ln Beitbridge collecting items from Shemarians, and buying groceries raive rashotera.Mota yazara🙏

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 24 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 56

  • @momof3941
    @momof3941 8 годин тому +23

    Am letting the ads run through the video as my contribution to your great work of humanity. Stay blessed

  • @Heatherkhl
    @Heatherkhl 8 годин тому +4

    The least i can do is to watch Ads,keep up the good work

  • @littlechefvickymommy6279
    @littlechefvickymommy6279 9 годин тому +7

    Haaaa thank you so much mushemarian for giving too. Shero maShemarian tizere kwese kwese. Nyika dzese. We love you. ❤❤Thank you for supporting the Shemarian too.

  • @tambudzaitasiyenyika3196
    @tambudzaitasiyenyika3196 8 годин тому +1

    My sister you are one in a million may our heavenly father protect you from the evil one keep and long live if I was In Zim I was going to accompany you .

  • @JoyNyasha-do7de
    @JoyNyasha-do7de 8 годин тому +5

    Shero Dai mwari vakakupawo murume anokunzwisisa kuti uri munhu wevanhu love u shero ❤

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 8 годин тому +1

    Thank u so much ma shamarians,Shema God bless u

  • @CharityMoyo-v5c
    @CharityMoyo-v5c 8 годин тому +1

    I salute you Sharon,kip on doing great job.Mwari akuitire zvakanaka azadzise zvishuwo zvako♥️♥️♥️♥️

  • @Zainah-vc6qn
    @Zainah-vc6qn 7 годин тому +1

    Mahwe for the pple😊

  • @TalentMatande
    @TalentMatande 5 годин тому +3

    Ndinotenda vese vari kutapudza pavanapo vachitsigira kuti vana vawane kurarama nemiwo sisi shero mwari akuitirei zvidhafu dhafu

  • @eshellymavhunga1691
    @eshellymavhunga1691 6 годин тому

    You are the 1 in a million well done

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 5 годин тому +1

    Thank you so much kune vese varikubatsira.Shero mwari vakuitire zvakanaka❤

  • @bjorosi5050
    @bjorosi5050 9 годин тому +2

    My sister Sharon

  • @EsterMoyo-ms1mc
    @EsterMoyo-ms1mc 7 годин тому +1

    Good job sis Sheron

  • @LetticiaChipameso
    @LetticiaChipameso 8 годин тому +2

    Handigone kukutenda Sisi Shero munamato wangu ndinoti Mari Dai wakuwedzera mazuva panyika .dzimwe nguva pandinoona ma video enyu ndombo chema ❤❤

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 7 годин тому +1

    May the good LORD guide

  • @Suewally
    @Suewally 8 годин тому +6

    Imagine Sisi Shero as an MP Handisi kuti chiii kana kuti chii hangu but imagin❤❤❤❤

    • @esierayner533
      @esierayner533 8 годин тому +4

      Nyasha dzaishe will locate her one day

    • @ProgressMutandwa
      @ProgressMutandwa 8 годин тому +3

      Sharon for the president ❤❤❤ndinotodzoka kuzimbabwe kuzomuvhotera chete

    • @Suewally
      @Suewally 8 годин тому

      @@esierayner533 true

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 6 годин тому

  • @lucyliza5752
    @lucyliza5752 8 годин тому

    Watched all the adverts great work shema

  • @pdee5506
    @pdee5506 6 годин тому

    Great job

  • @barbramapondo2322
    @barbramapondo2322 5 годин тому

    Blessings my dear sister

  • @TracyMutembedzi-v6z
    @TracyMutembedzi-v6z 9 годин тому

    Good job guys ❤❤❤❤❤

  • @LuciaRwafa
    @LuciaRwafa 4 години тому

    You are awesome

  • @bridgetbrendah9629
    @bridgetbrendah9629 6 годин тому

    ❤❤❤❤

  • @bridgetbrendah9629
    @bridgetbrendah9629 6 годин тому

    ❤❤❤❤❤❤❤

  • @AliceMukonoweshuro
    @AliceMukonoweshuro 3 години тому

    God bless you shema

  • @lovenessmutibura1152
    @lovenessmutibura1152 8 годин тому

    Shema l love you and your job

  • @OrripahNdarande-wg1jp
    @OrripahNdarande-wg1jp 7 годин тому +2

    Sisi venyika muricy ropafadzwai namwari nebasa ramunoita iro

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 6 годин тому

    Shema Shema to the people ❤❤❤

  • @JudithMaregana
    @JudithMaregana 7 годин тому

    Good girl bata bsa

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 6 годин тому

    Good job cc shero

  • @AaronRusike
    @AaronRusike 3 години тому

    Makakosha❤ God bless you

  • @ClintJera
    @ClintJera 6 годин тому

    MaZap ayo ekureba ayo haayiteba akapinda mhepo anozotester funny bttr tumapacket tudiki aya anenge arimuzi pack rihombe

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 8 годин тому

    MaShemarians zvidadiso❤❤😊

  • @LonjinaMagigwana
    @LonjinaMagigwana 8 годин тому

    Haa Sisi Shero murikubata Basa thank you so much mwari akukomborerei

  • @TsitsiMukanyakanya
    @TsitsiMukanyakanya 3 години тому

    Sharooo❤❤❤

  • @rumbidzainerutanga8540
    @rumbidzainerutanga8540 8 годин тому

    Sharo wanguu❤❤❤

  • @sarahmutingwende2078
    @sarahmutingwende2078 9 годин тому

    ❤❤hallow Sheron

  • @GloriaMasiya-eg3ne
    @GloriaMasiya-eg3ne 4 години тому

    Thanks shemarians

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 7 годин тому

    Sharon ❤❤❤

  • @ShamisoChiweshe
    @ShamisoChiweshe 3 години тому

    Sisi Shero mwari ngavakuyitireyi zvamunoda

  • @EdnaKucherera
    @EdnaKucherera 3 години тому

    Welcome bacK tanga takusuva

  • @PraiseGuguda
    @PraiseGuguda 8 годин тому

    Thank you vese vari kutambanhudza maoko

  • @poncianamkanuki4779
    @poncianamkanuki4779 Годину тому

    Sheron urichidadiso kunesu vanhu vemasvingo province,ramba wakadero

  • @GladysNdlovu-h4o
    @GladysNdlovu-h4o 8 годин тому

    Hello sisi

  • @0606trust
    @0606trust 8 годин тому +1

    Waita basa Sharo nerudo rwako

  • @TambudzaiMarewo
    @TambudzaiMarewo 9 годин тому

    Sister sharo

  • @bjorosi5050
    @bjorosi5050 9 годин тому +1

    Unofamba nezvipipi mu Beitbridge

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 5 годин тому

    Tora ma cheese tomato hamheno zvainoita inoitisa hu gugu

  • @LUSIYANAKufa
    @LUSIYANAKufa 2 години тому

    Ende makafanana na mai avo good bless you

  • @abigailmubaira1924
    @abigailmubaira1924 38 хвилин тому

    🎉🎉🎉❤ God bless u Sharon

  • @vimbaitarwira1254
    @vimbaitarwira1254 2 години тому

    Mwari wakanaka nguva dzose