Apostle Chiwenga, Tinashe Mugabe, Chief Makoni, Man Arrested Mudare After MaResults e DNA PAKAIPA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 11 вер 2024
  • fair use
    Credit ‪@JesusRevelationMinistries‬ ‪@theclosurednashow‬

КОМЕНТАРІ • 966

  • @delighbless3373
    @delighbless3373 3 місяці тому +5

    I love Mr Ruzvidzo. He uses reasoning, not emotions. You're very mature, sir.

  • @aguymafuta
    @aguymafuta 6 місяців тому +55

    Our Chiefs must be permitted kumbozvambaradza vanotambisira dare nguva uye vanonyebera kuzungaira pamberi pe dare.

    • @MrMadongorere
      @MrMadongorere 6 місяців тому +2

      Trust me dare kwa Rusape vanoti chimboendai naye vezera munokurukura kwenyu mega. That will be chief vachitoti boys endai munozvambaradza nhubu.

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 6 місяців тому

      True to that

    • @BrillMazvanya291
      @BrillMazvanya291 5 місяців тому +1

      Very true panofanirwa kuita vanorova vanhu vanopenga

    • @TulumbeMunsaka-ob5eq
      @TulumbeMunsaka-ob5eq 5 місяців тому

      V nnnbbbb mbb pnbvvvvgvx,v? ? ??:,"?, ; ? , ​@@BrillMazvanya291

    • @yvonnenduna800
      @yvonnenduna800 5 місяців тому +1

      Plus imwe mombe pamusoro yekutambisira vanhu nguva. Ncaa

  • @LionelLayaan
    @LionelLayaan 6 місяців тому +20

    Apostle chiwenga l salute you always come with wisdom

  • @bernmubuyayi656
    @bernmubuyayi656 6 місяців тому +31

    Mkosera is a gambler,,becoz hure iro rine Murume so aiti ma results aigona kubuda asiri baba ,,,ndosaka akaramba akatsika

    • @williammadya-pq1ry
      @williammadya-pq1ry 6 місяців тому

      Kokuzoramba after maresults abuda 😂 haaa Mukosera mukosera sezita rake ibombo iro 😅🙈🙌🏿🙌🏿

    • @SaselamaniMax-rm6nw
      @SaselamaniMax-rm6nw 6 місяців тому +1

      Very true, prblm kuzoramaba achirmba iwo ma results abuda kkk

    • @user-rz4xd9cu1v
      @user-rz4xd9cu1v 6 місяців тому +1

      Hure it's a harsh word. 😊

    • @gamuchiraigorima
      @gamuchiraigorima 6 місяців тому +1

      Ichokwadi bro Emanuel, murume uyo akaroora benzi, chihure chiri maari,

    • @JosephMajaya-wz6yk
      @JosephMajaya-wz6yk 3 місяці тому

      True. Mkosera akangwara uyo

  • @user-hc3kz6vr7v
    @user-hc3kz6vr7v 5 місяців тому +4

    😂😂😂😂This video made my day... Thank you for the words of wisdom Apostle chivenga

  • @tatendasimonnyikadzino9991
    @tatendasimonnyikadzino9991 6 місяців тому +18

    Thanks Zigo especially on introducing always Apostle TF Chiwenga people will be saved not only on this earth but if possible on the other eternal life to come.

  • @lesliechipendo6783
    @lesliechipendo6783 6 місяців тому +33

    Tinashe Mugabe tikukumbirawo ma DNA aMagaya and Zigo pkz

  • @belindavimbayi8949
    @belindavimbayi8949 6 місяців тому +12

    😂😂the shock on mr Mugabe's face

  • @The_C.E.O
    @The_C.E.O 6 місяців тому +13

    Mr Manyika is a gentleman and a scholar . He is full of wisdom .

  • @solomonmash
    @solomonmash 6 місяців тому +14

    It's sad to see a man, blantly and confidently lie infront of a whole community and bring shame to his name and people... my heart goes out to the husband, having your wife narrate where and when she got smashed by another man

  • @NyashaKafa
    @NyashaKafa 6 місяців тому +10

    Ndaseka shock yandaona pa face ya The DNA MAN pavanzwa kuti describe zvandakaita 😂😂😂😂

    • @hildarupondo3825
      @hildarupondo3825 6 місяців тому

      😂😂😂😂 chero inii aaaaah ashamisika

  • @princessmamthe
    @princessmamthe 6 місяців тому +30

    The husband is very traumatised 😢 shame

    • @user-jh7vf1bg8e
      @user-jh7vf1bg8e 6 місяців тому +1

      Apa unoziva zvinoitika vakaddzi vasinga hure vanowana mhombwe dzevarume vanorura nechipfambi varume vasingahurewo maiwe unotovanzwira tsitsi vanohurirwawo apa havatombovabate vakaddzi vacho

    • @VioletMdlongwa
      @VioletMdlongwa 6 місяців тому

      Iripi nyaya izere episode chii

  • @tyresolutions6383
    @tyresolutions6383 6 місяців тому +23

    DNA MUST BE COMPULSORY AT BIRTH

    • @yvonnenduna800
      @yvonnenduna800 5 місяців тому +1

      Matopedza

    • @yvonnenduna800
      @yvonnenduna800 5 місяців тому +3

      True mitoriro inenge ikuwanda nevana varikugara kusiri kubloodline ravo. Mawinds haaperi

    • @winniekarasamungu7575
      @winniekarasamungu7575 2 місяці тому +1

      Vakadzi vechidiki chiiko nemowo sei musingakoshesi dzimba dzenyu sei musingagutsikane nevarume vamakapiwa namwari

  • @kayceee2170
    @kayceee2170 6 місяців тому +18

    Ini nyaya iyi ndinoiona differently.
    Varume vazhinji vanonyenga naturally, esp given culture yedu yebarika
    Now chinoita ndechekuti kana mukadzi kwaye anyengwa anofanigwa kuramba, bcoz anoziva kuti akaroorwa and murume and murume wake is waiting for her. Even mukukura kwedu, kana ukanyenga musikana kana akati No, nomater what you do its a No and hapana zvaunoita. Saka panoitika chifambi, the imprtant peson mukadzi. Saka maChiefs nevedare should now change the focus and penalise vakadzi, bcoz they have the key.
    Kana abvuma kuarara nemumwe murume iye akaroorwa, saka ndiye pfambi and must be made to pay kumurume wake.

    • @user-jh7vf1bg8e
      @user-jh7vf1bg8e 6 місяців тому

      Kkkkkkk

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 6 місяців тому +1

      Rimwe team rinoshandisa ma bad herbs kutora madzimai evamwe. Rinoto specializer nemadzimai evanhu

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 6 місяців тому +1

      Iwo warume wakahurirwan mukadzi hz ndirirwe n chikomba
      Ok fine mombe idzodzo woisa pamusha
      Ko wana wanofudza wachiti mombe dseuripwa chifewe cha mai
      Ini andioni zvichita chimiro pamhuri
      Wanodzidzei wana
      W Chiwenga soko renyu rino ita haisinyore kugara nemukadzi uchimuregerera chifeee uuummm
      Zvadii wabva watozvisiya ndoo.muononwangu

    • @user-wk4gh4hr1x
      @user-wk4gh4hr1x 6 місяців тому +1

      Vakadzi vanorara varikuura ma Chiefs please vakadzi ngaavaripe izvi zvanyanya. Vanovhumirei kusvika akumura mbatya? This is bad really

    • @sasssysasha4261
      @sasssysasha4261 6 місяців тому

      hapana natural apa man have been allowed to do so by thee patriarchal society look at the western syd they changed that mentality and its wrking vakadzi,both sexes shld learn to respect their bodies and god

  • @tailorsinstitute
    @tailorsinstitute 5 місяців тому +5

    Why they do not arrest the woman as well. Its not fair! 😅

  • @tokozanimazvimbakupa5450
    @tokozanimazvimbakupa5450 6 місяців тому +2

    Hamu dhererwe Nyati. Varatidzei muripo. Well done bamdiki😊

  • @isaacpinielo
    @isaacpinielo 6 місяців тому +18

    The pastor's view advocating for the death penalty as punishment for adultery is not only shocking but also deeply concerning. In a society where forgiveness and reconciliation are often emphasised, such extreme measures only promote violence and further damage relationships. As a pastor, I would expect him to emphasise what their Bible teaches... to forgive those who have wronged us, and to love and support our partners through difficult times. Additionally, it's crucial to recognise the role played by the husband in the dynamics leading to adultery. Issues such as lack of communication, neglect, or even abuse within the relationship can contribute to such actions. Instead of advocating for harsh punishments, there should be a focus on addressing the root causes of adultery and promoting healthy, respectful relationships based on understanding and empathy.

    • @user-jj6le6xq7o
      @user-jj6le6xq7o 6 місяців тому

      True

    • @user-rz4xd9cu1v
      @user-rz4xd9cu1v 6 місяців тому

      Gomba harina mwana

    • @farainyoni2407
      @farainyoni2407 6 місяців тому +1

      Christ says the only reason a man is allowed to divorce the wife is adultery. That's how serious adultery is

    • @user-rz4xd9cu1v
      @user-rz4xd9cu1v 6 місяців тому

      @@farainyoni2407 ko murume akahura kkk

    • @user-jj6le6xq7o
      @user-jj6le6xq7o 6 місяців тому +2

      @@farainyoni2407 and not to kill divorcing and killing are two things ..pastor apa varasika nekuti chavaifanira kudzidzisa kupara kwemba yaMai avo kwete death penalty is he God now apostle avo ...ngavasaverenga pavanoda chete vachiisiya pamwe panotaurwa zverepentance.kkkkkkk

  • @memoryzengeni
    @memoryzengeni 6 місяців тому +10

    I surrender Apostle Chiwengwa😂😂😂. Matenga mombe here aiwa ,ndedzekuhura kwemukadzi wangu😂😂😂

  • @mychariot6079
    @mychariot6079 5 місяців тому +6

    Ko murume akahura akanoita vana mumasmall house, saka vorambana nemukadzi here? Faithfullness should be from both sides, wife and husband

  • @user-px9dh2ut9n
    @user-px9dh2ut9n 6 місяців тому +2

    Zigo urikuseiri big up❤ murume uyo zibenzi aputa mbanje uyo hadzina kukwana rovai munhu uyo akwane pfungwa hadzishandi unotambira sei usingazvizivi benzi remunhu

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 6 місяців тому +17

    This woman needs to go, please do not allow this evil near your life

    • @lukachapeyama
      @lukachapeyama 6 місяців тому +6

      Staera ndeye kuti in the court you say that you have forgiven your wife...because ukamuramba fine yaMukosera inoitwa reduced. You play dumb and get your mombes and down the line munhu ozorohweswa pasi!

    • @agnellamusonza
      @agnellamusonza 6 місяців тому

      Haaaaa kahure kamkadzi ako

  • @user-qe9mo8uk3t
    @user-qe9mo8uk3t 6 місяців тому +1

    Js wanna give thumbs up to the Chief, Mr DNA Apostle Chiwenga n the Journalist as well . Well nailed,,,, inini zvangu i can't forgive mukadzi ahura

    • @mavismataga4571
      @mavismataga4571 6 місяців тому

      Asi kana mrume ahura anofanigwa kregeregwa?

    • @mavismataga4571
      @mavismataga4571 6 місяців тому

      Mkadzi ibenzi marikicha chaiye kfukurira hembe bwengechera here haaaa

    • @maicoclaudio9107
      @maicoclaudio9107 6 місяців тому

      Even me

    • @Chimhamha.C.A.K
      @Chimhamha.C.A.K 6 місяців тому

      as long usina kumbomuhurira akakubata yes usamuregerera bt manje team varume ndimi kunoita vakadzi mahure bcz munovahurira and munovasiya hamuchataura nano hamuchaphona matove kutoita vevamwe apa mkadzi anenge avawo kushaya bonde semunhu vakajaira kuva nemurume wake

    • @user-qe9mo8uk3t
      @user-qe9mo8uk3t 6 місяців тому

      @@Chimhamha.C.A.K wangu mukadzi haatofanirwe kuhura ,,, varume hatiti vanohura coz vashoma vanobatsira mudzimai one chete hameno kana wandinzwisisa

  • @TheSnypa111
    @TheSnypa111 6 місяців тому +7

    Kutevera mukadzi kudare kuri kutongwa chihure chake madness ari right right here murume uyo 🤣🤣🤣🤣🤣

    • @DRRZOE
      @DRRZOE 6 місяців тому +1

      Eeh ari right ndokuti abhadharwe na Mukotsera

    • @TheSnypa111
      @TheSnypa111 6 місяців тому +1

      @@DRRZOE haaaa murume kutoteya mari dze chihure chemukadzi ahhjhh madness

  • @oswellmapemba
    @oswellmapemba 5 місяців тому +2

    The best ever show I ever watched

  • @user-vi9ns8rv9l
    @user-vi9ns8rv9l 6 місяців тому +6

    Zigo ramba wakadaro basa urikurigona.Waita basa ukaisa Apostle TF Chiwengwa kuti zvinyatsoendeke.Big my bro

  • @bostinnamusobeya808
    @bostinnamusobeya808 5 місяців тому +6

    Ziggo mkadz hasisina kunaka kana achiita chihure

  • @rbrown6932
    @rbrown6932 6 місяців тому +7

    No no no that's unacceptable at all costs chihure mumba no thanks

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf 6 місяців тому +12

    Zigo true Tinashe Mugabe the best show ever

  • @wellingtonsibanda3330
    @wellingtonsibanda3330 6 місяців тому +5

    Very good Zigo, this is where you qualify and good at not that ZANU PF PROPAGANDA

  • @deliwemashingaidze27
    @deliwemashingaidze27 6 місяців тому +1

    Haaa vakadzi varimudzimba musadero ka nhai.. Chiii chakadaro nhai kunodhura mwana shuwa itai muchfungira varume venyu anenge achikushandirai

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 6 місяців тому +5

    Mkadzi ndiye anofanira😂 kuripa chikomba hachina mhosva plssss🙏🙏🙏🙏hapana akamanikidzwa akabvumirei kana aiziva kuti ane mrume

    • @PerpetuaMushonga
      @PerpetuaMushonga 6 місяців тому

      Mkdzi wemnhu hasvitswe shoko

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 6 місяців тому +1

      Taura hako mukadzi ndiye hure

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 6 місяців тому

      @@PerpetuaMushonga kana iri pachena unosvitsa shoko kune pamwe paunoona kuti iri pamuti chero ukarega vamwe vari kungopinda mahara

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 6 місяців тому

      @@PerpetuaMushonga zvinofanana nemkadzi wemunhu anopfeka G string zvinotorakidza kuti akangowana anoda anotorovesa chitungwiza nepakati

    • @munyaradzimpangeni4119
      @munyaradzimpangeni4119 6 місяців тому +1

      Vese vanofanhira kuripa

  • @nevisonkutadzaushe8626
    @nevisonkutadzaushe8626 2 місяці тому

    Zigo, i really like the way you do your work, so intertaining.

  • @munyaradzimajiri2328
    @munyaradzimajiri2328 5 місяців тому +3

    Kana Chembere inoenda kumusha kwayo

  • @charitymushonga4361
    @charitymushonga4361 6 місяців тому +1

    Matenga mombe here ...handina kutenga nedzekuhura kwemukadzi wangu nhai Mwari

  • @ivychigonga3366
    @ivychigonga3366 6 місяців тому +6

    Zigo i have a question to all man why are they so traumatized if a woman had an affair??? But when man had an affair it seemed very normal??? Why is that so painful to man .

    • @simbakapondoro2600
      @simbakapondoro2600 6 місяців тому

      Varume tinopererwa it's weakness irikuvarume vese

    • @josephmutodza9455
      @josephmutodza9455 6 місяців тому

      A key that opens many padlocks is for keeps but a padlock that can be unlocked with many keys is not worth keeping throw it away😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @HappyFriedEgg-bf3jl
      @HappyFriedEgg-bf3jl 6 місяців тому

      No she mad, the madness won't stop until she diagnosis

    • @sasssysasha4261
      @sasssysasha4261 6 місяців тому

      nhai zvako vakadzi ndovasingaregereri manje kana kuhurirwa nemurume its a high level of disrespect..if the wife doesnt leave anokuhurira simbisanai zvenyu varume and vakadzi vakabvira karesa vachingo hura kungoti there was no wifi and dna

    • @kudzinyabadza7402
      @kudzinyabadza7402 6 місяців тому

      Man are traumatized because ndivo vano provider everything to their family. That's why zvichivabata bata.

  • @siziwentini4595
    @siziwentini4595 6 місяців тому +1

    Thank you Zigo for a well presented version of the video 💯💯💯💯

  • @sekurugudopikichatv1761
    @sekurugudopikichatv1761 6 місяців тому +4

    mr Ruzvidzo a man of wisdom

    • @tendaimazingaizo3098
      @tendaimazingaizo3098 5 місяців тому

      Akadhakwaa uyooo wisdom yei ipapa dzimba dzichiparadzwaa nechihure, ndomadhara akambohurirwa ayooo

  • @user-fy1ww2it3n
    @user-fy1ww2it3n 6 місяців тому

    Zigo! I respect you! Mari haina painopinda! Trust iri pamukadzi wako! If aka decide to betray you its her choice! U don't own anyone😮....! If kana ukauraya chikomba kana mukatarisana mumaziso nemukadzi anenge achikuudza kuti ndichazviita futi!

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 6 місяців тому +4

    Kwete zvana Chief Seke, he must take notes

  • @esthermzimba9936
    @esthermzimba9936 5 місяців тому +2

    Both culprits deserve punishment,pfambi yemukadzi nechikomba.

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 6 місяців тому +6

    Exactly akaroora benzi l second you

  • @reasonmurisa3136
    @reasonmurisa3136 6 місяців тому +7

    Zigo you are good on these stories we need more of these than politics

  • @nyashashairo1854
    @nyashashairo1854 6 місяців тому +3

    What a nice conversation 😂😂😂

  • @FurmucationMaster
    @FurmucationMaster 6 місяців тому +2

    Yes Apostle TF Chiwenga is right Zigo

  • @patriciatshabalala800
    @patriciatshabalala800 6 місяців тому +12

    Myb the other kids are also nt for the husband

  • @mdaradziva1551
    @mdaradziva1551 3 місяці тому

    Mr Ruzvidzo, thanks

  • @user-jh7vf1bg8e
    @user-jh7vf1bg8e 6 місяців тому +5

    Aaaah uyu mkadzi uyu ngavaende hake 2 months munhu wakurinzwa zemo aah haasiye chihure uyu

  • @mavismataga4571
    @mavismataga4571 6 місяців тому +1

    Gupuro straight chero Mwari vanozvitendera , ngaaende

  • @farlands10
    @farlands10 6 місяців тому +3

    'something is not make sure about this man I don't trust him." Zigo 24😅😅😅

  • @SiphoNdlovu-of3fb
    @SiphoNdlovu-of3fb 6 місяців тому +2

    Indeed something is not make sure na Mr mukoseri

  • @user-wu2bm3cj6x
    @user-wu2bm3cj6x 6 місяців тому +5

    Pakashanda mushonga apa.

    • @user-jj6le6xq7o
      @user-jj6le6xq7o 6 місяців тому

      True

    • @charityrusike7055
      @charityrusike7055 6 місяців тому

      Mushonga weyiii ,hure rinoda Mari harina choice

    • @charityrusike7055
      @charityrusike7055 6 місяців тому

      Hure rinoda Mari , nerimwe rinongoda kudhura bedzi harina basa nazvo rotobira murume or mukadzi uyoo I type inochengeta zvikomba

  • @forgetmoyo3151
    @forgetmoyo3151 6 місяців тому +1

    I like this one
    Is the best show ever

  • @nancymthembu3596
    @nancymthembu3596 6 місяців тому +3

    Rovaii Apostle🎉🎉🎉🎉🎉👏👏👏
    Bhukuuuu

  • @Peter-jj9bs
    @Peter-jj9bs 6 місяців тому +2

    Zigo you must know that the beauty of a man is not in looks or youth, it's way beyond that

  • @user-df7dd2xg9v
    @user-df7dd2xg9v 6 місяців тому +6

    Haaa Zigo Shaa apa watatidza hunyanzvi panyaya iyi

  • @tinayetachiveyi3915
    @tinayetachiveyi3915 6 місяців тому +3

    Let those who have not sinned throw the first stone, blessed all those who have not sinned, but Christ died for sinners no for Holy men like Talent Chiwenga

    • @stanfordmurigwa9800
      @stanfordmurigwa9800 6 місяців тому

      Verengai bible mushe musapusa asimunoenda kumasowe echishanu

    • @celianchitembo4924
      @celianchitembo4924 6 місяців тому +1

      Iroro verse rinodiwa chaizvo,musingazive zvarinoreva,Jeso akanga afira vatadzi here paye kana kuti kwete??iyeye mukadzi akanzi aende anotadza zvee here nekuti akaregererwa??Pane vaipomera paiva pasina akaponeswa nekuti Jeso ave asati afira vatadzi ndosaka pakashaiwa asina chitema,uye zvee Jeso ainyora pasi nemumwe kurangaridza mitemo inegumi yaive yakanyorwa nemunwe isina kubatsira kuti vanhu vasatadze,saka iye aizozadzisa murairo kana achinge afa

    • @user-jj6le6xq7o
      @user-jj6le6xq7o 6 місяців тому

      True ...vanhu too much kuita kunge vakamboenda kudenga vakadzika 😂😂😂

    • @celianchitembo4924
      @celianchitembo4924 6 місяців тому +1

      @@user-jj6le6xq7o Siyanai nevanhu,muite zveakabva ko kudenga,akadzokera ikoko,ndiye ane chokwadi chekuenda ikoko

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 6 місяців тому +8

    Hapana mshonga apo vakadzi varikunyengerwa mazap nax ava haaa ngaaende

    • @madamboss7216
      @madamboss7216 6 місяців тому

      Varume problem yekusachegeta vakadzi vavo apa kuzozhamba kana vazohurirwa asi kna variivo varikuhura😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndaseka zvangu

    • @rhinemupara1239
      @rhinemupara1239 5 місяців тому

      Vatengereiwoka ma zap acho kumba vasanyengwa

  • @BlueSkyTrading8719
    @BlueSkyTrading8719 6 місяців тому +1

    Well done Zigo this was a banger... 💪

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 6 місяців тому +5

    Dhara ngarinyare iri

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r 2 місяці тому

    Haahh ngaatibvire haana here kumbobvuma here pekutanga thats so stupid nhai imi. Macrook chiiko

  • @kudzaipenduka9854
    @kudzaipenduka9854 6 місяців тому +2

    Mental health screening is important before any relationship 😅

  • @carencaren5870
    @carencaren5870 6 місяців тому

    Zigo to the world 🎉🎉🎉🎉,,,waakugona manji ,bt Chiwenga ngaasati abatwa achipomba ngaafe anofa how ,unless ariye achazouraya vanhu vacho
    😂😂😂😂😂😂

    • @TabethMateta
      @TabethMateta 6 місяців тому

      Kuti ngaafe hazvirevi kuti vatouraiwa asi Kate vanhu vaidaro vainzi vafe , it is just that vanhu vakadaro vane hunhu ihwohwo havakodzere kurarama. Ukaona munhu aponda munhu vobva vati munhu uyu aita zvakaipa havakodzere kurarama hazvirevi kuti ngaafe but zvoreva kuti zvaaita izvu hazvifanire kuitwa nemunhu akakwana

  • @Ben-er4de
    @Ben-er4de Місяць тому

    Mishonga iyi. Ngavasvike kwaMiracle Paul vanzwe. Muchinda anofanirwa kungosiyana nemukadzi uyu zvipere. You can't stay nemunhu anoti ndakakuhurira. Kunyarara kwemuchinda uyo(muridzi wemukadzi) ndekwemunhu akanga agadzirira kuti hapana hapana relationship, zvatofa.

  • @abigailchiripamberi3019
    @abigailchiripamberi3019 5 місяців тому +1

    Zvaive zvakare zviya Apostle ikozvino vakadzi vacho ndovakutomuka vachishandira mhuri

  • @user-zc4kt9ku5f
    @user-zc4kt9ku5f 6 місяців тому +3

    Mr Ruzvidzo dzokerai kumba munorara. Hure ihure mukoma

  • @ChrispenZemudzo
    @ChrispenZemudzo 6 місяців тому

    Zigo mukosera ndiro team remushonga iri apa mari harina anoda kuwuraiwa vanhu vakadai Chiwengwa is right there

  • @EngelineMawere
    @EngelineMawere 2 місяці тому

    Nhai Chiwenga vakadzi vanohura naniko
    Handiti varume ndivo vanohura nevakadzi here
    Varume zvavanohurao chose vanoregeregwa here

  • @ChipoChitoro
    @ChipoChitoro Місяць тому

    Pliz mkadz ngaarambwe uyo coz akamurega aripamusha acharamba achingohura coz akajaira kuhura.zvitori muropa rake mkadz uyo zvechihure so hapana.

  • @SandraMumba-vv5ir
    @SandraMumba-vv5ir 3 місяці тому

    I support you zigo ipapo ,akashandisa mshonga uyu

  • @ArnoldRichard-xl1xv
    @ArnoldRichard-xl1xv 3 місяці тому

    Mambo Makoni ,ndiwe wega une inomira here ,une hombe ?

  • @winmoremahachi1824
    @winmoremahachi1824 5 місяців тому

    Excellent Zigo, apa warova basa apa bro ,, kkkk ndanakirwa hangu

  • @EustinaManyumwa
    @EustinaManyumwa 6 місяців тому +2

    Haaq vakadzi varimudzimba pliz siyanani nezvemjolo ndapota zvangu unodireiko mumwe murume iwee vakavanikwa haaa pasi parohwa nenyundo zvokwadi😢😢😢 mapodzi qnowira kusina hari

    • @sibongile-fz2do
      @sibongile-fz2do 6 місяців тому

      Yes 😢zvinonyadzisa veduwee vakadzi varimudzimba murikunyadzisa

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 6 місяців тому +1

    There is no excuse for infidelity period also there no more trust DNA doesn't lie.
    I feel sorry for the husband but I think he should leave her. Vana vanokura

  • @EdsonMarufu-ho8tj
    @EdsonMarufu-ho8tj 2 місяці тому

    Mkosera is very young ,he is 37 but nekushaya akuita kunge akura zcekudaro .Dai asiyana nemishonga mkosera.

  • @EustinaManyumwa
    @EustinaManyumwa 6 місяців тому +4

    Zigo nhasi ndaseka vandinakidza zvako ndiMambo vangu iwawo

  • @nyashamukorera9651
    @nyashamukorera9651 2 місяці тому

    The face expression of the DNA man😂😂😂

  • @YallaZiki
    @YallaZiki 5 місяців тому +1

    Pastor Chiwenga vanotaura chokwadi

  • @DorcasTambu
    @DorcasTambu 2 місяці тому

    Unodarai uchitii ukadzi vakatenga mombe hre😂😂😂

  • @givemorejomba1303
    @givemorejomba1303 5 місяців тому

    This man is smart ,u don't jus need to admit everything,

  • @user-uq2pj9jp6i
    @user-uq2pj9jp6i 3 місяці тому

    Shuwaaa hapana Jeri rinodarika kuperera pahure shuwaaa

  • @simonhakurotwi477
    @simonhakurotwi477 6 місяців тому +1

    Haaa Mambo Makoni vanotaura mazita havo😂😂😂😂

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 6 місяців тому +2

    Vakadzi vanogumbura veduwe dhara iwe haunyari here kana newe mkadzi iwe waidei kunasekutu ava asi baba vakafa mabattery here sure

  • @th0masmahwire254
    @th0masmahwire254 2 місяці тому

    Akarepwa here. Kutobvuma kuinda mudondo

  • @previousmutsegwanzi2196
    @previousmutsegwanzi2196 6 місяців тому +5

    Zigo wachoo akaomawo 🤣🤣🤣🤣

  • @johntikiti2396
    @johntikiti2396 6 місяців тому +6

    Zigo murume uyo anopenga.

  • @user-ig3nv1tj3d
    @user-ig3nv1tj3d 5 місяців тому +1

    Mr Mugabe in shock🙄😫

  • @mavismataga4571
    @mavismataga4571 6 місяців тому

    I salute mrume wemkadzi tho in pain... benzi rikuita dare mpenzi ngaambotsivamiswa after ma results

  • @leekays6214
    @leekays6214 3 місяці тому

    Mushonga wakashanda cz the husband is handsome,its the facial expression yaMugabe😂dai vakamupa zimbama

  • @patriciatshabalala800
    @patriciatshabalala800 6 місяців тому +1

    If the woman had valued her marriage she was nt going to sleep with this man

  • @WadzanaiKanjera-jp9ev
    @WadzanaiKanjera-jp9ev 5 місяців тому +1

    Verse ipi yaparidzwa nachiwenga

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 3 місяці тому

    Zigo u are the best, picture quality on point

  • @leniencenyashapfidze7997
    @leniencenyashapfidze7997 5 місяців тому

    Mashow enyu ndomafarira mukuru wangu this is good madiscussion anodiwa ini I would like to join too

  • @munyaradzigamana5019
    @munyaradzigamana5019 6 місяців тому

    That Guy is very smart becoz mudare or mu Court if you nid to lie to Win a case you have to that's why even Kuma Court Lawyers vanonyepa to win a case for their clients ,so the Guy ainyepa becoz kana Mukadzi wemunhu achihura naye there is always a probability yekuti anenge achitohura neumwe Munhu futi so He was banking on that thinking Mwana achabuda Ari weumwe Munhu so l dont blame him much for trying his lucky

  • @championzviripi8651
    @championzviripi8651 5 місяців тому

    Yes they were supposed to arrest the woman as well vakadzi they are taking advantage yakanyanya mudzimba umu

  • @nelsonmakapani4669
    @nelsonmakapani4669 3 місяці тому

    Iwe Zigo don't disturb we want to listen to the story usatipedzera Ma data edu

  • @ShellyMarauka-bu6er
    @ShellyMarauka-bu6er 5 місяців тому

    Haaa mishonga iyo, aifunga achaihwina nyaya achinyepa ibenzi face yacho inotooneka😂

  • @user-pc4qm6sp1u
    @user-pc4qm6sp1u 5 місяців тому

    Its the shock on DNA Man's face kkkk😂😂😂😂😂

  • @brightmadamombe5172
    @brightmadamombe5172 5 місяців тому

    Haa Zigo unechiremerera 😅 ko asi mari iya yakanzi Zig vaida kuiti Zigo and then they realized kuti kune mupfana anonzi Zigo 😅😅😅😅

  • @ranganaimakona2980
    @ranganaimakona2980 2 місяці тому

    But even if you forgive her it will be a life long scar in your marriage

  • @emmanuelmujuru3421
    @emmanuelmujuru3421 5 місяців тому

    What I don’t understand is what the woman hoped to achieve by testifying kuti akahura pamberi pemurume wake. There should be some incentive somewhere. I suspect that the husband could have planned this with his wife to gain something. Vaifunga kuti chikomba chinemombe icho. I suspect kuti husband irikunyebera kuitwa kuitwa shocked. How do you convince your wife to embarrass herself in public like that. A normal wife would know that accepting to testify in court or not, the marriage is over. This one seems to have confidence that her marriage will remain intact.