Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Ini ndirikunzwa bhoo zvangu
That laby with the HIV husband needs to leave. Bad advise from the panel. If the shoe was on the other foot they wouldn't be saying help your cheating wife with her medication 😅
I ❤ this show sorry hako wasu baba akatestwe zvisizvo zvorwadza
Ma show enyu tete ano disappointer because unenge wa downloader 2hrs only to realise kuti hapana kana chiri kunzwika.
Volume matikwadza
Maybe these pple are subotaging Tilda's programmes. Maengineer epi asingagoni kugadzirisa zvinhu for the past 4 weeks.
Tete Tilder na Dr. Choga makanyenyeredza caller uyo aiudzirei murume wacho zve hormonal imbalance? Dzungu dzungu hey kudzidza maningi here or kupusa
Volume
Sign language ndiyo yakutoshandiswa
Mubvunzo wangu team re media harigone kuwedzere volume here ,or kutsvaka zvinoita volume iwedzere ,,kare yaivepo wani volume iyi
Hameno nhai kuti sei vasiri kugadzirisa
Ngavatenge equipment nyowani yose zwayo varasire kure izvo zvisingashandi.
Ini iripo volume
@@elsiehovahova725 Saka Tete vave nefavour newe🤣🤣🤣
Ko program iyi yavakuitwa ne sign language here ? Manje inini kana chimwe chandinoziva pa sign language
😂😂😂😂😂
Y uchiti yakuitwa ne sign language
Ndiudze anything chawakanzwa in this episode. No sound at all kuno ku South saka ndati Iri pa sign language
@@nancyncube2656ini hangu ndanzwa zvese the volume was evn too high, because bn reducing it the whole program
Kana neni ndanzwa zvese
No volume
😢
Tete kana chirikunzwika volume zero
Volume 😢😢😢😢😢😢😢😢
Kwangu irikunzwika bho ini
What's with gay dude doing access forex add
Musikana uyo
Munhukadzi ane voice rine kaBase kkk!! Zita rake ndiChiedza
No volume tete