Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Fantan trying to take Ngwere down but Ngwere hamuna zera nayo. 😂
Ngwere haisi musalad usanyebe iwewe ukuziya akurehwa wani
munhu anotaur ndiye watinga taura nezvake here eazy cheese mie gee
Blot akaipa, he needs good management and more shows.
Chillspot hainakirwe neNgwere asi Ngwere ndibaba paclash musarwadziwe 🔥 🔥
Vane ma pesenari na Fantan
Fantan akamborasa Blot achigaya achapera. Manje mukomana akangonorova ngoma nemamwe mastudio akarira
Blot chibaba , no feelings
DJ Fantan is a Gee. Anogona basa mufesi uyu
Dumbu raFantan tikarisekerera kaa😂😂😂😂😂
Idumbu renyika😂😂
To those who recognized tt blot ndibaba let's gather here
Mafans akuti ngwere
Fantan rine jealous ne ngwere manji Ngwere yakafanana na winky D ..ngwere hauna zera nayo
Ngwere yakafana nani
As long fantan is alive zimdancehall won't die
It's dead bro noone wanna accept , half of fans now hear international music
Ukutaura chokwadii uyu ma2 anoita kuti zvinhu zviyende
As long chillspot is alive zimdancehall will never die
Like it or not we living in trenches ghetto chairo.. Zimdancehall ahicharire iyo. 😂.
@@davidmuhomba1537 🤣🤣🤣thats what they said about 7entertainment and it shut down , Zimdancehall yakafa iyi
Fantan urichibaba. Thank you for keeping Zim entertained
Haaa ana holy ten imbonzwirai midzimba pliz ,, dis ah nuh likkle bwoy salad town eenuh.. hate it or like it,, dancehall mi a defend
Haiwawo
Blot to the fulest
Huh silent killer muhombe uyo, musamu enzanise nezvisina basa😂
Ngwere yemulonyeni 💥
Fantan blot muisey pa position yake no hard feelings
Ngwere inorira kumba nekumashows
Crowd chant ngwere !!
Ngwere ngwere
Gwere 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Holy ten muhombe kumba kwenyu
Blot chibaba
Hatitongwe nemasaradhiiiii hoyoo blot
Hatitongwe nema salad 😂😂
Rigging to the fullest makutomarketer blot kare😅😅zanu pf
Blot chimutwin chasauro❤❤❤
Chibaba mukusimbisa mangoma totenda bt dai mapfeka hembe mkuru
Agara Fantan avawirirani neNgwere
Yeah that's true
Ngwere yakaputitsa yute man yaFantan
Daddy Blot vahombe ava, siyanai navo
Blot 🔥🔥🎧 king 👑
Zim hip hop to the worldMuchatinzwa like it or notDai life iri Eazy maisabhema skizzy vapfana
Haa Fantan ngaasadero.Ukuona munhu wese ari kuda ngwere
Vanoivenga Ngwere asi chibaba chavo
Trying kuwisira ngwere pasi
Blot anopedza zvake bt Silent Killer ndibaba
Fantan rakazhangandira
Ngwere ihombe Boyz
Zimdancel wil nvr be d same❤❤❤
Ngwere
Hoyoooooo blot🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Big up FANTAN❤
Kuisira Ngwere Blot kui sizer guys. Blot anogona but zvoto zvine mazera. Dai vatoisa mabhanditi pa Ngwere not blot. Kungwere Blot mu upcoming
Ngwere ipapo
Zimdance hall yanga yanyura I hope your statement will make it imuka .. masalad arira
Song of the year massive 2024
Vauraya dancehall vana Fantan avo kugadzira maRiddim maToothpaste
Blot ndiBaba anouya mfana uyu🙌
Grenade ❤🎉🎉
Blot munotunda naye asati aisa chombo mukati
Blot aka the Living Sauro
I love Fantan’s energy
Giri ma1 aya
Blot ndi ddy kani ndatiiii
Blot anomedza ngwere
Iro risina hembe nezidumbu iro rinosemesa
DJ FANTAN IS THE BEST MC NDAKABVUMA ZVAAKAITA MU GLAMIS ARENA
Blot ndimukoma🤫🤫
Mhata yako fantan zidumbu
Blot to the world 🌎
Kkkkkk imbokasiyai
Avapinza busy masalads
Whose the salad akasaiza nhaimi
Energy fantan
Yea Blot akamira nedancehall even flaw yake ndeye dancehall not kungobatanidza mawords randomly
haa chifantan chiZerooo!!! Unoshaya wangu
Fanta diss holy hanzii tsaga vango ririra two minutes wakuty zimmango yafa 🤣🤣buh boys holy ten kukwana haana ku interview yake na Dj olla akuty haimbe hip hop anoimba Zim dance hall
Blot
Fantan i love him personally
Pakuti Holy 10 musalad manje
Fact😂
Tinoda Ngwere 😂😂😂😂😂
blot akanyanya hake but hameno y
He needs good management
Apedza masports Blot
Blot anopisa
Rigging 😢😢😢😢 cup clash
Fantan itoriwo,, helicopter ,,mureza zvawo ko shirt yabvisirwei
akunzwa kuda kushamaa 😂😂😂😂😂😂😂
Kujamba kwenyu murimunaMwari aiwa zvinotendwa manje mukutambirei apa
Blot 👌👌👌👌👌
Apa chakarova blot guyz
Thank you @Fantan
Blot again and again
Ngwere anoimba Dancehall not zimdancehall
Bigop
Zimdancehall no longer popping on a daily basis but ma shows they get packed because of its old catalog of muzik
They do there best
mukungozvipusisa paStage ,middle finger chiii ichocho😅😅.
haungambozvinzwisisa kana uri mu salad😂
😂😂😂😂 shuwa@@endurance4677
wangu vegenre iyoyo vanotozvinzwisisa
Ngiroooozi
Blot muhombe
Fantan kuedza kuwisira ngwere pasi , usadaro xaa ridza mangoma kwete kuita shanje better aruze tune richirira wanku
Haaa Fantan muhombe sablot
hatitongwe nema salad
Fantan akaLooder budnesss😅
Saka fantan akauya achiita kunge marcus gravey
New one
Masalad arikutonga haarove buwe..Ma salad akarongeka
Blot❤
Chero mukadii Ngwere ihombe pachinhu ichi
Hoyooooo🔥🔥🔥🔥
Masalad 😂😂😂arambwa
Blot muHombe
Contra killing only one ngwere 😅

Zim hip hop to the world
Muchatinzwa like it or not
Dai life iri Eazy maisabhema skizzy vapfana
Haa Fantan ngaasadero.
Ukuona munhu wese ari kuda ngwere