Really, ku circumsaizwa kune basa rei kana uchiitwa nekumashure. Hopefully, he got all the treatment necessary asabatwe nechirwere. Plus his future is bleak now because there's a chance akutoitawo ngochani plus anogona kutangawo kubata vamwe. This monster must dhayi!
Dai ngochani iyoyo yasheedzwa ne zita rake. Shamwari yamai ava vakachangamuka dai variiwo vakaenda on Friday something could have been done . Mwana aidai akarapwa as soon as possible
imi murikufanira kufonera mapurisa kana kutomhanya pa station iripadhuze kana maita kakuungidzira ku landlord arimo kuitira kuti abvunzurudzwe nezve shamwari yake iyo
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb
so sad
Kusiyana kwevanhu inini ari mwana wangu mapurisa anouya ndatoita justice kare
Lets hope akapihwa prep mwana uyu coz kune zvirwere mazuva ano.
Prep haichaita asi PEP
Vanhu vanotsakatisa vamwe hero basa renyu, zvinorwadza izvoo
Elizabeth unogona basa my sister I love your work
thank you so much keep watching
Dai ari mwana wangu mapurisa ndivo vaitozowuya kumba kwangu ndapedza ne justice yangu
Mummy musanete kudai itai changamu changamu pavana nhaimi aaah nhai 😢😢😢
Munhu iyeye anoda mob justice kungocheka dzinhi rake iroro toisa pamoto choibva tomudyisa ochidya ega and tomurova kusvika achipedza chidzinhi chake ichocho demeti mhan😫😫😫
Zvinorwadza veduwe vanhu vasanduka kuita mhuka aaa mapurisa muripi
Haaa ini ndaitonga ndega
Haaaaa imiwoyeee ini dai ndatova kujeri,mwana wangu
ndatove adicted Elizer ukasauya pa zimbabwe beat tv uuuum kutoshaya rufaro love you my little sster
thank you so much keep watching tokupai zvinotevera
Really, ku circumsaizwa kune basa rei kana uchiitwa nekumashure. Hopefully, he got all the treatment necessary asabatwe nechirwere. Plus his future is bleak now because there's a chance akutoitawo ngochani plus anogona kutangawo kubata vamwe.
This monster must dhayi!
l think caption yakanganiswa...story irikut landlord ndivo vakamuti ndiise kumashure kwangu
Landlord nefriend yavo vanozivana vane deal ravakaronga pamwana uyu.Targeting mwana mudiki i hope haana kushandiswa kujoiniswa satanism or kujoiniswa maretiuals.
Police be serious.itai Basa ramakapikira.
Its so hurting mapurisa itai basa
This journalist haasi we fake... i like the way she profiles ma interviewees ake
thank you so much keep watching
Mwana uyo akabatwa chibharo mwanai asi akaisiwa nekudhodho
Police yeZim ndoirikuuraya nyika aiwa , mwana arikuda counseling anogona kuzozviuraya
@sarudzaimutsvangiriserah4520
Ko police ine mhosva papi? Ndiani ano recruiter neku trainer mapurisa acho? Mapurisa anoita zvaakadzidziswa.
Ini ndopandomira sedzinhi musi iwowo kuitwa sei kwemwana wangu amai amai ini munhu ndovhiya maskati chaiwo kupedza vese kubva kuna landlord ahhhh dhemeti mhani ,ini handichamirira zve police ndosaka ndakatozotenga pfuti kungodzosera kwa kesari kut mwari munhu wenyu uyu ndakatadza kugarisana naye
Ah izvi hre izvi ah vana vehanzvadzi dzangu or vana sis vangu vanotozviziva kut tete vanodzifambira
Handid kukanganisirwa Mwana shuwa imi mhani ahhhhh ndarwadziwa
Madii kutama location iyoyo maenda kumwe nzvimbo. Mai ava vakapusa vakasiya munhu achienda ivo vaudzwa vakadii kuita jambaja munhu akabatwa ipapo ipapo
Mufakose ndayitadza ini 🙌
Ndavamusungise
Pls vabereki vana ngativachengetedzei uye endai nemwana kuma doctor's mwana atariswe
Vati vakaenda naye akapiwa mapills
Saka zvinoda chief here
Saka haasati abatwa mnhu akarepa
Thanks kna makarapisa mwna
Dai ngochani iyoyo yasheedzwa ne zita rake.
Shamwari yamai ava vakachangamuka dai variiwo vakaenda on Friday something could have been done . Mwana aidai akarapwa as soon as possible
Isu takakura tichinzi unoridza mhere chero ukabuditsirwa zibanga rinopenya sei. Sorry hake chokwadi mwana uyu but ngatidzidzisei vana kuti mhere inoridzwa kana pakuitika zvisingahwisisike
Baba ngavavharirwe kusvika mwana wavo awanikwa
imi murikufanira kufonera mapurisa kana kutomhanya pa station iripadhuze kana maita kakuungidzira ku landlord arimo kuitira kuti abvunzurudzwe nezve shamwari yake iyo
Baba vemwana vaudzei
Hanzi makambovavhunzawo here landlord wacho kuti sei pamba pano pachiuya vanhu vevarume chete- veduweeka
Mai ava vakaneta pa fair
ngavaende kwa tafadzwa chidawa anobata munhu
Where is justice in Zimbabwe
Ngavaende ne mwana anonamatirwa zvinorwadza shame sorry my sister
Amai imi makaneta pfungwa nezvese. Munhu uyu dai makamubata ndimi kutombotaurwa naye momusiya achienda makadii kudaidzira baba kuti vabate munhu.
Kutosheedzera kuti mbavha munhu otobatwa ipapo ipapo
Mapurisa edu vakaa veduvee
Volume yamai ava ishoma
You don't understand this trauma woman , you are too reluctant, lf you don't act fast you will loose this son.
Volume plz
i thought u ar stil wrks at SMTV ELIZABETH anyway xanda bhooo namkoma Rob
thank you keep watching
Mapurisa imbwa dzewanhu hamheno kuti chief inspector wacho ari kuita basa rei asingaoni mashandire ari kiutwa muma kamba
Police ngayiite basa rayo chokwadi kumusiya kwavarikuita achifamba arifree maybe arikutobata vana vakawanda kunze uko
Police ngayi improver mashandiro ayo price ...tirikuita dambudziko ne police mu Zimbabwe ....
Ichokwadi ichocho
Chii chakadaro nhai police chii chinonetsa kungonyorera mwana tsamba yekuti akwanise kurapiwa zvisinei nkti vedept racho havapo hanty yaiva emergency
Mwana anongorapiwa chero pasina tsamba from police. Zvino munhu angangogara asina kurapwa achiti ndakamirira tsamba yamapurisa. Vanhu vanoudzana nhema
Mfombi kuna jongwe.xem sori mhamie..ndakakurira mfombi n was a student at mfombi no 1 high
Ungabvunzaei landload here kuti vanhu varikupimba mumba menyu vanodeyi?
Hazviite
Saka akatunda here nwana wacho
Ummmmm musadaro
esika!
Tseki mhani iwe nxaaa wat kind of a question is this
@@clotildachamhuna1448 kubvunzawo asi newevo mhata yako
Namata mwari iwe nxaaa
Uuuum police yedu uuum unotobuda mari kuti ubatsirwe
Mushamarari basa unongona
Nyaya inorwadza iyi
Zvakaoma
endai nemwana muno bvunzira kuti haana kujoiniswa satanism nokuti hazvizivi kanwe kuti chii ndo kufunga kwangu
Satanism chaiyo
Hanzi ‘saka after zvaitika izvi saka mwana ari kuratidzika sei, ari kufara here..’😂😂😂😂😂