Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Mukadzi mwana mudiki muregerereiwo Mambo wangu ndateterera Abiyangu havachazviiti
Point yemchinda uyo iri valid, yes agarisa nguva refu arikwandisingazivi kuti kwaiitwei,
Nhai Mambo mungabvunza zvebonde kumkwasha tezvara varimo..hamunawo hunhu
Dare hapana chinosara hama
Bvunza hako
😂😂😂😂😂😂 comment section for me😂😂😂
Ko madii kungomurega aenda kubhebhi rake raarikuda nhaimi. Ko zvomanikidzwa here?
🎉 mangwaira urikudei mudare
Hurungwe ndaitadza ..kuda vakuwasha here haachadi haachadi muchamanikidza mwana kudzokokerana vakanokuvadzana uko nhy
This court rinoumba and does not destroy. Keep it up.
Mamarriges anoda wabva zera wayaruka uye wave nedission yokuziva chaunoda. Vana Mai tisapindira munhau dzevana no kuda kwekuti hamuna kunanzva sugar. Ndotenda dare kumba mhuri iyo kunze uku kwakaoma
Ichi chi dare che Hurungwe chakadzikama, chine maelders kana mazogara vabiyangu
Ma elders anobvunza zvinhu zvakapusa kudai? Asi unoti kuchena musoro ndiko kuti elder here?
@@caswellshoko4617 chii chanvunzwa chakapusa ?
@@tmaktmak1464 What is the meaning of what you wrote? I don't get it
@@caswellshoko4617 never mind
Zvinoitawo here kubvunza mai vemukomana Kuti makamboenda naye kuchipatara ipapo zvinoitawo here Kuti mai vaende nemwana komana akura kudai kuchipatara nezvinhu zvaanofanirwa kuudza ana sekuru wake@@tmaktmak1464
Ko baba vemukadzi mavagarisirei pa nyaya iyi dzevairi,hamuone here kuti mavaomesera
Shumba mhazi muroora wangu ndiri kumuda kumba kwandu.
Learn from Chief Nyamaropa
Mambo chundu mwari vakuwedzerei makore ekurarama. Munotonga sezvazviri nyaya
Mambo panevanyarikani
Toda nyaya dzinopera
Dare nderekumama iri, kablaz ngakaende kujeri kane nyaya ye statutory rape yakanaka zvomene
Kane nharo
Kana munhu ati handichadi haachadi kwete kumumanikidza zvimisodzi pamatama mangwana izvi
Kuteerera vakuru idambudziko here 😂, varikutonga ipwere here kkkkkk
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Mbudzi negumbeze rababa eeee
Mkadzi wacho bho here😅
Musamanikidze munhu Kana asisade
mukadzi anoda kunochekwa njere.
😂😂😂😂😂😂aaaah ende futi asi iye murume murikutoonawo network iri kunyatsobata here
Ndimambo ani ava Dare rakarongeka iri kunge mutasa
Haaahhh madzimambo e 🇿🇼 ndasarenda hangu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pamberi naMambo Chundu sando dzenyu
Ko vaisirei atezvara ipapo nhai
I'm the first!!
Mamboti mawona here nhaimi?
Kapenzi komene kakadzi ako
Mash west woyeeeee
Musamakidze rudo vanozopondana vana avo
Varume vanowanzodai ingochani
Second yeeeeeey
Vanodzi mambo ani zita renyu mambo
Mambo. Chundu
Mukadzi kana kuti mwana mudiki kuti njere bo here that's why muface asisade babie harisi ku behavior normal
Iwe une hunhu wakadii kuita mambo zvine basa rei izvozvo zvekuti baba varipo baba havazive here kuti kunosvirwa mwana