Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Baaaaaa ba vanondivengera postora ndizvo ereeeeeee
Baaaaaa ba vanondivengera postora ndizvo ereeeeeee,huya andiria amenwoyeere
❤❤❤❤❤❤❤
Haasi masowe ... asikuti vanhu vavakuti Vose vanopfeka magemenzi masowe....
Zvemweya izvi ,pray for yourself
I love u vanhu vamwari mandiswededza pedyo namwari ❤️❤️❤️❤️
Nhai amaiwee
Amen 👏👏👏
imwazha iyi
Haisi Mwazha,wakamboona Mwazha yakadaro.Usataure zvausingazive
Yes and Amen
I church ipi iyi
Mukoma Moto muri sei pa Gutu apo
Mukaramba hossana inodaira amen 🙏
Glory be to God forever 🙏
Pachipostori vanhurume havanamatira vanhukadzi vachibatwa maoko zvavarikuita izvi. Chipostori chinoera veduwe. Ko ukapotsa ukasvika pazamu. Vanotamba chiramu pachurch
Want to visit iam Botswana directions and numbers pls
Hossana ndinoira ameeeen
Ndokumbirawo ma video a 2024
Amen
Amen hossana inodaira
6 magate ayo ndiwo anenharo manje
Bishop Motoo
Ku. Tongogara ipi yekwa Gutu nokuti church iyi ndoizivira kwaGutu ino tungamirirwa navaMoto
Maria ndibereke ndione kupenya
I didn't understand what's going on apa 🙄🤔
Chiii chausiri kunzwisisa
Yaaa zvotonzwisiswa nevakagamuchira Jesu Christ wacho,Saka Tanga wagamuchira Jesu Christ kt unakirwe neshoko rake
Yaaa taura hako hapana chinobatika apo.payita yimwe sub hoofer yechikadzi irikungotaura,kkkkkkkkkk.hanzi munhu achapora after 3years 14 days kkkkkkk.aya makava evanhu chaiwo
If u don gerrit fogerrit about it 😀😀😀
Chiiko chamurikunzwisisa hamusi kuona Kuti ichurch
Ndasuwa kushandirwa kumusha Aiwa mogona
Hosanna inodaira
Hosanna hosanna
Tongogara Shurugwi here guys
Ehe
Gutu
Mahapa here ayo
Tongogara yekupi iyi shurugwi here
Chero neni I thought kti kushurugwi kwedu bt anyway haisiriyo
Hondo ihondo anything can happen
Tongogara yekupi nhai Shurugwi
Fambai nayo church mupriest
Vanhu vemotomoto siyai zve UA-cam please munotibhowa
Iyo tsvina😂
Tongogara yekupi mutoko, marondera or mrewa
Uuuum hakuna zvakadai mukadzi achinamatira munhurume achimubata bata kudaro.Ichechi ipi iyi?
Kurasika chaiko ndeyekwa Moto
Zvinhu zvikuitwa apa hazvisi kupindirana zvakasanga zvemasowe nezvehosho
Masowe chii zviya??? Makanzwisa machurch munobatsirika tisashora...vakabva mapaul mwazha avo
There is no order izvi
Anamai kunamata vachibata anababa muchiuno zvakafa
Hapana kana order vakadzi vachiita up and down pamberi Pa bishop,imbwa dzirikutosvikawo
Masowe yekupiko handisi kuinzwisisa
Inonzi the African apostolic church masowe yakabuda mamwazha
Sowe iri rinoda kukumbirirwa chiremerera hamuna order asi mweya urimo but ma demon anongotaura anytime hazvisi ngirozi ngainyaradze mhepo iyoyo kutongwa nemanzinza pasowe ndaramba namatirai simba zhinji renje riite chiremerera
Nyarara
Pakatozara madhimoni hapana order
Mweya wamwari uneorder saka hamuna mweya mutsvene wamwari ba