Murume Wemukadzi Akarumwa Dama Nemwana Wake Otsanangura Zvakaitika

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 37

  • @VikkiRajah
    @VikkiRajah 9 місяців тому +1

    Well done. Ndokuti vanhu vasaite mashortcut mutsvakiridzo dzenyaya dzevanhu. Taurai zvinhu zviripo vana Bozho kwete kud mbiri musiri kuita basa zvakakwana

  • @ediasblue905
    @ediasblue905 9 місяців тому +4

    Tafumanei usiyane nabhozhongora

  • @josephined8931
    @josephined8931 9 місяців тому +2

    Ko Inga imi maifambira wani nhai ve SM , Bhozhongora haana kutaura zita remunhu

  • @serinamunoti2572
    @serinamunoti2572 9 місяців тому +1

    Sly uri pa primary pandakadzidza paPfumoiguru vakadzidza paPfumoiguru huyai tione

    • @charitykundidzora6736
      @charitykundidzora6736 9 місяців тому

      Ini ndakadzidzapo,ndovaziva hangu vanhu vekwaMurombo ava mu25

  • @NessaGardens
    @NessaGardens 9 місяців тому +2

    Sly media i keep on saluting you for investigating kutsvakurudza zvinhu before announcing kwakanaka munhu wega wega achibudikira kwete hide and seek ndoatinoti pachishona makuhwa so akatanga nyaya ngaabude pachena ati ndini ndakaona zvose izvi onongedza dura kwete kurwisanisa mhuri uchihwanda kuna bozho come out titende nyaya yako kwete kuti kurikunzi takati tilda wani anodedza vanhu mu studio

  • @it3788
    @it3788 9 місяців тому +1

    Nice shirt mkoma import those shirts overseas mari yakarara zimhave pontetial

  • @AndyChigondo
    @AndyChigondo 9 місяців тому +1

    Kana mwana uyu achipengwswa nezvekumusha kwakaroorwa why akurwisa vabereki vake .baba vanonyepa ava

  • @GeraldOzias
    @GeraldOzias 9 місяців тому +1

    Panopfungaira pane moto...chaita kuti mwana arware nenjere chii ...ko manje mukuvenganisa mhuri baba avo vakutosaitira nyaya kune imwe mhuri... Mukoma sly apa matokonewa ndimi bhozho ari nani akasiya nyaya iri pa neutral..
    Hapana aiziva vanhu vaiturwa

  • @JosephGurudza-oe8wo
    @JosephGurudza-oe8wo 9 місяців тому +1

    Bambo avo varikukakama varikuziva zvaakaita mwana

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 9 місяців тому +1

    Mmmmm musahwande nechigunwe

  • @JosephGurudza-oe8wo
    @JosephGurudza-oe8wo 9 місяців тому +1

    Baba havana kuchena avo

  • @jmadambi1723
    @jmadambi1723 9 місяців тому +1

    Pakaipa

  • @costachigwida4819
    @costachigwida4819 9 місяців тому

    Zvii zvaitaurwa taurwa nhai,vabvunzei baba ava

  • @TimotyMataga
    @TimotyMataga 9 місяців тому

    Hapana chokwadi chakakwana apa sei vasiri kufambira kuvabatsiri kuti vaone chakaita kuti mweya uyu upandukire vana tezvara instead of kwaakaroorwa???

  • @KumbiraiMatongo-g7q
    @KumbiraiMatongo-g7q 9 місяців тому

    Vamurombo vari kunyepa iyi ingozi yemumusha mavo iyi ndezvavo izvi varikunyepera vabereki vemukwasha

  • @softlinda3494
    @softlinda3494 9 місяців тому +1

    Robert ukuvhiringidza vanhu iwe. Munhu akafa anogara pedyo navo chete Havana hukama

    • @it3788
      @it3788 9 місяців тому

      Endao name kunechengetwa vanamkuhlani buruwayo kupengauku

  • @FebieChari
    @FebieChari 9 місяців тому +3

    Baba huroyi hunobviswa nehuroyi imbosiyayi kuenda kumapositori endai kun'anga chaiko nekuti ndoo kunopihwa vanhu huroyi so ndoo vanogona zvekare kubvisa huroyi

  • @TimotyMataga
    @TimotyMataga 9 місяців тому

    Ngavatsvagirwe vabatsiri nekukasika makuhwa ajeke aya.

  • @tatendachimedza6830
    @tatendachimedza6830 9 місяців тому +2

    Makadii sekuru murombo ndafara kukuonai ..ndafunga muchitipa ipwa tichibva kuchikoro 💁😀

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 9 місяців тому

      Sekuru havana mufaro iye Eriza achiruma mbuya Morombo zvingafadza izvozvo ,pakatoipa pavaMurombo panoda kutombosimba pakubatsirwa vawane rugare naErizabheti wavo

    • @charitykundidzora6736
      @charitykundidzora6736 9 місяців тому

      Vachembera manje vaMurombo, vaimbotirova tadyisa kumunda kwavo kkkkkkkkkkkk

  • @netsietumu7767
    @netsietumu7767 9 місяців тому +2

    Iko kwakagura badza kune basa vakambonetsa kumatare kwachigodora uko

    • @ssam1430
      @ssam1430 9 місяців тому

      Team Hombe

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 9 місяців тому

    Baba vari kunyepa mwana wenyu anorwara nexvekwenyi Havana anorwara kwaakaroorwa

  • @ssam1430
    @ssam1430 9 місяців тому

    Akonaaaaaaaana 🥶 amwene mthakathi mkhulu khulu 😢

  • @tatendachimedza6830
    @tatendachimedza6830 9 місяців тому

    Parisey pavillage 25..

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 9 місяців тому

    Kana mwana wenyu asina chekuita nevanhu vakafa vamuri kureva zvinomubata papi kuti arwariswe nenhepo yemumusha maakaroorwa

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 9 місяців тому

    Ko handit kunonz if u r in Rome do wat the Romans Do.?

  • @morganmakanyaire9305
    @morganmakanyaire9305 9 місяців тому +1

    Nhaiwe Sly sei uchirwisanisa vanhu nenhema😢
    Aghaaaa!!

    • @NessaGardens
      @NessaGardens 9 місяців тому

      Handisi kuona kurwisanisa ini ini if i feel kuti mhuri yangu inenge iri kutaurwa nezvayo nekuti in families a lot happens i can call whosoever media i want to clarify if i heard correst sister ya elizabeth called bozho first akadaira zvaakadaira if it was me ndaingo tsvakawo any media kuti nditaurewo kana pachida name clearance zvoita.
      And bozho said kutaura kuno elizabeth ari mumapurisa that was wrong if i heard correct

  • @FebieChari
    @FebieChari 9 місяців тому +1

    Hapana chikwambo chaakaiswa mwana wenyu baba kurova kwaakaita amwene ndoo kuri kumudariso uye kukurova kwaari kuita ndaamwene vaye vari kuti rohwiwo zvandakaita endai kumusha kwakaroorwa mwana wenyu monoripa kurova kwaakaita mwana wenyu amwene

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 9 місяців тому

      Hautandi botso or kupenga ne kuti wakarova amwene or ambhuya! Ishona yekupi iyoyo? The only person anokupengesa or kukutandisa botso kana ukamurova ndi amai vako nyakutumbura avo havabatwi.
      Amwene vanogona kunge vakagadzira muroora, because of kurova kwavakaitwa..

  • @GordenBrown-o8z
    @GordenBrown-o8z 9 місяців тому

    Imimi semhuri mbiri dzekumurume nedzekumukadzi endai kwa tasvu or kwakanengo nekwachikochamazizi

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 9 місяців тому

    Madrid kumboenda sekuru kanegon

  • @FebieChari
    @FebieChari 9 місяців тому

    Baba mapedza kana akarova amwene ndoo pane zvese