Sekuru Mukotsanjera Mukadzi we chinhu chinofamba mudumbu anobatsirwaMAZSHIZHA FAMILY ROSY

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 4 жов 2024
  • #karanganda

КОМЕНТАРІ • 288

  • @JosephPhiri-h8e
    @JosephPhiri-h8e 2 місяці тому +15

    Tasvu haakwane pana Mukotsanjera.

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 3 місяці тому +14

    Saka vanhu vachitorerwa Mari mahara, zvikadzi izvo kutovhurira , chiremba zvekutaura 🙌

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 3 місяці тому +16

    Mai avo vane pink vanoda kumbonzi hweee kuseri kwemba vadzoke vadzikama

    • @WendyJangara
      @WendyJangara 3 місяці тому

      😂😂😂😂😂

    • @benitamungwadzi6014
      @benitamungwadzi6014 3 місяці тому +1

      Wanoda kuripiswa namambo kuti wadzikame

    • @NomakhaNcube
      @NomakhaNcube 3 місяці тому

      😂😂😂😂

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 2 місяці тому +1

      😂kubva vachiri pa dare vaingopengereka vachiti toda kuenda kwa Tasvu chief mutasa vakamuti dzikama Mirai mukotsanjera arikuuuya izvozvi

    • @rambertgezera9224
      @rambertgezera9224 2 місяці тому

      Mai vane pink vanoda Zimboro rangu iri

  • @maguramagura5335
    @maguramagura5335 2 місяці тому +4

    Mukotsanjera ngaawedzerwe mazuva ekurarama panyika misha yese yevatema yakasvipa anoramba ndiye unenge akaromba ndatenda hangu 🙏🙏🙏

  • @FanazDema
    @FanazDema 3 місяці тому +9

    Mukasvika pamberi pasekuru or muporofita muchimuendera mberi zvikuita vakadzi avo munoporofitwa nemashoko enyu

    • @Olcool
      @Olcool 2 місяці тому

      true, unotaurei usina mweya. vanhu vanozviporofita vega vanondibhowa zvisingaite.

  • @Jmuringa06
    @Jmuringa06 3 місяці тому +13

    im now adicted to sekuru mukotsanjera

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 3 місяці тому +9

    zvivakadzi izvi zvobhova mani nei vachiendera sekuru mberi

    • @TanyaShumba-bz9cr
      @TanyaShumba-bz9cr 3 місяці тому +1

      Kunyanya rutsvuku uugo

    • @Tsi_nenyasha
      @Tsi_nenyasha 2 місяці тому

      Ndanyangadzwa ne vakadzi awa.Dzungu plus kusadzikama kuita kunge ndiye ega arikushungurudzwa muMhuri. So wese wakanyarara mapenzi here. Kana ari muroora uyu ngadzoserwe murume wake haana peace,dhemeti mhani akavhechukira .

  • @KnowledgeMabatenyoka
    @KnowledgeMabatenyoka 3 місяці тому +7

    😮vanoti mukonza ywuzii chinhu huyai pano🫴

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 3 місяці тому +7

    Ndopaunonzwa mambo mutasa vakutaura kuti munhu anekodzero dzake,sekuru avo ndanga ndavaona kuti isuspect vachinyepera kuti ndopinda Mwazha.

  • @allistairmwaaka1356
    @allistairmwaaka1356 3 місяці тому +6

    Vakadzi avo wano rwara chikoro chishoma netsika havana chiremba ipai mutemo kana imi mapurisa amambo ipai mutemo vanhu venyu

  • @misheckchidota6663
    @misheckchidota6663 3 місяці тому +5

    Mukotsanjera to the fullest🎉🎉

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 3 місяці тому +10

    Mukotsanjera shumba yengozi

  • @melodymarwenze9778
    @melodymarwenze9778 2 місяці тому +1

    This family 🙌🙌🙌 dzungu racho.Manje vanobatsirika seiko vachitungamira anenge achivabatsira . Vakadzi avo full of we know

  • @BELINDAKetra
    @BELINDAKetra 3 місяці тому +2

    Ndapinndapinda top30🎉🎉🎉 panoti mukotsanjere ndobva ndatosiya zvimwe thanks bataps

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 3 місяці тому +7

    😂😂😂😂😂😂😂imbwa yegorongoza iyo aiwa mukotsa sando dzako chipo wakapiwa nevadzimu vako

  • @Olcool
    @Olcool 2 місяці тому +1

    Ndabhowekana. Vakadzi ava vakanganisa matare ange achanakidza. Dai vadzikama chiremba ataura nyaya yake ega vasingamuenderi mberi.

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 3 місяці тому +6

    Nyamudzurura tekayira hombarume
    Bvondora

  • @Eva-y9l9t
    @Eva-y9l9t 2 місяці тому +2

    Shumba yengòzi ipi iye akakoniw ngoz ya Tonde kusvik pakuitsipik, Simba akamukoniw fut Smba aķazoponer kwa Tasvu, Tasvu chibaba che Zimbabwe apan chaanokoniw

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 3 місяці тому +15

    Imi vasikana indava muchitungamira chiremba siyai Chiremba vaite basa ravo

    • @Olcool
      @Olcool 2 місяці тому

      taurai henyu. dzungu zvaro.

    • @queenmomakunike9639
      @queenmomakunike9639 2 місяці тому

      Was looking for this comment
      ... Blichi uyo ane dzungu

    • @tsitsichaita
      @tsitsichaita 2 місяці тому

      Tsvee kubvunza kt vana baba vedu varipi zvavanoroorwa vachidyirwa pfuma nasekuru

    • @Ruepharoe
      @Ruepharoe 2 місяці тому

      Kuganhira kwacho

  • @WillieChakaonesu-bf7lx
    @WillieChakaonesu-bf7lx 3 місяці тому +7

    na sekuru Mukotsanjera munomamaa chaiko

  • @Zim.news.online
    @Zim.news.online 3 місяці тому +1

    aaaah mistake yaiitwa nevana two avo kwese kwavaifamba ndeyekutungamirira muporofita especially uyo arikunzi memory

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 3 місяці тому +3

    Maiweeee ndangandasarira mai mai mai pfeee ndapindira

  • @MoreblessingMisheni
    @MoreblessingMisheni 2 місяці тому +1

    Vanasikana vane dzungu zvavo. Handei nebasa sekuru ❤

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 2 місяці тому +2

    Iih vakadzi ava vanobhowa mhani nyangwe muine dambudziko but munotaurisa mhani

  • @priviledgeshoko6784
    @priviledgeshoko6784 2 місяці тому +2

    Mukotsanjer chibaba🎉❤❤❤

  • @ZandileNdlovu-zk8yk
    @ZandileNdlovu-zk8yk 3 місяці тому +2

    My favorite sekuru ❤❤❤

  • @JuniorMuchabveyo
    @JuniorMuchabveyo 3 місяці тому +7

    Uyo mkadzi mutsvuku uyo dai ambonyarara sekuru afambe netsoro yawo

    • @nomakhosibaroness6403
      @nomakhosibaroness6403 3 місяці тому +2

      Yhooo she’s too much

    • @A_JM585
      @A_JM585 3 місяці тому +5

      Akavhiringika nekutsvuka akura semango andisvota fani

    • @catietok3996
      @catietok3996 3 місяці тому +2

      Different colors one people😂

    • @WendyJangara
      @WendyJangara 3 місяці тому

      ​@@A_JM585😂😂😂😂😂😂

    • @WendyJangara
      @WendyJangara 3 місяці тому

      ​@@A_JM585😂😂😂😂

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 3 місяці тому +5

    Muzukuru uyo anedzungu ngavaende kumusha kwavo

  • @williamejacob4300
    @williamejacob4300 2 місяці тому +2

    Vakadzi vane dzungu rinosvota ava. Mukotsanjera ane patience.

    • @mataxyjoe6082
      @mataxyjoe6082 2 місяці тому

      Chiremba anoziva basa rake.ane patience

  • @Sithembisondlov
    @Sithembisondlov 3 місяці тому +2

    Mukotsanje to the fullest 🎉🎉🎉🎉🎉

  • @laizahmawoneni8013
    @laizahmawoneni8013 2 місяці тому

    This is like watching science fiction movie. Vanhu muri Kurohwa psychology chaiyo.

  • @Olcool
    @Olcool 2 місяці тому +1

    Mwana vasekuru uyo ane dhuku rekwaMwazha ari right, ano pusher nyaya.

  • @namuinnomla804
    @namuinnomla804 3 місяці тому +1

    Tatomiriraa next chapter hope dzikuramba kubataa

  • @FaithMapfumo-r2z
    @FaithMapfumo-r2z 2 місяці тому

    Ko kana ndanyura kubasa rasekuru Mukotsanjera. Karangandaaa 🎉🎉🎉🎉I

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 3 місяці тому +4

    Haaa vanobhowa mhani vakadzi awo. Chiiko mhai cei kusadzikama

  • @TrymoreHlabiso-w8q
    @TrymoreHlabiso-w8q 3 місяці тому +16

    Uyo mukadzi mutsvuku ane dzungu dai ambomubvisapo chiremba afambe netsoro yake zvakanaka

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 3 місяці тому +4

    Yee nmbr 10

  • @busisiwecorneliamsipha4463
    @busisiwecorneliamsipha4463 2 місяці тому +1

    Uyo mukadzi ngaanyarare mhani ahh

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 місяці тому +1

    Mkadzi uyo is too forward aaah kusadzikama chiiko,mukuendera n'anga mberi makadii kuzvirapa

  • @SimbarasheMoyo-y3m
    @SimbarasheMoyo-y3m 3 місяці тому +2

    Ava vasikana vanenzungu vasiyei vatambure nekuti varikuda kushamisira pavanhu

    • @ChipoMponde
      @ChipoMponde 3 місяці тому

      Masoko emunhu asiri mumarwadzo

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 3 місяці тому +6

    Tongoisa like tisina kunzwa nyaya yacho coz igaroziva basa rinobatwa

  • @LovelyDarts-ic1fi
    @LovelyDarts-ic1fi 2 місяці тому

    Karanganda weeee ❤taiyepo kwa mukotsa to the world

  • @LettyShawty
    @LettyShawty 3 місяці тому +2

    Seat number 18, I am here❤

  • @Ruepharoe
    @Ruepharoe 2 місяці тому +1

    Mai vane pink ava ummm vakaganhira

  • @VonaiMhokore-w9u
    @VonaiMhokore-w9u 3 місяці тому +2

    Ndoona zvangu ndakaringa tsvimbo iyo munei sekuru munemunhu anokuudzai zvose ndodavo kuuya nemhuri yokwagtu

  • @Enia-t4d
    @Enia-t4d 3 місяці тому +3

    Dzikamai mubatsirwe

  • @JulietMuzokura
    @JulietMuzokura 2 місяці тому

    Sekuru Mutsanzanjera salute pamatare emusha nengozi

  • @kudakwashemahuni3651
    @kudakwashemahuni3651 2 місяці тому

    uyo anonzi Memory ane pink uyo anoda mbama.....

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa 3 місяці тому +2

    Avo vasikana 2 avo dzungu rakawandisa munobatsirwa sei shart up mhani

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 3 місяці тому +1

    Seat 116 ...ndanonoka nhasi was at work ....🎉🎉🎉🎉🎉

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 3 місяці тому +1

    Vakadzi avo havana kukura varipasi pemurairo vababa. Vanongoziva chete murairo vaamai, asi nekuda kwechimiro chakagara chiripo chekuti mai mukadzi veNgozi vana havazotevedza tsika kwadzo sevamwe vana vakakura vari pa normal environment. At most pakadaro vana havasi vababa mumwe chete. It is a sorry situation absolutely. Havana kudzikama kana kushaya hunhu asi haisi mhosva yavo.

  • @JanetZiyera
    @JanetZiyera 3 місяці тому +3

    Regai ndimbogarawo risati razara sofa rese kuti dheshe

  • @LazzyMakozho
    @LazzyMakozho 2 місяці тому

    Haaa dzungu rinevakadzi ava rinokunda ngomakurira kunge dzungu rasangana nepfari

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 3 місяці тому +4

    Ndiye Rose wekwa Tonde here uyu

  • @evemunedzimwe6809
    @evemunedzimwe6809 2 місяці тому

    Sekuru mukotsanjera
    Svikaiwo kuno kukwangundu
    Ini ndatambura veduwe nemhuri yekwedu
    Dare ramuri kubata apa same neriri kumusha kwedu
    Huyai kuno sekuru

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 3 місяці тому +1

    Karanganda Zetflix ❤

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 3 місяці тому +4

    Mukotsanjera Shumba hutu ne chikwapuro chengozi nehurombwa.Shumba yegorongoza bhechu in his own words Mukotsa's.Vapedzerei.😂😂😂😂😂😮😮😮

  • @zimharomunyaradzi4416
    @zimharomunyaradzi4416 3 місяці тому

    Thank sekuru mukosanjera Basa sebasa.

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 2 місяці тому

    Kuvhechukira kwacho kune mai awo ka ummmm kushaya nyadzi paruzhinji

  • @WELLAZFISHING
    @WELLAZFISHING 2 місяці тому

    Vanasikana awo vane bapu.Kutonga tonga vanhurume so.Vanoda chitorobho.

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 2 місяці тому

    Hondo yengozi Sekuru Mukotsanjera...apa ndafara becoz pane nyya apa

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 3 місяці тому +4

    I hate vanhu vanotungamirira chiporofiti or n'anga. Zvizhinji zvstaurwa apa zvabva muvarapwa. Not kushopera. If you know psychology, unotoporofita mhuri . Vakazungaira telling n'anga zvese

    • @ssam1430
      @ssam1430 2 місяці тому

      Uyu andibhowa kana mbama ndirikuda kumudira right now

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 місяці тому

    Number one mukotsanjera 🎉

  • @NevsonSarahMuzvidzwa
    @NevsonSarahMuzvidzwa 3 місяці тому +3

    Tsoka muri elder makanyanya I salute you

  • @vunganaimapakame3072
    @vunganaimapakame3072 2 місяці тому

    Kutungamirira n'anga ko kunyarara kuti n'anga itungamire mukuiudza zvikuitika nezvamakambondonzwa ndosaka muchingoti tasvu muchibirwa

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 2 місяці тому

    Zvinorwadza

  • @mashpotato9080
    @mashpotato9080 3 місяці тому

    Tsvimbo yaMukotsanjera inotaura here .every time ndonzwa achiti mukomana wangu Ari kundiuudza kuti zvakati

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 3 місяці тому +1

    Sekuru ndoda kuiba tsvimbo yenyu ndonochera goridhe ndakaipakata ichinditaurira munzeve side rine Mari, vengozi mozovabatsira ndadzosa tsvimbo ndamboita mari

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 2 місяці тому

      😂😂😂😂😂 ndo liker kangani comment yenyu mukuru wangu

    • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
      @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 2 місяці тому

      @@olisamanyenya2090 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ka 30

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 2 місяці тому

      @@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz kkkkk Taura hko ndoda kundosimudza ndege Aviator ndiinayo 😂😂

    • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
      @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 2 місяці тому

      @@olisamanyenya2090 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @fecksonmutapati1389
    @fecksonmutapati1389 2 місяці тому

    Mukotsanjera number 1

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 3 місяці тому +1

    Sekuru Mukotsanjera havasi vari kurasa nyaya here apa?.

    • @VenganaiMangwenda-t2x
      @VenganaiMangwenda-t2x 3 місяці тому +1

      Dzokera, kwamambo kwayatangira uchatoona nekunzwisisa kuti tsotsi ratobatwa nasekuru

  • @michellechasi3252
    @michellechasi3252 2 місяці тому

    Mai vatsvuku vane pfiripfiti😮 I know her pain asingaadzikame tifambirane

  • @ChipoMakeke
    @ChipoMakeke 2 місяці тому

    Mukadzi anepink Uyo wekuzora mafuta chimbomudzimgayi mhani chiko kusatsiurika Chero kukadzi moroyewa haungatadzi unedzingu iwe pink face

  • @thebakerbrothernorwood943
    @thebakerbrothernorwood943 2 місяці тому

    Ready to save the nation

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 2 місяці тому

    Unedhuku chena uyo arutaurawo haapedzi kutaura haatauri chiro kahwani imika ummmmm

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 2 місяці тому

    Sekuru Mukotsanjera chivororo chengoziii

  • @VenganaiMangwenda-t2x
    @VenganaiMangwenda-t2x 3 місяці тому +1

    Mukonzajera tsoka ko manga muripii bataps tambooneswa Imwe

  • @EsnathRambanapasi
    @EsnathRambanapasi 2 місяці тому

    Hello baTaps nakule vandodisisa Mukotsanjera

  • @Sikhule04
    @Sikhule04 3 місяці тому +1

    Nhasi ndakasirawo ndakwana musofa kuti dhesheeee

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 2 місяці тому

    Part 2 pliz

  • @GilbertZunde
    @GilbertZunde 3 місяці тому +1

    Zvakaoma zveupenyu

  • @ricardomoiowechumba
    @ricardomoiowechumba 3 місяці тому +1

    mukotsanjera woyeeee

  • @evlynmapfumo7475
    @evlynmapfumo7475 3 місяці тому +1

    1 n'anga ine madimples 🔥🔥🔥🔥

  • @davidnyabanga2862
    @davidnyabanga2862 2 місяці тому

    Garepo ngepako

  • @chipo6031
    @chipo6031 2 місяці тому

    Kudzikama ifree of charge or mahara oro imarii nhaimi, kunodhura here, ko ukadzikama unofa here munhu and kudzikama kunorwadza here? Kubvunza wo hangu🤷🤷

  • @FaraiChakadya
    @FaraiChakadya 2 місяці тому

    Iwe hure iwe tseki noise kuvhiringidza chiremba kana urikuziva wadii kuita dare racho iwewe

  • @Olcool
    @Olcool 2 місяці тому

    Vasikana ava idzungu zvaro asi musha wavo ume zvikukutu chaizvo.

  • @Olcool
    @Olcool 2 місяці тому

    Vakadzi avo idzungu rei?

  • @collenm8242
    @collenm8242 3 місяці тому

    ❤U karanganda tv, soooofa rese kk

  • @maguemague2440
    @maguemague2440 3 місяці тому +1

    Avo vakadzi vanobhowa mxm ko kungonyarara nhy

  • @watsonchokufa9198
    @watsonchokufa9198 3 місяці тому +1

    Tsoka kakaaaaa ❤

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 2 місяці тому

    Ummmmmmm ku bleacher vatete zvikwambo zvachooo zvinotodawooo waka bleacher kkkkkkkkk chinofunga kuti urimurungu

  • @RebeccaZakariya-bb8ik
    @RebeccaZakariya-bb8ik 2 місяці тому

    haa ndabvuma mukotsanjeri chibaba anofamba nebasa sezvariri chibvondore bvondoooo

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 3 місяці тому +1

    Iyi family inosvota hayibatsirike neruzha kuti vape sekuru mukana wavo kuti vabatsirwe

  • @annamabheura7030
    @annamabheura7030 2 місяці тому

    Chivanhu itai mega

  • @PeMachi
    @PeMachi 3 місяці тому

    Pamberi namugotsanjera❤

  • @ganyaz
    @ganyaz 2 місяці тому

    sekuru mukotsanjera isai order mudare renyu kahunhu kevanhukadzi avo varikubvumira bvumira kanorerutsa dare renyu

  • @oswaldchibwe9161
    @oswaldchibwe9161 2 місяці тому

    Tukadzi utwo dzungu

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 3 місяці тому +1

    Kudyirwa mari nemakuruku

  • @RoseTemberere
    @RoseTemberere 2 місяці тому

    Ana baba acho hatodairi zvekudarooo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 місяці тому

    Ndikaona saMukotsanjera chero ndichirwara ndinopona😅