Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Zvichiri zve chrch here kana kuti ndezve joy mr chari ndomwa hangu asi mondigonera
❤
Obert Chimbetu Aaaah sorry chari
Chari uri kuti regerera famba nengoma ,takangomirira eish ,buritsa imwe kani
Chari ukugona kubalancer isu vekuchurch nesu vekunyika and Gomo akagona kuzonzwisisa, weldone guys
Ndongofarira mupfana wako Dee nekadance Kamazorova kuEND nice Obert n Gomo
Zìon raaadvanced. Well done Chari keeping our souls revived.left Mutendi high 2002 Haa kwanga kusina zvakadaiThanks for advancing music taingoziva Ana vaBosvo naLucky. This is excellent and challenging
Zion zvava zvinhu mkoma Chari famba famba team riudzei chii chinonzi ngoma yemugidhi heyyyyyy mugidhi iraviro
Maiweee apa pakasvinwa manzwi apa mhani
Maiweeeeeeeeee maiweeeeeeeee
Gomo zvekare. Bhora mberi musamire
Mwari vakuchengeti mukoma Obert nice song
Chari waanyanyest ...mapedzera mukuru Director Tinashe wakanyanya ...hona quality
😂😂Aiwa Makarov ngoma apo well done
Makanyanya boys. Chero kupamhazve kamwe makangodaro. Well done.🎉🎉❤
Ndatenda hangu zvonaka izvi
Ndimi idzo bhoo here...nice one thoo
Kkkkk ndezvedenga kkkk
Ngoma yemugidhi yabvunzwa mumweya
I like the creativity. Famba muZion. Great collabo.
Thank you 🙌
Zvakarongeka zvofadza rambai makadaro 👏👏👏
Muzi on voice heyiii 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯
Zvatwa nekwedu pembereraiwo halala halalaa zvinovengwa nemuroyi chte
Song iyi yakabikwa chaiko. I repeat inozipa
Zion gore remugudhi
Chakanyanya ichi Ngoma yemugidhi
Chakaipa chakaipa
Ndrikuda kumbobatawo nemi mukuru
Gud going guyz
Yoooo
Nice one. Badge rakuda kuchinjwa Obert kkkkk
Saka shoko ngariparidzwe zvakadero 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Makarova varume
mmmm video rakanaka iri guys well done ✅✅✅
Kwava kurovera kuodza chaiko uku bhora mberi team pakabatwa basa apa
Team work pays guys well done for this lovely duet, this vedio is too much🔥🔥🔥🔥🔥🔥🥁🥁🥁, Sugar Pazvoseeee
🤣🤣🤣🤣pakuibvunza paMweya hayas Mr Gomo Bodo👐👐👐👐. The art is something else. Thank you for the creativity and you inspiring us fambai naro bhora
Well done guys
Zvaendwa is izvi #iti muroti zvipere# pakabatwa bassa Apa mdara
nice
Well done guys munovaraidza
Good work brother Oby and brother Gomo Mwari vakupfuudzei mberi
Thanks a lot wamai
Song100percent good .well done Mukoma Obert chari. Mwari wenyu akutarirei nekufara
Waya Ummm👌
Woow🔥
This is a good song weldone
tooo hot ...... 🔥 . great visuals
10/10
Great piece indeed thank you guys 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯👌👌🙏🙏🙏
Haiwa zvinodadisa izvi you took it to another level guys kuzoti smart well done guys
Well-done
Very nice❤
well done guys, I love your videos Muroti . You have our support 💃🕺
Great visuals makagona vakomana
Ndanakigwa nendimi zvangu
Great song
This is a lovely video .Welldone Obert
Hotter than a tea kettle sazita great Collabo
Thanks sazie wangu kuricy cy
This is beautiful Sazie
Go ahead God bless you mudaala
Great job
You are the Best guys
heat dawg
Ndiri pano zvekare
Excellent work 👏🏿👏🏿👏🏿
Thank u guys for a great vid
Nice music keep up teamwork 🎉
Great song .... Great visuals
# 1
Great visuals
Weldone guys
Thanks a lot
Mathanx
Can you please type for us that Language yawaibvunza paMweya!
Mouranda utenderende utsumanda riyatee, rekete utsutsuma ndere ushika ndende urutsuma aaareutete tetete 🤣🤣🤣
Nice song well done guys
Thank you so much
What a lovely video.Well done guys
100%
Haaa gomo vocal raakavhura naro nmbr iri kana uchida kuribvisa unonyepa unosiya kusvika rapera creativity kuti taaaaa
Thanks murungu ndimi mune yese
Shoko racho ndere kut chii
Igot it now, ......Guys the sky is the limit . The music is beautiful. Ndatapirirwa ini..............
Thanks wamai
Nice
Thanks
Well done
Zvichiri zve chrch here kana kuti ndezve joy mr chari ndomwa hangu asi mondigonera
❤
Obert Chimbetu Aaaah sorry chari
Chari uri kuti regerera famba nengoma ,takangomirira eish ,buritsa imwe kani
Chari ukugona kubalancer isu vekuchurch nesu vekunyika and Gomo akagona kuzonzwisisa, weldone guys
Ndongofarira mupfana wako Dee nekadance Kamazorova kuEND nice Obert n Gomo
Zìon raaadvanced. Well done Chari keeping our souls revived.left Mutendi high 2002 Haa kwanga kusina zvakadai
Thanks for advancing music taingoziva Ana vaBosvo naLucky. This is excellent and challenging
Zion zvava zvinhu mkoma Chari famba famba team riudzei chii chinonzi ngoma yemugidhi heyyyyyy mugidhi iraviro
Maiweee apa pakasvinwa manzwi apa mhani
Maiweeeeeeeeee maiweeeeeeeee
Gomo zvekare. Bhora mberi musamire
Mwari vakuchengeti mukoma Obert nice song
Chari waanyanyest ...mapedzera mukuru
Director Tinashe wakanyanya ...hona quality
😂😂Aiwa Makarov ngoma apo well done
Makanyanya boys. Chero kupamhazve kamwe makangodaro. Well done.🎉🎉❤
Ndatenda hangu zvonaka izvi
Ndimi idzo bhoo here...nice one thoo
Kkkkk ndezvedenga kkkk
Ngoma yemugidhi yabvunzwa mumweya
I like the creativity. Famba muZion. Great collabo.
Thank you 🙌
Zvakarongeka zvofadza rambai makadaro 👏👏👏
Muzi on voice heyiii 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯
Zvatwa nekwedu pembereraiwo halala halalaa zvinovengwa nemuroyi chte
Song iyi yakabikwa chaiko. I repeat inozipa
Zion gore remugudhi
Chakanyanya ichi Ngoma yemugidhi
Chakaipa chakaipa
Ndrikuda kumbobatawo nemi mukuru
Gud going guyz
Yoooo
Nice one. Badge rakuda kuchinjwa Obert kkkkk
Saka shoko ngariparidzwe zvakadero
🔥🔥🔥🔥🔥🔥