VANA VOPOROFITA VARI FORM ONE (WIMBO)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 22 гру 2021
  • VADZIDZI VAJESU CHURCH
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 835

  • @Taa2220
    @Taa2220 2 роки тому +16

    Maivapo here gogo wedu Ever vachimitiswa ityai Mwari baba siyanai nevachena.rasikai zvakanaka

    • @munyaradziusai9973
      @munyaradziusai9973 2 роки тому +2

      Apa vachitaura English vanodii kubva varega kutaura chirungu chacho

    • @dadiraikagoro5413
      @dadiraikagoro5413 2 роки тому +1

      @@munyaradziusai9973 zvaEver vakazvinzwepi Bible havaverengi. Ko kuverenga vakakudIdza kupi zvavanovenga varungu. Ko munhu zvaanotongwa namwari ko varungu vatongerwei nhai

    • @munyaradziusai9973
      @munyaradziusai9973 2 роки тому +1

      @@dadiraikagoro5413 panondinetsawo ipapo hama dai vanhu taita zvekunamata chete kwete kushorana Mwari ndiwo chete vane kodzero yekutonga vamwe

    • @dadiraikagoro5413
      @dadiraikagoro5413 2 роки тому

      @@munyaradziusai9973 exactly

    • @makumbetitus7955
      @makumbetitus7955 2 роки тому

      Maivapo here Bhaibheri richinyorwa koo kana rakatambwa narwo

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 2 роки тому +36

    Madzimai Chihera and madzibaba Andrew Neshamba taking us to another level

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 роки тому +3

      Oh welll yes oh aaah ndashamiswa kuona vakanyura mugemhenzi lol

    • @Tinah1450
      @Tinah1450 2 роки тому +1

      Its Mudzidzi Andrew Neshamba

  • @ishaaqchihuri2707
    @ishaaqchihuri2707 2 роки тому +28

    The late wimbo is my uncle, my dad's older brother. Rest in peace babamukuru

    • @letwinchiremba4242
      @letwinchiremba4242 2 роки тому +1

      Unoziva munhu anonzi perpetua Gomo ......

    • @ishaaqchihuri2707
      @ishaaqchihuri2707 2 роки тому

      @@letwinchiremba4242 I know a few gomos. Vana vababa mukuru.i don't know all of them but I was close to exnevia gomo

    • @hermisphasha5404
      @hermisphasha5404 2 роки тому

      Bbmkuru vako vanga vakaromba but anyway kwachihuri ndeekwe hurombwa, uye chipositori hachishande

    • @ishaaqchihuri2707
      @ishaaqchihuri2707 2 роки тому +1

      @@hermisphasha5404 a lot of Zimbabwean families have members who are involved in this soet of behaviour even yours! To each their own. You were born alone and you will die alone! Focus on your self and don't worry about others

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 роки тому

      @@ishaaqchihuri2707 Dr Gomo, was my instructor, mwana waa Wimbo ..a very brilliant guy

  • @primrosejiri9184
    @primrosejiri9184 2 роки тому +39

    I didn't even know this school existed 😳. Thanx Drewmas

  • @josef3796
    @josef3796 2 роки тому +11

    The first song brought tears to my eyes. Such angelic voices.

  • @admiremoyo3801
    @admiremoyo3801 2 роки тому +25

    Ini ndaakutotya zvemaChurch ndonamata ndega

  • @Taa2220
    @Taa2220 2 роки тому +15

    Thank you Drewmas media baba awa varikuti Bible rinoti Mwari vakasika Adam and Eve mukazviona pai imi musingaverengi Bible musavenge varungu chibvisai nhumbi mupfeke nhembe

    • @clivemabvira1650
      @clivemabvira1650 2 роки тому +7

      condemning it dsnt mean havariverenge ka asi varikuti rine kakutwistwa karipo rakauya nevarungu ende ichokwadi uye vakarishandisa kuzopamba hupfumi asi vakanyora kuti wakakomborerwa murombo pamweya yet ivo vanotora hupfumi kunok. Panotoda Mweya Mutsvene kurinzwisisa bible racho saka ivo vane vadzidzi vakatanga kutumwa ndivo vaivapa info yese iyoyo

    • @lackshardshangwadevelopmen9357
      @lackshardshangwadevelopmen9357 2 роки тому +2

      Bibile its just word of God meaning izwi not all these books you see around. Bible shoko meaning we can get what has been written directly from the holy spirir

    • @faymedinampofu1323
      @faymedinampofu1323 2 роки тому

      For real varungu vatori vana venyoka nekuti Cain mwana wa Satani or Lucifer. Ndicho chokwadi chakavandika ichocho ndosaka akaita simba kuuraya Abel mwana chaiye waAdam. Secondly Cain paakadzingwa kubva mubindu ra Eden akaenda kunyika ye Nod... Nyika iyoyo yanga iine vanhu vakabva kupi kana Adam na Eve vanga varivo varivo vanhu vasikwa chete. Ko painzi zvaranai muwande se jecha regungwa vanhu vacho vaibvepi vaifanira kuzvarisana. Mwari akasika vanhu vakawandisa panyika vasina kunyorwa mu Bible. Pane a lot of unaccounted for information in the Bible. Kana muchitsamwa kuti sei varungu vasingadiwe kumasowe ask your self why varungu vanova ivo vakatanga kuziva mwari maziviro avo iwawo sei vakazouya kuzo colonizer Africa with the disguise of preaching the word. Zvinonzi Satan knows the Bible in and out nekuti ndiye aka inspire most of the chapters. Dai varungu vanga vasiri vana vaLucifer dai vasina kuuraya Jeso and you will come and argue again kuti Jeso akafira zvitadzo zvevanhu which is not true. Akauraiwa nemaJews nehutsinye negodo rakangofanana nesatani. People have been brainwashed to think that Jeso akafira zvitadzo zvedu tell me why did a whole nation of Jews chose Barabas a thief to be saved as opposed to Jesus who performed miracle. It was not God's will that Jesus dies but the will of the people (satan's descendents) bona-fide Jews. Vozouya ku Africa vachiti Jeso akafira zvitadzo zvedu tese ivo variana sekuru vavo vakauraisa Jeso. Voti futi ana sekuru vedu ma demons asi vavo ana David vatsvene vaitora vakadzi vevanhu. I can go on for ever but the reality is there just open your eyes and research with an open out. The devil hides in plain sight. Vapostori vekumasowe ndovanotaura chokwadi chisiri sugar coated

    • @tariroshonhe2268
      @tariroshonhe2268 2 роки тому

      Basa rekubirira vachiverenga Bible havanyare

  • @juniornyonker6925
    @juniornyonker6925 2 роки тому +28

    MA charts akanyorwa ne chirungu apa varungu ndivana Satan, so why kudzidza nechimutauro cha satan😀😂🤪😅🤣

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful 2 роки тому +2

      Baba Ava vandisvota he is foolish and bitter chozikanwa hapana

    • @tsanochimsy9748
      @tsanochimsy9748 2 роки тому +1

      Ko iro bhazi rakagadzirwa nasatan rakapakwa panze iro. I have never heard a lot of bulldust from the whole church leader.

  • @paidamujuru5055
    @paidamujuru5055 2 роки тому +13

    This reminds me of my late mother. We used to go kumusangano wegore ku gora. Vakafira muvadzidzi, vakovigwa nevadzidzi. Dremas media taking us to another level!!!

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 2 роки тому +15

    Such sweet innocent voices, i can feel their purity through their voices

  • @israelchitsa6633
    @israelchitsa6633 2 роки тому +6

    I agree with the fact that Mugabe was protected by an angel of God

    • @scary1977
      @scary1977 3 місяці тому

      Kkkkkk hakuna zvakadaro munoziva here kuti mudzimu chaiyo haugare pamunhu akabata ropa like kuponda/kuuraya munhu.ko kuzoti ngirozi hakuna zvakadaro

  • @juniornyonker6925
    @juniornyonker6925 2 роки тому +13

    Nyaya ya Adam na Eve iyo yamabata baba, makainzwa nemweya mutsvene here or Maka verenga mu Bible?

  • @aaroncharles4637
    @aaroncharles4637 2 роки тому +3

    This is encouraging thank you Drewmas Media crew especially Andrew NeShamba may the will of God grant you more years

  • @lainamuvunza1319
    @lainamuvunza1319 2 роки тому +4

    Vanhu vekuvadzidzi vaJeso vakatorasika Mwari wedu Majinesta MIGS vaitaura nema parables . Namatai Mwari wenyu weAfrica Majinesta MIGS kuti murarame.

  • @everquitekudzaishematare6220
    @everquitekudzaishematare6220 2 роки тому +4

    It's true masowe yandinopinda watching from Pretoria 🙏🙏🙏🙏🙏

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 2 роки тому +8

    Its the gemenzi for me Shumba 🥰🦁

  • @davidgondo3341
    @davidgondo3341 2 роки тому +3

    Baba VaVimbo havasi mutumwa vamurikuvengera kt ndivo vakasiirwa basa naManueri ipapo manyepa henyu zvekare chaakaita kt midzi vadzidzi zvakabva pakupanduka kwakaita vaVimbo kubva kumadzibaba nekuda hukuru,zvekare nyaya yenyu yamavekuita yekuita srogan yezvematongerwo enyika hazviko pakunamata izvo nenhau dzenyu dzemabarika johan akazviramba izvozvo ,chisiyai kutaura zvekt Johan cz makarasika

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful 2 роки тому

      Mface uyu he is foolish bitter and an idiot zidofo ndamunyarira

    • @fadziejulias4173
      @fadziejulias4173 2 роки тому

      Ndosaka musina vhangeri rinonzi Jeso ndimi mukushoresa sangano re Johane masowe ndovakatsanangura basa rese rinonzi Jeso zita rekuti Vimbo ishortcat vakanzi Chivimbiso zvairevei vakapihwa na Manuel kuramba kana kubvuma ndozviripo

    • @makumbetitus7955
      @makumbetitus7955 2 роки тому

      Wainge usipo pakanzi naManuwere ndakufamba rwendo iwe Wimbo ndiwe uchava musara pavana maSvikiro ainge otonga kumasowe kupfuura Manuwere wacho aive mudzimuunoera

  • @myklblaise
    @myklblaise 2 роки тому +7

    Hanzi Eva akamitiswa nasatan hamaweeee

  • @tsungayimasaire471
    @tsungayimasaire471 2 роки тому +4

    Wonderful. A well organized institution.

  • @gloriavera7863
    @gloriavera7863 2 роки тому +5

    Hats off to you drewmas for keeping your cool kkkkkkk you are an example of true journalism

  • @corniliachihota3534
    @corniliachihota3534 2 роки тому +1

    Andrew and Chihera great amazing team work. Lots of love to you guys!

  • @mercygwanzura4730
    @mercygwanzura4730 2 роки тому +7

    Madzibaba Andrew ini hangu ndinokumbirawo mugondibvunzirawo amudzidzi avo kuti ko vanotaura sei chirungu icho chakauya nevana vasatan.

  • @briellab3864
    @briellab3864 2 роки тому +11

    Church ye ZANU😂😂

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 2 роки тому +6

    Yooooo you take us another level.taisatoziva kt kune chikoro chemasowe.

  • @briangomora8838
    @briangomora8838 2 роки тому +9

    Murume uyu ndinoona kunge he is commiting crime against humanity 😥, dzidziso dzake idzi ma1, now considering vana ava, no one can ever convince them about the real truth! Ngavasadero

    • @clivemabvira1650
      @clivemabvira1650 2 роки тому

      real truth inodiwa ndeyekuziva Jesu chete the rest marara kungopedzawo nguva

    • @royalblency8870
      @royalblency8870 2 роки тому

      He's brainwashed hake

    • @makumbetitus7955
      @makumbetitus7955 2 роки тому

      Real truth yawakauya kuzodzidziswa nechinyorwa chevachena Bhaibheri gara pasi

  • @maiwalee
    @maiwalee 2 роки тому +8

    I like his closing remarks though. Ichokwadi ngatibataneyi 🇿🇼 🇿🇼 🇿🇼

  • @abingtonnyoka7816
    @abingtonnyoka7816 2 роки тому +14

    ava vari right pahuWrong hwavo kune mashavi ndiwo mweya yakaipa e.g shavi rekuba nehuroyi kozoita vashavi ndivo masahwira anodedzwa neMudzimu wedzinza rako, panjuzu apa kune njuzu dzinotengwa nedzakaipa dzakaita senjuzu mupeperekwa ndidzo dzavari kutaura dzekuti dzinongopepereka nenyika dzichitsvaga varume or vakadzi ndidzodzisingagare mumba pozoita vashavi venjuzu vanoshavira nekubatsira homwe inenge yakagarwa nemudzimu wedzinza iyi inogara mumusha, vashavi kune venjuzu nevavhimi nevamwewo understand difference between shavi neVashavi. Touya panyaya yevarungu, it funny they condemn varungu and say vana vasatan havapinde denga we dont associate navo yet they use their language at school, they use their syllabus,they use their innovations and technology isnt it ukadziya moto wembavha wavevo mbavha? this is just racism honestly it doesnt make sense theyre already associating navo, kuti vaone mapictures evamwe vadzidzi vavo avo it was cameras tech yevarungu so varikumbotii asi? Anyways thank drewmas nebasa renyu rambai mutipusha.

    • @chirambacreations
      @chirambacreations 2 роки тому +1

      Hanzi hatidi kugara pamwe chete nevarungu asi toda kuita business navo.

    • @abingtonnyoka7816
      @abingtonnyoka7816 2 роки тому

      @@chirambacreations imagine 😂😂

  • @babafunjay
    @babafunjay 2 роки тому +12

    Pavarungu apo hamuzi mavakudhomoka here nhayi mudzidzi?

    • @scionofafrica
      @scionofafrica 2 роки тому

      ua-cam.com/video/olBs3JpeL4Y/v-deo.html

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 роки тому

      Kkk fodya zvadzo

  • @phanuelchiwanza4816
    @phanuelchiwanza4816 2 роки тому +5

    Wonderful work
    Beautiful school

  • @priscillagwanzura8594
    @priscillagwanzura8594 2 роки тому +4

    I love it whe my husband explain yo me the history of baba johane handisi mupostori hangu asi i love the history

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 2 роки тому +6

    Ndekwa Wimbo uku, Mweya waWimbo wabata vana

  • @tre642
    @tre642 2 роки тому +8

    Headteacher nagogo njuzu should be brought on program together. Church discipline is good tho

  • @luhlemuzungu337
    @luhlemuzungu337 2 роки тому +4

    things that happen on earth may God have mercy upon every human being that we may be filled with knowledge that we may not be led astray

  • @nelliechitimbe6286
    @nelliechitimbe6286 2 роки тому +18

    99.7k subscribers go Drewmas taking us to another level all the tym

  • @clivemabvira1650
    @clivemabvira1650 2 роки тому +3

    awesome interview munyori anoziva uyo.. kudos to Drewmas media for taking us to another level

  • @augustinekanyandura3082
    @augustinekanyandura3082 2 роки тому +5

    Chihera ndaona vachityora muzura, Mudzidzi Chihera

  • @fides5197
    @fides5197 2 роки тому +1

    well explained. Thank you madzibaba

  • @shamb92
    @shamb92 2 роки тому +4

    Vashe vanonyepa Ava

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 2 роки тому +5

    Hahaha imika imi vamugabe vanga vane ngirozi. Haiwa musatinyangadza ma mineral edu aperera ku China

  • @queenbee322
    @queenbee322 2 роки тому +3

    Jesu aiva murungu zviya here kana kuti mutema, ko nyaya yaCain naAbel haisi mubible here ini ndatorohwa nekoniwero ini kkkkkkk hanzi varungu vanehutsinye vana vasatan uye vakauraya vanhu kunhingi uku.... Drewmas media taking us to another level am happy takupinda mu100k guys

    • @makumbetitus7955
      @makumbetitus7955 2 роки тому

      Tomboti aive muchimiro chevarungu asi haasi ropa remunhu akabva kudenga

  • @oxeydenchinembiri
    @oxeydenchinembiri 2 роки тому +3

    Saka mukuti vana vatove nema spectacular miracle here kkk musadaro

  • @ericregaimagejo3840
    @ericregaimagejo3840 2 роки тому +3

    Shumba, continue with the good work, lawe ma Mpofu may God bless you! Merry Xmas

  • @oppahtarie9505
    @oppahtarie9505 2 роки тому +3

    Happy 100k subscribers

  • @ruthkunyongama7828
    @ruthkunyongama7828 2 роки тому +5

    Vanonyepa baba awa

  • @takundakadye5548
    @takundakadye5548 2 роки тому +4

    Mudzidzi Andrew and Mudzidzi CHIHERA KEEP ON GOING

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 2 роки тому +8

    Beautiful school❤️❤️❤️❤️

  • @johnnyamande3354
    @johnnyamande3354 2 роки тому +44

    There is lot of confusion in this world. No one knows the truth and nature is difficult to understand especially when one judge through human flesh like that Principal

    • @samiramandal916
      @samiramandal916 2 роки тому +2

      You are ryt i wonder where he got that information

    • @Mus280
      @Mus280 2 роки тому +2

      I agree with you on this. No one knows which way to take

    • @clivemabvira1650
      @clivemabvira1650 2 роки тому +4

      atsanangura mdara uyo ane info yakanyanya yemweya mutsvene chaiyo

    • @thandomsiya6045
      @thandomsiya6045 2 роки тому +1

      Kkkkk yaa a lot of confussion

    • @3jlamb534
      @3jlamb534 2 роки тому +3

      The confusion of this guy and his role as Principal is dangerous. They denounced the bible but are referring to it with shallow knowledge. They should decide academic knowledge with the bible or purely spiritual. He is mixing up in a dangerous way and I wonder how such radicalization can be good for God/Jesus who they pray to. 😏

  • @maiwalee
    @maiwalee 2 роки тому +15

    Drewmas munospaka. When you interview people from a place of being well informed ka, zvinospaka. Coz imi munema facts enjuzu, I don't think blaz munyori ava vanoziva kuti makabva kuChiredzi last week 😆 😂 😅. Nhasi ndaseka. Thank you, you never disappoint.

    • @bhoki9296
      @bhoki9296 2 роки тому +3

      Zvenjuzu zvekumama izvo zvimambuya zviya zvotaura zviri conflicting

    • @birdielmish6253
      @birdielmish6253 2 роки тому

      Kkkkkkkkkkk

  • @samsonbengesu1610
    @samsonbengesu1610 2 роки тому +1

    Uu6m mazotaura chokwadi,,Thanku madzibaba,,I like last 23minutes

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 роки тому +2

    Ende Drewmas crew mune patience kutotererera here sure mune basa thanks for taking us to another level

  • @teclazobel1589
    @teclazobel1589 2 роки тому +41

    Baba ava vakazungaira.....Busy brainwashing those poor kids..... Hanzi varungu vese vana vaSatan....🤣🤣🤣🤣Ahhhh zvemaChurch izvi itai mega....Hanzi Bible takarasa, asi Jesu ndewedu🤔🤔🤔Confusion yacho, shame.....Hanzi njuzu ndedza Satan......Apparently this silly dude knows it all....NONSENSE 🤣

    • @liciousnyamande4251
      @liciousnyamande4251 2 роки тому +3

      He is misleading those upcoming youth

    • @masbaekatanda6987
      @masbaekatanda6987 2 роки тому +3

      Exactly he is even annoying to listen to he has theories he heard not facts and is very assertive on such nonsense

    • @teclazobel1589
      @teclazobel1589 2 роки тому +1

      @@masbaekatanda6987 Exactly his assertion on theories is astounding...Iko kuzotaura with so much confidence kunge munhu arikutaura chokwadi....

    • @admiregmatake3440
      @admiregmatake3440 2 роки тому +2

      These guys, do they quote the bible? That's not good word about white people. The more he talks, the more it sounds like a cult and racist.

    • @sarahmoyo9325
      @sarahmoyo9325 2 роки тому +3

      Mwari pindirai henyu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @esierayner533
    @esierayner533 2 роки тому +4

    Hevoi madzibaba Andrew namadzimai Chihera

  • @tawandamuzinda8427
    @tawandamuzinda8427 2 роки тому +4

    Kupusisa vana uku

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 роки тому +4

    My first time to see this school. Eeeh interesting indeed.

  • @chilindasakala9499
    @chilindasakala9499 2 роки тому +2

    MApenzi imi zvifeve we know you tsek who akataura aniko mudzidzi chiiko mboko imi tseke

  • @martha.gracious.2717
    @martha.gracious.2717 2 роки тому +15

    Bitterness at it's highest level 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @davidgondo3341
    @davidgondo3341 2 роки тому +1

    Uyu baba uyu handifunge kt dzirimo ini kt hanzi takaongororora ndimi magovamwari hre baba munochinja mitemo murimhombwe imi makatorasika 💯%

  • @tracykampira5541
    @tracykampira5541 2 роки тому +7

    He z right njuzu hausi mudzimu,mweya wetsvina

    • @Shingimarenga
      @Shingimarenga 2 роки тому +4

      He is saying Cain mwana wa Satan, not wa Adam. Do you also agree to that. He is also saying varungu vese vakaipa vana va Satan.

    • @ericachinakidzwa5904
      @ericachinakidzwa5904 2 роки тому

      usati munhu wese aneshave renjuzi mweya yetsvina handizvo rimwe rine tsitsi nekurapa mweya mutsvene wakanakisa rrinochinjiswa kuita zvaipa nekuda kwevanhu manzwa

  • @pamelakavande331
    @pamelakavande331 2 роки тому +3

    Thank you Drewmas hmmmm kutori ne a school like this interesting

  • @macmaharaj4796
    @macmaharaj4796 2 роки тому +4

    Varume vanobvumirwa kuita vakadzi hobho.... Ko vakadzi ve church iyi vanobvumirwawo here kuitawo Varume hobho nekuti kusavimbika kuri ku vanhurume nevanhukadzi????????

  • @febbiemukoyi
    @febbiemukoyi 2 роки тому +4

    Madzimai Chihera and madzibaba Andrew taking us to another level

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 роки тому +2

    Go Drewmas go 100k

  • @esternduna3635
    @esternduna3635 2 роки тому +9

    It’s good for our children to grow up knowing and loving God. But this idea of saying this/ that person is the one bewitching this/that it’s not good. It has caused misunderstanding/conflicts, disgrace, hatred and you name it within societies. By the way Pre-eclampsia is a condition that causes high blood pressure during pregnancy and after labour saka zvekunanga huroyi not good. Why not teaching us to pray against evil doers than pointing fingers when no one has the truth.

  • @israelchitsa6633
    @israelchitsa6633 2 роки тому +1

    Great wisdom from you man of God

  • @thomaskwaririma2461
    @thomaskwaririma2461 2 роки тому +14

    imagine having this man as your leader moreover secretary general,

  • @lackshardshangwadevelopmen9357
    @lackshardshangwadevelopmen9357 2 роки тому

    Ndizvo mudzidzi aripo iyeye ndiye I like that because ndizvo zvazviri. Let us also look back in to history vakarwa vakarwa inguva yavo yekutonga isu vana vema war collaborators takamirirawo kuma 2050

  • @Lucas-se6in
    @Lucas-se6in 2 роки тому +10

    This is shocking, i am speechless.

    • @fmatsveru
      @fmatsveru 2 роки тому

      Me too! Doctrine yacho iiii!

  • @partsonwatch
    @partsonwatch 2 роки тому +4

    Ndochechi yandainamata iyi ndakazvirega ndaona dzidziso dzacho kutorasisa vanhu

    • @makumbetitus7955
      @makumbetitus7955 2 роки тому

      Panduka wega usatuka izwi kana usina kunzwisisa

  • @sophybadza7850
    @sophybadza7850 2 роки тому

    Ndapera strong. Hatitori warungu.. zii semuchembere hangu. Dei wadzimu naMwari waitatiziwe mhepo dzose dzakanaka dzonodeira kuna Musikavanhu.

  • @chitaurofortu9559
    @chitaurofortu9559 2 роки тому +3

    Baba ava vanopenga zveshuwa muverenge Bible muzive kuti Rudzi rwevarungu rwakwabva Pavana vaNoah vaive 3 Japhet and his siblings.

    • @chitaurofortu9559
      @chitaurofortu9559 2 роки тому +1

      Nesuwo vatema pa3 ipapo tiripo tisu rudzi rwemwana waNoah akaseka kushama kwababa vake vadhakwa neWine

    • @ruthmiles4826
      @ruthmiles4826 2 роки тому

      Varungu vana va Mwari from Japhet. Vatema from Ham then the rest Shem. Ndiwo vana va Noah.

    • @chipiwangome7119
      @chipiwangome7119 2 роки тому

      @@ruthmiles4826 ndipoo pazviri mu bible I want to know cuz poo ma verses acho

  • @user-iy4xi5qo9j
    @user-iy4xi5qo9j 4 місяці тому

    Maitabasa mudzidzi ,ini ndirimadzibaba,tsanangurirai kanakuti dzidzisai nyika inamate

  • @ednashumba8326
    @ednashumba8326 2 роки тому +2

    Chihera nhasi mundiregere busy kufunga mashuku aye varisei Bambo vangu Shumba..

  • @runyanyamaka6689
    @runyanyamaka6689 2 роки тому +2

    🔥🔥Drewmas ndiyo masowe andikakurira

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 2 роки тому +8

    Munyori must know kuti Andrew went for lessons kwa gogo njuzu who feeds njuzu wine and rice (a serious level of closeness) saka panjuzu musatombopikise munyori tine experiênce

    • @masbaekatanda6987
      @masbaekatanda6987 2 роки тому

      Munyori haana kana information even yebhaibheri chaiyo haa kkkkk

    • @clivemabvira1650
      @clivemabvira1650 2 роки тому

      wine and rice hazvisi zvevarungu here pane pakanzi njuzu dzoda kubikirwa chi 7 days here dzopihwa

    • @clivemabvira1650
      @clivemabvira1650 2 роки тому

      @@masbaekatanda6987 ane yese even ana Cain adambura akabata Eve akakwapaidza azopedzera pakunzi vakakomborerwa varombo pamweya ayaas apa varungu vachiba havo madiamonds

  • @mhofu02
    @mhofu02 2 роки тому

    When Chihera said Prophet Java🤣😂 kufitwa Chihera anodawo dhuku😃 This is another level Drewmas; just wondering if Neshamba took the tsvimbo😛 Great work amapostori💪🤙💯👏🔥🌹

  • @lackshardshangwadevelopmen9357
    @lackshardshangwadevelopmen9357 2 роки тому +1

    Mudzidzi I am proud of you your explanations are pregnant varungu vanehutsinye I totally agree with you

  • @lainamuvunza1319
    @lainamuvunza1319 2 роки тому +2

    Vamunoti vawimbo ivavo ndivo Mwari we Africa Majinesta MIGS ndivo vave kunamatwa muAfrica yose .

  • @nyanga991
    @nyanga991 2 роки тому

    Imi vakaiwo inyu mamission. Imi musanyepere vanhu mapositori arikuruorana.

  • @wilfredchigumbu2371
    @wilfredchigumbu2371 2 роки тому +15

    I think the guy who’s narrating the story must stick to the church history than talking about things in the bible which they don’t read…Adam didn’t have 2 boys …there was Seth after Cain and Abel

    • @donaldmushove
      @donaldmushove 2 роки тому

      Hamusi nemiwo murikuri verenga wrong here

    • @chirambacreations
      @chirambacreations 2 роки тому

      Cultism

    • @wilfredchigumbu2371
      @wilfredchigumbu2371 2 роки тому

      @@donaldmushove it’s there wangu u can read it

    • @voiceofjustice6041
      @voiceofjustice6041 2 роки тому +3

      you only picked one example yekurasika kwavo ...... pakawanda pavarukurasika in relating to the bible coz havariverenge havarinzwisisi

    • @myself56453
      @myself56453 2 роки тому +4

      Am not judging zvangu but why teaching vana ava english yakabva kuvarungu vacho? 🤔🤔

  • @tracykampira5541
    @tracykampira5541 2 роки тому +8

    Kkkkkkk akakuudzai kuti vainzi vana venyoka varungu ndiyani nhymi madzibaba imi,murikudzidzisa vana racism saka havaite English pachikoro ipapo

  • @gloriajmash4239
    @gloriajmash4239 2 роки тому +6

    Ko ma computers muno Madii coz chirungu ka Ichi, ko kutaura be chirungu kwevana munochidii confusion at its best

  • @prettynyamombe2218
    @prettynyamombe2218 2 роки тому +5

    Hanzi murungu mwana wasatani..🤣asi tinombozviwanepiko zvatinotaura isu sevanhu sure

    • @CollenMukonza
      @CollenMukonza 2 роки тому +2

      Imagine iri church yevarungu ichitaura kuti vanhu vatema vana vasatani. Just thinking aloud hangu.

  • @innocentzava758
    @innocentzava758 2 роки тому +1

    Pasiiiiii nemurungu nenjomboo dzakee

  • @marshallspears2636
    @marshallspears2636 2 роки тому +3

    MR Neshamba group revanhu vamakagona ku controller muri 1 riya rakazotadzwa rikaita noise big time.....Tangoti tipanane ma updates ••• Makadii mhuri ye Drewmas

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 2 роки тому +3

    Marange High haisi ye mapositori plzzzzz itai kuti St Noah Mafararikwa ndooyema Positori ekwa Marange

  • @longina1251
    @longina1251 2 роки тому

    I subscribed today because of this interview. Good questions to the spokesperson of this church. Umwe noumwe was able to make up their minds on what the church stands for.
    Follow up questions for me are:
    Do they follow any written word anywhere or just the spirits as they manifest
    Have there ever been fake spirits that manifested in their church that they thought to be not of God?
    If not or if so, do they have a process of vetting the spirits as good or bad as they manifest in their church
    Can he clarify on the one he called Emmanuel or Jesus, was that just the spirit on him or was he actually standing in for Jesus Christ?
    Do they believe in the process of voting for the president of a country?
    I loved the spokesperson's answers on mashavi and njuzu and his answer on midzimu was creative. I am assuming then that mweya in the church would discern which mudzimu is good and which is bad. Inga tiri panguva yakaoma with our spirituality as Zimbabweans! But Drewmas you are helping us with research. Thank you!

  • @michaeltanaka2702
    @michaeltanaka2702 2 роки тому +2

    Drewmas Media, basa renyu rinodakadza. Ndafara netsananguro yapihwa nanyamutauriri wesangano pakuipa kwemanjuzu, vachitsinhira pachena kuti njuzu mweya inomira naSatani. Uku ndikokuona kwemachurch mazhinji anovimba neMweya WaMwari weIdi.

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 2 роки тому +10

    Nhai madzibaba Andrew baba ava vanga vadya here nekuti nzara chaiyo inohumanisa

  • @brihre
    @brihre 2 роки тому +1

    I just want to go back to church

  • @emmanuelmasunda202
    @emmanuelmasunda202 2 роки тому +4

    Anonyepera vanhu uyu.

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 2 роки тому

    Ava ndoana Mwari vedu vemubible in Zimbabwe Africa satarn ndisu tairehwa mubilble

  • @juniornyonker6925
    @juniornyonker6925 2 роки тому +4

    Kkkkkkk panyaya ya passion java mkoma Andrew vatsenga mkanwa😁😅

  • @millary01
    @millary01 2 роки тому +3

    Mukuru gemenzi rakakufitai but mutauriri akudhomoka

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 2 роки тому +4

    Drewmas taking you to another level

  • @Weslie1989
    @Weslie1989 2 роки тому

    Chikoro chakanaka ichi this is the great development

  • @janetthewethewe4949
    @janetthewethewe4949 2 роки тому

    Njjuzu mweya yetsvina .Tarisai vanhu vanozviti manjuzu hunhu hwavo .Njjuzu .Bvunzai vakabuda mazvirj

  • @kumbiektw
    @kumbiektw 2 роки тому +21

    I think if we come together as one,spirit mediums,mermaid spirits,traditional healers,prophets(real ones),witch doctors etc…we can come to an understanding of the other world because there seems to be some confusion among us humans.

  • @tichaonadonora754
    @tichaonadonora754 2 роки тому +1

    Njuzu mweya wakaipa, hanzi dzinorarama nekuba, kuba kwakarambwa

  • @happinessgutsa7594
    @happinessgutsa7594 2 роки тому +9

    Regretting why I even wasted my time listening to this. Drewmas Media thank you very much nekutizivisawo kuti tine vanhu vakadai munyika medu. I wonder 😠

  • @lynnettebanda1752
    @lynnettebanda1752 Рік тому

    Baba Ava murwere Jesu wacho aimbova munhu mutema here Ivo vakavenga murungu vachatidzidzisira Vana zvisizvo benzi even Ku church kwavo havatobatsire vasingapinde church yavo Jesu aisasarudza who are u to judge