Thw way he started his story was it for me. Bute rakadonha thats how he parted ways with his friend. This guy seem to be innocent. Only that he happen to go to.mozambique as well. His story is just interesting . He seem to be innocent though.
There is a lot of lawlessness in our country... and its usually perpetuated by a person who seems to be more powerful than the other. Drewmas is coersing these ignorant villagers. Its a shame.
This guy seems innocent to me why can't they go with him kun'anga kana kumaporofit sezvaari kuda handiti haasi kuramba here? Zviri kwese munadzinza izvi.
apa mukutyisa vanhu mkoma andrew . kumberi kwamunoinda ndekupi . you are using intimidation kutora nhau. kana murikuzviramba taurai tinzwe. these people vakazomuka they can sue you
Amai vakaimba nziyo iyo sandione kunonoka ndangandichiuya Drew's Mas media makambovabhadharawo here😊😊
Murume uyo is innocent .
Mhepo akanyepera kunge avane mhepo .kuvengana chete .hurombo huri ku furira vanhu .nezviripo
Thw way he started his story was it for me. Bute rakadonha thats how he parted ways with his friend. This guy seem to be innocent. Only that he happen to go to.mozambique as well. His story is just interesting . He seem to be innocent though.
Sahwira woye Gara muberere
Kakaromba kamdra aka..Mozambique hakuna kumira mushe ukoo aaah 😂😂😂😂😂😂
Ngatore n"angavtegurazi mai Kahondo varikunyepera sekuru vavo. Rambai makatsika pastoral n'anga vanyadziswe.
This is wrong . Why intimidating him ? He doesn’t want to talk then why forcing him
Journalism wise😅😅😅
There is a lot of lawlessness in our country... and its usually perpetuated by a person who seems to be more powerful than the other. Drewmas is coersing these ignorant villagers. Its a shame.
Vasaramba maida ropa Mozambique yashata
Apa vaneShamba intimidated this guy. kana munhu asi kuda kutaura haamaikidziwe
Mavakuita muchityisidzira vanhu vane Shamba kumberi kwamava kutaura ndekupi.munhu anofanira kutaura freely without intimidation
Zveshuwa mimwe mibvunzo yavo kunenere chaiko
Mazvionawo
ummmm tongai tione ini zvangu mai na baba ava vane nyaya dzavo
Unepoint pane zvatichanzwa hedu
Wataura vanozivana
Lapha kungenzeka kulokuzondana phakathi
Wangu wakapara wakaziya sei kuti ktete kure wangu ziya ........😂😂😂😂 idzi dzimuface idzi kkkkkk drewmas next toenda tese kunyaya dzakadai .anonzwisa hasha muface uyu
Kamufesi kakangwarisa ako ummmmm
Havana mhosva baba ava veduwee
Baba ava varikuedza kuchinja nyaya vakazviita
Kababa soo kanonyepa hayii😂😂😂😂
Haaa shasha yakaenda kuTete iyi irikungonzvenga nyaya zvayo
Zvinhu zvacho zvine kakuvengana mukati nekusanzwanana pahukama hwavo ngavayanane vagare murunyararo.
This guy seems innocent to me why can't they go with him kun'anga kana kumaporofit sezvaari kuda handiti haasi kuramba here? Zviri kwese munadzinza izvi.
Kwavanondono romba they are guaranteed kuti hakuna n'anga anokubata even paGirazi haubudi.
Nzvimbo inonzi Tete haisvikike netsoka mazvinzwa😅
Original Zimbabwean Native
Kwai ndichinotsageiko ndinekuenda ndinomari here 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Baba Ava he is innocent shame muzukuru uyu she is not right she is lying shame
Muface anemkonyo uyu kkkkkk 😂😂😂😂
Kwa bhuraki heyiii vanhu maside ese ayenzani murikt kudiiko mdara imi 😂😂😂
Murume uyu kana akaromba zvinebasa reiko pane varikurwara here mufamily
Ko maiitei manheru pasango
Nziyo iyo inonakidza vane Shamba
Pamunda pa bamnin pazasi kkkk
Akanoromba uyu murume. Muchabvuma auraya munhu
Khule
Mai Kahondo ndakanzwa kutaura kwavo vanonyepa....kana muri vatongi makazviona izvozvo....munhu ane chokwadi HAAKAKAMI/KUNDANDAMA
Makorekore nesu mabuja same fanane mutauro❤️💯
Mukoma endesai nyayayenyu kunana tete guru tasvu musazviuraye
Andrew so hanzi ndanga ndichida kumuti mfana iwe ndakambokusvika netsoka
Mafuro vane nyaya nasekuru vavo, vanogona kunyepera sekuru
🎉toda ane mapowers kkkk migaran'anga
Thnc vaneshamba ❤❤❤
Koiye mukadzi uya anonyepa angakurire Baba Ava here pasimba APA anonyepamukadzi uyu
Nynga neva porofita vapesanisa hama ne shamwari .hazvinakidze veduwee. Musamanikidze munhu plz .
Ndarwadziwa veduwe votoshusha munhu kumushaisa rugare it's bad veduwe tisadaroyi vanhu vatema.
Mufu xo us your power,hatichina sure nazvo izvi
May i have part 1 link
Chinyaya chobhowa zvacho ichi yooooh
apa mukutyisa vanhu mkoma andrew . kumberi kwamunoinda ndekupi . you are using intimidation kutora nhau. kana murikuzviramba taurai tinzwe. these people vakazomuka they can sue you
Ndambotanga ndakatsamwira murume uyu but now ndakuona kuipa kweculture ukavengwa muvillage zvayendwa and it's bad kupomera munhu kuti auraya munhu zvakaipa stereki imi vanhu zviregei
😂😂😂😂 munonyadzisa baba imi haha
Shame hey murume arikuhwadziwa uyu. Mubatsireiwo mumuchenese
Hi brother andrew and sister tadi ndokudai😅😊
Bba Ava varikuramba zvavo asi nyayayavo vanoiziva vanemhosva
Zvakaoma ndapererwa.hangu mubhuku medu
Good sahwiras though
Uyu anoda kwa tasvu
Or kwasekuru kanengo vanomupedzera maiweee tokumbirisa muendesei ikoko please please 🙏
Taura hako
Tibvirwe ukoo ndosaka wanga uchiramba kutaura nhema dzoga idzo kana dofo rinotodzionawo Mai vaya vakataura kwazvo
Bvapoo kamudhara iwe..wakanyangira yaona uri kamhondi na Stanely wako...sei bute wakabva wangoriona wasangana nevakadzi ava...no mhepo no mhepo kudii...uri kamhondi
He sounds innocent
Masangana nazvo nhasi
Muri bhinya sekuru.
Panodiwa vashandiri kuti murume uyu acheneswe
Kamdara aka kakaromba kkkk bt kari defensive wena haaa kane confidence
Musatemeswe musoro nevanhu ava vakanyengana saka pane akaramba mumwe
Ummm pane nyaya how come maitirana nyaya panyama yopedza yave mhepo yave kutaura
Baba awa wanemukonyo staborn kuromba baba makaromba ndochokwadi urayai vana wenyu ndimimi mozobata vana wechikoro imi ifa iwe kwete kuuraya vanhu
i follow you big time but kana ariwo matorero enyu enews anenharo.
Kkkkkkk katsamwa wena hanzi vamwe vacho 20
Dai mrume iye anga aripo ayirefura nyaya iyoyi kkkk
Sahwira woye
Thank u drewmas
KuMoza hakuchaendwi ukangoendako chete witoripiswa nekuti unenge watondoromba
Mhinduro idzo dzinoratidza kuti munhu ane chekuziva bcoz asina chekuziva haanzvenge nzvenge kudai
Kkkkkk mkoma Andrew hanzi ndada kuti mfana iwe kuTete wakambokusvika netsoka
😅😅😅😅masekawo kaa mukoma Andrew
Sekuru bvumai nyaya kkkkkk hutsi haupfumbuke njee ziva kuti patova nemoto apo. Back ground ya Noriya ndakutaurirai kkkk
Ko sei musinga bvunziwo vanhu vavaive navo murume uyu anoti anga ane mumwe mukadzi Uyo anoti anga ane umwe mukadzi
Sekuru Havana mhosva muzukuru anedxungu uyo
Mkoma enduru hokoyo haaaa ndaseka hangu nhasi
Kamukuru kane mukonyo ako kakuda rumamiso
Kuvengana chete hapana kuromba apo . Tasvu ngaauye apedze nyaya
Endai kwasekuru tasvu chokwadi chinobuda pachena
Mafuro kkkk,,,,mai Flo
Vakati regai ndikwidze inzwi ,nekakuvhundutsira kt tikunzwisise ,asi wabatwa hako ,sei wambotanga nekuramba kutaura
😂😂😂
Back ground yangu naNoriyaa 😂😂😂
Kunenge kunyeperana inyaya dzemine ainzi namai kahondo tese tine ma mine kkkkkkk mabiyedu ane ma mine
I think I family politics
Haha vakaromba. Sahwira ndiye wese
Ama sheri ndokuti shelter 😂 nama puro Prosper😂
Muchinda uyu ummmmm anonyepa kwaMugodhi hakuputwi bute unodzingwa church apo ndipo paarasa nyaya yake manje
Basa rehujournalist ma1 n it needs patience
Mr Nyashamba Sando dzenyu 🙏🥰
iweekaaa ndiNeshamba kani🤣
Ko nharo 😂😂😂😂sedze muroi chaidzo
KwaMugodhi kunobvumirwa mukdzi 1 asi iwe une 3
Unoda rumamiso mdhara iwe nyaya dzako hadzisangane
Kanhubu
Gara muberere
😂😂ama furo vakati nhekwe yakadonha tichinetsana sekuru vavakuti ndakatoti ndini ndarasa fodya yangu iyi kureva vanga vaiwana hapana kujeka maivataridzirei nhekwe .............???
Kkkkkkkkkkkkk haaaaa hanzvadzi yangu iyi aaaaaah kunzvenga hake asi hapana chiutsi chinopfungaira pasina moto ummmmmm
Chakanaka chakanaka, utsi hwePorridge hautosvori. PaBOTA rinopisa pane chiutsi cheSTEAM asi achitosvori so pangwarirei
Ane mhoswa arikuonekwa
Ko nhasi matipa muri musango pese pese zvambodii nhai veduwee 😅😅😅
Yeah his deminour tells it all. He is very defensive
Kunetsera munhu nhema
Mukorekore kumene
Arikunyepa uyu