Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I like the wisdom in the chief keeper it up !!! Muri muyananisi anoziva chivanhu
Chief makachena
Kuripa gozi gavatege mombe vakayita zwekutamba munoripa kaviri nekuti anogona kuzozdoka ega oreva zwaanoda dapota munozoripa kaviri
tererai matare handiti mapaona. uku hakusi kuripa ngozi, kuchenura mhuri/ kuvhura nzira, kana ngozi ichizouya ichauya, kana isingauyi haiuyi depending nemufi kuti achadiii…handiti mapaona.
Kutaurisa kwa chief ava, musoro wenyaya unogona kurasika
Wavabatsira Mambo ,ko ngozi ikazobuda vachadii voripazve here nokuti mudzimu unenge wotaura zvaunoda
Handiti mapaona
Mirirayi gozi itawureyega mucharipa kavirmucharipa kaviri mirirayi agotawura ega
Mr Chibanda iam the first one to like and comment.Watching from USA New York City.Keep going bro
@@ZmoothsOperatorWanted to say so 😂😂😂😂
Appreciated
$10k yanga yanyanya veduwe kuita kunge tave kuda kufuma ne body yemwana hre? Zvasiyanei nekuenda kun'anga wondopiwa mushonga wekufuma then wofirwa nemwana.
Mambo vanotaurisa. Kana Pastor chaivo. Repetition...gagaga please
Handiti mapaona?
Asi kuziva chivanhu chedu vari mberi, ndatodzidzawo zvakawanda.

@@ZmoothsOperator
Wanted to say so
😂😂😂😂