Nesuwo tese tinotoshaiwo kut imari rudziii yekut they don't think to rebuild our country or even to open one company so that people will get employment
As for JP we all know he's part of of the party...Anoimba kumaRally so aizotadza kutambira mota sei 😂 Chivhayo anototembawo masowe ake ndooanomusimbisa... Bhaibheri robva rati Psalms 50:21 Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere:Ukafunga kuti ndakafanana newe. Asi ndichakutsiura uye ndichaisa mhosva pamberi pako
He is very arrogant muchinda uyu. Pompous and also on the list of these false prophets. Misinterprets scripture more often. Pple are lying in the name of God. One day the Lord will break His silence
Ipurofesi here nhaii or inongova common sense combined with simple observation yekungovonavo kuri kuenda zvinhu? Chiwenga is probably right, coz obviously if ED was to fall anytime soon surely the Chivayos will fall with him; but no prophecy and no rocket science either.
Prophet mataura chokwadi senge pazviipatara apa mareva chokwadi manurse akutiza achienda kuchando nekuda kwenhamo iri munyika ngaagadzirise nyika uko not kuonererwa kana tramp angatipe here ARV Mari ichitambiswa kudai
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kwahi dangerous prophecy imi mukwane imi. Tikada kutarisa track record raChiwenga rema prophecy hapana kana 1 yakamboita come to pass lol. This is basic PA(Predictive Analytics
Anonyepa chiwenga hauporofite waona zvirikuitika . Maporofita anoporofita zvinhu long before zvakuitika. Kwete kuporofita nezvirikuitika. Ichi chi politician kete chiporofita.
The word of God is so sweet. It does not lie.
Amen
Asi Chiwenga wenyu murevi wenhema chaiye. Busy kubhadharisa vanhu mari zvisimo mumagwaro. Makapusa here vanhu vanotevera Chiwenga or makadyiswa?
Ukaona any preacher asingataure zvinokanganiswa munyika haana kubva kuna Mwari. Wese akabva kuna Mwari hapana chaanosiya kugadzirisa chero zvemumba mako nekuti zvese ndezvaMwari saka zvinogadziriswa naMwari kwete newe.Apostle TFChiwenga vakatotumwa zvachose muchabvuma iyemi makapihwa nhinhi dzemwoyo.
True,vese ma pastor vari zii ,hapana kana anoti bufu but mari dzevarombo vanotora,hurombo hwacho caused by government
Chokwadi chozvimiririra hazviitirwi ruzha kana zvokutukana
Kk
@@martinamukanya1200
Chokwadi Apostle TF Chiwenga paHarare pacharutsiwa haaa zimbabwe takarangarirwa takapihwa muApostle chaiye ❤❤❤❤❤
Mbwa
@@FaraiChekera iwe Ndiwe mbwa hombe hono chaiyo nxaa
Amen❤❤❤
@@FaraiChekerako kutuka akuita sei manje
@imbwa yemunhu mhani uyu, kuomberera chiwenga achiita zvedumbu rake in the name of the gospel.
The walls of Jericho shall fall.
Seh Calaz akatotanga kuritsa nyon'ooo😂😂😂
Following
😂😂😂
😀😂😂 aaayas
Kkkkk😂😂😂
If it's God that has made u rich ,u shall remain rich
Charamba imwe mboko inohwanda nebhaibheri,
Kukara mari
Zvisingaite
😂😂😂😂
Am loving this
Ichokwadi man of God paharare pacharutsiwa Amen
Kkkkkkkkk uyu ndomuda murume uyu T chiwenga
zvirevo 23 ngaizadziswe munyika yedu ye zimbabwe.
True undiluted gospel
Powerful message ❤❤❤
Pacharutsiwa paharare 😂😂😂😂😂
Ko iye Chivayo wacho anodii kushandisa imww mari aende ku gym .Kana kuvaka zvipatara. Kana kuvaka road
Nesuwo tese tinotoshaiwo kut imari rudziii yekut they don't think to rebuild our country or even to open one company so that people will get employment
Mari inemhiko........ How are you Joy
Inonga iine mhiko and only to be used for certain things.
Pacharutsiwa baba
They is a blessing in giving ,hence elevation will come to those given
Vachazotaura izvozvo vakurutsa baba
Charamba vakarwadzisa,handidi kuti vanavangu vasararame nezvehumbavha,iwe vobata
Kkkk
Chinyararai kani,taurirai pasi😂
2025 let’s be on a look out guys spiritually shuwa something is shaken
Every knee shall bow
Chiwenga ngaambotimirira please 🙅🏽♂️🙅🏽♂️🙅🏽♂️🙅🏽♂️🙅🏽♂️
Chiwenga apna chozikamwa hpo
@@GivemoreLison-ud8lo populist anoda kubigwa too much uyo
Chokwadi chagara hachitambirike panguva iyoyo
Amen😅 ngavarutse mbavha
We will just take the cars back toita plan ye ma ambulances hedu 😂
As for JP we all know he's part of of the party...Anoimba kumaRally so aizotadza kutambira mota sei 😂
Chivhayo anototembawo masowe ake ndooanomusimbisa...
Bhaibheri robva rati
Psalms 50:21
Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere:Ukafunga kuti ndakafanana newe. Asi ndichakutsiura uye ndichaisa mhosva pamberi pako
Makanyarara henyu Mwari
Kuchipisa chitendero.
Kapfupi we coming to also
This man Chivenga seems to have a answer to everything. Wisdom is needed. Revelation and interpretation of scripture. He is arrogant
Problem yakatanga pakuti madofo ese aakungovhurawo magwaro
he usually qoute scriptures when he talks
@FaraiChe😂😂😅kera
@ndizvozvo. Anowana inoti musaramba vakadzi, ozowana futi inoti rambai vakadzi muroore mhandara
He is very arrogant muchinda uyu. Pompous and also on the list of these false prophets. Misinterprets scripture more often. Pple are lying in the name of God. One day the Lord will break His silence
Ohoo God have mercy
This is not prophecy but reality of life
There is nothing which is going to happen to Chivhayo full stop. He is going to become richer by each day
Nothing lasts forever
Amen it is true and it shall come to pass.
Operation vanhu ngavarutse.
Vaudzei Apostle vanhu ngavarutse
Kana zvatotaurwa nemuposirori it will come to pass
Mubairo zvezvivi I won't even feel for them...zvipatara hakuna kana mishonga asi kuwaster mari zvisina musoro
Chiwenga to the pipo oya .This guy talks sense
But bible rinonakidza
True
Taura hako .
Wese wakatora mota muchamhanya
Undiluted gospel
chisina ziya rako siya by winky D
This is true, the way ma war vets are fuming vana Ziyambi vachidzorera nekuseri azvisi kupera mushe
Pane acharutsa nduru
Inguva chete inokwana😅
Kune varikushora jus take a note apana zuva risingasvike titende mucharutsa ndombonwira mvura amai chisamba show😂😂😂😂😂😂
Hanzi mucha vomit paharare 😂😂😂😂😂😂😂
Murume uyu anotaura chokwadi, mismanagement of Funds chokwadi the main Hospitals are in degrading states
Tichaona zvakawanda
Kumadzibaba havaverenge Bible, dzidziso ishoma yeshoko raMwari
Volume Apostle 😂😂
It true
Kurutsa chitaka😂😂😂
Kuchava nekugedageda kwemeno paHarare !!!!
Haaa uyu CHIWENGA haana deal,, akamboti Chamisa achatonga wani 2023,, ikozvino akutaura zvimwe
He was correct coz chamisa won but big headed people refused to cease power
@@FaraiMurombebut dai yaiva prophecy dai akat achahwinha bt achatadza kupinda
Pakaipa
Ngavarutse nezvitaka zvavo zvese
Dai varutsa takwaara pazim hapachararamike zvekumhanya😂😂😂
zvirevo 23 verse 1-5
Vanhu ngavarutse.
Winky D_Siya😊
Chakaramba chikomana Mr Holly 10 guess kut arikuseka sey
Dai vakangoti tiri kumada maAqua ari manew one
😅😅😅😅😅😅😅pacharutswa pa town
❤❤❤
kkkk haaa bba imi makaipa munopisa
Amen😅
Why should people be affected by presents they were given
Mapostori hokoyoyi nekurutsa uko 😂😂😂
Tode kuzviona, will ask chiwenga kut zvazodinj 😂😂😂😂
Haaa mucomment section ndomaunoona vabereki vasina pfungwa,,,,vachakavharika meso,so zvirikutaurwa hamusi kuzviona here zvichiitika?????nyika inevanhu varikutambura hapana pamakambonzwa paakapawo someone akaremara kutokundwa nen'anga dzirikuvakira vanhu dzimba
Shoko raMwari haripikiswe.
Vacharutsa😅
Imi muchidii manje
Amen
Wacharutsa big size
Hamunyangadiswe nechokwadi ichi
Please stop commenting and let us just listen to the video. Ka a uchivaviwa nekuda kutaura. Gaurayi video renyu rapera.
kuzvipatara hakuna mishonga vanhu vachitambisa mari
Varikudya kupurazi
Fantan hokoyo
Kkkkk😂😂😂 ma1
Ipurofesi here nhaii or inongova common sense combined with simple observation yekungovonavo kuri kuenda zvinhu? Chiwenga is probably right, coz obviously if ED was to fall anytime soon surely the Chivayos will fall with him; but no prophecy and no rocket science either.
Is this a prophecy or just a comment from observations
Hapana chiporofita apo pfungwa dzake uyo
Ko NHAI chinonzi kuparidza chii,kuporofita here,,,,,tine meso but hationi,,,,zvimwe hazvidi chiporofiti
How can u say they didn't need these cars imika
Murume mukuru kunzi amai kkkk kwanai imi
KKK moms chiwenga mweya wacho
Adonijah akazodii
Are you blind
I don’t think this is a prophecy but an assumption.
Chiwenga why not appriach him or pray for his repentance. This is not really a prophecy ,it is word of wisdom or anylisis of what is happening.
Prophet mataura chokwadi senge pazviipatara apa mareva chokwadi manurse akutiza achienda kuchando nekuda kwenhamo iri munyika ngaagadzirise nyika uko not kuonererwa kana tramp angatipe here ARV Mari ichitambiswa kudai
Chiporofit chemugotsi matsuro, ndechip chawakataura chakaitika?Ziwa zvekudya nguruwe nekutsigira chimbwasungata.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kwahi dangerous prophecy imi mukwane imi. Tikada kutarisa track record raChiwenga rema prophecy hapana kana 1 yakamboita come to pass lol. This is basic PA(Predictive Analytics
Kkk .. chiwenga stop it
Hanzi naChivengaaa
That was not a mistake ma bars
This guy needs deliverance hombe kutoendeswa kugungwa kwana Religion
Anonyepa chiwenga hauporofite waona zvirikuitika . Maporofita anoporofita zvinhu long before zvakuitika. Kwete kuporofita nezvirikuitika. Ichi chi politician kete chiporofita.
akataura zve Zimbabwe kare achiri mu street
😂😂😂😂
Kkkkkki. Vomit how.😅😅😅😅😅
Kwazvo uchazviona ende uchanzwa tsitsi wangu
Is this prophecy or use of wisdom considering recent developments within ZANU PF?
well, I think if you listen to previous sermons you'll see how all this is unfolding, he started talking about this a while back
This guy is an opportunist just gambling with the wind, Bombshell ndiye akonzeresa njuga dze prophecy iyi
Kana Uri murakashi uchabvuma zviri kutaurwa wait and see usadherere mwari
Ummm NaMai Chisamba of all pple aghh am so disappointed in her shame..I thought vanofunga but no vanotodawo life.
Kana ari mashoko aChiwenga nothing is going to happen asi dai anga abva kuna Mwari yaaah
Mwari anevaakatuma kuzoparidza chokwadi,zvakare chokwadi chinorwadza hachitambiriki
Haiwawo akatotadxa kubatwa kudhara uyu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndaseka nhasi ..
Zvichamuwana hake nekuti haasikuona kuti arikuzvinyanya
But to me this DOESN'T sound like a prophecy. I could say the same.
Why everyone anomhanyira kutaura zvehospital but muri maprophets poresai ka
This is not a prophecy anyone can see that wickneil is going to end up in prison