God operates differently with different prophets...With Prophet Freddy T,God has a different dimension for the body of Christ,hence the shielding of most faces shown here...
Age is not a problem at all if it is GOD'S will and purpose. Abraham & Sarah, Hannah etc all had children at very old ages. If GOD says YES no man can say no. To GOD ALMIGHTY be all the GLORY Hallelujah. Amen 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
prophet vataura chishona chakadzika... mai vanga vachihura havo na rasta asi vaudzwa kuti vachengete murume wavo wavanaye ndiye ane future pane kwete vana rasta
Ndirikuno Ku SA ndine shungu dzokusvika pa church mumbondiudzawo nhamo dzangu. Ndotenda hangu❤❤❤❤❤
Munogonesa baba kuraira Mwari vakupei makore mazhinji ekurarama muchiporesa nyika yose🙏my wish is to meet you one day nemhuri yangu
God operates differently with different prophets...With Prophet Freddy T,God has a different dimension for the body of Christ,hence the shielding of most faces shown here...
Age is not a problem at all if it is GOD'S will and purpose. Abraham & Sarah, Hannah etc all had children at very old ages. If GOD says YES no man can say no.
To GOD ALMIGHTY be all the GLORY
Hallelujah. Amen
🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Nyaya dzangu ngadzinake nhasi prophet in tha name of Jesus Christ Amen
God is good the wisdom yakati tiiiiii pano ndatenda 🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼
Thank you man o f God ...great Wisdom in respondingg to situations
Wonderful wisdom I love it
😂😂😂Haaaa prophet makaoma, matsiura pachikuru. U r wise, thats wisdom
Thank you profet
Mazviita Muporofita ,nedzidziso yakachenjera amen.
When i am in Zim will definitely visit Prophet
Ndakutyai munhu wamwari.❤❤❤
Prophet freddy chikwapuro,hauendi wakasviba,vanokupedzera
Ndikunzwa kuda kudhomoka boys. Weave dzakudhara ndidzo dzakasimba. Amen
Kasmile Kari contagious
My the best prophet father❤❤❤
Powerful,wisdom
Mainini musadaro kuchita munhu imi muchitodiwa.Vapfanha vemazuva anovsnokushandisai vokusiyai vakudumbayi..Thank you Prophet.
Nyaya dzangu ngadzigadziswewo Nhasi lshe wangu.
Mmmmmm haiwa vana ava so ibasa chairo Prophet vachengetedza marriage apa 👏👏👏👏
Apa haasikutoziva zita remunhu ari kumudya. Zvakaoma
for the first time to hear the prophecy with wisdom
Amen Amen 🙏
prophet vataura chishona chakadzika... mai vanga vachihura havo na rasta asi vaudzwa kuti vachengete murume wavo wavanaye ndiye ane future pane kwete vana rasta
Apa wavarikuhura naye ndimafana😂😂😂😂😂😂
Indeed after God fear women!
The husband sounds like a good person
Thank you phophet mataura zvinovaka
Thanks for teaching give her and us ladies
Ndirangarireiwo prophet muminamato yenyu.komborerwai muzodzwa waMwari
Hnzi maweave ana 1978 anogara kutsiura uku ndkuda kutsiura kusingaparadze Musha knovaka
Ndokusvika sei kwa freddy
Woooow unonyobvorwa
Go deeper n deeper prophet
Amen 🙏 prophet
Since mataura pachikuru nhasi prophet
Yes weave dzakudhara dzakasimba
Prophet munotaura pachikuru
Sando dzenyu Profet mataura shona yakangwara. pachikuru weave dzekuma 78 ndodzinogara
Amen prophet go deep
Eish swabhora leswi mjolo leyi
Ámen profeta
Prophet ko rangu dambudziko richapera riiniko ndafamba ndaneta
Ndafamba ndaneta baba ndibatsirei
Paweave pane nyaya apa I like the way yayabudiswa nayo weave ya78 iyi😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Man of Wisdom 👏👏👏👏🙏🏿🙏🏿makanyanya prophet,🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿
Aaa god is faithful yooo
Vamwe vanhukadzi vanonyadzisa sure
Madimikira manje hey😂😂😂😂😂weave ya1978 here Profet
prophet 🎉🎉🎉
Yeah prophet ndakubata kutaura kwenyu ndanzwa baba
Mwari ngatiitire nyasha isu vakadzi
Ikozvino mukadzi wese wemunhu anechikomba haaa zvakusemesa
Yeah prophet vataura pachikuru wena sando dzenyu
Prophet makatumwa naMwari chaiko,i wish kuzobatsirwaw nemi
Haaa prophet vanogona kutsanangura
Prophet makatumwa uye makapiwa simba naMwari .
Batsirai vanhu, ndiri kugadzirira kuuyako for my deliverance
Shona yakadzika iyi haaa hamunyepi
Prophet manyudza gejo kkk (hapana chaanzva mukadzi uyu) 🙏
Hadxi usade rasta asi murume mukuru kwauri ndiwo vanochengeta apa prophet mataura chokwadi semunhu mukuru amai wawawekuita chihure chokwadi varume vakuru wanochengeta nokut vanenge wabva zera
Prophet makanyanya
Profet makanyanya
Makanyanya prophet
Madhara muchinyanya kuda vana vadiki. YOU REAP WHAT YOU SOW. muchafa nema BP
Amen
Sando prophet🔨🔨🔨🔨🔨
ko sister bhoo here ve choir varikunyara nyara
Mukomana aenda akabatikana profet
Rasta gonzo vakatonyoubvora chingwa mukati - kati 🙆♂🙆♂🙆♂
prophet mataura Shona mwanangaadzikame. Sando dzenyu. Prophet T Freddy
Kkkk prophet wisdom iri tii ma weave apo
Kkkkk kwa papa zvinoendesa. Kana munezvipande kwa baba musaenda please 😂😂😂😂😂😂😂
Thanks prophet u are helping people...
Yaaa zvakaoma
Mukadzi uyo can not wait for prophet to stop prophesying. Anohulahula
Ndakuda kudhomoka boiz dzangu
haaa mujolo tichapera hedu.
Go deeper papa
Ndineshungu dzekusangana napapa
their age difference is insane😳
Wige ndazonzwa kwairikuenda
You’re too much prophet live long 🎉
Kudzwenga nyaya amai awa vari kuziwa zvawo nyaya dzawo
Kutaura pachikuru , munhu waMwari
Prophet T Fredy nhasi mandipedzera pa wiv apo kkkkkkkķ
Wisdom 😅
Pana Mwari hapana nyaya dzinovanzika😂Ishe makatendeka mazuva ose
Domokai prophet
Mudhara uyo akatodzimirwa 😅 😂
Chingwa chakanyobvorwa icho mudhara 😂😂😂😂 Vakomana vacho havajaidze.
Ndorega prophet!!!!!! 😂😂😂😂
Kufunga kunot netseyi. Murume uyu handifunge kuti anyatsobata kuti prophet varikuti chii nenyaya yema weave. Vanamai ngatichengetedzeyi dzimba dzedu. Maruva enyika haaperi.
Ndini ndatanga pano but prophet munovhura zvakahwanda veduwee
Chingwa chakanyobvorwa 😢
Taurai propht vamwe munotaura vani kana mai wakadyiwa bota
Weave dzekunana 1978 ndodzinogara ndodzinochengeta🎉😂
ZVAKAENDWA
Pakashata
Mashoko makukutu from prophet
😂😂😂 hayas 🙌
Prophet makanyanya weave dzemunana 78 68 ndodzakasimba kwete dzekuma 90s or 2000
Murume anonzwira nyaya kure 😂😂😂😂😂