Haaa Holy Ten vengai menga ,ndini ndadaro Cool Gee tha Comedian 🔥🔥🔥 Munhu anonyaradza mamwe maAlbum ndowaungavenga ,Isa like if u are a true fan of Holy Ten ❤❤❤
Who else noticed that before album , UA-cam subscribers were 266k but after album release in 2 days its now 272k subscribers. Big impact , leave a like if you agree that this is the father of hip hop❤
So no one is going talk about how high Mr Candy was, look at those eyes Anoyimba zwake but drug ndoriziwa🤣🤣 Shout out to him though, he filled Mags shoes perfectly 👌
2030 I'll coming back to check kuti yapapi. If anyone's like my comment I'm coming back for this masterpiece
ebho
@@TakundaMbigi ehe um back fut🎉🎉
Amen
Tetiripo pano
Tenge tiripo paAgony 😂😂
who understands the line akuna juve kune kepele neclose those who play cards come on 😇isa like
Juve no going back . Kepele close winning and going forward. Kupedza ma sports takaenda😂🎉🎉🎉🎉
Vanoti Hoyoo kuna Mr Candy button 💯
Kana zviri zvekuti unonzwa music sezvairi pasina ma feelings kaaaa this is a masterpiece..... 👏🔥Who agrees
l second you
Music haitombodi politics just listen to enjoy...unosaririra nekuda zvekucatcha k😂😂😂😂😂
That's what l do handina wandofarira😊 ndofarira good music
isu tinokecha pana 4th aaa🤣🤣 zvekudhota izvo
@@53.. mai vane machende muhuro imbwa yakaora 🚮🤮
Who else don't regret being Holy Ten fan cz he never disappoint 🔥✌🇿🇼
You gain a sub
Meeee
We are always proud of him he never disappoints❤
Injn even aka kotsora ndojamba still ❤
holy mukuru zvese ne world remit
🇺🇸im American and can confirm , Holy anopedza ma sports . No lucky card no pick n play
Kana usingarwadziwe neMujaya chingosiya Like
600K road to 1 million 🔥🔥🔥🔈🏆👌💿🐐✅
Masalad arikutonga zveipapo kana uchibvumirana nazvo isa like
But beat ndre dancel
Using zimdancehall beats same na ndega handigone
🔥🔥✍️
Hanzi naHoly handisi musalad batai mazwi...😂
@@edmorendokwana6644 haa anongotaura kaaa uya🤣🤣🤣🤣ndiye mambo wemasalad
Zambia 🇿🇲🇿🇲 approves this master piece of art big up makuruwani
Million rimwe iri kana chiri chokwadi usarwadziwe ne like ❤🔥
As Zimboz I think it's high time we Recognize Mr Candy as Our Own Gem 💎 ...tht guy got the Voice n lyrics ...ngatimupei maruva achiri mupenyu 🎉
He is getting there❤❤Thanks to Holy 10 for keeping close
He is good but ane kakuzvida 😢
He is just so perfect
Haaa Holy Ten vengai menga ,ndini ndadaro Cool Gee tha Comedian 🔥🔥🔥 Munhu anonyaradza mamwe maAlbum ndowaungavenga ,Isa like if u are a true fan of Holy Ten ❤❤❤
True
900k only 100k left to hit 1 millie Hail up Holy & MrCandy GOATS 🐐🔥🔥🔥
Tanga tane nguva tichiterera music isina basa nawanadem
Thank you ten
Mutsvene gumi imbudzi kana mazogara , mupei maruva ake 💐achiri kufema mukuda kuzomupa afa hre
Kozvamazadza trending yesee hooyyyoo proud father of 4 first born Tawanda
Wekwedu todada naye🔥🔥magetsi .mwana wevhu representing us well well #proudly Zimbabwean 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
I used to be a fan, now im a whole AC, Ten akupisssaaaaaaaaa❤❤❤❤... I approve😢
MrCandy ngavapihwe sando, anogona mujaya uyu❤
Kepele ne close
Zvese ne checkmate📌🖐🏻
He keeps getting away with bangers🔥🔥🙌🏼
Varikuganza nekuti vave popular Hoooyyyyoooo
Mr candy guys Mr tapi tapi🤝 show some love🔥🔥
Ukashaisha kutamba unotyoka musana😢...
Varikuganza nekuti vari popular ❤😂
Mukaisa like l will come and watch again million views tinopinda hoyoooooo
Ayiwa holy ten kaa unogona ndaimboti voltz jt but haaa ❤❤❤
Pandakapukunyuka mwari wangu ndotenda🥹🙏❤
First rapper to hit 274k subscribers
Those who support Holy Ten, let's mark the register ✅🔥
Enzo kana Blot I stand with holy ten❤
Kkkkkk 😅🎉
Masalad Aya akataurwa akuchiimba zvine brain
They can't make me hate you mujaya.....aiwa unogona zvako
Hoyo kuna poto 1M views manje manje🎉
Let's push this song to million views
Ini ndikutoona kuti macomments akunakidzq apa paside ndichinzwa baba vedu tose Holy ten. Uyu nyangwe zvikanzi Volts azoutq proud grandfather handife ndakasiya holy ten❤😂
Top 3 kuSAMANYANGA 🎉🎉
HUCHENJERI never disappoint❤
Hapana chisingapere buh ndichapera kana ndakuda holy ten is just something else this is super 👏👏
Holy vengai mega
Mogona guys holy ten chibaba 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Mr candy well done ✅✅✅✅✅✅✅✅ Siya like apo
chine nharo manje Holy Ten you baaaad
😂😂😂🔥
Dai Hwinza akaita approve chorus iyo as a verse paDenga, dai iri pa4.1M now!
Ngoma unoziva ,
Ndamunzwawo Hwinza
yeah,, but achimhanya hake
HOLY ANE CHIPO CHISIRI BHOOO #21 trending in SA🔥🔥🔥🔥.... ,
Acharamba achipisa❤❤❤❤
❤❤❤❤no Makahadzi
No coffin
No hatiperi
Siya like ndizodzoke kana yava mu500k
Mr Candy varikutoda.... Samanyanga Sounds inobura maTalents
I was suggested here while listening to the song “Gandi - Elegante” 😅😅
Giving Zimbabwean vibes 🎉😂❤😅😊
Thanks for the likes
Every time there’s a like I’ll play it again
takutotumira mari na holy ten cause ndiye mukuru
bbbbbbbbbbaaaaaaarrrrrrrrrrsssssss
Who else noticed that before album , UA-cam subscribers were 266k but after album release in 2 days its now 272k subscribers. Big impact , leave a like if you agree that this is the father of hip hop❤
now 275
Now 279,🔥🔥🔥
280😂
hakuna juve kune kepele ne close!🔥
hakuna going back its carry on/skip and close
People who like this music video you have very good taste❤️musarega kundipawo mavote or should l say malikes
Holy dai aiziva hake kt mwana wangu haagone naye aizomboimbawo naye😂😂😂
Who else is in love with holy ten 🎉🎉🎉🎉
Musikana arikufara dai pano paiiswa top fun ndenge ndiine berge ❤❤❤ reminder kana yapa 1 million viewers let's go guys
Mujaya muhombe guys Ini ndabvuma huyai tionane vabvuma Kuti ndiking vehip hop 🔥🔥🔥
Haaa regai tingoti anogona as an Artist zvehip hop ratodrama coz the sound it's far from that.....
@christwishkalnyemba7047 listen to other tracks waona😅
😂😂😂@@christwishkanyemba7047
Isu tinoCatcher pana4th kk
Vana vangu vachaiwona comment inoyi Holy ten ndibaba🔥🔥🔥
Pane angaatosvika kudhara seni.. 😂❤ Ngatimboisai 1k likes tone.
700K🔥🔥🔥
Now I believe that holly ten is the king of Zim Hip Hop,,those who agree that let's gather here 🎉❤🎉❤🎉❤🎉❤🎉
But this is not hip hop ka
This ain’t hip hop bro
No Holy10 is the king of Zim music since 2020
imika musataure zvisina basa
@@lembooboy2359 ukutii iwewe
Lets to 1 million views ngatitere Kilimanjaro
Anogona zvake
Big tune and shout-out to Mr Candy he is always doing great. I don't wanna talk about Holy Ten cuz he is always doing great
Hamutitengesere mweya watinofema asi tinoratidzana hunhu hwana Rhodes😢
Holy 10 even kana kuita sinaipa zvinoita 🎉🎉
uri mboko
Haaaa to hangout volts chi ichii but zvamanje manje holyten is is the best🔥🔥 manje manje menge ma kuuya kwangu chitogarai mauya
Varikuda 1 million views handei tione na Samanyanga
Samanyanga Fans lets gather here ... Our Goat with a New bang never disappoint 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mujaya chibaba ichi
Pa🇿🇼Holy uri baba vedu ooooohhhg🙏📌
Never disappoint
Don't forget kty it's the 2nd album in the same year
Hoyoooo 🔥🔥🔥🔥
Aiwa song huchi iyi
Kasong karikunaka aka👌👌❤️
Who is here today
❤
Gumi❤
I am here everyday 😅
All day everyday
iiiiiiiih pakuda 2M handei!!!!
Congratulations 🥂 Holy & MrCandy 1 Millie big milestone 🔥🔥🔥🐐
Masterpiece ❤
holy anokunda winky Dee FOR REAL nango henyu muchingoita nharo
Horaiti
Ko taku kecha pana 4th fty🔥🔥🔥🔥
800K🔥🔥🔥🔥🐐
So no one is going talk about how high Mr Candy was, look at those eyes
Anoyimba zwake but drug ndoriziwa🤣🤣
Shout out to him though, he filled Mags shoes perfectly 👌
Unozvizivaa wega kuty talent wakapiwa … ndominamato iyi 🔥🔥✨
Mr candy mune rimwe voice rakapenga
Right now holy ten wapinza vanhu chando 😅😅😅 summer time?
Holy ndibaba vedu tese senyika🎉🎉🎉
Vako iwe
#hakuna@juve @kepele@ne@close💪💪💪🔥🔥🔥
This song has a strong massage
Lv y holy🎉
GUYS LET'S TAKE THIS ONE TO ONE MILLION VIEWS
Let’s go fans for Holy ten 👑👑👑👑👑💯🔥🔥🔥
Hoyoo kuna spidermoyo for one million views great job Papa swenyo hatisati tatanga🎉🎉🎉
Me downloading before it goes viral
Holly 10 na Mr Candy ndivana baba vedu rhank from zanu youth
Holy holy 🔥 proudly Zimbabwean
Chapa #22 in SA mujaya acharamba achipisa uyu >>>>>>>
Proud father❤ vaisirei like pathis comment .. muhombe murume uyooo mhani
Leader of the youths this is a banger baba
8munites to 1m🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤ sori kana kusuwa vote kana sapot ,Enzo kana Blot ...😊
Hamumugone uyu😂😂😂
Mpfanha Holly Ten ndakakumaka rega ndireurure hameno chandakakumakira unogona hako ndochokwadi ,..from today gained my sapot🔥🔥🔥
Holy Ten handirwadziwe yu got the talent bro
Pandakazunguzika Mwari wangu sorry