Lol just the words I wanted to say as well. Unotoita kunge uchadyiwa nemadhara iwe uri kuita ma manners ekuto respecter dare racho. Vese ndozvavanenge vakamirira kuti mambo chete
Mambo munomboverengavo macoments here remove katsika kakadhakwa Ako kekuunza confusion hudzvinyoriri what's wrong nekuti pamusoroi nemachunda Acho munonyadzisa this is rubbish nytsika dzedu 😊
Zvawari ma neighbour edu ku village.
Mutoriro
ayas
Kosei kuchinzi ingotii pamusoroi *mambo*, koanotonga ega here?
This bullshit about mambo in Makoni's court is really pissing me off.Pamusoroi dare is just good enough.Stop the egotistic stupid manners!
Lol just the words I wanted to say as well. Unotoita kunge uchadyiwa nemadhara iwe uri kuita ma manners ekuto respecter dare racho. Vese ndozvavanenge vakamirira kuti mambo chete
Taura hako 😊
Iyi nyaya haina kana musoro
Avo mambuya kwaTasvu vakasanganiswa nnaSanyangwatu tsvimbo yevaroyi togona kudzidza zvakawanda
Saka mambo Sithole wacho sei musiri kumuunza kudare momudzinga mudunhu kana ari kukanganisa.
Sithole haasi mudunhu ramakoni
Kuseri kwechuru motorohwa mombe.
Saka dare ratobvuma ere zvemuchinda wekuseri kwechuru kti ambuya vanofamba voga, machembere vanozivana avo zvichabuda hazvo kumberi kna sithole oda twake.
Mambo ava is over charging pipo NCAA mbudzi yeamambo ndeyei
havafaniri kupumha vanhu huroyi ka
Anofanira kuripa ihama yamai vaChabveka.
Mambo munomboverengavo macoments here remove katsika kakadhakwa Ako kekuunza confusion hudzvinyoriri what's wrong nekuti pamusoroi nemachunda Acho munonyadzisa this is rubbish nytsika dzedu 😊
Wrong Makoni.Mudhara uyo mwana haisi hama yamai vake.Imi itai mushe!
Mutoriro