KO SEI TSIKAMUTANDA ACHIBVISA NYOKA CHERO PAINOITA BASA RAKE, HAKUNA ZVIMWE HERE ZVAKAITA SEMA ZIZI. VANONYAPA VANA TSIKAMUTANDA VENYU INYOKA DZEMUSHONGA YAVO ITS IT'S MEGIC NOT REAL
Gogo is very clever,maPoints ake ari good,tsikamutanda haangangoti Vana vakafa chete why ? Nyoka yakaregerwei kuuraiwa ipapo !! dai yange iriNyoka yemushonga inodai wakatonyangarika kare !!
Gogo well done you're a star fulustopu 😂😂😂
ehe nyoka ndeyatsikamutanda. gogo is clever . musabatirirwa gogo. toda vana gogo vakamukaso
Exactly vakuba mari dzevanhu vachinyepa kuti tabata nyoka ivo vauya nenyika dzavo.ko vakasirei kumba kwasabhuku vakadii kuiuraya kuremedza vanhu kusira vanhu nyoka .ngavayende kwamambo vakanotora gaurani vauye kuzobvisa nyoka yagaurani wavo
Gogo is very intelligent havaitiswe zvokudaro
Gogo is super......ndeve cash talk....super narrator....ndaseka hangu 😅😅😂😂 I love mbuya ❤
❤in love with Gogo very good in narrating the version of the story 😅if you catch anything it’s yours Tsikamutanda.
true gogo vanotaura chokwadi vanatsikamutanda vanotemererwa mashiripiti otobuda
Haaa ukapusa mari neupfumi zvinoenda
Gogo varamba kuitiswa.Nhasi rava rimwe zuva.
Gogo Havana nyoka ndeya tsiksmutanda and the gang
Hanzi uyu unemakuhwa dzichiseka zvadzo Gogo, free spirit
😂😂😂😂😂😂 kkkkkkkkkk big up gogo manyadzisa varume vane makuhwa 😊😊😊😊😊
I LOVE THIS GOGO vanotaura chokwadi and vakunyatsonongedza kuti uyo ndiye aneguhwaaa kkkk
😂 kakabii kakabii kakabii kakabii
😮
Ndakahwa kuti pfeee mumusoro in gogo's voice. Vanodya zvipfuyo zve vanhu mahara vachivabira vana tsikamutanda ava zvinhu zvavo zvavanenge vauya nazvo
😂😂😂😂"uyu anemakuhwa uyu anofamba achitengesa"😂😂😂😂😂haaaaa ndanakirwa nhasi aaaaaaa gogo aaaaa
Imbavha dziya ana tsikamutanda and gaurandi wenyu. They did it in our village, zuze village-Rusape. Gogo is brilliant
I love mbuya. Zvinonakidza kuva nambuya vari live and energetic kudai.
Gogo is saying the truth there.
Mukwasha wanted to steal mombe dzambuya kkkk good gogo
beware nana tsikamutanda vekunyepa 😂
Tsikamutanda matsotsi…in reality, nobody has the bravery to get hold of a witchcraft snake. Anyone who does that, is the owner of that snake
Gogo vakanyanya haaaa l love Gogo vanotaura ipapo ipapo havatenderere😂😂😂😂
Haaa unoshaya pekupinda waudzwa chokwadi thanks gogo mauudza chokwadi murume uyo
Anatsika mutanda vangwarireyi imbavha kwedu vakauya vakapedza mombe dzevanhu mahara
Ah sure imbvha vakambouya3 kwedu vachizviti vana maguranyanga vakabira vanhu 2009
Tsikamutanda amanga hambani niyosebenza.ugogo keep it up well.
Gogo nemukwasha vavo surrender 🙌🙌zvese arikungonzi ndiye uyu mukwambo wangu uyu ndiyeeee😂😂😂
Gogo vane cashtalk zvavo😂😂😂ndavafarira shame basa rekushungurudza chembere ana tsika mutanda. Munhu akango ita chembere anoroya mwari dai vatipawo maziso ekuona mbavha idzi😢
Gogo vakangwara ava, intelligent. Vana vadoko ndovakatopusa vanobvuma kuitiswa.
Well done gogo musazungunutswe
Ndechako tsikamutanda. Gogo very clever. Mazimbavha tsikamutanda
Gogo looks very healthier than most young women
Kkkkkkkk gogo mandinakidza ava ndivo vemakuhwa , well done gogo
There should go and report to the police, wildlife and also zinata
Well dn Gogo . Vana tsika mutanda mbavha idzi. Mai vangu vakambovaudza kuti hamubire ini. Vakabata kanhu kavo kachidhori kevana Kaye . Kwakuti chikwambo. Aaa imi Mai vangu vakakwatura munhu nanhasi havazvike munzvimbo yedu
Regai kungoti mumhu wese achembera wavemuroyi
Nhai zvako kunge ivo vasingazo chemberawo
Aihwa gogo ava kuchenjera mukanwa chete gogo vanezvinhu ava
Good gogo musabvisa mombe kujaidza mbavha
I like gogo she is a straight talker
Vananeshamba dai maigona kubatsira these valnarable elderly varikushungurudzwa
Ava varikutoshungurunzwa ne mukwasha. Ana tsikamutanda kunyeba kuda zvipfuyo zvevanhu.
mkwasha ngaende kwaSHE aripe uyu
gogo vakangwarisa ava..vakaramba kutaura zvavakapupura pamberi pen`anga
Clever Gogo Tsika mutanda ainda kurova bhengi
Manatsa mauya ,magonesa khomuredhi 😂😂😂😂
Kungochembera chete watova muroi
Taura hako
@@makanakamaenzanise3602 ma1
Drewmas , madii kupa vana Amai avo mazano vaende kwamabo kundomhan'arira mbavha idzi, Their witchcraft is nothing but robbery, daylight.
Munhu akachembera ava muroyi hre
Kkkkkkkk gogo to the fullest
KO SEI TSIKAMUTANDA ACHIBVISA NYOKA CHERO PAINOITA BASA RAKE, HAKUNA ZVIMWE HERE ZVAKAITA SEMA ZIZI. VANONYAPA VANA TSIKAMUTANDA VENYU INYOKA DZEMUSHONGA YAVO ITS IT'S MEGIC NOT REAL
Kana wavakubvunza izvozvo kureva kuti wasiyana nemhomho dzevanhu; iwe wasvinura manje, wavakuona.
Gogo is clear panyoka, vakanyeperwa
Excellent Gogo makagona dzimwe n'anga dzinotsvaga mbiri chete apa hapana chinenge chichizivikanwa tsikamutatanda akakonewa basa chaari kungoda imari
Gogo havana daka ne munhu. Havatsamwiri munhu.
Ummm vanatsika mutanda vashungurudza machembere veduweeee
And it's very wrong... I blame these media houses for publicizing it
well done goo musabvume kunyeperwa
Gogo vari right ngavasabhadhara ...KO iyo nyoka Why isingapiswe ...anoda kubira Vanhu Mari...
Mukwambo wakakanganisa wakatopfurwa kungwara na gogo unofanira kutokumbira ruregerero kuna gogo uye mukwambo usiyane nenyaya yemakuhwa kuchembera imhosva here
kumusha kwangu Hurungwe vanhu vabirwa mari nemombe dzakawanda nana tsikamutanda..Vana Shumba..Ziyambi...vakawanda varikunobira vanhu nemapipi emushonga
😂😂😂😂😂keep it up Gogooo kkkkkkkk hanzi yenyu video mega ndoinodaro kuti ndakat hongu 😂😂😂😂😂Gogo aaaa good gogo manyama kkkkkkk ndaseka nhasi aaaa tsikamutanda huya utore nyoka yako iwe usatnetsere gogo vedu😂😂😂😂
Ma Praise manyama
gogo vakachenjera ava havabvume kuitiswa murikupisa gogo kubirwa makasvinura hr
Gogo muri right nyoka ndeyake Tsikamutanda vanoita mashiripiti vanhu vaye nhema dzega dzega
I love gogo vari kutaura chokwadi chavo pachena
Gogo says Furustopu 😂
I love cash talk yagogo
Weldone gogo 🎉Mukwasha uyo inhundira mutsime chaiyo anovavarireiko
Thanks DM taking us to another level 🎉
Tssikamutanda imbavha hakuna chisvinu chaanoita
Makumbavha gaurani natsikamutanda😂😂😂
Kakabikakabi in gogo's voice
😂😂😂😂😂
Karoi my home town❤❤❤❤
Hesi mwana wekumusha
@@user-nx4ph7qp4h une dekara hr nha yahwe
Vana tsika mutanda chasara ndechekuti vati bvisai nemabhurugwa aaaa
❤ gogo hanzi taura zve zvimwe
chinoika Vaneshamba ndechekuti munhu unongobvuma kt zvindibve like waenda kumasowe vachikuporofita unobvuma kt usanyadzise muporofita but mu Moyo uchiziva chokwadi
Vanoisira zvinhu ne mushonga..I have a tete ainyepera basa irori akatoita mbiri yekubata zvinhu but zvaiva zvake
Kkkkkkkkk kwahi nagogo muchamuhwa kana modzekera mukwasha wangu achakunyeperai ,unonyepesa Marumbwa.
Gogo is so energetic 😂
Gogo can narate zvonakidza
Ana tsikamutanda haa vakawanda vacho vanonyepa zvisingaite mmmmm
Gogo muvhitori wekwedu chaiye,i know Marumbwa family
Gogo is very clever,maPoints ake ari good,tsikamutanda haangangoti Vana vakafa chete why ?
Nyoka yakaregerwei kuuraiwa ipapo !!
dai yange iriNyoka yemushonga inodai wakatonyangarika kare !!
Nyoka ndeyatsikamutanda
Pakangwariwa apa , but gogo sei vakanzi mroi futi neku Masvingo ?
Aiwa gogo vakanyureswa vasipo varikumasvingo
Zvichimboitirweiko zvekusheedza ana tsikamutanda izvi hezvo vosiirw zvikara
Pazai ka door renyu mubvise nyoka yacho
Vakamuorora gogo kuudza tsikamutanda kuti chauchabata pano ndechako 😊
Ko mukwasha haanyare here uyo rinenge rombe wo. Unodei kunaambuya wakabereka mukadzi wako.. Mukwasha musavenge chembere ibva apo. Rinenge inoshusha mukadzi zimukwashe racho. Kwana mukwasha. Enda unogeza uko.
Magona Drewmas media nhasi maendawo kuHurungwe
Pamberi na gogo , varamba shuwa kunyeperwa
Tsikamutanda anonyepesa muroyi ndiye muridzi wenyoka I remember umwe tsikamutanda achiinterview natete Tilder kubehind bars achireurura ega kut tikasvika pasina chinhu tinoisira tobata uum masaramusi
Ndirikuno shumba ku Namibia
Ana Makombe ndovaridzi venyoka negaurani wavo
Isu kwedu kune muti wakanaya nokuda kweurombwa uhu Mberengwa
Gogo musabirwa mombe vanoda kubirwa ngavabise kkk kuchengeta nyoka yemunhu zvakambobva kupi ,vanhu vakatsvaga gaurani imbavha kubira vanhu uko
Chii chaikonzera kuti murume wagogo arambe kutsvaga chirikupedza mhuri
Nhai zvako diii.vanoziva zvavakabata
Gogo vanotaura vakachangamuka
😢Gogo vanozvimiririra ava love you gogo❤
gogo sungisai vanhu big up gogo
Ndoo kutorombeswa kwacho vanonyepesa vanhu vanobata zvinhu ava
Kkkkkkkkkk gogo sarenda kkkkkkkk
Gogo saying the truth, gaurani has always been going to places with snakes.
Gogo varikutaura Chokwadi vana tsika vanonyepa
Liqiniso
Gogo vakangwarira kkkk
Imwi zvenyu Comrade Neshamba😂