MUDZI...............MHURI IRI KURARAMA NEHUROMBWA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 вер 2024
  • NYAMA YEMUNHU YAIGARA MUHOZI

КОМЕНТАРІ • 84

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 Рік тому +4

    What I have learnt from all programs i have watched is "Hakuna munhu anoroya asingazive. Zvekuti hee ndakatora ndisingazive what, what are all lies" Vanhu vanobata vachizivaaa

  • @pediusmulingazuva5813
    @pediusmulingazuva5813 Рік тому +6

    One Chanel yandinofarira isina hupenzi thanks Andrew watching u from Zambia

  • @nickywulffen552
    @nickywulffen552 Рік тому +11

    Tikukumbira mumboyenda ku Filabusi ne Bulawayo uko veduwe tikikumbira timboona zvikuitika kumaNdebele nation mutange kumusha kwedu mhuri yakapera muroyi achiripo zvake but hana kana huku

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194

    Njinda raMambo rine wisdom guys, madzimambo isai vakadzi mu hirachy yenyu

  • @manuelmarozwa1388
    @manuelmarozwa1388 Рік тому +3

    Mibvunzo yako Chihera inoratidza kuti shona vaakuinzwisisa. Urikubvunza miseve yemibvunzo, isina vemuremberembe varikubvunza nekusatoziva. You must be a proud of Andrew. Wish u the best in your work.

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 Рік тому +3

    I like this song

  • @lovenessnkomeni
    @lovenessnkomeni Рік тому +3

    Sebekwenzile futhi drew team sthatheni lisise kweny I level 💯 👌

  • @presleymarisero419
    @presleymarisero419 Рік тому +3

    Well-done Drewmas you doing wonders for the publications

  • @belindanhidza6458
    @belindanhidza6458 Рік тому +4

    Wise words mama, thank you🙏🙏🙏🙏

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Рік тому +3

    Tinotenda nedzidziso dzeshokoramwari🙏🙏🙏

  • @wendyt8418
    @wendyt8418 Рік тому +2

    You always deliver

  • @christophermuzavazi147
    @christophermuzavazi147 Рік тому +3

    Andrew watch out. Cholera is now taking the lead. She is asking journalistic questions.

  • @blessing4916
    @blessing4916 Рік тому +2

    Kwandakaroorwa chaiko Mudzi ndinokuziva kwese ukoo.maita zvenyu

  • @eunicengwenya7990
    @eunicengwenya7990 9 місяців тому

    I love yr smile Chiyera❤❤

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Рік тому +1

    Handiti ndimi DREWMAZ endai pa Ruya bridge Kuchimimba😀

  • @theyjustwantyourmoney4539
    @theyjustwantyourmoney4539 Рік тому +2

    This is so difficult to correct and how do you verify that it has been sorted out.

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 Рік тому +4

    kudos to madzibaba avo

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Рік тому +3

    Drewmas media taking us to another level

  • @locadiamuganda6360
    @locadiamuganda6360 Рік тому +3

    Madzibaba chokwadi vanoona zveshuwa but zvekubvisa mungabvisa but zvinodzoka zvinotoda magodobori

    • @ofiaschinyanga937
      @ofiaschinyanga937 Рік тому +1

      Mutauri wataura chokwadi chisingaputsi ukama. Ndakambozviona . Mweya mutsvene wechokwadi une murume uyu haugone kuzvimisa nekuda kwezvirigo zvigere mukufamba kwemweya mutsvene. Kumagumo vanhu vanozoona kunge mweya mutsvene usina basa, aiwa. Muroyi nembavha dzinotodiwa namwari kunonamata. Godobori ngaripedzese hondo iyi. Hapadi tsitsi apa.

  • @macdonaldmarimo3428
    @macdonaldmarimo3428 Рік тому +2

    Madzibaba Ava vanoona

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +7

    African traditions are fascinating and not easy. This is why varungu try so much to discourage us to live our lives the traditional ways and calls it barbaric. Let's revive our Zimbabwean ways of life but I can't make traditional 🍺🍻

    • @dorothymate3755
      @dorothymate3755 Рік тому +2

      Zvakaoma.nyaya.dzakaoma

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Рік тому +2

      @@dorothymate3755 what Drawmas media has shown me this season I never thought it still exists. My grandma and grandpa used to tell us stories about these things but I thought it's long lost now. I'm happy our culture is still there and rich like this

    • @nabothkusemamuriwo699
      @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

      It's easy asi ukachitiza hupotererera

    • @nabothkusemamuriwo699
      @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

      Hahwai tsengerwa namai kana kuti mai haidya chese chese 9 months urimo

    • @nabothkusemamuriwo699
      @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

      Kana ishwa dzepapachuru maybe %%%

  • @FaithSendedza-kv2mq
    @FaithSendedza-kv2mq Рік тому

    Well done neshamba

  • @michaelmangwendeza6541
    @michaelmangwendeza6541 Рік тому +1

    Kasong ako kumberiiiii

  • @sinikiwemtombeni3464
    @sinikiwemtombeni3464 Рік тому +1

    drewmas media delivers shuga owez

  • @admiremakanda371
    @admiremakanda371 6 місяців тому

    Matunes ndamada

  • @stanleymuchenje213
    @stanleymuchenje213 Рік тому +1

    Mwari wee😭😭😭😭😭😭

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Рік тому +1

    Totenda nedzidziso.ye.drewmas media

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому +2

    Zvinhu zvacho soo zvakaoma ummm thank u drewmas

  • @tichawandamuzhanje9938
    @tichawandamuzhanje9938 Рік тому +1

    Madzibaba awa todawo kuwaona

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +1

    The truth is everything is politics, try as we may but we can not separate them.

  • @primrosetembo5713
    @primrosetembo5713 Рік тому +5

    ko baba vacho namai vacho varikurehwa ava vachiko here...asi vakafa kani

  • @chenaichipeture7735
    @chenaichipeture7735 Рік тому

    mutowe mountain ramukuona iro, ndafara kutoona hama dzangu idzo .mwari vakuitirei zvishuwo zvemoyo vakupei rugare

  • @talentjoseph9267
    @talentjoseph9267 Рік тому +3

    Vaneshamba kuita kusimba kudaro dumbu remari iyo

  • @user-um3fw3tl2h
    @user-um3fw3tl2h 8 місяців тому

    Mr Andrew please cut the music short and go straight Data rinopera isati tanzwa nyaya kkkk

  • @stanleymuchenje213
    @stanleymuchenje213 Рік тому +1

    Gomo iro ndimutowe kairo

  • @locadiamuganda6360
    @locadiamuganda6360 Рік тому +1

    Chokwadi mushonga unoparadzwa nemushonha izvizvinhu zvinotoda sekuru Tasvu vanotorera ne nen.canga yakavarombesa

  • @loicechihota2620
    @loicechihota2620 Рік тому +1

    Chihera unogona

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 Рік тому

    Madzibaba vanegwara romene sando chaidzo

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Рік тому +1

    Kkkkk

  • @princenmp8571
    @princenmp8571 Рік тому +1

    The cameraman at 39:00 +/- is blurry

  • @auxciliamabwe3584
    @auxciliamabwe3584 Рік тому +1

    Gogogoi veDrwmrs medid

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

    6 zvimetre zvasekuru zvanyarara

  • @makanakadonnahmusora2419
    @makanakadonnahmusora2419 Рік тому

    munhu akaiimba song ye drewmas media akutoti kanganisa

  • @simzyslim8461
    @simzyslim8461 Рік тому +2

    Asi seiko pese pane hurombwa pazhinji pacho vanhu vacho vanenge vachitotambura saka chinoromberwa chacho ndachishaya

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

    Uchiri kuyeka book miti ichamera makumbo

  • @josephnyagona7946
    @josephnyagona7946 Рік тому

    Chihera makavanikwa here

  • @preciousmabeu9208
    @preciousmabeu9208 7 місяців тому

    Kwedu kumusha

  • @thandomsiya6045
    @thandomsiya6045 Рік тому +1

    Zim yakanaka hayo uuum,, zvirikuno kuSA haa,,kzn

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

    Wai tanga geza pasina waisa sipo kumoso wozotarisa midenga

  • @musamtwela703
    @musamtwela703 Рік тому +1

    Back ground ye gomo iro ndaifarira

  • @witnessndlovu5939
    @witnessndlovu5939 Рік тому +1

    Drewmas media inedzidziso negwara reupenyu

  • @lovenessbasira6197
    @lovenessbasira6197 Рік тому

    Ndipeiwo hangu number dzamadzibaba avo purizi

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

    Kune dzimwe dzwe dzvimbo kwaiva sa enda negesha

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Рік тому

    Nyiks yedu inezvishamis kune isu taigeza nyoka dzakatirasa pachisimemende

  • @tapiwamutesva
    @tapiwamutesva Рік тому +1

    Mudzi papi pacho

  • @ofiaschinyanga937
    @ofiaschinyanga937 Рік тому +1

    Madzibaba avo vane tsananguro godzamuto. Ndinovimba kuti pavari kuti mudzimu vari kutaura mudzimu vemhondoro. Ndafarira chaizvo kuchengera kwavo basa rekudenga. Chihera makaoma pakubvunza kunobvongodza mvuradekari ibudise zvigeremo. Ko mutumwa vamambo, amai avo zvavati huyai tinamate, nhau yaZimbiru kwavari ichiri relevant here?

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 Рік тому +1

    Makadini Chihera ikoko?

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 Рік тому

    MaZimbabwen ityayi mwari mazvinzwa

  • @tinotendamuchemwa8077
    @tinotendamuchemwa8077 Рік тому

    Dreamers ndokumbirawo number dzamadzibaba avo