Headman Chigodora ndokumbirawo zvangu update yemhuri yekwaKabati. I am worried about Bhai pavakapedzisira musi wemudhudhudhu airatidza kuti ari kurwara
Karanganda was doing the best not zvatinhi izvi haasikukonaba kutinha kwacho, tokudai chaizvo headman asi mwakutishaishira, musatitywiraba data harisi rekutsunurira haro kkkk
ko headman im so adicted to this channel but this days muri kutora long musina ku poster hakuna nyaya yere chief or data please todawo update everyday 🙏
Episodes are too short 😪 Headman Chigodora 🙏🙏🙏
Sibonge Mkhulu 🙏 🙏
Murikushaya data here rekutipa nyaya, after 7 weeks nyaya imwe ine 15 minutes musadaro
Nhai nhai aaaah😢😢
Boring Mani
kuda kutora mari ne youtube.
Can we have more of these episodes Headman.Tasurukirwa zvakanyanya nekushaiwa matare enyu.Man full of wisdom
Headman murikuisa tugwishu twenyaya toda ma1hr chakuti
Taura hko zvakutobhowa zvinhu zvacho kungopiwa nyaya mbiri kna imwe
Taura hako zvakubowa izvi, apa hakuna mahighlights aaah
Journalism hakusi kungoturika chinhu painternate
Headman vakafurirwa neanonzi TINHI uyo manje njuga dzikurema
😂😂😂 dzakurema
kkkķk taps aitora ma hours akati ooo hino izvezvi iii ok pamwe dzinenge dzakawanda nyaya dzacho chitipai 2 pamunobudisa pacho
Mind you headman chigodora wachiriwo kutanga
they have messed up a good dare manje.azvichanakidzi izvi
Headman chigodora nyaya dzenyu idiki tapota
feedback sandi nhau inonga ichitongwa baa kukuzivisai zvakabuda pakafambwa....
Headman makutiregerera pliz we have learn to love u so so much pliz give us stories chero akava ma40minutes asinyaya dziri nhatu nhatu tofarira.
Headman itai zvamagona chikuru kukuonai nezvamatipa izvozvo ❤❤❤❤
That's true ,I like his speech,zvitsiure usati watsiurwa ,I learn something
Parudo apa Aiwa Soko munoumbiridza ,kana nesu tirikudzidza
6K views yet 313 likes guys comeon lets support our favorite leader Soko my father🎉🎉🎉🎉Like share and subscribe❤❤
Hazvisisina kathat ndosaka vanhu vasisaise malikes. The longer and interesting the video is, the more the people are tempted to like and comment
Exactly plus uploading after hundred years one nyaya ayyy🧑🦯🧑🦯🧑🦯
Mukunonoka kutipawo nhau dzirikuutika ikoko toda everday news headman
Headman Chigodora mudi vahombe.❤❤❤😂😂🎉🎉❤❤
Nyaya iyi makamboiunza😊
Headman chigodora muri rudadiso dai zvaigona tipeiwo ma videos akati vandei and akati rebei nguva nenguva proud of you may god bless you
Watching from Ukraine dankie headman
Fambayi nawo Headman 😊😊😊😊
Mhuri iyi yakatakura ,ngaicheneswe ,vanhu vagare zvakanaka,hakuna chinoshungurudza kugara mumusha munezvikwambo
Muchengete vana vamakaramba padare ra Chigodora vanhu vekwa Maguma
Weduwe vanhu vano subscriber sei muchiisa nyaya 1 pasvondo apa iri kagwishu.musadaro weduwe .dare raHeadman ndiro ratofambira payoutube .todawo nyaya dzakareba plus nyaya everyday .padare apo panotongwa vanhu vakawanda.
Headman wedzerwai makore ekurarama nemusiki makanyanya itirwai zvakanaka
Yaa ichokwadi 1 twave tumashort story 2hapana New dzamurikuunza 3 kunonoka kupa nyaya kuvatsigiri vechirongwa.
Herdman content ndoifarira bt 20 to 30mins pa episode haaa zvinobhohwa zvodonhedza futi channel
Takarinda head man wedu makadiiko.. Vanhu ngavateremire lol..
Zvino demo vachanotiwana here Ku Mozambique kwacho
Team chigodora ahoyiiii🎉❤
Tipeiwo maserious tipei mavideos marefu DATA tinaro rakati tiii😅😅
Ko mudhara uyo arikunyora munomutambudzirei mashaya young n energetic here kuti anyore .please regai mudhara uyo
I think its for tday only
😂😂😂😂Ndazvionawo😂😂😂
Pamsoroi VA Chigodora
Headman mazuwaano makunonoka kutipa nyaya uye nyaya dzenyu dzisanyanye kufupika pliz munotisiya tichiri nenyota
ko Gucii howfar
Headman pliz makunonoka kubuditsa mazuvano
You can say that again
here comes headman vandodisisa
I like you Herman
Keep on headman ,but nyaya idiki pliz motiuraya nenzara,murikutinyemudzira,ma judge enyu kumberi
munondigonera headman chigodora
Dzokerai kukaranganda pliz
Rudzai mbira kuratidza kuti ndeye muZimbabwe, chivanhu chedu ! Munogona basa, rambayi makadero!
Secretary wenyu anogona kunyora here uyo😅😅😅😅
Headman plz tipeiwo nyaya dzinovhuta vhuta Pl z plz sure once a week if nt a month zaku bjowa
Wise words
Chopisa apa Headman huchi
Headman Chigodora ndokumbirawo zvangu update yemhuri yekwaKabati. I am worried about Bhai pavakapedzisira musi wemudhudhudhu airatidza kuti ari kurwara
Musharuka urikunyora uchaona ere
Kkkkkkkkk unoona
Picture quality yengu haiti dzosai taps
Headman chigodora the one
Tokumbirawo mhosva dzitongwe semhosva
Headman tokudai asi mukutisiya nenyota itaio zvima 1 hour chakadaro .plus mukut nonokei kutipa .
.dare renyu toridisa
Per day toda nhau 3
Ko headmaster Zamba havatauriwo ere
aripi mukomana umwe uya
Headman mukundigarisa munzara ndipeiwo number yenyu
😂😂😂😂
Ko zviri kufamba cy kare zvaive nemusindo so far hazvichanyonanidzi why ????
Mashoko makukutu
Hat inokumurwa headman
Talawa uripi
Mukubata basa paChigodora apo
Chokwadi ichocho
Munogona headman
Facts
Headman today nyaya ku nyararai why
Ehe
12mns after 6weeks kkkkkk musaite majokes imi
😂😂😂😂😂
Watching from United Arab Emirates fambai nebasa headman
Mazuva matirasa
Kupurunana
😂
Keep it up
Wedzerai ma minutes piz,
Nyaya dzenyu itaiwo ma1hr plz l used to enjoy this dare but nw hazvichanyatso kuita
Imi Aaron aripi makuzondibhowa manje my view matters
Tinokumbirawo nyaya nemaposts akati wandei semaitire emwaimboita naBa Taps
Headman tipei nyaya ye 2hrs every week ,kanamusina data munotengesa Chero chimbudzi isu tirima funs enyu
Meakachena ere aripi baba murume uya ayigona mubvunza vaine combination namagirazi,chokwadi chaitobuda pachena,
Karanganda was doing the best not zvatinhi izvi haasikukonaba kutinha kwacho, tokudai chaizvo headman asi mwakutishaishira, musatitywiraba data harisi rekutsunurira haro kkkk
Ikozvino headman nyaya dzakuitaseti twatugwishu toga
Headman musarova kudaro dare torida
Izvezvi dare renyu radzikira rasiyana nekare
Ipai bsa iri kna bataps mazuva avo zvaitapira
Waiting from cape town
bvisai mavara anobuda pakati pe video.tatenda
At least hour is better, but if the stories are too short what can we do 😅
ko headman im so adicted to this channel but this days muri kutora long musina ku poster hakuna nyaya yere chief or data please todawo update everyday 🙏
Ummm zvikwambo zvenhamo ,,deno mune mabhazi😂
Uyo akuAta mwaatepi paside paheadman 😅😅
Thanks headman chigodora ❤❤❤❤
Headman rambai muchibatsira vanhu
@headman wekwedu ngazviende mberi
Chigodora kumberi
Mambo makadii
Akomna musatidro nguva yareva kwakutipa 12 mins
Kna ndimivo zviiko zvatakuitirwa isu 😅
Ko mumwe mudhara uya arip ainga Ana magrazi
It's been a while asirikubatika ndiye anpbvunza zvinonakidza.. Akaita mutema manopfeka suit..
Pamberi nebasa headman nyika ngaiti weke kuchena vanhu vari kuhwanda nemachurch bvongodzai imomo❤
Secretary manyama mudhara vedu
😂😂😂😂😂
Ndokumbirawo phone number ya headman or machinda awo.. ndinodawo help