Musikana uyo wenjuzu uyo pray wega uchizviramba kutotsanya chaiko. Kana uchiribkurarama muzvivi repent utevere the Lord Jesus Christ. Kana uchida kunyatsonzwisisa how evil are these mermaids tsvaga Masters blog prophecy pano pa youbtube and listen to the nephlim series
Slay queen continue dear.as hapana chisingaperi.uchadzoka futi pano
😂😂😂😂😂😂
Madii maingoti chihure nhaimi, slay queen moziva zvazvinoreva here mxxm
SLAY queen avo vachadzoka havo ne part 2 vobuda honnye nyaya ye mbinga yagara haipere mushe
Namatira shavi rechipfambi cuzen
It's the father who determines gender yevana, basic biology.
My parents dzidzisayi vana vasango piwa mishonga nehama , maids etc .
Avo slay queen what about your health and your soul
Money is not everything in this world
Nhamo haidye munhu slay queen
Muchasangana henyu nazvo
Varume munoshamisa.anokavira mbeu inoburitsa vasikana ndiani
Musashore vana sikakana ingawani vari kuvaka vachivhura ma business.
46yrs baba chimbo famba kumaporofita dzimwe nguva ndiwe problem.
Mwanasikana gamuchira chipo chaurikupiwa nemudzimu wako harisi shavi rakaipa iro
My bro gumbo mumba gumbo panze haibude..pamwe imimi ndimi munonkozvarisa vana vasikana chete..saka chero mukabuda munoramba muchinkozvara vasikana chete....
Ndoda kubvunzawo kuti sei vakadzi varivo vanochinjwa nyoka yekut Azvare imwe gender ...umwe zvinobva zvatoita ....ini mai vangu vaingozvara vasikana ..ivo ndivo vakazogadzirwa kut vazvare vana vakomana vakazoita 3boys
In this era vanhu r still thinking kuti kuzvara mukomana kunoshamisira 😂😂educate a girl child and she will educate the whole village.
Morning mukoma nashy nemhuri
Person 1 ucha chembera usina kana skill or pension. Dai wainvesta mari iyoyo mukutenga dzimba. Usadye mari yacho. Ita dzimba ugozo rojesa.
Morning mkoma
Good morning every1❤
Mangwanani mkoma Nash
mamuka sei
Musikana uyo wenjuzu uyo pray wega uchizviramba kutotsanya chaiko. Kana uchiribkurarama muzvivi repent utevere the Lord Jesus Christ. Kana uchida kunyatsonzwisisa how evil are these mermaids tsvaga Masters blog prophecy pano pa youbtube and listen to the nephlim series