa kkkkkk Varikutswa something either zviyo while singing -satan apinda papi manje. Varungu vatakutorai as if worshipping is an English style vakangowana vanhu vachinamata vachiziva kuti there is one God they were supposed to upgrade the knowledge of Jesus not kuita as if vanhu vaisaziva zvese then munhu aingoudzwa mirairo nema parents ake everyday in his life creating a bond between parents/elders to children now munhu is now depending nekunzwa pastor kuti vatii of which havawani nguva yekuudza all aspects of life unlike parents/elders vatakuramba tichiti zvakanyorwa papi as if Mwari havachatauri zvakaperera pazvinyorwa...
Baba Echoes ivai nerunyoro padzidziso yenyu.
Amen tinotenda St Jonh chikoro chemweya
Ko ana Madzibaba waripi
Ndrikutsvagawo last verse ririrega
Baba ava why varuita zvekuvhiringidzs vanhu kudero.
Echoes wakuvhiringidza vanhu manje
Amen
Ane Matendwa vatendi
Chinovhundutsa vanhu chii ipapa dai changa chiri chigayo zvaisavhundutsa kkkkkk
Varikutswa something either zviyo while singing -satan apinda papi manje. Varungu vatakutorai as if worshipping is an English style vakangowana vanhu vachinamata vachiziva kuti there is one God they were supposed to upgrade the knowledge of Jesus not kuita as if vanhu vaisaziva zvese then munhu aingoudzwa mirairo nema parents ake everyday in his life creating a bond between parents/elders to children now munhu is now depending nekunzwa pastor kuti vatii of which havawani nguva yekuudza all aspects of life unlike parents/elders vatakuramba tichiti zvakanyorwa papi as if Mwari havachatauri zvakaperera pazvinyorwa...
Amen