Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Nice houses I can see there Mazimba mukushanda veduweThat is nice ❤
Zvinofadza chose Zimbos are hardworking
Dzikasaputswa futi, haa zim so
Vanoputsa muzim kna voda kupa munhu ane post mucabinet
We want headman Chigodora ,we miss dare ravo .order order order
😅
February vanga vasiri kutonga nyaya. Saturday 2 March ndioo pane next dare
Ko headman chigodora variyo here I miss Dare ravo inii😢
Kubva 2march vanenge vakuwanika vabenge vakavhara vasiri kutonga nyaya
First weekend of March.. Kutanga Monday yacho tinenge tava neOder Mudare
Baba tapus murisei thank you nekutipa zvinotivaraidza
Nicehouses zvedi😮
Denford wararama maita basa mafukunura haaa guwo tsvuku ndakaivenga zvokuti
BabaTaps takayenda takayenda sarturday kwaHeadman Chigodora kuti chuuuu ❤❤❤❤
munhu ane zira rakanyorwa ane midzimu yakasimba
Too much
Ko zinyoka rikati svaku murimo imomo nhai imi,nhai imi
VaChigodora vakaendepiko pasina Chigodora hapana Karanganda❤
Zvaitwa izvi ndazvifarira ndokubatana muzvimbo
Mwari waDenford akaramba kt afe..... Mhiko dzanga dzaiswa idzo kt Denford afe. Ngaarambe achinamata zvakasimba.....
13:52 thanks for this observation. Dzidziswa usina kuenda kunobhadhara mari kuma colleges
Ko vari kudii kugarira munhu wacho paanouya akubuda vomuti chera tione or we go newe ku police?
Chikwambo maiwe zvangu! Denford wacho mupenyu here?
Akafa 2015 nekuzvisungirira
Manicaland inoshanjwa ndati
Baba Taps ucharumwa nge sineki
Pamwe itori mbereko yemunhu yanga yasungwa yatofumurwa apa
Wakomana weZim dancehall veve Gosipero chitoimbai song ine musoro wekuti Dern Wararama😂
Ba Taps KO n'anga yemalaptop zvakazogumepi😂
Denford anamwari wake
Veduwe pamwe Denford uyu akatoitirwa mhiko kuri adzungaire kushaya Mari kana kuita rombe
Pamwe ndiye arikutochengeta mhuri 😢
😂😂😂😂 yuwiiih nhaimi Denford sory hako kkkkk kwaaaaa
headman chigodora varikupiko nhai varipo here kunenyaya dzakasara chipikiri paguva yakapera here uye yakapera sei toiwanira kupi
Panzi pane akambo namitirwa here nemunhu uyu chop chop yacho yadairwa kuti hatisatiba isu 6:37 😂😂😂😂😂
Ehe vangabvuma ipapo😂
I miss Chikanga ....Mutare my town karanganda woyeee
Baba Tapus mukurova basa vanhu varikuromb veduweee
Yoo kufunga kwangu maybe muteuro waiitirwa madzimai kuda vairasiswa mhepo yechikwambo,mari kuda kwaiva kupa chikwambo zvachakashanda heyii hameno
Ba Taps komakatozovharwa ne N'anga yema computer iya here.N'anga iya ine maths ,
Vanhu denga wachaita rekugugular
Makagona varume makasunungura Denford uyo anga atochererwa rinda. Haaa zvakaoma shuwa
Midzimu ya Den Ford yakasimba zvaramba kuti afe
Anonamata chokwadi
Karanganda zvadini 😢zvekwa headman Chigodora hamuchabudisi sei
Ko ivo vanhu vakadii kuya kuzobvunza kuti zvii zvamuri kuita
Police haibatsiri shem
How far chigodora
Thanks babe taps madzifambira kusvika kuma pena
Kushinga kwenyu Baa Taps
Ndawepo
Muchabata zvidhoma zvevanhu mukakuvadzwa imiwoyee natsai veduwee
Mapurisawo soo kuti endai mofukunura mega
Karanganda woye tidzoserewo kasong Kaye
Ku Karanganda ndokwatinomhanyiraKuti chuuuuu.....how are you baba Taps
Karangandaaaaaaaa iweee woshora ehooooo usasoshoraba waiyepo ere ehooo ndaiyeepoooooo
Kana anga ari munhu akaitirwa mhiko yerufu munhu iyeye anonamatisa chaizvo,Mwari vamurangarira mhiko dzafumurwa dzikapiswa
asi dai vakaudza police vakamusungisa asi sei vanhu vachinonoka kufunga anofanira kusinga ovhunzwa kuti Denford ndiani cz achamudeketerera futi
Sandi nyole kuti chuuuuuu🎉🎉🎉🎉🎉😂😂
How far na sekuru mucha mama padoko doko nenyaya yemalaptops 😅
BaTaps brother kip it up❤❤❤❤
Yooooo amapostoli yizixhwali
Asi uri iwe wakazviita unonzwa uchiona zvinhu zvako zvabatwa kkkk kahana kanotomborova
School going girls with babies .
KkkkkkAaa varume awaka uuuu beer rakawoma hushingi hwawo so uuuuuuuuu
Ko akadi kuvatora picture uyezwe ingadai akadedzera vanhu kuti chiuyayi ndaona vanhu ava mukadzi nemurume.
Iyo inogona iri mhiko yemunhu arikuda kuurayiwa tingaseke but mahwani ayo
Akafa 2015 nekuzvisungirira mugomo ramurahwa ayive mupurisa
@@TsverukaiDubechokwadi here dear
@@kudzaimakora5068 ehhhhhh ishuwa
@@TsverukaiDubesaka izvo zvaiitirwei manje ummmm haaa vanhu vanotyisa
@@muchenashumirai6984the main reason handichakwanisi kuitaura pano.... It's a long story
Muchachera madzimambo ekare mozodiniMapako anoyera
Muri kweduyooo 🎉🎉🎉
Apa vanenge vati tiitire pasingaonekwe nevanhu zvobva zvaonekwa aaah zvinhu zvacho hazvinzwisisike kti zvakaitirwei
😅😅😅😅😂😂😂
Baba Taps ndebvu idzo makutoita madzibaba gegegeggegegegeeg
Denford wanga atourayiwa midzimu yake yakasimba yaramba kuti afe
Kana paine munhu anonzi danford akabatsirwa becafe kwamutare uko
Nyika yaipa veduwee
Ummm munhu anonzi Denford ndiye aripama1😢
Mhuka inonzwi munhu ndaitadza vazopinda kuchera here
Musarumwe murima umo
You saved someone iyo imhiko yerufu
Chikwambo icho Chakaiswa Zita ra Denford mhiko yekupengeswa iyo
Police yeZim haichaita serious nebasa
Denny owns a farm just over there
Ma Zimbabweans makapusa chaizvo makadini kudedzera kuti vanhu huyayi taona munhu vachiita zvakadai munozotaura zvatoitika masiya munhu achienda.ko zvino makanonokerei
Vanhu vanovhunduka zvakasiyana😅
Anawasu kungwarisa kkk
Kkk hanzi kugadzira nemabhora acho😂😅
Concerned Residents ❤
Kuzama kuda kutsipika ngozi uku hakuna zvakadai zvine chirevo izvi munhu akazviita ngaatsvagwe
Denford anaMwari wake
Booster itsotsi riripachena iro hakuna malaptop achauya murenje wakurwadza kkk
Mkoma wangu Baba Taps munenge munotya imi
Ungashinga ere pakadai 😅
Panotyisa APA anhuwee
Vachingoona munhu achipinda achibuda vachitadza kusvika paari vamuone
Hope kunogona kuita mwana wakashaikwa zvidaro vakatora mapats kwakutoviga mutumbi zvodaro
Vamwe vachapenga imi musabata zvinhu zvamusikazii
Nyaya iyi dai makaiendesa kwaMambo musati machera.ndizvo zvezvimwe zvirikutadzisa mvura kunaya izvozvo
Baba Taps ko kwa headman Chigodora how far nguri ndakabvira kudongorera
Feb wese vanga vakavhara dare ravo vano vhura 2march ndopavanotanga matare avo
Thanks bba Taps ❤❤❤
Kunemadrama kwaMurare weduwee
Ndivo mapostori akasona vachida kunobira vanhu mari nezvidhori zvavo
ngozi yekugwesha yakazodii baTaps akabatsirwa here mukomana kwaTasvu .
Mukomana akabatsirwa atochinja uyu endayi kupage kwa Tasvu
TIPEIWO VACHIGODORA PLEASE KUKUMBIRA MUKOMA TAPS
Ndivo vanhu vanodzimga mvura
Be careful guys 😮
Uuuuum Denfod wararama asi inogona irimiko munamatise munamate
Baba Taps headmen vanouya riini , vaikupai Chiremera baba vaya
Ndayepo ndayepo iwe sososhora ndini ndatanga
WAIVAPO EEEEEERENDAIVAPO NDAIVAPO NDAIVAPO
I am addicted to Karanganda .kune imwe inonz drewmas media umm hapana zvozikamwa
Zvemasowe izvi zvinoda kuvhariswa
Chikwambo ichi...muchazvirega zvemadzibaba
Umm zvinotyisa izvi i have never seen this in my entire life yoooh
Muchabata zvikwambo zvaraswa hazvo, peno henyu
Denford keep on praying God still luvs u
Hapana zvakanyanya apa nyaya iyi ndoiziva in and out.... Akasona chidhori ichocho ihama yangu yakafirwa nemurume wake muna 2015 akaita zvekuzvisungirira mugomo ramurahwa... Saka mukadzi akanzi unebvuri riripauri remurume wako akafa saka kuti ribve sona chidhori chechirume wonyora zita rake tibvise bvuri racho ndokuita saizvozvo....ndombogumira pano
Ichokwadi here chaunoreva@@TsverukaiDube
@@nicoserima2101 ehhhh I chokwadi ihama hangu akafa neaakasona chidhori ichocho
@@TsverukaiDubeuuuum imi mukutaura zva 2015 .iyo nyaya iyi achinzi vanhu vakanoisa chidhori chacho mubako vakaisa this year
@@lilyosarnyakudya6176 handingapikisane newe nekuti hamuna vamunoziva panyaya yacho ini hama yemunhu regai ndinyarare
Nguwo tsvuku dangerous iye mukadzi wacho kitoenda akabereka kadhori
Nice houses I can see there
Mazimba mukushanda veduwe
That is nice ❤
Zvinofadza chose Zimbos are hardworking
Dzikasaputswa futi, haa zim so
Vanoputsa muzim kna voda kupa munhu ane post mucabinet
We want headman Chigodora ,we miss dare ravo .order order order
😅
February vanga vasiri kutonga nyaya. Saturday 2 March ndioo pane next dare
Ko headman chigodora variyo here I miss Dare ravo inii😢
Kubva 2march vanenge vakuwanika vabenge vakavhara vasiri kutonga nyaya
First weekend of March.. Kutanga Monday yacho tinenge tava neOder Mudare
Baba tapus murisei thank you nekutipa zvinotivaraidza
Nicehouses zvedi😮
Denford wararama maita basa mafukunura haaa guwo tsvuku ndakaivenga zvokuti
BabaTaps takayenda takayenda sarturday kwaHeadman Chigodora kuti chuuuu ❤❤❤❤
munhu ane zira rakanyorwa ane midzimu yakasimba
Too much
Ko zinyoka rikati svaku murimo imomo nhai imi,nhai imi
VaChigodora vakaendepiko pasina Chigodora hapana Karanganda❤
Zvaitwa izvi ndazvifarira ndokubatana muzvimbo
Mwari waDenford akaramba kt afe..... Mhiko dzanga dzaiswa idzo kt Denford afe. Ngaarambe achinamata zvakasimba.....
13:52 thanks for this observation. Dzidziswa usina kuenda kunobhadhara mari kuma colleges
Ko vari kudii kugarira munhu wacho paanouya akubuda vomuti chera tione or we go newe ku police?
Chikwambo maiwe zvangu! Denford wacho mupenyu here?
Akafa 2015 nekuzvisungirira
Manicaland inoshanjwa ndati
Baba Taps ucharumwa nge sineki
Pamwe itori mbereko yemunhu yanga yasungwa yatofumurwa apa
Wakomana weZim dancehall veve Gosipero chitoimbai song ine musoro wekuti Dern Wararama😂
Ba Taps KO n'anga yemalaptop zvakazogumepi😂
Denford anamwari wake
Veduwe pamwe Denford uyu akatoitirwa mhiko kuri adzungaire kushaya Mari kana kuita rombe
Pamwe ndiye arikutochengeta mhuri 😢
😂😂😂😂 yuwiiih nhaimi Denford sory hako kkkkk kwaaaaa
headman chigodora varikupiko nhai varipo here kunenyaya dzakasara chipikiri paguva yakapera here uye yakapera sei toiwanira kupi
Panzi pane akambo namitirwa here nemunhu uyu chop chop yacho yadairwa kuti hatisatiba isu 6:37 😂😂😂😂😂
Ehe vangabvuma ipapo😂
I miss Chikanga ....Mutare my town karanganda woyeee
Baba Tapus mukurova basa vanhu varikuromb veduweee
Yoo kufunga kwangu maybe muteuro waiitirwa madzimai kuda vairasiswa mhepo yechikwambo,mari kuda kwaiva kupa chikwambo zvachakashanda heyii hameno
Ba Taps komakatozovharwa ne N'anga yema computer iya here.N'anga iya ine maths ,
Vanhu denga wachaita rekugugular
Makagona varume makasunungura Denford uyo anga atochererwa rinda. Haaa zvakaoma shuwa
Midzimu ya Den Ford yakasimba zvaramba kuti afe
Anonamata chokwadi
Karanganda zvadini 😢zvekwa headman Chigodora hamuchabudisi sei
Ko ivo vanhu vakadii kuya kuzobvunza kuti zvii zvamuri kuita
Police haibatsiri shem
How far chigodora
Thanks babe taps madzifambira kusvika kuma pena
Kushinga kwenyu Baa Taps
Ndawepo
Muchabata zvidhoma zvevanhu mukakuvadzwa imiwoyee natsai veduwee
Mapurisawo soo kuti endai mofukunura mega
Karanganda woye tidzoserewo kasong Kaye
Ku Karanganda ndokwatinomhanyira
Kuti chuuuuu.....how are you baba Taps
Karangandaaaaaaaa iweee woshora ehooooo usasoshoraba waiyepo ere ehooo ndaiyeepoooooo
Kana anga ari munhu akaitirwa mhiko yerufu munhu iyeye anonamatisa chaizvo,Mwari vamurangarira mhiko dzafumurwa dzikapiswa
asi dai vakaudza police vakamusungisa asi sei vanhu vachinonoka kufunga anofanira kusinga ovhunzwa kuti Denford ndiani cz achamudeketerera futi
Sandi nyole kuti chuuuuuu🎉🎉🎉🎉🎉😂😂
How far na sekuru mucha mama padoko doko nenyaya yemalaptops 😅
BaTaps brother kip it up❤❤❤❤
Yooooo amapostoli yizixhwali
Asi uri iwe wakazviita unonzwa uchiona zvinhu zvako zvabatwa kkkk kahana kanotomborova
School going girls with babies .
Kkkkkk
Aaa varume awaka uuuu beer rakawoma hushingi hwawo so uuuuuuuuu
Ko akadi kuvatora picture uyezwe ingadai akadedzera vanhu kuti chiuyayi ndaona vanhu ava mukadzi nemurume.
Iyo inogona iri mhiko yemunhu arikuda kuurayiwa tingaseke but mahwani ayo
Akafa 2015 nekuzvisungirira mugomo ramurahwa ayive mupurisa
@@TsverukaiDubechokwadi here dear
@@kudzaimakora5068 ehhhhhh ishuwa
@@TsverukaiDubesaka izvo zvaiitirwei manje ummmm haaa vanhu vanotyisa
@@muchenashumirai6984the main reason handichakwanisi kuitaura pano.... It's a long story
Muchachera madzimambo ekare mozodini
Mapako anoyera
Muri kweduyooo 🎉🎉🎉
Apa vanenge vati tiitire pasingaonekwe nevanhu zvobva zvaonekwa aaah zvinhu zvacho hazvinzwisisike kti zvakaitirwei
😅😅😅😅😂😂😂
Baba Taps ndebvu idzo makutoita madzibaba gegegeggegegegeeg
Denford wanga atourayiwa midzimu yake yakasimba yaramba kuti afe
Kana paine munhu anonzi danford akabatsirwa becafe kwamutare uko
Nyika yaipa veduwee
Ummm munhu anonzi Denford ndiye aripama1😢
Mhuka inonzwi munhu ndaitadza vazopinda kuchera here
Musarumwe murima umo
You saved someone iyo imhiko yerufu
Chikwambo icho Chakaiswa Zita ra Denford mhiko yekupengeswa iyo
Police yeZim haichaita serious nebasa
Denny owns a farm just over there
Ma Zimbabweans makapusa chaizvo makadini kudedzera kuti vanhu huyayi taona munhu vachiita zvakadai munozotaura zvatoitika masiya munhu achienda.ko zvino makanonokerei
Vanhu vanovhunduka zvakasiyana😅
Anawasu kungwarisa kkk
Kkk hanzi kugadzira nemabhora acho😂😅
Concerned Residents ❤
Kuzama kuda kutsipika ngozi uku hakuna zvakadai zvine chirevo izvi munhu akazviita ngaatsvagwe
Denford anaMwari wake
Booster itsotsi riripachena iro hakuna malaptop achauya murenje wakurwadza kkk
Mkoma wangu Baba Taps munenge munotya imi
Ungashinga ere pakadai 😅
Panotyisa APA anhuwee
Vachingoona munhu achipinda achibuda vachitadza kusvika paari vamuone
Hope kunogona kuita mwana wakashaikwa zvidaro vakatora mapats kwakutoviga mutumbi zvodaro
Vamwe vachapenga imi musabata zvinhu zvamusikazii
Nyaya iyi dai makaiendesa kwaMambo musati machera.ndizvo zvezvimwe zvirikutadzisa mvura kunaya izvozvo
Baba Taps ko kwa headman Chigodora how far nguri ndakabvira kudongorera
Feb wese vanga vakavhara dare ravo vano vhura 2march ndopavanotanga matare avo
Thanks bba Taps ❤❤❤
Kunemadrama kwaMurare weduwee
Ndivo mapostori akasona vachida kunobira vanhu mari nezvidhori zvavo
ngozi yekugwesha yakazodii baTaps akabatsirwa here mukomana kwaTasvu .
Mukomana akabatsirwa atochinja uyu endayi kupage kwa Tasvu
TIPEIWO VACHIGODORA PLEASE KUKUMBIRA MUKOMA TAPS
Ndivo vanhu vanodzimga mvura
Be careful guys 😮
Uuuuum Denfod wararama asi inogona irimiko munamatise munamate
Baba Taps headmen vanouya riini , vaikupai Chiremera baba vaya
Ndayepo ndayepo iwe sososhora ndini ndatanga
WAIVAPO EEEEEERE
NDAIVAPO NDAIVAPO NDAIVAPO