300 iri kubviswa nemukadzi iri kuenda kunani. Mambo muri ku looter zvinhu zvevanhu vanenge vatadzirwa imi mundane Mari zvakanyanya. 200 plus 300 plus mbidzi nhatu zviri kuuya kudare where as nyakumhangara ari kuwana 200 minus 50 yekubhadhara dare. What the fuck?. Chief Bushu is the only King Solomon in Zimbabwe.
Mambo huchiiiii
Mambo uyu ndomufarira kani
My Kingship...😂😂😂😂..ndafara kuona nhasi vachiseka
Mambo mambo mambooo tongai zvinechiremerera😢😢😢
Mambo matonga zvakanaka but pakuzoti 200 kudare ramambo apo hapasi fear mukadzi haasi wedare Ramambo Mari ndeye murume atorerwa
Pamberi newe Nyamaropa
hood judgement chief
Bishu ngaribhadhe magona mambo👏👏👏👏
Chief manyama
Mambo huchiiiiiii 😅
Ummmmm kuvillage kurikuitwa zvinorova
Exactly ndiko kutonga nyaya ,a similar issue yatongwa zvisizvo in another court
Vanhu ngava dzidze chokwadi
Ibenzi mambo ava ndivo vava kubenefiter nekuda kwekutadzirwa kwemunhu ndirini tonetsana kusvika muguva chaimo
Chikomba hachina mhosva kani ndachema zvangu 😭😭😭😭
Mambo to the fullest
Pfambi yemukadzi ngaaripiswe murume haana mhosva
Nyaya iyi yakambopinda mudare
Vakadzi tichafa riinhi varume vafare😂😂😂😂
Ndapererwa
Cameraman ndadzidziswe basa uyu...he must focus the Camera to munhu arikutaura
Mambo anotonga zvinogutsa Nyamaropa unogona
Haaa. Mambo vanonyanya kuda mari ava mhani? Kwahii $200 yeDare, then mbudzi nhatu (3) dzedare futi; heii vakiti? Then $300 yemukadzi hapana kutonatsa kubuda kuti rikupiwa ani; pamwe ndeyavo futi Mambo. Pakaipa! Kurova vanhu pasi petsoka chaiko! Mambo voita hafu-hafu nemuridzi wemukadzi shuwa; vopedza vomurova mbudzi nhatu futi. Mukadzi uyo akanyanya kuvonekwa chii ivo vakabvarurirana bvururinana hembe husiku - dai mbudzi yangoita one(1) chete apo.
Haaah yaaah.Tinotongwa nezvimwe sure!
Pakuvira kwezuva vanenge vavene 2000usa kutodarika matare ekutawendi😮
Madzimambo are rich shuwa
rxactly at least you make the woman pay
Mukadzi ihure hake uyo ☹️
Kkkkkkkk zibishu
Vanhu varikuhula kunze uku😅
Ko murume adii kudzoserwa pfuma yake??
Ipapo paoneyi zvenyu
200 for what? Plus 3 mbudzi, these chiefs are looting. Imagine panotongwa nyaya dzakawanda sei
They don't have salaries kuri kuti paita lawyer unobhadhara mariyi ?
Akaipa ndi uyu 👈 ndo Bitch rinosanganisa Cremora. Nyamaropa akanonanganisa bitch😅
Ama 2k haa surrender
300 iri kubviswa nemukadzi iri kuenda kunani. Mambo muri ku looter zvinhu zvevanhu vanenge vatadzirwa imi mundane Mari zvakanyanya. 200 plus 300 plus mbidzi nhatu zviri kuuya kudare where as nyakumhangara ari kuwana 200 minus 50 yekubhadhara dare. What the fuck?. Chief Bushu is the only King Solomon in Zimbabwe.
Video rirkuramba kuvhura mmmmm
I think I network yenyu