@@princemakumbirofa1376 aah, iwe that guy is arrogant tisingataure zvedu zve Dombo. Wambonzwa here mhinduro dzake. What's the use yekutsva ne tea isina shuga.
Ava Vaita luck chairo Mr Tinashe ndakambovaona vachiramba kupa ipa imwe couple maresults because of this behavior. Straight such an attitude uyu anoti handizivi vhunzai Mai. Mai vanotio handizivi. What's this.
If there is no download button then zvadhakwa kwandiri 😢 bkoz I always come after 12 to download and watch in the morning but haaa vaMugabe mandigura kumirira 😭
Kana vanhu vasingadi neinformstion, they should just pay for the tests, vasatipedzere nguva yedu. This is an educational show, kana vasingadi nenyaya yavo they must stay clearance..kunetsanirans kumwa vanofunga kuti tiri vana
There is more to this story. I think amai vaifa nenzara ava, both Ku bota neku real food bva vati zvirinani kudzokera kumba kwevabereki kunenge kurinaniwo financially. Ava jah man vanenge vanoti vakadhakwa bota dololo also mari yekuchengeta mhuri panenge pasina😂 that's just my two sense😊
Tsvee kutevera zvataurwa apa wavakutaura zvako wega inga iye mukadzi ndiye ati ndakati mwana haasi wako nekuti hauna right kumwana saka akapumwa nani apa ?don't mislead people
Mfana uyo anorova dombo uyo akatobaka kare. Drugs not alcohol, mainini havaskuda kutaura chete kuti madrugs but its all over his face behavior iyo ndeyemadrugs no doubt
l know this guys he's my next door kamwana kakakura ndichiona her mother passed away then they started to stay alone by he's brother ummmmm zvandishamisa kumuona ummmm takudzwa mberi vana vemudz so
Murume anorambirwa doro ere ascana kkk anyway ndezve vana vadiki, she so cute nema dimples 😊, you guys you're so younger wish you happy younger couples
People dont change for other people, they change for themselves. When people show u who they are believe them not to believe the version you want them to be!!!!
Damn, She so f*cking cute this guy ngaabate mubaby uyu like a queen. She deserves better than this. mmmmmm mwana akanaka hke uyu dimple iro ndachema zvangu 😂
Ah shame mwana anoitwa sekutamba then the parents becomes influence kuti munhu wako haaite then pagirl child akawona kuti kumba varikumutambira back zvinenge zvavharana but kudanana vanodanana vanhu ava problem kushaya for now asi since mwana abuda bho ngavachengete mwana wavo this will knock some sense into them
The little boy don't get drunk, he gets high. And yah man as a presenter don't get hard on people. Remember you dealing with people who are traumatized.
Hakuna muroora akadai kutiza basa kumba uku😂😂 Kozoti kamurume kacho mutoriro written all over his face😂. Tinashe ::baba mukuda kutii kune varikukuonai Baba:: dakuti ma results abuda pachena
guys let's like first before watching kuti vamugabe waitewo manyuku nyuku ekutipa zvinonakidza if anyone agree with me by liking thank you bota family
Asi wakushandira Tinashe bota😢
@@CurrenMapuranga-dm8ir is everything ok kumba kwenyu
😂
😂😂😂
Vabereki tsigirai vana venyu vana vadiki@@emeldajaji6586
Vanga vakamira naAmai ngativapei malikes avo❤❤❤
Vanhu varikubhowa ava aaah, lets jus go straight to the results once
Kkkk majaira iwe iwe iwe ka😂😂😂
Mufanha uyo atorohwa zvake nechamba bcz haana kana çhaanogoña kutaura
@@LesleyBob-y8s havadi chikoro vana vemazuvaano zvotonyadzisa
@@LesleyBob-y8sndazvionawo kikiki...drugs
kkkkk
This couple ingorine kamwe kakuneta neta kainakoso unobva watonzwawo kuneta kuvaona kikikikikiki
Kungomirira maresults but nyaya pasina 😂😂😂😂
Mr Tinashe Mugabe should be a marriage counselor. Love his patience and his questions generally knocks some sense into people
True
To us who never miss an episode 🎉
George they are both kids who needs special support from both parents
Ipapo wataura chokwadi hama vanoda umbiridzo vana ava
They are majors vakuziva zvavari kuita
They are majors vakuziva zvavari kuita
True
Idzo ndedze maDrugs idzo. Bbie siyana naro iro, harina future basa kurova Dombo. He doesn't deserve you. Ziso raka dropper zvaro😢😢
That's true
@@JahCure-zh4dt sure. Rongooneka. Mwana ngaatize nehupenyu hwake angatojoiniswa zvisizvo.
waona hko, but pakuzoti bbie asiye mface wake ndopawakubhaiza
@@princemakumbirofa1376 aah, iwe that guy is arrogant tisingataure zvedu zve Dombo. Wambonzwa here mhinduro dzake. What's the use yekutsva ne tea isina shuga.
True ngaasiyane Nerombe iro
This girl is so beautiful . I love her. Ngaasiyane nechidhakwa icho😂
The lady is so cool and calm😢
She is young & shy
Kuzungaira kuripo futi
What a beautiful couple. They just need guidance and encouragement. God bless them and their union.
😂😂😂 aaaaa unotoneta kana nekubvunza mibvunza yacho Mr Mugabe you are so patient haaaa mhinduro dzema one word answer dzobhowa
Haaa guys murume anonzi Tinashe Mugabe anobvunza mibvunzo zvake ayewa ndasarenda ini😂😂😂😂😂
Kubvunza nekubvunziridza, anogona
Anenge achida kutsvaga drama. He's likes some drama
he mean business
@@hiltonchisango1334 drama ndiro rinovaitisa mari nekuti vanoona vanowanda. Idzi dzisina drama hadzinyatsovaitira idzi
Ava Vaita luck chairo Mr Tinashe ndakambovaona vachiramba kupa ipa imwe couple maresults because of this behavior. Straight such an attitude uyu anoti handizivi vhunzai Mai. Mai vanotio handizivi. What's this.
I love the girl so múçh even this youñg man is so cool asi pane zvasara kutaurwa 😂😂
Chimoko nyama but jah-man vane puza face plus varikuwanza mbanje😂🤣😂
Kkkk hapana zvababa apo anopedxerwa time
Still young they need counselling
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Maexaminer matomaka mapepa kare ka😂😂😂😂😂
The young lady is soo quite. Mkoma Doro nefodya zvakuparadzirai imba. All the best.
Thanks mwanasikana hauna kutinyadzisa bt seek god's guidance and stay in the marriage
❤❤❤❤I knew that its 99 Mr Mugabe thanks for giving them peace of mind 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
😅😅😅KO kasound kakubuda pama results mazuvaano hanzii😅😅Kuda kurovesa vanhu nehana apa😂😂😂
I'm really touched with this young couple only they need guidance and elders to pave their marriage,
Iiii hapana chinobuda apa mfana needs rehabilibation first ...he is just a drug addict
All man's let's gather here ,mwana ane dipple zvake uyo
She Is beautiful hey
Ucha hura iwe gara pasi
Kkkkkkkk
😂😂😂@@HesterGondo
And beautiful
Something happened is hidden, they is no reason and both are not sure
you can say that again
Mfana uyo anenge akatidhakwa zvake
Vana vanoda guidance dzimba idzi tunyaya twacho
If there is no download button then zvadhakwa kwandiri 😢 bkoz I always come after 12 to download and watch in the morning but haaa vaMugabe mandigura kumirira 😭
Tese wena imagine am watching it today dai ndakadwnlder i can watch whilst doing other things, nhasi ndokugarira pasi kuona ese aisadawnlder🙄munya
Riripo Wani mybe imi mune ma settings amusina kuita
@@TeeKundidzora it was activated after this comment of mine I always download so don't come here after almost a months with this comment 🙏
@@alvinachimedza2964 imagine zvako kutiita setisingazive mafon
@@alvinachimedza2964l can even come after one yr
Maziso ndembanje
Mbanje hadzidai ibhurngo iri hatorina simba mufanauyu
@@ezramakusha8559 Mfana anenge asisafaise mushini. Mukadzi haana kuda kumufumura. Kabho kama tswiti ako.
😂😂😂
Mikela
Imagine haasi kutokwanisa kunyasvinura kana kutaura kwake chaiko aiwa mabasa chaiwo
Kana vanhu vasingadi neinformstion, they should just pay for the tests, vasatipedzere nguva yedu. This is an educational show, kana vasingadi nenyaya yavo they must stay clearance..kunetsanirans kumwa vanofunga kuti tiri vana
There is more to this story. I think amai vaifa nenzara ava, both Ku bota neku real food bva vati zvirinani kudzokera kumba kwevabereki kunenge kurinaniwo financially. Ava jah man vanenge vanoti vakadhakwa bota dololo also mari yekuchengeta mhuri panenge pasina😂 that's just my two sense😊
Mufana uyu madrugs here 😂😂😂hanzi zvese zvataurwa nemukadzi ndizvozvo
Nhy😂😂😂
Nhayi 😂
😂😂😂 Imagine
Well done mwanasikana u r so cool, who ever anga achikupomera zvisipo Mwari abva ava nyadzisa ramba uri cool God will bless your marriage.
Tsvee kutevera zvataurwa apa wavakutaura zvako wega inga iye mukadzi ndiye ati ndakati mwana haasi wako nekuti hauna right kumwana saka akapumwa nani apa ?don't mislead people
ndirikuona kunge muskana arikunyara kutaura nyaya chaiyo, its not about alcohol chete l think madrugs chaiwo may also be an issue
Mfana he loves babe rake that's why asirikuda kupikisa
Mhinduro yekuti hapana inosvota sei apa muchiziva kuti pane zviripo. I hope this young couple will make things well.
Mfana uyo anorova dombo uyo akatobaka kare. Drugs not alcohol, mainini havaskuda kutaura chete kuti madrugs but its all over his face behavior iyo ndeyemadrugs no doubt
l know this guys he's my next door kamwana kakakura ndichiona her mother passed away then they started to stay alone by he's brother ummmmm zvandishamisa kumuona ummmm takudzwa mberi vana vemudz so
Agh couple inosvota iyaa ndokuwe humble kwacho
Aiwa mskana uyu handingati ari cool handingati ari calm aaah kunge kupusa ndatongoona kuti iyi i 99 chete .changamu changamu mwanaskana aah
haasi 99 uyu.
ndewa 2002
@@vannisamakaza8742 i mean 99. 99 percent
Ndoona sokuti baba vatouya vakadhakwa
Murume anorambirwa doro ere ascana kkk anyway ndezve vana vadiki, she so cute nema dimples 😊, you guys you're so younger wish you happy younger couples
Seriously???🥱🙄Kana achinwa doro zvechibharanzi anorambwa, munhu ngave ne limit
Mai havachadi havo murume, murume uyu anenge ari kurova mutoriro zvake hapana zuva remahara ari kutotadza kunyatso kusvinura
Madrugs akashata muchinda uyo akatodhakwa kuremerwa kuvhura maziso
People dont change for other people, they change for themselves. When people show u who they are believe them not to believe the version you want them to be!!!!
Well said
Reunite guys ,boy Siya kudhakwa babe akabakana nekuvimbika uyo ,,thank u bt show yacho yanga ichibhowa Kuda kunyengererwa kut vataure nxaa
we want vanhu vane dzungu ava havana
Vanotonzwisa nungo kuteerera..kutonzwisa hope chaiko😴🥱
Calmness ine mwanasikana uyo Haina kumira mushe,kupora kwakadai hakunakidzi. In handidi mukadzi akanyarara zvakadai,munhu ratidzawo kuti uri mupenyu kwete kunge shato yamedza mombe.
😂
Mfana auya kushow akatodhakwa😅
Very humble couple I like that lady shame
I think they both need space kuti vambokure and find their own avenues vachiri vadiki vana ava
Sando kuna Tinashe Mugabe ...this couple inotobhowa eve kuteerera nyaya yavo
Frist couple in this month vawana 99 maprover kuti hamusi ma2k vafanha🎉
Ingori hapana hapana chiri chose hapana yowee 😮
Zviñotobhowa hazvo hapana zvese
@@PetianceHlongwane imagine
Twana twunobhowa utwu matauriro acho kunge twusingade nxaaaa twumapenzi twevanhu
Kkkk. Twakafita kuzopengereka pabota chete
😂😂😂
Tinashe ita vanhu vadzokerane avo ,vape ka award tionewo your help in terms of restoring lost love relationships.
Amboda kuedza kwekuti vazokisana, kkk. Akonewa
@@waltermakwasha haaa mkwasha vakatoguta madrugs. Being the humble person that she is haana hake kuda kuzvitaura pajikerere.
thom in the house straight from Durban muzukuru wangu🥰
To us nyangwe usina data unotozo make sure Kuti ndaona ese ma episode 🎉🎉🎉😅
Ko chi sound effect icho pa results presentation?🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
ini nemhuri yangu tati nonokei since tisingakwanise kuona pake pake.
Totenda tagara manje regai tione chirongwa.
Anenge akatorohwa hake nemadrugs mukomana 😂musikana akanaka uyo plus akadzikamira haana dzungu ❤
Kana iye achiti ndizvo zvakaitika yah ndizvozvo 😂iye ari kuti ndri kunyepa yah ndizvo ndizvozvo 😂😂😂😂
Soriyi but apa ndaona kuti pane rudo zvekutodaro tichazodawo feedback
Vanodanana avo but mukomana akabatwa hake
Iye ati ayehwa😂
These kids belong together
Congratulations makorokoto mwana ndewenyu 99% wonderfully 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Vana vemazuvano kana musati mafunga zvekuroorana muchida kuita zve mujolo mochitongaudzana kuti ngatishandisei protection so that musazonetsana kusvitsana pakadai, mykomana 23 muskana 22 kutaura kt mwana makaita mune 20 nmumwe 21 kna ndisikukanganisa, apa hapana kana chanumnoziva mose muri vana chaivo
Toita sei nembanje guys vana vedu vakuvara pliz
Mbanje bho zvokuti, but dzooda dzikupe power kubota chete. Mfana anenge aizonyanya gas bota haacharove. Haa izvozvo izvo ka.
Kkkkk haaa mkoma avo ziso iro nderembanje kkkk kakadzi ako kakanaka asi kunge kamurwere
😂😂 makhoti vangu musadaro
Vana ngavadzokerane ava❤
Well done daughter. I love this. And i think you can be a nice couple. Work on your marriage.
Not responding a question direct..to me it's rude 🎯
Vana ava vanoda sjambok
Damn, She so f*cking cute this guy ngaabate mubaby uyu like a queen. She deserves better than this. mmmmmm mwana akanaka hke uyu dimple iro ndachema zvangu 😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 i was looking for this comment
Kkkkk vatonyura
@@NTM308😂😂😂😂😂😂😂
Its the sound for me 😊😊kepamaresults ako
Hapana zvemba apa. Kana pasina hapana 😊
The lady didnt want to speak,forced interview
Maybe she was not forced to speak on interview. But maybe she is such a kind of a person who is shy. I don’t thing she was forced to talk
Ahh this kapuru handione mumba macho muine nyaya kkkk Tinashe apinda biz kuda kuvasekesa yooh
Murume anodhakwa rough. Maziso ake are telling
Guka and mutoriro
Vamugabe matinyimisawo kuona kiss apo 😊❤
Hie pota family ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉expecting 99today 😊😊😊😊
Ngavambodzokera kuSchool
Zvimwe zvese paside mwana uyo ane dimple yoh apa she is cute....anyway mkomana akuita kunge mudiki ka uyo dimply lady muhombe
Say No to drugs!
Tinashe unogona kubatanidza vanhu unechipo mwari vakuitire zvakanaka
They are both kids
Haaaah guys mbanje ngadzirege munhu mfana ange akabatwa nembanje dzamushungurudza
Say no to drugs
Who is with me? Mai knew the child was not his, vakangobva kuHospital vachiti mwana anzi iPirimicha baba kwakutofunga kuti ichokwadi 😢
Kkkk matauriro anga achiita mai ndanga ndichikutyirai zvangu kt mybe munogona makarevesa kt mwana haasi wake...now zvaita garai imba yenyu imi 😂😂😂 wadza hako mwana iwe ndiwe wega vamwe vari kutinyadzisa
thats my nephew TUKS GEVHA
Ah shame mwana anoitwa sekutamba then the parents becomes influence kuti munhu wako haaite then pagirl child akawona kuti kumba varikumutambira back zvinenge zvavharana but kudanana vanodanana vanhu ava problem kushaya for now asi since mwana abuda bho ngavachengete mwana wavo this will knock some sense into them
The little boy don't get drunk, he gets high. And yah man as a presenter don't get hard on people. Remember you dealing with people who are traumatized.
Vamugabe advertise enyu yakarebesa
Shuwa ah
Dankoe baba t Mugabe
Mukoma mgawasiye mutoriro awo, hanzi zvese zvaari kutaura ndizvo.
Ko social support system yacho kana munhu mukurubavaperekedzawo
Show yanhasi ibota chairo kuwota ..vamgabe vangoshingirirawo kt zvipere kuvhunza munhu achipindurira mumhuno kutonyengererwa aaaaaaagh patience munadzo rambai makadaro ..tajaira hivhiyo pano
Mwanasikana akawira zvake. Mukomana achiri kumbofanira kukura uyo nekusiya zvinodhaka. VaMugabe vambozama kuti nyaya dzibude but vanhu vacho vese usimbe hwekutaura
Hakuna muroora akadai kutiza basa kumba uku😂😂
Kozoti kamurume kacho mutoriro written all over his face😂.
Tinashe ::baba mukuda kutii kune varikukuonai
Baba:: dakuti ma results abuda pachena
😂😂😂imagine
the guy actually looks drunk 😅
Ndafara chaizvo ❤❤❤❤
Isu tinooda ma episode ane vhayorence inozunguza mafone 😂😂😂😂😂😂 ndokuti dna kwete tuvana utwu hatuna reason ye separation futi kungoti hapana hapana aaaa
Imika 😂