Huyai Munzwe ZvandakaudzwaNa Sisi Vangu Vasati VafaVakati Usaudza Tsano Vako Secret

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 жов 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

КОМЕНТАРІ • 30

  • @sindy308
    @sindy308 3 місяці тому +15

    My brother just go straight to the point stop sending him hi hi messages to the father of that child. Just tell him the truth because if you keep sending him unnecessary messages his going to block you before you tell him anything. Mudzei nyaya yenyu then it will be up to him kuzvitora kana kuregedza than kungotenderera kwamuri kuita.

  • @estermuchagoneyi5923
    @estermuchagoneyi5923 3 місяці тому +7

    Udzai muridzi wemwana wekutanga kuti cc venyu vakafa asi vakati mwana ndewake.mwana aende kudzinza rake adaidzwe nemutupo wake wechokwadi vahanzvadzi. Munenge mazazisa zvido zvacc venyu.

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 3 місяці тому +7

    Ikodzero yemwana kuziva dzinza rake

  • @teem9902
    @teem9902 3 місяці тому +4

    Unganyarara hako but, ikodzero yemwana kuziva dzinza rake

  • @MatildaHutahwashe
    @MatildaHutahwashe 3 місяці тому +2

    1st:udzai muridzi wemwana chokwadi asati aku blokai musatenderera.lngosendai message straight forward moona kuti anozvigamuchira sei.but musamuudza tsano musati maziva pamire muridzi wemwama.lf mukaona kuti muridzi wemwana haasikuda nezvemwana uyu munongobva masiyana nazvo at least mwana anenge ari kusafe side acharamba achichengetwa natsano

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 3 місяці тому +2

    1# Confession since mataura pano padare may u find the strength to heal frm it..Pliz musaudza tsano or murume uyu wekumitisa Sis venyu..For your sis MHDSRIP🙏🕊🍀

    • @lindangcobo1554
      @lindangcobo1554 3 місяці тому +4

      But is it fair on the husband, taking care of a child which is not his? Wife cheated on him going to parties whilst he was at work? I'm not Shona but I have heard stories of this Ngozi spirit, what if it affects the husband's family or the kids he thinks are his? It's not fair on the husband.

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930 3 місяці тому +1

    Ingonyorai nyaya yenyu muudze muridzi wemwana uyu nyaya iripo . Mwana wese anekodzero yekuziva dzinza rake

  • @oddymuchemwa7526
    @oddymuchemwa7526 3 місяці тому

    1st confession ndanzwa sekuti baba ve1st born ndevekumataini, endai munoudza vekumusha kwavo nezvemwana akaitwa naSis nehama yavo

  • @collenchoto7385
    @collenchoto7385 3 місяці тому +3

    Ummm nyika yakatakura kurema..

  • @Nozipho-z8z
    @Nozipho-z8z 3 місяці тому

    Manini ve depo you are lucky kuthi munombaya depo ka one for the whole year.ini just kugojambisa month I'm pregnant 😢

  • @machings
    @machings 3 місяці тому +1

    Ikodzero yemwana kuziva dzinza rake ...endai kuhama dzemurume uyo kana vabereki vake vachiko monogara pasi motaura nyaya yacho ...ndozvozonetsa vanhu mukurarama mwana agere mumusha musi mavo or ofa ovigwa mumusha musi mavo

  • @chiedzamatumba9130
    @chiedzamatumba9130 3 місяці тому +1

    Hausi mkadzi wakabva kuna mwari saka chiraramo chenyu chakasungwa wakamushandisira mushonga kuti ungonzi une murume asi haumudi buda muhupenyu hwake nema demons asingade musha nguvo tsvuku haisi chechi in'anga varoyi vakapfeka zita remaporofita munhu anoshandira mwari hape munhu munamato yerima, saka chekupamba hachizi chako hauwane zvikomborero nekuti wakaba pfungwa dzake kuti akude.

  • @sophiachida3361
    @sophiachida3361 3 місяці тому

    Jus go straight to the point umuudze kuti sis vakasiya mwana wako kuno then woudza hama nemurume akauraiswa nasisi vako ngozi isati yatanga

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 3 місяці тому

    First confession My brother udzai baba ava chokwadi chama kaudzwa na sisi venyu nekuti kuzosvika sisi venyu vakuudzeyi nyaya dzavo dzimwe dzino nyadzisa vakazviona zvakakodzera , mangwana mwana iyeye anozo tambura,ini handioni reason yekuramba muchingo tenderera munhu achasvika pakuku blocker then wozoita sei,imwe nyaya why usina kuudza hama dzako panyaya ye munhu aka ponedswa na sisi vako what are you trying to prove apa? Zvaizvezvi munhu aunga mbo mira kuudza nditsano but pamberi apo vachazozviziva zvavo nekuti baba vemwana iyeye vakazo funga kuzotora mwana wavo uchaudza tsano uchiti kudii?

  • @PersuadeMuskwe
    @PersuadeMuskwe 2 місяці тому

    Udzai mukuwasha chokwadi izvozvi arikungocheta mwana asiri wake endesai mwana kudzinza rake

  • @alethamhende3884
    @alethamhende3884 3 місяці тому +2

    Maswera sei mukoma Nash and family

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl 3 місяці тому +1

    Eh zvakaoma. Vanonzwa mweya vechivanhu nema pastor nevaroyi huyai mumbotiudza kuti mweya unoendepi kana wafa and why akaipa achi confessor or akaromba achitanga atsvaga kwekurasirira asati afa and muroyi anotsvaga wekusiira huroyi nemhaka yeyi nhai

  • @allinadaysworkhakunamatata9187
    @allinadaysworkhakunamatata9187 3 місяці тому

    Sisi vako RIP asi yaive nzenza.
    Do the right thing nekuti mutoro wacho uchakuremera.
    Taurira amai vako

  • @LovenessMugariri
    @LovenessMugariri 3 місяці тому

    1st confession udza muchembere zvese zvawakaudzwa nasisi uye baba vemwana vaudze chokwadi,

  • @margaretmtewe8454
    @margaretmtewe8454 3 місяці тому

    Usataure nyarara

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 3 місяці тому

    Mukoma just keep the secret to yrself it's going to complicate that child's life. Ko baba vaanoziva vakaramwa iye biological father asingadi anything to do with that child mucha zo yigona here nyaya yacho

  • @BreshinevyNdatengwa-nu3dv
    @BreshinevyNdatengwa-nu3dv 3 місяці тому

    Taurira vanhu chokwadi uye ipa mwana uyo zita rababa nesurname yavo chaivo.ataure navo ega.

  • @RoseMoyo-d9g
    @RoseMoyo-d9g 3 місяці тому

    Sec confession unehutsinye husingaite

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 3 місяці тому

    Vakadzi vaviri ava ndivana Satan chaivo .

  • @laetitiamusarurwa2303
    @laetitiamusarurwa2303 3 місяці тому

    Ngaataure nyaya yake.

  • @HappyPanda-yp8xx
    @HappyPanda-yp8xx 3 місяці тому +1

    Shame 😢

  • @CollinUchena-ws2gm
    @CollinUchena-ws2gm 3 місяці тому +2

    Siya zvakadero usataure

    • @mutsachokururama6187
      @mutsachokururama6187 3 місяці тому

      Imi ngavasiye zvakadaro madzinza ake ochitanga kumutsvaga ndipo pavano ngwara mwana ngaayende ku mhuri yake