Deep inside ...muface arikutoda help ,hes failing to accept hes sistuation zvozoita ave insecure mostly because of communication... its better to over communicate to make him feel stable ,loved and cared for.. ... calling him urikubasa ,checking up on him ,kutaura naye nyaya ,calling him uchitobva kubasa etc Dont make him feel un loved or kuzoita zuva rese usina kumbomutsvagawo he is vulnerable...anyway if roles were reversed waizvigonawo sei ...Kana ritori bonde munhu anosiwa akokotwa twese...mukaita zvenyu zvekuti ndakaneta all the time...his frustration will get worse..
“Ungade kusiya murume nekuti ava nehurema here, unoti anochengetwa nani?” That’s all they are concerned about, havana kunzwa kuti the real problem that he’s suffering mentally and projecting on his wife. She’s not leaving cause he’s become disabled. She needs to talk to him and suggest counseling. Kana aramba, leave and protect yourself lady. But zvekurova manje, ini ndinodzosera.
He probably needs counseling manj...panenge pave nekapfungwa kekuti semunhu akurarama nehurema anoona kunge akutarisirwa pasi...so the sooner the better you can save yr marriage
You nailed it, murume needs more councilling to accept his condition. Mukadzi needs also, to understand kuti murume is now feeling insecure becoz of his condition and it might take time to accept.They also need to change zvinhu mumba, making things easy for a wheelchair user, even kuzvika kumota chaiko makes the car adopted to him so that he is also able to drive. So most frustration comes from not being able to do things he used to do, but he can do them if the environment has been changed to suit his new condition

Kukwatura chauko ndotobvandati munhu chengeteka
Vanhu ivavo vanonetsa ndine shamwari yandoziya ine pamuromo😂😂😂😂
He is insecure of you anotogaira kutiiiii ukuita something outside

Musiye