Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Jah Soft truly deserves to be the ultimate victor of the clash. Regardless of the outcome, I extend my heartfelt congratulations to my esteemed brother. May you continue to excel and achieve even greater heights.❤❤❤❤❤❤
More blessings for your time and contribution it really means a lot👏👏👏👏💯
Jah Soft is creative. Ndiye king chero asiri champion hake
Jah soft ma1 uyu🔥🔥
jah soft ma1 mpfanha uyo thanks mdara CHIPAZ vanhu vakati ndaadzoke paclash naGINA
Straight op 💥💯
Ginna marina muhombe chaiye ndabvuma
💥💥💥akaipaa uyu
💥 💥 💥
Muhombe
Koseyi asiri kuenda mberi😂😂 akura ari mugame lang tym🤣 jah soft uyu anodzvanya chinhu 15 years old aah
Kkkk akambodongorera mu dhanzi
Mbida haasi wedancehall anokwata kudefender tittle
Kkkkk jah soft kaa kkk let's hope haupute mbanje kkkk
Kkkk😅😅 meditation
@@EmortalRecordsTv kkkkk
Marina marina🔥🔥🔥
Muhombe uyoo
@@EmortalRecordsTv haa boys zvamwari chaizvo Ginna ndava samuise nevana avo
Kubva 2015 Uri upcoming 🔥🔥🔥
libho akaipa anebars akaipa zvekutodaro but mafreestyle haamagoni hke masongs ake aarikuimba ayoo ,kumasongs vese vanopetya nalibho asi kumafreestyle libho hakusi kwake
Yaaa haagone kucomposer recently freestyle libho
Libho
Haaa Ginna naJah soft ndozve clash. Good example to Gwere nd Blot
Hapamihwe mihwe 😅💥
Soft
Anopedxa navo💯🔥🔥
God bless Chipaz bless Templeman
Blessings 🙏
Jaaaaaaah Soooooooft💥💥💥💥💥💥💥
Batai
Tsatcom City Real Libho Tawanda Karera Liberty which means Mabhomba kuputika
Anoputitsaaa uyoo
Haaaaa zvakaoma godfather na libho kana kunyara kusimbisana kwacho ummmm
Ginna Marina ma1 amana
Chibaba icho
Haaa marina kanomhanyisa neriddim😂😂
Kkkk kanotsoma kani
Marina vanotiza naro❤❤
Vakomana Gina Chibaba bt Libho aripoo futi namata kunamwari Libho nekuti ukaita zvekutamba Gina anochitsara
Ginna vakaipaaa
Jah Soft 🔥🔥🔥🔥
Muhombe 💯🔥💥💥
I want to challenge how much kuregister ndikuda vese na libho pliz anyone andibetserewo pliz I want challenge pliz 🙏ndapota hangu
Kkkk unouya ku star fm
@@EmortalRecordsTv oky oky dai ndawanawo number dzewandingataura Naye weikoko I’m in kwekwe
Libho to the World
Libhooo 🏆
Jah soft haasi bhoe
Muhombe uyooo 🔥
Libhooo respect
Tsatcom💯💥
Jah soft ⚡⚡⚡⚡
Talented Yutt💥🔥🔥
Good competition
libho chibaba by Adelis pottlah in masvingo by Leadmus production
Blessings Leadmas Pro
Godfather Jar soft muisei pakanaka uyoo libho be careful na Jar soft
Anema 1 uyoo
Jah soft haanyore
😊😊kunge Jah Love
Libho 😂 haa wangu every day ndoteerera song yako yekuti momy l need to thank you ❤❤
More blessings 🙏💯
@@EmortalRecordsTv utapi tonhonho mate etsuro 💚💚
Jah soft uyo anogona🎉🎉🎉🎉😊
Ingwambi murambi
Haaaa Ginna ma1 kunyanya🔥🔥🔥🔥🔥
Akaipaaa
Libhoo wacho haisi hwai 💥 💥 💥
Anopedzaa uyu
ginna marina chimudhara ichoo
Chibabest
Ginna mukuruwani ❤😅😅😅😅
Libho ishasha but pandinouya Zim ndrikumuda ndinonzi boss limoz
Ja soft ano svika kure great potential
Talented Yutt 💥
Jah soft imota
Mota yebasa
Jah soft tomuwanepi, how do we get in touch with him
City Ngoma
Aripo pa Facebook @jah soft
Soft uyoo guys
We can make it out the hood with these ones❤
Straight op 💯
Talent riripo pana Jah soft maone mupfanha uyu🎉
He's talented dat Yutt
Don't worry zvichaita stable 🎉hoyoooo tsatcom family 🎉🎉🎉🎉🎉
Gina Marina muhombe
Ma baba ayoo
Jah soft
Libho hoyo 🎉
Tsatcom 💥💯
Libbo huchi ndatii 🔥🔥🔥
Huchest 💯💥
How much
Libho Maone 🎉🎉🎉
Akaipaaa yut 🙏💥💯
Sauro marina musiyei akadaro
Anopedza basa uyoo
Ginna anouraya
Sauro Marina Marina
Libho😊❤❤❤❤❤❤❤
Zvichaita Stable 💯🔥
Aya ndomareal champians ekucupclash vamwe vese mafraud
Amunyepe ava vakapedza basa ava
@@EmortalRecordsTv muchekadzafa wakaitika everyone should b the same Jah akaburitsa vanu 9 asi anemukombe akapinda ka2
Fair irikudiwa
Kopana libho zvinyadzi makavhuma 1
Ginna ndibaba❤❤❤
Mdraaa uyoo
Only jah soft anga achiimba zviripa ground. Akanyanya mfana uyo Libho at gina vakuimba masongs avakanyora kare It’s okay
Very True 💯🔥🔥
Libhooo
Tsatcom
Star fm live
Haa ishasha libho gyz
Anopisaa uyo
Libho muhombe
Ari baaad💥💯
Libho haachapinde muRace nevapfanha ava zera rake Ndikholangale naMbidda
Ndino kupfeka sebhutsu yabhiridha
🤣🤣kupfekwa zvema sure
Libho muhombe uyo
Anopedzaaa 💯💥
Jah soft muhombe paye pakashanda chizivano Ginna akafa
Kkkk pakashanda zita kaaa
Hanzi elder Gina....ko vanemakore kaaa😅😅
Kkk ava ma baba
City ngomaLibhooo🎉
Libhoo 🏆💯
Libho anovaremera vese
💥💯🔥
Manga munemarii vakomana mutupepa umo😂
Kkkk😅😅
City ngoma
Big op 💯💥
Libho muhombe baba
Kwete zvekunyepa
So no new riddims to play for artist this is sad very sad an the dj is very vocal for nothing learn or perish
Libho huchi
Huchi ndati 🔥💯
Vese bho but Gina kwakuseri
Ginaa ndi elder
Mubikirei porridge ava kurwara
😂😂
Jah soft anokwana mubudget remauto & Mbida. akanyanya Gina anofa straight from the head
😅😅😅 straight pa spot akatofaa
Libho zvachakura😅😅
Kkkk vava baba😅
libhoo usati mupfana wangu mu studio ingoimba chete usabate vamwe pindira chete
Kkkk 😅
Gina Marina chibba
Vahombe avo
Chimira iwe vakomana kani 😂😂😂😂 Templeman vanondikiller
Kkkkk Godfather ma1
Hoyo
💥💥👏💯
😂😂😂😂 Libho akangofanana naSADHAKI cheya kungopiwa Khonangale aripo
😅😅😅
Ndo size dzako libho kwete vana khonangale
Kkkk
𝙈𝙖𝙧𝙞𝙣𝙖 𝙘𝙝𝙞𝙗𝙖𝙗𝙖 𝙞𝙘𝙝𝙤
Haaaa Jah Soft haakwane panaGinna haaa hakuna izvozvo
Gina ndi elder
Haaaaa but Gina marina anouya ft
Anopedza, 💥, 💯
Haaaa libho Kumberi guys uyu ndomira name mhan😅😅😅
Tsatcom Dotcom🔥💯
Ginnna zvekudaro
Gina muhombe muhombe pavafanha avooooooo
Gina ano bororodza kupfura vanhu4
Sauro Marina Marina Marina 🔥🔥
Vanogona vakomana avo vese
No talent mark my words
For real
Libo chakaipa icho
Asi Gina chacho magetsi
Anema1
Anopedxa
Tsatcomm City 🏆💥
🏆
Huchest kani💥💥💥
💥🔥🔥🔥🏆

Only jah soft anga achiimba zviripa ground. Akanyanya mfana uyo
Libho at gina vakuimba masongs avakanyora kare
It’s okay
Very True 💯🔥🔥
Libhooo
Tsatcom
Star fm live
Straight op 💥💯
Haa ishasha libho gyz
Anopisaa uyo
Libho muhombe
Ari baaad💥💯
Libho haachapinde muRace nevapfanha ava zera rake Ndikholangale naMbidda
Ndino kupfeka sebhutsu yabhiridha
🤣🤣kupfekwa zvema sure
Libho muhombe uyo
Anopedzaaa 💯💥
Jah soft muhombe paye pakashanda chizivano Ginna akafa
Kkkk pakashanda zita kaaa
Hanzi elder Gina....ko vanemakore kaaa😅😅
Kkk ava ma baba
City ngomaLibhooo🎉
Libhoo 🏆💯
Libho anovaremera vese
💥💯🔥
Manga munemarii vakomana mutupepa umo😂
Kkkk😅😅
City ngoma
Big op 💯💥
Libho muhombe baba
Kwete zvekunyepa
So no new riddims to play for artist this is sad very sad an the dj is very vocal for nothing learn or perish
Libho huchi
Huchi ndati 🔥💯
Vese bho but Gina kwakuseri
Ginaa ndi elder
Mubikirei porridge ava kurwara
😂😂
Jah soft anokwana mubudget remauto & Mbida.
akanyanya Gina anofa straight from the head