Huyai Munzwe Zvakaitika Kwandiri Pandaka Nyepera Bf Yangu Kuti Ndine Nhumbu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 чер 2024
  • Huyai Munzwe
    Zvakaitika Kwandiri
    Pandaka Nyepera Bf
    Yangu Kuti Ndine Nhumbu
    Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 36

  • @user-yu3do2su5e
    @user-yu3do2su5e 28 днів тому +5

    First to comment aaaaa first confession reururai mbuya imi kumuroora munemoyo wakashata shame on u munonyadzisa

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw 28 днів тому +8

    Ucharoyewa hanty wakablocker uchamutvaga atori busy kutofambira nyaya dzacho muchadzidza kutora zvinhu zvevanhu muchiba

  • @user-eg7bv5og9p
    @user-eg7bv5og9p 28 днів тому +4

    Shamwari weku vhara Mari munhu ye MOTA uchamutsvaka zvako uchadzoka pano uchitiudza semauyiro awayita uchitipa advice.saka uno funga kuti iwe wakangwara fani iye hafungi ma 1 amakatotanga Aya baba.

  • @miriammafuruse105
    @miriammafuruse105 28 днів тому +5

    Muroora anga asiri wrong, vana vaviri no kuroorwa kana ukaroorwa unovaka wakafara,akafa munomuisepi munodya here,muri muroyi mbuya,and mwana haarooreri imi kwete so musati hamumudi nokuty haasi mkadzi wenyu udzai vannhu ava chokwadi muvape mombe dzavo,akafa achaita ngozi

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 28 днів тому +4

    Amai muri muroi imi

  • @user-fh7ob3jd3e
    @user-fh7ob3jd3e 23 дні тому +1

    Inga uri muroyi wamai.Nemhaka yei uchizofungira kuti muroora anozohura,if anga ari mwanasikana wako asina kubvisirwa waizofara here.Wakaipa mkadzi iwe.

  • @kudzikudzai3324
    @kudzikudzai3324 28 днів тому +2

    Ummmm sec confession zvichakuwanaiwo mother imi akakanganisei muroora ari wenyu mwana maida here angozvara vana asina chaakabvisirwa makangofanana nemuroi mbuya imi nxaa

  • @magaretmapupa
    @magaretmapupa 28 днів тому +2

    Ko maZimbo why tichingoitirana hutsinye, ndosaka muchizo pengesa mhani. Chii chakadaro ichocho chinenge ngozi. 65K gone down the drain just like that sure

  • @judithchakanetsa6917
    @judithchakanetsa6917 27 днів тому

    Last confession sis Makarova chi skillful 😂😂😂😂😂😂

  • @nomorejoto6414
    @nomorejoto6414 7 днів тому

    Mai awo vekuba mari yemwana vanoroya chete

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 13 днів тому

    2nd confession muri muroyi ndinovimba kuti mune mwana musikana dayi ahkaitwa double zvamurikuita mwana weumwe mhunu

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 28 днів тому

    Uuuuuummmmm wemota uyo uuumm zvakaoma hazvoo

  • @crimsoneagle2020
    @crimsoneagle2020 22 дні тому

    Mkoma Nash mbuya avo muroyi handizive kuti vanoda kuti tivaomberere maoko here nezvavanoita. Ndofunga vanorara nemwana chete because hapana hutsinye hwakadai huri hwega

  • @sindy308
    @sindy308 28 днів тому

    Amwene muri muroyi wekupedzisira but muchaona henyu pamberi apo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 28 днів тому +3

    Mangwanani Mangwanani mkoma Nash nevedare

  • @user-nv9wy5ts5n
    @user-nv9wy5ts5n 24 дні тому

    Amwene murimuroi pfambi yemunhu ndosaka varoora vangingadi kukuchengetai vamwe venyu murinyoka chaiyo .dai mombe iyoyo ikasazvara benzi ramai

  • @SibongileNdlovhu
    @SibongileNdlovhu 28 днів тому

    Yoweee

  • @sheltermaponga
    @sheltermaponga 28 днів тому +1

    Mudhara vekutengesa mota mune hutsinye fani dzorerai munhu mari yake why are u heartless kudaro such an amount pachinhu chamurikuziva kutichakatofa kare ityai Mwari ini.Dzoserai munhu mari yake apa aah

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 27 днів тому

    Last confession haaa wandisekesa 😂

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 28 днів тому

    Hapana advice yaunotipa iwe mbavha yemota ipa.munhu mari yake unoroya haunyare

  • @user-ud5bf2lh1n
    @user-ud5bf2lh1n 28 днів тому

    First confession makaoma

  • @tarirogumiremhete2788
    @tarirogumiremhete2788 27 днів тому

    😅😅😅😅😅😅😅last confession sando dzenyu

  • @user-fh7ob3jd3e
    @user-fh7ob3jd3e 23 дні тому

    I love your story last confession 😊

  • @user-ud5bf2lh1n
    @user-ud5bf2lh1n 28 днів тому

    Dai mombe iyoyo ikafa

  • @kudzikudzai3324
    @kudzikudzai3324 28 днів тому

    🤣 🤣 🤣 Last confession 😅

  • @netsaigurure166
    @netsaigurure166 28 днів тому

    Mukoma wemota sei muine hutsinye henyu chabuda munaani chakupindai nekuba uku ini ndiri kukukurudzira kuti udzorere munhu mari yake asati akuendera ku n'anga ukatsingwa

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu 26 днів тому

    2nd confession asi tete amuna kuroorwa. Mnenge muri kutotsvaga pekuzogara after mjolo. Manje ma comments edu munoaona here musiri pa UA-cam

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 28 днів тому +2

    Morning mkoma Nash nemi vedare 👏

  • @clararity
    @clararity 24 дні тому

    Mbuya imi kana muri hure hazvireve kuti munhu wese anohura. Muri kutokurudzira chihure because mwana wenyu ari kuchaisa mapoto, hamusi kuzviona? Tsika dzedu dzakaendepi?

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 13 днів тому

    1st confession it will never be well with u kusvikira madzorera mari yemhunu muchitora chimugwenje chenwe hustinye sooo

  • @machings
    @machings 28 днів тому

    😂😂 haa ndosaka ndichifamba nekabag kaya kemuwaste ndakaisa mukaty mehembe yandendakapfeka ndobva ndopfeka tight yakabata ndomonera zambia rangu hangu hapana anozviona ..inobva muwaist pakugeza ndichipedza ndodzorera

  • @user-ck5uz4di8m
    @user-ck5uz4di8m 28 днів тому +1

    Last confession maone.😂

  • @washingtonmuketiwa2305
    @washingtonmuketiwa2305 18 днів тому

    First confession. Munhu yeye akazokufambira mushe mushe uchadzoka pano fut uchitiudza ..apa u bragging kuzvita clever I'm telling you it's coming back 65k just like that unonyepa he's coming back for you

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 28 днів тому

    1st here 🎉🎉 good morning family