Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Mweya yewese wakafira muna kristu ngaizorore murugare.
Tineurombo mweya yese yevakafa ngaizorore murugare murugara
Mwari nyaradzai mhuri dzarasikirwa nehama neshamwari.MSRIP
Tinotenda varikubata basa pakunyaradza mhuri dzakarasikirwa nehama mupfumvu iyi. Ndinowirirana naBishop pakunganidza magumbeze ekupa masurvivors. Tozeuka zvakare mhuri dzasiyiwa vamwe vaive mabreadwinners,shirikadzi dzaichengeta nherera. Bishop daí zvaikwanisika vana vevanhu ivavo vaona dzidzo yemahara panezvimwe zvezvikoro zvenyu
A sad memory May their souls rest in eternal peace
Imagine munhu kutsva kusvika wanyarara so painfull
Zvakaoma zvinorwadza
Mwari nyaradzai mhuri dzose
Mwari nyaradzai mhuri yakasangana netsaona iyi zvinorwadza vanhu vaibva kurumbidza Mwari ndarwadziwa
Mwari wangu tinzwei Minamato yedu ropa ranyanya kudeuka
Sad veduwe.. May soul rest in peace
Mweya yese wakatisiya mutsaona iyi ngaizorore murugare rwa mwari
Mwari nyaradzai mhuri dzakasiiwa.
Tinotenda sekuru Rev Mudhumo mwari akuropafadzei
Mwari nyaradzai mhuri dzasara😢😢😢😢
Nyaradzwayi namweya mutsvene Hama dzese dzakarasikirwa , mweyayese yeawo wakafa wari munaMwari ngaizorore murugare netsitsi dzaMwari
Zvakaoma mwari ngaradzai munhu yese kumusha kwangu 😢
My deepest condolences mwari nyaradzai mhuri nehama dzakasiwa
Tinehurombo nechiitiko chinokatyamadza chakadai. Tinoti mweya yavo nemweya yose yevatenderi vakafa ngaizorore murugare netsitsi dza mwari amen.
Vakafira nhamo😢😢. May their souls continue to rest peacefully
Ndinoti nematambudziko kunevose vakarasikirwa nevadikanwi vavo, hama neshamwari dzose dzarasikirwa 🙏🙏🙏🙏🙏
Ngatichemei netariro hama rufu ndiyo nzira yedu tesè.😢
Zvarwadza Tenzi . Mweya yehama dzedu zororai murugare.
May their souls rest in peace. Mwari nyaradzai mhuri
mhuri dzese neKereke tinyaradzwe nekusimbiswa naShe🙏
Mwari nyaradzwai hama neshamwari dzakarasikirwa firo inorwadza zvayo
Vatungamiriri vese vanotya Mwari isu hatitongi kuti uyu anoziva uyu haazivi zvose kuda kwaMwari
Nematambudziko kumhur dzaka rasikirwa. Paka shaya vanhu vangani nhai. 😢
Mwari nyaradzai mhuri dzose dzararasikirwa nehama neshamwari
MWEYA yavo ngaiwane zororo munyasha dzedenga haizi nyore vefuwe😢😢
Mwari nyaradzai mhuri dzakarasiki rwa nevadikani vavo.Mweya yavo ngayizorore murugare🙏
Mwari nyaradzai vari kuchema so sad
Nyaradzwai hama mese
RIP zvinorwadza shuwa taitovawo rose ku benard mzeki
Sad mwari nyaradzai mhuri dzese dzakashaikirwa nehama neshamwari
Rest peacefully in the arms of the lord who you served up to the end. Condolences to all the families
May their souls rest in peace, Mwari nyaradzai hama neshamwari dzakarasikirwa nehama dzavo 💔 😢😢
Mweya favorite ngaizorore murugare
May their dear souls rest peacefully in God's Arms
Mwari nyaradzai mhuri dzakarasikirwa tinoti zororai murugare
Deepest condolences to all the families who lost their loved ones😭😭😭😭😭😭
May their soul rest in peace 😭😭😭😭. Condolences the to the family and the whole anglicans in Zimbabwe. May good Lord Comfort you 💔💔💔💔
Mwari nyaradzayi muri dzarasikirwa ne hama dzakafira mubhazi dzichibva kunokurumbidzayi amen
Ndarwadziwa rufu rwe moto runorwadza RIP
Eish tsaona gore rino dzatiwandira. 😭
Rest In Peace Tete Mai Nyambabvu
Tinoti zororai murugare vakarasikirwa neupenyu .Ko sei service isina kuitirwa pakaitika chiitiko ichi .Ini hangu ndinoti dai makasika kubvisa mabonzo aripanzvimbo iyi ndapota Ishe ataura kuti imbwa dziri kudya mabonzo zvozodini hama dzangu ngazvigadziriswe veduwee nekukasikakufungawo kwangu
Tinokumbira kunaMarure kuti mweya yekafira Muna Ishe ngaizorore murugare vanyaradze hama neshamwari nemhuri yakasara
Baba vataura vanoziva chivanhu....consult vafi first thank you
Mbuya dairo😢😢😢😢
Jehova nyaradzai vasara.
Very sad, Mweya munyaradzi akunyaradzei wadikani nekurasikirwa
May their souls rest in entenal peace may the good Lord comfort the families and loved ones we are with you in prayers
May their souls rest in internal peace 😢😢
Iii zvinorwadza Mwaari nyaradzai
Ndinoti nematambudziko mose makashaikirwa newadikani wenyu uuuuuu zvorwadza ixvi
Mwari dai matipa Mutungamiri anotya imi, ane basa nehupenyu hweruzhinji. Nzira ngadzigadzirwe. Ndine hurombo kune vakarasikorwa nehama neshamwari, nesu tese verutendero rwe Anglican. Mwari nyaradzai mhuri dzasara. Mkristu Usanete 😢😢😢
AMEN😢
AMENNNN
Amen amen kunedzimwe nyika dzine migwagwa yakanaka tsaona unogona kupdza gore kana kudari pasina tsaona yaitika asi munyika medu uumm😢 tsaona hadziperi nekuda kwama roads 💔💔😭😭
May their souls rest in.peace
Rugare rwaTenzi runopinda kuziva kwese, ngarikutso moyo ye mhuri ne shamwari dzakarasikirwa.
Shame zvorwadza izvi vanhu vakafa vachitambura ava😢😢
May their souls rest in peace
Zvakandooma hazvo asi ngavazorore murugare
A true tradition leader
May their souls rest in peace 🙏🏿
Mweya yawo izororo murugare ne tsitsi dzaMwari.
Amen
This is heartbreaking situation .How many people suffered such painful death??
May their souls rest in peace😢😢
Rest in Peace
Amen councilor
My their souls rest in internal peace
Mweya yavo ngaizorore murugare vese
Rev Ruwona
Camera man onobhowa toda kuona zvirikuitikapo urikungotiratidza munhu ane mic chete why
Rest in peace
Mweya yavo izorore murugare
Very painful
Izvi hazvigamichiriki, too painful to accept
Kana zvatakanzwa kuti, gore negore kunoitika chiito chakadai, ummmmm zvinotipa mubvudzo? Kana, pane Satanism, Mwari pindirai ndapota 😢😢
Vanhu musa hire mabus aya vanhu vari kuchekeresa varidzi vemabus havana kumira mushe
So sad
Vanotarisa motor vacho vamuno tuma ndivo vanoto uraisa vanhu nekuda mari
Chokwadi mambo mataura chokwadi
Sad
Samutereko
Zvarwadza
MTSRIP
Mutungamiriri wedu ndavagadzirise mugwagwa vanhu vapera
Off topic
MTSRIP so so sad Mwari ngavanyaradze mhuri hama neshamwari Amen

This is heartbreaking situation .
How many people suffered such painful death??
May their souls rest in peace😢😢
Rest in Peace
Amen councilor
My their souls rest in internal peace
Mweya yavo ngaizorore murugare vese
Rev Ruwona
Camera man onobhowa toda kuona zvirikuitikapo urikungotiratidza munhu ane mic chete why
Rest in peace
Mweya yavo izorore murugare
Very painful
Izvi hazvigamichiriki, too painful to accept
Kana zvatakanzwa kuti, gore negore kunoitika chiito chakadai, ummmmm zvinotipa mubvudzo? Kana, pane Satanism, Mwari pindirai ndapota 😢😢
Vanhu musa hire mabus aya vanhu vari kuchekeresa varidzi vemabus havana kumira mushe
So sad
Vanotarisa motor vacho vamuno tuma ndivo vanoto uraisa vanhu nekuda mari
Chokwadi mambo mataura chokwadi
Sad
Samutereko
Zvarwadza
MTSRIP
A sad memory May their souls rest in eternal peace
Mutungamiriri wedu ndavagadzirise mugwagwa vanhu vapera
Off topic
MTSRIP so so sad
Mwari ngavanyaradze mhuri hama neshamwari Amen