Ko team ndine script kaaaa renyu chairo.. One anenge ari G*no mumwe ari Ma***dya muchiactor sema Governor. The latter anoenda kune mumwe achichema kuti akutadza kagadzirisa Economy then the other oti"haaa mpafana unganetswe neizvozvi. Ndakambogadzirisa economy kare inini and zvakapusa zvekuti. Unongo bvisa maZERO pamari inenge iripo kana 3 or 4 then zvinhu zvakutofamba"😅😅😅 What do you think???😅
kandoro has transformed zim comedy🤣🤣🤣🤣
Hes a game changer for sho, professional too😂
The GOAT!!
The combination is good 😂😂
indeed but unfortunately this stuff is not rewarding locally
Combo yaKandoro naSlickpastor inenge mazoe nemaLemon cream
Haaaa ndashaya kana 1 pawanyepa Wangu 🔥😂
This statement though “mafarm nemamines mashoma shoma muzimbabwe”😂😂😂😂😂😂
Farm ripi ko raunoziva Jeremaya kkkkkkkkkkkk
Yellowbone 2022 model rine mafreckles😂😂😂
"Ma smoothie, it's not going so smooth heh" 🤣🤣🤣🤣
Kandoro akakwira ndege for this one....keep going up the coffeesnob here
“Mukomana mutsvuku ka uyu?”😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 I’m so excited to see you guys in December!
You have the right… you know zviri kumberi
"Apa haana international yaanoziva" 😂😂
Chauya chine nzara. 🤣🤣. you guys are the best, we need to see more of this convo.
She don’t wanna be saved don’t save her😹
Nhundira matsime.....wavelength munhu akangoti economy economy....I'll see what can I do ....
"Its not going so smoothly" 😅😅💀
Kandoro and Nigel, muchatirambisa imi. Hanzi ku cross kuenda mhiri ya Samora 🤣🤣🤣
"apo chauya chinenzara" this 🤣🤣🤣
Baddest combination ever some likes gus🔥🔥🔥
Ahhhh King na Nijo. You have made my day
quality on the production mmmmm salute... lets make african movies with this
Opposition ne ma light niqaas 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣 Kandoro you killed me on this one. Kwai hana yako hairove here?
Watched this twice😂
Big up Nijo...ko siren racho boiz😂
😂😂😂😂😂 Ndaseka. This is such a good one 😅
😂you have the right 😂😂 zviri kumberi unozviziva
Tjooo ngaze ngahleka 🤣🤣🤣 yellowbone rine maFreckles 🙆🏾♀️🤣
😂😂bad combination..masiirei Munashe 😂😂can't wait for the next episode. Weldone guys😊
Bvira vira....tofa nekunakirwa 😂😂
As sooooon as King entered I was laughing 😂😂😂😂🤌 Gold!
"Urikuda smoothie? Pedzisa iyi." Sksjsksj Tenzi
Ndane sasi nyowani to add to Mharapatsetsetse😂😂. Hanzi "Nhundira mutsime"😂
Whoever did this is a genius!!!🤣🤣🤣
He is superb more stuff pliz
U have the right,,zvrikumberi kwacho unozviziva😂😂😂😂😂😂
.Nijo just flow 😂🔥😂he’s a vibe 💯👌
ndaona Sir Wicknell vatenga ma GLE mawiri akananga kwamuri
What a dynamic duo! Farm ripi ko raunoziva Jeremiah
Wavelength
Frequency
Big words 😂😂😂
Good job guys,l would like to see more of you guys,mogona zvenyu
I like this mockumentary style 🤣😂
Hanzi "say my name three times like candy man"- Tupac
How did I miss this one 😂😂😂😂
😭😭😭I’m screaming shem as a yellowbone with freckles ❤️
😂 makaipa guys ngazviende mberi ❤
So hapana ari kuzivawo number plate yespecific 2022 model iyo🤔
“Yellow bone ndere mhene” 😂😂😂😂
Haa iyi combination ma1 ndati iyi 🔥🔥🔥🔥💯💯
"You have the right....." kwahi zviri kumberi kwacho unozviziva😂😂😭😭😭
😂😂😂King ❤❤❤thank you my brother 😂economy X3 hwiiiiii
This combination is heaven sent😂
Me at 4am rewatching this gem😂
😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂🤣🤣🤣🤣 you're too much guys! impeccable comedic timing
Ko officer Nijo kurova musungwa nee kepu yenyuu hanziii
Ah ah ah combination iyi Haina kumira mushe manje😂😂
Zvirikumberi unoziva 😅😅😅 u have the right 😅
Hahahahaha 😂😂😂😂 Economy 😂😂😂 l just died kkkk you guys are killing me
Hahaha hanzi yellow bone rine mafreckles, also it’s Godfreys facial expressions for me 😂😂😂😂😂
Ukaona munhu aku crosser kudivi kwaSamora🎉🎉🎉🎉
🤣🤣🤣 king kandoro certified legend
Smoothie, but it’s not going so smooth 😂😂😂😂
Tikuda next episode. 😂😂
😂😂😂😂😂 you guys never disappoint. Weldone
Shuwa 😂 pane wandakasangana naye aingoti "economy economy" iye asina kana kurongeka hake
Pama sounds apo hmm 😂😂 3:06
Yellow bone 2022 version rine maFreckles 😂😂😂😂😂
Musadherere nijo na frets ,vanonyudza vanhu
U saved the guy, first time kuona munhu achifarira kusungwa. 😂😂 😂😂😂😂
Be able to pick up signs of danger 😂😂😂
Haasi masounds evanhu vanofara… but ndiwo masounds acho wani
Combination iyi ichatikwadza nekuseka😂😂😂
nijo kuzoti young man achirova mumusoro ne hat🤣🤣🤣
😂😂Combination iyi toida
Hanzi masmoothe it’s not going so smooth 😂😂😂
Varume munogona zvenyu👌
you two together? qualazzzz
kkkk haa vakomana imi kwanai.
This is good man😂😂😂😂
😂😂😂haaa Kandoro naSlick Pastor🔥🔥
😂😂😂 these two 🙌🏾
hanzi ma farm nema mine mashoma shoma 🤣🤣🤣🤣🤣
Farm ripi rawuno ziya Jeremiah 😅😅😅😂😂
Good combination
Kandoro and Nigel you are 10 ➕️ 😅
Toita tichimatcher maviews nemalikes. Musangoseke chete😂😂😂
Chii chakadaro chinenge ngozi 😂😂😂😂. Hanzi masounds aya mawarning signs. Yellow bone latest model ine ma frickles yakamboona Victor 😂😂😂😂.
Its kuvhevhetedza for me kkkkk😅
mafarm nemamines mashoma shoma kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk. you killed me
Farm ripi raunoziva
😂😂😂😂 the greatest comedians in Zimbabwe
Ayasi 😂😂😂😂😂😂😂 ndatenda zvangu😂😂😂
😂kungo Cross Samora wakutoda kuita aBelieve
The best duo❤😂😂😂😂
Nijo ma1 😂😂😂😂 “hana yako hairove here” 😂😂
Zvinhu zvacho sooo!😂😂😂
"Zrp will cover it all ukauya kuStation togona kutokupa change" 😂
Farm ripi raunoziva Jeremiah?😂
Chauya chine nzara 😂😂😂
They way bro kept checking the bill 😅😅
I will see what I can do 😂😂😂😂
Its the "heeee" for me 🤣🤣🤣
Ndururani yakafanana ne Opposition Leaders 😊😂😂😂
Ko team ndine script kaaaa renyu chairo..
One anenge ari G*no mumwe ari Ma***dya muchiactor sema Governor.
The latter anoenda kune mumwe achichema kuti akutadza kagadzirisa Economy then the other oti"haaa mpafana unganetswe neizvozvi. Ndakambogadzirisa economy kare inini and zvakapusa zvekuti. Unongo bvisa maZERO pamari inenge iripo kana 3 or 4 then zvinhu zvakutofamba"😅😅😅
What do you think???😅
😂😂" Protecting thee girl child"
😂😂😂😂😂Yellow bone auya anenzara Nijo kaa 🎉🎉🎉