Dai maramba muchitiparidzira mushona .vazhinhji vashumiri vanozosiya izvi woshaya kuti kune murungu here achauya achishumira muchishona. Isu tinokomborerwa baba musazotitiza pa mutauro apa. 👏👏👏👏👏👏 Mukomborerwe
This man of GOD a blessing to Zimbabwe. Psalm 14:1 As the deer pants for the water brooks, So my soul pants for You, O God God bless this servant of yours beyond measure
Ev Mparinga am listening to this 6yrs later, 2021 - Kupa Rwendo. When it was live l missed some valuable words but today l hear better. So fresh is the word ma mucheke stadium maichekwa munhu seshoko. Thank you so very much.
Kuchema ngaticheme nokuti mwoyo warwadza, asi ngative ne tariro yokuti tichava tose rimwe ramazuva, RIP Devine Muparinga. This is the Kingdom Message Munhu WaMwari ramuri kuparidza , all your sermons are powerfull, GOD bless you.
Hallelujah what a word in season l have been so inspired ! Wow what eye opener ! Giving yashumirwa nemhando yepamusoro ! Thank you Evangelist Muparinga ! Watched it today 10-4-2020 -Good friday🙏
This is the real gospel man of God, extremely powerful revelations, u are the actual blessing Muparinga, let his Grace abound more and more in your life
Proudly Methodist kana kuti proudly child of God, ngatikureyi pakutenda, hazvisi zvemachurch but ndezve muridzi we Church, Jesus Christ. Proudly Jesus Christ son.
i agree we must give but kunzwisisa kwangu we must do more than tithe. to me tithe is the bare mininmum for christians kana tichida Mwari pachokwadi. vanhu vanoramba maten commandments but tithe vanoida chose asi ose ari muold testament ngatisaita pick and choose kana old testament isingachatibati nokuti tava manew testament believers ngatisiyieyi zve tithe. kana tatti toda tithe then tobvuma kuti maten commandments achiri luti bata . ndatenda hangu
Saka nekuwanda kwakaita vanhu uko rombo rakaipa kune vasati vanzwisisa kubairwa kwalsaka, nekuti kusvika nanhasi vachakarashika nekudzidzisa uko kwavakasara nako.
....to all those who put their comments there, nhasi kana mava kunzwisisa shoko raMwari muchaona kuti zvese zvaiparidzwa apo handizvo kunyange Iye muparidzi wacho kana ava kunzwisisa achaona kuti akaparidzira vanhu zvisiri izvo parugwaro rwaAbraham urwo.
2020 Exactly 5yrz now backwardz pashumirwa vhangeri iri but l'm listening now tiri muLOCKDOWN EASTER SATURDAY 9TY 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Pakaparwidzwa chokwadi chinorwadza
One of the greatest Evangelists of our time! Can't stop watching your sermons Man of God.
Cn u believe it... im watching this in 2019.. Who else is watching it this year
Vhangeri rinotapira I'm watching this for the 2nd time this year.
2020 murikuona?
2020 July mukoma
2021 september
0
Dai maramba muchitiparidzira mushona .vazhinhji vashumiri vanozosiya izvi woshaya kuti kune murungu here achauya achishumira muchishona. Isu tinokomborerwa baba musazotitiza pa mutauro apa. 👏👏👏👏👏👏 Mukomborerwe
Thank you God for blessing us with this man. Be blessed Evangelist Muparinga.
We must thank and praise Mwari Baba Musiki first and foremost and thank man of God second.
This man of GOD a blessing to Zimbabwe. Psalm 14:1 As the deer pants for the water brooks, So my soul pants for You, O God God bless this servant of yours beyond measure
Wakabereka chaunofanirwa kuzoda not kuti kubereka chaunoda yaaaa Shoko randibaya Muvhangeri, Mwari varambe vachikuitirai Nyasha Muvhangeri
All glory be to God 🙏🙏🙏 praise God 23:12
Am watching it in 2024
Forever New ❤❤❤
And in 2023, I'm still listening .... thank you, Jesus.
Am blessed . God bless you pastor. Ndoinonzi mharidzo iyi inosvitsa munhu mutendi kumusoro soro.
Ev Mparinga am listening to this 6yrs later, 2021 - Kupa Rwendo. When it was live l missed some valuable words but today l hear better. So fresh is the word ma mucheke stadium maichekwa munhu seshoko. Thank you so very much.
He z truly man of God.. and I'm still listening it 2020 n z changing my Life...
Glory to God
This man is blessed.... Akatsanangura nyaya yerufu soo
Amen and Amen
BEEN WATCHING YOU AND FOLLOWING YOU MAN OF GOD FOR YEARS...... SALUTE
To God be the glory for such revelation, mazvita Evangelist for teaching me this very important principle of giving
Who else is with me here......shout out Amen
Kuchema ngaticheme nokuti mwoyo warwadza, asi ngative ne tariro yokuti tichava tose rimwe ramazuva, RIP Devine Muparinga. This is the Kingdom Message Munhu WaMwari ramuri kuparidza , all your sermons are powerfull, GOD bless you.
Amen ..already having a testimony before i finish to watch..glory to God
Hallelujah what a word in season l have been so inspired ! Wow what eye opener ! Giving yashumirwa nemhando yepamusoro ! Thank you Evangelist Muparinga ! Watched it today 10-4-2020 -Good friday🙏
I love this man of God truly blessed
Be blessed man of God...powerful sermon.Watching this on 23-10-2020
AMEN 🙏 Man of God.. there's a secret in giving..Thank you for the word🙏
Shoko munorova Evangelist, Mwari ngaarambe achikupai unyanzvi hwekuparidza shoko sezvariri. Ndabatwa, ndadzidziswa ndakurudzirwa.
Evangelist Muparinga, May God continue to bless you beyond measure.Rightly dividing the Word of Truth.
Blessed
I am a proud Methodist, muhwisiri , amen evangelist
uuuh,what a blessing to Zimbabwe????God,i love you,may u give him more life
Am blessed MOG with your teachings eishhh continue being God's vessel
May God keep on blessing you & giving you more revelations .
Powerful message indeed!.God increase you Evangelist.
This is the real gospel man of God, extremely powerful revelations, u are the actual blessing Muparinga, let his Grace abound more and more in your life
Noah Hute HC no cc BBM FC c hf fhf HD DE u es dedvjdfhfh
Powerful
Pastor l pray that may God richly bless you, u preach excellent 👌
😅😅😅 can you believe I'm watching in 2024
Ndokunonzi kukomborerwa, itirwai nyasha rev wema rev
Ndanga ndakarasika panyaya dzekupa apo ndadxorwa munzira
Am Blessed once again. Have watched this over 5 times now.
Great sermon
Powerful teachings 👏👏👏
Major Begot Major....Rev Wema Rev...Thank you Apostle
Lord Jesus Christ our Lord. We honour your Word.
Man of God this is a very true word. Mwari varopafadze
munhu wamwari musabve panzvimbo,tinotenda mwari nezodzo riri pamuri.Amen
This is 2020 July iam listening shumiro iyi
Powerful massage God bless you ma of God thank yuo
I partake in the anointing of preaching 🙏
Thank you Sir.... Great Revelation there...
I am still watching in 2020 June 28 🙏🙏🙏🙏
Powerful and i thank God tindaivepo paeaster iyoyi
If in Methodist they are preaching like this I am going back to my church
He was a guest speaker here.
dzoka dear
He is not a Methodist he was invited.....lnvited guest
Who is still here in 2020
Powerful. Life changing preaching
l thank God l attended this sermon....proudly methodist
Proudly Methodist kana kuti proudly child of God, ngatikureyi pakutenda, hazvisi zvemachurch but ndezve muridzi we Church, Jesus Christ. Proudly Jesus Christ son.
god bless you evangelistyou are straight as an arrow
Aewa ndatenda hangu munhu wamwari apa shoko makarova,anonzwa akanzwa.Amen
Mwari vakukomborerei nekuzarurirwa kunamata kupa
Rev wema rev. powerful sermon
Amen vaparidzi ndavarambe vachikusha shoko
Mwari ropafadzai murume uyu with more Revs
good sermons man of God. Can you give us something about the Spirit of Prophecy/three angels' message. God bless
Inyaya dzaKristu dzinofanirwa kuparidzwa apo kwete Mari......
Rev wema rev itirwai nyasha mhani,,,zvidhafu dhafu in yo lyf
Gloooory to the most high GOD Amen and Amen 🙏
i agree we must give but kunzwisisa kwangu we must do more than tithe. to me tithe is the bare mininmum for christians kana tichida Mwari pachokwadi. vanhu vanoramba maten commandments but tithe vanoida chose asi ose ari muold testament ngatisaita pick and choose kana old testament isingachatibati nokuti tava manew testament believers ngatisiyieyi zve tithe. kana tatti toda tithe then tobvuma kuti maten commandments achiri luti bata . ndatenda hangu
Faith Bhunu tru
Powerful Powerful so Powerful, Amen
Thank you man of God
Halleluyaaaaaaa ,ndakomborerwa neshoko
ndatanga kuona video yekurufu now on this one.... nhasi ndomapedza ose lol..... thank u
Powerful massage indeed!
mwari akutungamirirei hama ndinokukwazisa hama ndin reuben matsengarwodzi pagrannry apooo
This sermon is great
Be blessed Ev Muparinga
Watching in 2020...
2020 December I am here
I love you man of God
Thank yu pastor
August 15,, 2020.....some deep revelations following zvangu,,,, long live Apostle Mparinga
powerful message evangelist.
Powerful word thank you
Powerful indeed. God bless
Saka nekuwanda kwakaita vanhu uko rombo rakaipa kune vasati vanzwisisa kubairwa kwalsaka, nekuti kusvika nanhasi vachakarashika nekudzidzisa uko kwavakasara nako.
Watching in 2020
thank God for his word
....to all those who put their comments there, nhasi kana mava kunzwisisa shoko raMwari muchaona kuti zvese zvaiparidzwa apo handizvo kunyange Iye muparidzi wacho kana ava kunzwisisa achaona kuti akaparidzira vanhu zvisiri izvo parugwaro rwaAbraham urwo.
2020🙏
hmmmm ishoko mwari ngavaitire vaparidzi vedu zvakanaka
powerful word God bless
Wonderful sermon
wonderful message
Watching in 2025!
🙏 🙏 🙏 🙏
haa ndabuda musodzi nekutya level yechinamato. Mwari ngavatigonese kuvapa chokwadi
AMEN SIYABONGA THANK YOU
Revelation upon revelation!!!
What a revelation
Sando dzako Evangelist T.Mparinga
amen and amen
2023 June thank u lord
ndave kutonopawo zvakapetwa kupfuura zvandanga ndichiita,ummm ndabatwa munhu wamwari ndinotenda nedzidziso
Munazongetwa muparidzi ndabatsirika zvakanyanya
Pastor munozarurirwa
Izvi zvave zvekuzarurirwa mwari ngaatibatsire tigone
Munashe Musimeki yes
Hama ...Mwari vakuropafadzei...
yayayayayaya rev wema rev
hatifanane asi tofanirwa
Aaah mwene mmaparidza sure never Berea
I like this man
amen
Muparidzi Muparinga ndinokudai
Excellent
Thanks mufundisi
Thank ue papa