Hurts of Slimie is one of the best Actor /writer in zim the way yauno gadzira story line yako is so professional I'm humbled nebasa rauri kuita dei Mwari varamba vachi kupa njere neuchenjeri hwekuramba uchinakidza ruzhinji my wish kuti muzove international mu kwanise kuwonekwa kunyika dzose
Yeboooo yes...Complicated Affairs, our very own movie, yakarongwa neku actwa zvinehunyanzvi hunoenderana ne Hollywood style chaiyo. Munogona zvenyu team Magtom Media, nharo hapana. Keep on spicing us tichingotapirigwa zvedu sooo. Kunonzi kuzipigwa ne local movie yemedu mu Midlands umu 👌🙏
Kkkkk Slimmie wakatamba nendove nemaoko ,Mahuchi hanzi nakukurongera Dhidhandi,Park hanzi ungawaridze bed na3 wat type of nonsense is this kkkk ,thanks guys for today
Lesson azviko kusiyiswa basa nemurume,Daisy we learnt from u
That's 122,65% complicated good work guys. Mwari warambe wachikusimbisai more thanks to Magtom Media team
We are the late comers bt we dont even skip an episode big up magtom
Haaaa kule mahuchi mhamhito slimmie naeazy ndivo vanhu vanonyepa ndabvuma hangu😂😂😂😂😂
The relationship btwn Slimmie nasekuru Mahuchi ndeya tsuro nagudo chaiyo aaaa kkkk😂😂😂😂😂😂 Slimmie unombonyepedzera kutsamwa zvoramba nokuti mahuchi, mahuchi zvedi
Magtom media u are doing a excellent job keep the fire burning👊🏼👊🏼👊🏼👊🏼👊🏼👊🏼👊🏼
kelly na Pac ❤❤vanoita kunge real acting yavo
Haa kuyemera vanokugona zvekudaro
Hurts of Slimie is one of the best Actor /writer in zim the way yauno gadzira story line yako is so professional I'm humbled nebasa rauri kuita dei Mwari varamba vachi kupa njere neuchenjeri hwekuramba uchinakidza ruzhinji my wish kuti muzove international mu kwanise kuwonekwa kunyika dzose
Pac and girlfriend magona acting l like the chemistry
Inga BaSJ inga mati muri kutaura chokwadi wani nhasi 🤣🤣🤣🤣ahhhh Mhamhito makatukwa na Nancy kupi??? 👐🏾mhuri inonyepa ndati !!
Like mother like son like uncle like brother😂😂😂 vanhu vanonyepa vese ava🙌
Slimmie to the pipo ....hanz nhasi ndambobvira ndanyepa kwakubva atowedzera kunyepa kwacho😂😂 😂
Kkkkk Kelly, Park haatomboshupe uyo rorwa naye bvawamudyisa anodzikama zvake kkkkkk....l lov you magton media ❤
Munoita kuti ndifare guys keep it up guys keep it up munondigonera
😂😂😂😂 haa amana khule mungade kudzimw moto ne petrol here😂😂😂😂
Iyo mazamu aThembeni mumota kubaya dress kudaro amanaaaa😘😘😘😘😘
Kule nemuzaya kuita mashavi ekunyepera Chihera hamunyari here 🤣🤣🤣
Madairire aNancy ephone andipedza 🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi ummm
Hehehehede iwe indawa uchimboita seunorohwa nezvidhoma, ukundisuwa pachii 🤣🤣🤣🤣🤣 aaaah Nancy kuseri mataurire akesooka 🙌🏽🙌🏽
Family yese inonyepa veduwe 😂😂😂😂😂 kubva kuna mai sekuru nevana zvese 😅😅😅😅
Complicated affairs to the world. I am the first today
😅😅😅😂mkomana arikutamba nendove mumaoko zvinhu nhunzi dzomuteera😂😂😂😂😂maiweee
Legend to the wewestoooo😁😁😁
Mai Sj eish nhas you look mwaaaa weave yenyu ikunyatsoenderana nemi huye zvamakapfeka and last scene yenyu nabella nathembeni yabuda bhoo
Mhamhito is always looking fly❤❤❤
Yeboooo yes...Complicated Affairs, our very own movie, yakarongwa neku actwa zvinehunyanzvi hunoenderana ne Hollywood style chaiyo. Munogona zvenyu team Magtom Media, nharo hapana. Keep on spicing us tichingotapirigwa zvedu sooo. Kunonzi kuzipigwa ne local movie yemedu mu Midlands umu 👌🙏
Haa slimmy vakukundikana kufunga. Pgs ahisisina huchenjeri mukati. Iri ritori bhombha rakazvimirira. Same as zvaakaita last tym bomba rikamupututitsa
❤❤ mag tom
You are great mgtom .takaenda takaenda
Kkkkkk watsura chokwad slimie kkkkk haaa hanz gomana ranency iguru kk
Yaah chikafu chakauya kuseni tisati tanzwa nzara you posted fast thank you❤❤
BaSJ to Kule Mahuchi after his advise to carry on with Nancy : “safety belt riripo here pazvinhu izvi” 😂😂😂😂
😂😂 safety belt ndoisipo zvayo slim. Zvatofanana nekutruster Easy sezvavarewa.😅😅
Munogona ❤❤❤
😂😂😂😂😂
Haripo zvachose ndaona vakuda Tete va Nancy mark my words. Mahuchi ndomuziva
Safety belt ndopasina hapo 😂😂
Parky ndomhanya naye kkk 🙌, hanzi na Parky "mummy vapi" 😅😅
Mainin Thandi vanemoto
Her character is growing superduper gud kkkkkk
Charmaine dei wasiyaBella she will collect double,maSecret akadai muwanano ma1
Mhamhito always looking mwaa❤❤❤❤
Mhamhito kunyepa aaah 😅😅😅. anywhere i enjoyed Nancy vachabvuma kuitiswa
❤❤❤ ma director manyama
To us who like before watching
🥂🥳
Vanhu mangamauya nguwaiko 😂😂😂
Ndinofarira kudzidza hangu kubva paCA❤thanx magtom kagood morning
We are here😂
🥂 🎉
Mhamhito,slimmie naMahuchi huh munokurunga nhema ndatenda hangu
Number 1 comment God bless your work guys
Zvamanje manje ndimi muri kupisa guys well done magtom media ❤❤
Kkkkkk it's pikicha for me mhamhito never disappoint,Eazy chibaba kusiyiaa munhu basa pedzezvo womusiya kkkk thank you guys
Charmaine acting like a monster achitaura nyaya ye mantanance kuna Bela😂😂😂
Mhuri yose kureva nhema hhahaha musadaro nemiwo mhamhito futi kkkkkkkk.. keep it up guys
😂😂😂😂😂mhamhito hanzi roda kupombiwa ribude😅😅😅😅slimie hanzi mukamuona muchinda waNancy tizai
Kkkkk hanzi murume wangu anzi a repwa apa arikutosuwa Nancy. Kkkkk murume wacho sooo
Munoita zvinogara zvakadaro team magtom ko vana sj naEj varipi
Mukaona muchinda wa Nancy asvika pano tizai mhayi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Magtom media mandigonera kachikekuseni kadai , luv yu guys
😂😂😂🙈Mutumwa @thunderousbang ndikunakigwa zvangu ini
Big up to us tinoisa like tisati taona.Uye nyangwe tikanonoka ne20hrs tinoona CA chete.
Haa khule Mahuchi boe here nesafett belt.. hands kukutrustai ini..makafita kuzosiya Slimmy mumoto
Am following behind but am enjoying guys
Ndatove neaddiction neMagtom keep on the fire burning guyz
Ndaona slime atevedza tsoka dzatymond,zvamanje manje kukuya kamusikana kubva kwaNancy kasmall mhamhito kkk
Kkkkkkk safety belt riripo hr Kule aaa slimie PGS yakaramba kutamba Pana Nancy😂😂😂
🎉❤❤❤ you are the best
Mbinga yako Daisy haaa make up artist wacho 😂😂😂😂
Kelly was swt pathis epsode❤ hanzi unotyisa
Thembi akabarwa guys haa panezvemukdzi apoo 🤔🤔🤔❤️❤️🙈🙈
Mahuchi akufurira mwana becareful slimmie
You guys moita zvinonakidza rambai makadaro motitandadza big time
Mhamhito manyama well done
😂😂😂😂 even denga haupindi if don't trust me. @ kule mauchi
Kkkk Slimmie a u safe nezano rawapiwa nasekuru ndaona waita barika
I like b4 watching coz moziva zvamunoita
Thembi une bra here mumota umo wauina mai sj kkkk asking for someone hangu
Hanz naSekuru Svimwana svako svakange svourawa with #Mhamhito Voice😅😅😅🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 ndazoseka wuuuri slimmy ma plan apera kaaa Nancy achakupinza busy uyo
Chemistry between Pac and Kelly 🔥🔥
Slim pliz pliz tembie mured umo paBasa zvirikushandika ere manje😎
Kkkk Kelly munotityisa , pac usatyisidzira babe iwee
Kkkkkkkkkkkk mai Sj hanzi wakandiona ndichinamata waidai waapasi
Kkkk Nancy hanzi saka ndirichii eeee pain killer hondo yacho iriko yooo
Mai SJ yamaronga iyi handioni seyakanaka nekuti muchamupa pachivande iye bella achange achinetsawo baba SJ pachivande musingazivi taurirai kumba kuti imi ndimi makupa bella mari nekuti murume wenyu achadyiwq futi mari kabisiri achakuita fusa kuti kudya imi mari murume mari , Nancy madaviriro awaita pafoni ndaseka hangu ndizvo zvandinomboitawo kana ndatsamwa😂😂😂❤
Slimmy naNancy we will never see magumo azvo 🤣🤣😂chemistry dzavo tadzitadza senyika.
Slimie wakudarika doc eazie coz mobura hombe bba juju
Mahuchi chibaba ummm hanzi musodzi yaqueen kkkkk nhanzvi inodiwa zve
Iiih kule mukati hamusi makupisisa mwana here😂😂😂
Hmmm Pac uchanetsa iwe. Baba SJ musateere sekuru imi mukaita hunhu hwa Eazzie hazvibudi
Thembeni wangu❤️
Hahaha ndafa nekuseka nyaya yemukomana waNancy ka😅😅😅
Pak ngaarambwe 😭😭😭 red flags everywhere! 🚩
Anoshusha haagarike naye
@@annagarwe1621 shuwa, munhu haangafire kuda kuroorwa
@@annagarwe1621taura hako marwadzo
Slimmie hausi good mai Sj varikuvhara nyaya yako kuna Bella,, wovhura imwe kuna Nancy futi😂😂😂😂
Haa Slimmie usadarooo Nancy ..kumurova second round chipoko
Magtom shamhu ye stress ...thanks magtom team munondigonera ❤
Kkkkkk I love Mauchi haa sekuru hamusati mamboronga zvinobuda
❤ much love timu magtom
😂😂😂😂Pak uyu hasha imbayacho makwikwi.thank you guys handigoni nemi
😂😂😂😂😂😂baba SJ vaseka nyaya yekurova munhu yashupa.Mahuchi achauya neimwe statement
You guys are my FAVE!!! I look forward to this every single week 😢handigoni nemi guys!! #PGS takaenda takaenda!! ❤❤
I like the way Kelly said ummmm unotyisaa😢😢😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣hanzi sekuru vaida kundiuraisa
Baba SJ makuudzokerazve kuna Nancy Haa mmuri pama1 muchabatwa namaiSj kkk
Kkkkk Slimmie wakatamba nendove nemaoko ,Mahuchi hanzi nakukurongera Dhidhandi,Park hanzi ungawaridze bed na3 wat type of nonsense is this kkkk ,thanks guys for today
Detective Legend is very confident kkkkkkkkk can’t wait and see 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Kelly is really scared of getting married 😅😅 mhamhito won't disappoint
I love you team Magtom ❤❤
Kamuitiro kemukomana ndokanomutyisa ndirinowo ndinotya ndoita imwe action aaaa kkkk
But he is still wani Pac chero akatsamwa anongoti "babe"😅😅
😅😅😅😅 kodzero yake kumuti babe
Pac ane kamwe kahunu kari scary
Mundiitira guys 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯💯
Kelly Bella mondiitira
122,65 safety wow nice words from kule Mahuchi
Kelly you're glowing babes ,slimy the calmness for me when you were talking na Nancy 😂😂😂 ,nyangwe pasina firita makanakisaa ❤❤😂you've nailed it 🔥🔥
Kkkkk kuwedzerwa kwemaspicies namhamhito maiwee 😅😅😅😅