Zim lack of knowledge ndoinokunetsai munhu arikuzvitaurira ega moti act munenge mashaya zvekutaura here guys. Dai Tasvu achimbopengesa vanhu vanohumana pa media
Zim people we still need eyes for real I wonder how we still believing on such nonsense this is completely drama ,kkkkkkk wat a goblin like that kkkkkkkkk
Sekuru tasvu,munobata basa .ndinoti tasvu huchi.munobatsira❤❤
Song iyo kanii🕺🕺🕺🕺🕺
Sekuru ndoshuwira kukuonai gore rino ndikutouya kuti ndikuonei sekuru tatambura tichirivana vadiki vakuru vedu vazvikundikana sekuru shungu dzangu kuuya kwamuri sekuru tasvu ndaona mhuri yedu yasunungurwa❤❤❤❤❤you sekuru god bless you
Unorohwa mari mahara uko imbavha iyo
@@RudoMagora asi mkamboendawo zvikaramba
Endai at your own risk. Wabhadhara 300 to 400 dolaz wonzi ndipei 3 sauzen dolla ndiuye kunogadzira musha ummmmmmmm
Dai vachiita umbavha Simba dai asina kupona enda zvako iwe kana une dambudziko
@@TafadzwaMarange-i6f ndinoenda ini sekuru tasvu vanondiitira ini ende dai vaida Mari kunyanya avaimbobatsira vanhu mahara vanenge vasina takaona Simba zvichitanga kusvika vazomubatsira kusvika nanhasi vachinaye AVE ryt
Tirikuzvinzwa tirikuno kuPort Elizabeth kirkwood❤❤❤❤❤
Bag kuramba kuvharika kauku ,🤣🤣🤣🤣🤣
I love the song
Nziyo iii yakaipa sand me😊
The big boss sekuru Tasvu rambai makadaro
Zim lack of knowledge ndoinokunetsai munhu arikuzvitaurira ega moti act munenge mashaya zvekutaura here guys. Dai Tasvu achimbopengesa vanhu vanohumana pa media
Dzakutofunga mukadzi wanzwa idzoo dzakauraya
Yaa wanhu kuda mari here kuromba kudaro
Kambo ako mhuri yangu kanonakidza shem
Makadiko sekuru tasvu na Mukoma simbi yebasa ne vamwe Vose ipapo rambai makadaro murikubatsira hwayana dzenyu
Rambai makadaro sekuru varoyi ngavafumurwe
Dai mwaibatsira nevasina mari
Kana usina Mari wotobuda pa media APO vachikubatsira chaiko ndakazviona ini
Musabira vanhu gaiz
@@tapiwachacks3723 tanzwa nekubirwa Kani Nana sekuru Ava APA unenge Uchida kupona Ivo havaone Kuti unenhamo votoda kukusveta kamari Kaye chabuda hapana
Song yekuti tateguru ndoyiwanepi
Vanhu vari diaspora are the most vulnerable to these tricks
Zvinoshanda nemuchinda uyu zvihombe level rake nderana chaminuka
Zvakaoma
Haiwawo chidhori icho
Chikwambo amuchiziye takazviona kumusha kwedu chinotiza chichipinda pasi pevhu pachidhigwa chichipinda pamusinga fungire
Huh chikwambo kuchisurrendor like this???
Sekuru tibatsirei shuwa,,,, tirikungoshanda zuva nezuva chabuda hapana,,,, ndinouya sekuru ndoda kuzokuonaiwo
Taura hako
Kkk ayaz vanhu kaa
Taura hako hama
Mnogona bsa tateguru Tasvu
Uuuummm ko zvinhu zvacho zvose zvinobva mumabag anemachira guys
Haaa mhiko dzacho....kuzvipanicha chaiko....
Skr tasvu vanofanira kugadzirira vanhu size inokwana abatwa ndiye anobhadhara cz arikuroiwa haana chanacho
Batai ngoma vakomana kkk
Rambai makadaro sekuru vanhu vanoromba vanoshungurudza ava
Tricks dziri pa hupfu apo kna. Wazogara
Chitai basa mukuwanza kutaura
Ndirikuuya kunokuonai Sekuru .pamwe hupenyu hungasunungukavo .
Enda wena .taneta nemapositori chabuda hapana
Sekuru Tasvu batai basa sebasa 😂😂😂😂
Sekuru Tasvu ndrikuuya mundisunungurewo ndatambura
Ndri kuona kuno kuDurban kushaya Mari but kuda kutoouya ikoko
Sekuru mukugona basa rambai makadzvanya
Sekuru tasvu ndovanoziva ndakambovaona ku guruve vanopedza Bora kkkkk
Sekuru muno gara kupi ndiuye wo nemhuri
muri kubata mabasa makuru sekuru,murambe makadaro
Rambai makadero sekuru nyika inake
Tasvu anogona kutsvaga vanhu vanogona ku actor kkkk ako kabva ka actor kachifenda.
Zvibaba zvoku actor izvi
Sekuru munobata bata basa ndatenda nyika ngaiponeswe asi kana zvaita tichakudai kwedu chipinge
Iye anogadzirira tasvu zvinhu izvi anebasa chose
Kkkkkk
Jinda rasekuru rinochengeta sekuru rigona basa
Pamberi nematare sekuru Tasvu..
Ummmm sekuru tasvu ndotemba nemi 1 tasvu
Sekuru tirikutendai nebasa guru murikuita ko.chokwadi.rambai.muchiyamura mhuri yeZimbabwe tiri kutoshungurudzika kuno nekurwrarwatiri kurwara zvisingaite zvinatariro mufunge tichauyako
Kushinga ere arume kugara nezikuchinhu roo mumba aa zvakaoma hazvoo
Haaaa zvakaomawo shuwa......haaa at least wauya kuzosurrender....
Vanhu vanoroya veduwe
Tendwai sekuru tasvu
Sekuru tasvu huyai kwedu
Gogo tasvu mazuva ano vanehasha
Lets record this song
Sekuru one
Sekuru munobata basa zvinoshamisa
Shandayi basa Tateguru ONE TAS U tinotenda
Ko sekuru Tasvu vanogara kupi kana kuti vanooneka kupi
Mabelreign number 7 Anderson road
Yaa mhikoo dzachoo
Sekuru ndokuonawo cy
Zim people we still need eyes for real I wonder how we still believing on such nonsense this is completely drama ,kkkkkkk wat a goblin like that kkkkkkkkk
Kuda kuwana mkadzi wouraya hako futy 😂😂😂😂😂😂😂Samaz
Sekuru tasvu munoitei sekuri kkkk
Munhu 1 anotasvura varoyi
This song wauya wega it's makes my day shame
Ini ndospakwa ne Vana vangu kani Amai kkkkkkkk that song is nyc...8:46
Enjoy it🕺💃🎵🎸🎧
am coming too am in Zambia❤
Masasi evanhu vakadhakwa nedoro
Sekuru munogona ndatenda zvangu
Munogona sekuru toda number uye mogarepi
Unofendeswa neiko Chigayochose icho
Sekuru taswu ma 1 chaio
My khule ❤❤❤❤proud ò ù😊..
Sekuru tasvu chibaba
Hapana chavanogona itora mari united ndakarohwa mari yangu uko
i think waida kuromba ava havaite izvozvo or wakabatwa kut urimuroyi ikoko usataura zvisina basa vanhu vachibatsirwa
Kana ndakarohwa mari 300us
Ummm tibvire iwe wakarohwa mari nani. Dai vakadzoka .Tasvuu chiii bba
Ummh
True munhu akaudzwa kuti anoroya osvora@@kwelaz05
Vakanyanya ava
Sekuru Tasvu to the world
asi gogo vakuzvikirwa futi
Ndinokutendai nemabasa amunobata
yutup
Tasvu 1
Sekuru yemudare imarii kuma rands
The video title isn't correct or is only on my side
Vanhu vanoroya veduwe kuzvipira kugara nechinhu chotyisa kudai
My question now kana asiya chidhoma vanochiita sey😢
Vanopisa
Imi ziduri rezere mishonga zvakaoma
Sekuru tasvu to the fullest
Vangu tasvu
aaa
Tasvu na Robert vanotenga vanhu ukabhadhara votoku blocka.
Ndozvawakaitwa here
@@muchenashumirai6984 vhunza hako
Bva vane mari zveee
Makadii sekuru tasvu Simba apora kusimba kudai munogona sekuru rambai makadaro
Fake
I love the song
Rambai makadero sekuru nyika inake
Zvakaoma