Haa sekuru muri vahombe pakurapa. Ndakauya ndichitambura nemakumbo for 14yrs plus musoro waitema every night nhasi i day 6 asi ndakutonzwa kuti ndava pari nani sterek. Rambai makadaro sekuru. Chokwadi makatumwa kuzoporesa vanorwara
@@Nunec but that basically reckless and irresponsible, at 56 you are a high risk to life cz in 4yrs your into retirement... where were you all those years?
Sekuru munondigonera zvenyu the why yamunotsanangura basa renyu excellent kushaya mari chete sekuona kwangu problem yangu ndimi chaiye munhu anogona kuipedza
Alhamdulillah "Praise be to God"
Haaa sekuru munogona basa
Nemiwo ndobva kumalawi nemiwo
Batai basa sekuru
@TheChekas muzimbabwe hatibude zvekumhanya wena
Thanks sekuru
Sekuru munobvisa hr chikwambo kana vakaberekeswa
Dongo pa 79k 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
❤❤❤ yeess zvikuita
Mukoma Robie mutibvunzirewo kuti hazvizopanduke hre mazuvano zvotyisa
Mkoma Robert pane pandisina kunzwisisa mafuta elucky haazopanduka here cz tinona vamwe vachiti akapanduka ndibatsireiwo tinzwisise
Ko mukoma how far musikana uya wekuenda kuMazoe Ava sei
Ko problem yekuita ma spiritual wife
Ndine mwana anodonha zuva ramwari rega rega zvakatanga aine 14 years izvezvi ane 22 years ndafamba n' anga dzine mukurumbira dzazvitadza mapofitita kwese ndafamba asi dambudziko raramba kupera ndinobatsirikawo here sekuru mwana wangu atambudzika nechirwere ichocho haana mufaro panyika ino
@TheChekas
Haaaa hamayangu,zvimwezvirwere ndezvemweya yakaipa inosundirwa navanhu.Ndaona vakawanda varapiwa hurwere uhu kuchivanhu.
@@Chinogiya munhu uyu anozviti the chekas ndiagent wadevil
Why uchishora anasekuru iwe
@@FelinaChikonga
Kkkkkkkk Felina pakaipa....
@TheChekaskana usingazive usati hazviko
@TheChekas
Ini hangu ndinoti ,munhu vimba nechaunovimba nacho,nekuti ungaudza munhu akayambukira kunanasekuru mashoko iwawo angabvuma here mudikanwi.Kana Uri muchristu ITA zvachinamato vekuchivanhu kuchivanhu.Pakupedzisira tinoda kuyambuka.MaDoctors arikutotumira wo vanhu kuchivanhu ASI havazviiti pachena nekuti mutemo haubvumi.Asinekuda kwekuti tirivatema vanotoziva Kuti izvi zvoda Vana Sekuru .Kangani kuchinzwa Kuti doctor atadza kunzwisisa hurwere hwemunhu akamuzevezera Kuti wadii wamboenda kuchivanhu.Raga kushora nekutsoropodza matare hamayangu.Hupenyu imhindupindu.
Musatinuepere. Dai muchirapa zvese izvi pangadai pachine ari kurwara neHiv or cancer here?
Saka urikuda kuti vafambe door to door vachikupai mushonga manje
I choice yemunhu
Wema Acid how much
Do you know what pfize do the big company which makes tablets put your name and see
My Chanel ndo liker ndisati ndaisa moment murisei zvenyu mukoma Robert nasekuru vachapola
Haa sekuru muri vahombe pakurapa. Ndakauya ndichitambura nemakumbo for 14yrs plus musoro waitema every night nhasi i day 6 asi ndakutonzwa kuti ndava pari nani sterek. Rambai makadaro sekuru. Chokwadi makatumwa kuzoporesa vanorwara
Wakambhadhara marii matare ndinoda kuendawo
Shuwa here havadhure here
@@nomsanyika151 100
Sekuru vanogara kupi
@margaretdzingirayi-xd9le kwamutangadura along mutare rd
Vanobatsira kana pafoni hre
Ko problem yema spiritual husband munoyipedza here
Ko Groth remuchibereko
UnorapiwA
Christmas kumachawa hakuna nokt vanoti Jesu yaitove n,anga iya etc
Manyatsoteera nyaya yacho henyu?
Ummm iweka
@TheChekas chikuru ndechekuti uri kuona zviri pano, and commenting is a bonus
@TheChekas
Watamburaneiko hamayangu kusvika pakadaro,unotariairei n'anga dzaacho kanausingadzide.Akakudana piano ndiani
@TheChekas why not start your own channel and post content ine njere SIMPLY
Ko sugar vanorapa here
Sugar hairapike usazodyirwa Mari Mahara inwa mapiritsi zvakanaka unorarama makore akawanda
Wema fobrons how much
call his number
Urimumwe wangu mafibrods anetsa
Vakandirapa sekuru ava dear
@TheChekaskana usina dambudziko kana kusangana nazvo uye hupenyu hwemunhu muridzi waho .tisanyanye kuudzira vanhu stereki
Ko munhu ane 56 yrs anoita mwana hre
Only if you know that you will leave another 25 yrs to educate that child cz ZanuPF hayina grant or free education....
@@HasaniMershHakuna munhu ari guaranteed to live a long life. A very young person can have a child ofa achimusiya wani
There is a lady ane 64 ari wandakaona pa UA-cam who conceived naturally by accident so kana Mwari ada zvinoita
@@Nunec but that basically reckless and irresponsible, at 56 you are a high risk to life cz in 4yrs your into retirement... where were you all those years?
@HasaniMersh Say that to a person who has not received a gift of a child their whole life and understand their desperation
Diabetic munawo here sekuru huye mariyi
Ko hunhu hwenyu hwakafanana nakafera here
Your comments are rather shocking on this platform
@@ChipoMpofu-hl2ll ummmmm usazodaro ufunge
Ko problem yekuita ma spiritual wife
Ko problem yekuita ma spiritual wife