MuSatanist Nditotumwa Nema Pators Pasi Pemvura Kunotora Mishonga YeKushevedza Chaunga: WATCH

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 18 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 317

  • @urayayi
    @urayayi 9 місяців тому +57

    Zvinoita kunga jee.
    If its never happened to you you will not understand.
    These things are real

  • @marthaphiri9293
    @marthaphiri9293 8 місяців тому +12

    Soul yemwana uyu is captured kumvura anoda vabereki mutosimba kunamata kwete zvekuti pano batu pano tsvee and deliverance needs patience, and remember there's no deliverance pasina shoko raMwari

    • @Hannah-ge3yv
      @Hannah-ge3yv 8 місяців тому +1

      Wataura hako vanhu vaparara nekushaya zivo kutamba nezvisingatambwe nazvo this is a serious matter izvi zviriluda mwari not n'anga kana ma zion kana ma postori she needs deliverance from a true anointed prophets

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 9 місяців тому +14

    Thank you mukoma Robert nebasa guru ramurikuita🎉

  • @TynoeKayz
    @TynoeKayz 9 місяців тому +18

    Kunze kwashata ummm please Lord have mercy upon our children 💔

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 9 місяців тому +15

    Iyi nyaya ikasaenda kwaSekuru tasvu haiperi zvekudaro 🤞

  • @bongiwenicolegumbwe5341
    @bongiwenicolegumbwe5341 8 місяців тому +24

    Let's normalise praying for our families. The devil is at work

  • @desmondmoyo5185
    @desmondmoyo5185 9 місяців тому +17

    Uyu mwana haana mhosva uyu.
    Innocent soul

  • @fungaimagumise4360
    @fungaimagumise4360 8 місяців тому +18

    Weren't we supposed to blurr out the kids face mukoma? Kubvunza hangu semunhu asingazive.
    Let's protect kids at all costs

    • @samkelisondhlovu9734
      @samkelisondhlovu9734 5 місяців тому

      For sure she's young they were supposed to hide her face

  • @JosephTinodya
    @JosephTinodya 8 місяців тому +4

    Parents let's teach our children to pray and let's us be prayerful always

  • @cheridafungayi6202
    @cheridafungayi6202 9 місяців тому +4

    Mr Robert Tapfumaneyi God bless you for this great job ,hmmm 😢

  • @nonom5659
    @nonom5659 8 місяців тому +28

    U should protect these kids' identities, she's young and she's a victim!!

    • @truthmaster-wz4ck
      @truthmaster-wz4ck 8 місяців тому +2

      that's true. These guys are literally ruining her future by exposing her real identity.

    • @zimville
      @zimville 8 місяців тому

      She's 16,she's no longer a kid

    • @tishah1859
      @tishah1859 8 місяців тому

      She is the new amendment act ​state that a child is 18 and below

  • @EllaBee1497
    @EllaBee1497 9 місяців тому +47

    Mkoma Robert please add English sub titles for a bigger viewership because these cases are happening everywhere.

  • @promisechiverengo4902
    @promisechiverengo4902 8 місяців тому +2

    njanja yatorawo mukombe. ini ndinovazeza vanhu vekunjanja. Zvakadai zviriko vasikana asati ambowirwa nazvo ndiye anoti idrama. vana varikushandiswa nehama mufunge vavo vana vachivachenegetera zvakanak. my wish and my prayer is that, Mwari atichenegeterewo vana vedu havanawo chavanoziva Tenzi Jesu. thank you mama and dady for walking together padambudziko iri, Mwari akuwanirei nyasha mukunde mwanansiakna wenyu akanakisa kudai ave normal

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 9 місяців тому +4

    Thank you sis melly nyaya iyi takaizivira kwavari Sur

  • @timothykaruma4488
    @timothykaruma4488 8 місяців тому +7

    Next time pliz protect identify yevana ava

  • @owenjeffreys7914
    @owenjeffreys7914 8 місяців тому

    i thank these shows that brought all these issues to exposure, now we can pray with solid reason😢... without witnessing them, u will be thinking kuti its jus myths, or fairytales... big up to you rob...

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 9 місяців тому +8

    Hooo ndavaziva Ava nhau iyi Kwa sis Melly ....... thanks Mukoma Robert

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 9 місяців тому

      Hoo ndoyekwa cc melly yakataurika last mrth

  • @Bea-rt2sm
    @Bea-rt2sm 8 місяців тому +13

    Now I believe the saying yekuti muroyi ihama yako not kutorwa, let's normalize praying for our children everyday

  • @memorychirove5116
    @memorychirove5116 9 місяців тому +31

    Ini zvema church ndakasiya ndonamatira mumba

    • @marysvoto2283
      @marysvoto2283 9 місяців тому +2

      Taurai henyu kunyanya masowe

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 9 місяців тому +3

      ​@@marysvoto2283Kwete vana papa here? Ndivo vane ma spiritual father

    • @peembano253
      @peembano253 9 місяців тому

      Same neniwo

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 9 місяців тому

      ​@@caswellshoko4617zvave kwese izvi

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 9 місяців тому

      Chete kungoti vanhu vanenge vachida havo kumbo zama kwese kwese asi at the same time mari ndiyo inobuda.Vaidai vakauya kudhara kwasekuru asi tinongotenda vazosvika havo.Vapedzerei chaiko varoyi avo sekuru kusvikira vati eke. Nekuti havanga pakatire mwana wemumwe vachisiya vavo vana ah chii ichocho ☹

  • @samsonmatsikachando7207
    @samsonmatsikachando7207 9 місяців тому +4

    ❤ To your new channel mkoma Robert I will be watching everyday ❤🎉🎉🎉. Samson Matsikachando from SA Polokwane.

  • @heatherchiramba7948
    @heatherchiramba7948 8 місяців тому +1

    I am. Speechless 😮

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 9 місяців тому +4

    This is insane, like what? I am speechless😮

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 9 місяців тому +2

    Nhai jesu, thank you Robert haa

  • @dallasjericho7248
    @dallasjericho7248 9 місяців тому +8

    I know these kind of issues can be resolved under the hands of Robert Tapfumanei

  • @SereneChronicles.
    @SereneChronicles. 9 місяців тому +6

    Ugoona kunaka kwemwana ...😢😢😢

    • @BenitaNcube-t7x
      @BenitaNcube-t7x 8 місяців тому +1

      Ndakamboteerera yeumwe aipupurao anonzi Rumbi aive musatanist achiti vanoda ivavo vakanaka isu ana shatirisha tiriku safe side😅

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 8 місяців тому +1

      Same as Rumbi's case

  • @daughterofthesoil3366
    @daughterofthesoil3366 8 місяців тому +2

    This is heartbreaking. I hope that they find the help that they need. Interviewer please musaseke zvisingasetsi.

  • @mabelziduche9563
    @mabelziduche9563 8 місяців тому +1

    So painful! Lord Jesus Christ have mercy

  • @progressgwenzi1083
    @progressgwenzi1083 9 місяців тому +13

    Vanhu endai mevana venyu kunze kwenyika kwamunonoshanda please

  • @AnnaniasNyoni-br5vm
    @AnnaniasNyoni-br5vm 9 місяців тому +4

    Doing what you know best Roby, chokwadi ichi ndabvuma mhuri iyi ndakaiona nyaya yavo vaenda kuchurch naMelly

    • @tendaibande7721
      @tendaibande7721 9 місяців тому

      Apa melly achiti musaenda kuvanhu vepa media ma drama imika ndamuvenga melly nekushora vamwe kwake

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 9 місяців тому

      Same here

  • @BrillianceMusiyani
    @BrillianceMusiyani 9 місяців тому +2

    Prophet miracle my father , prophet T freddy my father with the master Jesus

  • @pamelasarakudze6420
    @pamelasarakudze6420 8 місяців тому +1

    Sham so painful, lord have mercy

  • @bhekashambira9600
    @bhekashambira9600 9 місяців тому +26

    This girl is a minor,she must be protected by not showing her face! Get help as soon as possible!!!

    • @hardlifefortunemajasi8192
      @hardlifefortunemajasi8192 9 місяців тому +2

      Shez 16,no longer a minor

    • @richardmashange251
      @richardmashange251 9 місяців тому

      ​@@hardlifefortunemajasi8192 anyone under 18 is a minor!

    • @Nunec
      @Nunec 9 місяців тому

      Anyone below 18 a minor. Age of sexual consent imwe nyaya​@@hardlifefortunemajasi8192

    • @sherry4535
      @sherry4535 8 місяців тому

      @@hardlifefortunemajasi819216 is a minor stupid

    • @MrMashamps
      @MrMashamps 8 місяців тому

      ​@@hardlifefortunemajasi8192..aah still she is a victim & too young

  • @kelvinjasi
    @kelvinjasi 8 місяців тому +4

    Nyika yaipa hama dzangu 😢
    She is still young and innocent

  • @nancychlomai6743
    @nancychlomai6743 9 місяців тому +8

    😢 zvakaoma mutipew next episode

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 9 місяців тому +5

    Nyaya dze nhamo in our country, people leaving children behind and be victims of witchcraft.

  • @CarolineMurenha-mu3yp
    @CarolineMurenha-mu3yp 8 місяців тому +2

    I remember seeing this story on sis Melly ,s diaries

  • @ElizabethMutarini
    @ElizabethMutarini 9 місяців тому +8

    Shuwa nhau yemwana uyu ndoizivirawo kwasissy melly

  • @roselinbazari3868
    @roselinbazari3868 8 місяців тому +3

    Its a shame sure kutambudza mwana akanaka kudai. Lord have mercy upon this family.

  • @Richooo8568
    @Richooo8568 9 місяців тому +5

    Handiti iyi yakamboenda kwaCc Melly tikuda kuona kuti iDrama hre sezvinotaurwa nevanhu
    Vekuti maDrama taurai tinzwe nxaa

    • @thandiwempungu
      @thandiwempungu 9 місяців тому

      kusaziva hakuna Chinonzi drama zvinhu zvruitika for real

  • @collenbold5976
    @collenbold5976 9 місяців тому +8

    Ndonzwira tsitsi vabereki vake😭😭

  • @ShingiraieverGomani
    @ShingiraieverGomani 9 місяців тому +12

    Ndafara mhuri yakuchibatsirika manje

  • @mucharuzamukoni1652
    @mucharuzamukoni1652 8 місяців тому +1

    Vanhu ngatizamei kuchengeta vana vedu tega.Ikozvino vanhu vaa kubata bata hama dzepedo chaidzo.

  • @FaithNdlovu-qb3ll
    @FaithNdlovu-qb3ll 9 місяців тому +4

    Ndofunga kuti dai mayi vharawo face ye mwana sikana uyo please kuitirawo chiremerera chake
    Gashira Jesu mwanangu waita zvakanaka wareurura

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 9 місяців тому +6

    The girl is possessed right now during the interview

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 9 місяців тому +5

    Apa akanaka sei varoyi misadaro vana vevamwe shuwa kuuraya hupenyu hwemwana mudiki kudai

  • @CarolineMike-xl2fh
    @CarolineMike-xl2fh 9 місяців тому +7

    Take time mkoma Rob musakasirira kugura nyaya ndine dambudziko rakadayi saka ndoda kuona kwainoperera ndigowana kuzivawo kwekunanga

    • @ROPAFADZOGONDA
      @ROPAFADZOGONDA 8 місяців тому

      Endai kwaSekuru Tasvu

    • @lolo683
      @lolo683 8 місяців тому

      Enda kwa prophet kudakwashe Jose, vanoati ma small issues cz vabatsra a lot kbuda munezvakadai

    • @CarolineMike-xl2fh
      @CarolineMike-xl2fh 8 місяців тому +1

      @@lolo683 Thanks a lot

    • @lolo683
      @lolo683 8 місяців тому

      And it's free kwa prophet Jose

    • @mariasithole3883
      @mariasithole3883 8 місяців тому

      Enda KwaProphet Miracle Paul ku L kuChitungwiza Mwari vekudenga vanokuiitira zvakanaka

  • @fortuechihelele
    @fortuechihelele 8 місяців тому +4

    Life sometimes inoshungurudza, shuwa why witches uses vana vevakoma or vevanin'ina instead of vavo

    • @promisechiverengo4902
      @promisechiverengo4902 8 місяців тому +1

      my dear, ndozvari vanhu ivava, they want good out of their kids then vako ovashandisa . its really sad dai Mwari angogona kurwira vana vadiki havanawo chavanoziva vasashandiswe, kushande vanoda havo by choice. ndarwadziwa

  • @winfieldamadzungwe159
    @winfieldamadzungwe159 9 місяців тому +6

    Good job you are doing but you where suppose to cover her face she is still under age

    • @judithmwatauseni5157
      @judithmwatauseni5157 9 місяців тому

      kasi manje zvazva kamakura ndezvekuri nevamwe vana varikutodzidza zvakawoma zvirikuitika kunze uko

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 9 місяців тому +3

    Robert I am monitoring the number of subscribers coming on board.

  • @politedhakazhe3576
    @politedhakazhe3576 7 місяців тому +1

    Haa nyika yakatakura kurema.never trust anyone shem

  • @cornelliuscoloshiri775
    @cornelliuscoloshiri775 9 місяців тому +1

    U ar right

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 9 місяців тому +2

    IS THIS OUR DIARIES BABY GIRL FROM SOUTH AFRICA

  • @juniormutombwa1869
    @juniormutombwa1869 Місяць тому

    So painful 😢😢😢

  • @desmondmoyo5185
    @desmondmoyo5185 9 місяців тому +5

    Vanoda Sekuru Tasvu vanopedza ma sports

  • @deekays96
    @deekays96 9 місяців тому +7

    Sis Melly vakaita nyaya iyi it's so sad

  • @shelujohn4739
    @shelujohn4739 8 місяців тому +1

    So painfull innocent soul

  • @ShelleySaneleDube
    @ShelleySaneleDube 9 місяців тому +2

    Mhuri iyi ndakaiterera ichitaura kasisi melly shuwa. Zvakaoma ndaitofunga kuti vakazowana help. Kwasekuru Kanengo or sekuru tasvu zvinopera. Ngavabatsirike weduweee.

  • @user-mp4mc8xz3u
    @user-mp4mc8xz3u 9 місяців тому +3

    Soo sad apa mwana mudiki.uroyi hriko veduwee.

  • @AndyChigondo
    @AndyChigondo 9 місяців тому +2

    Mwari ngavachingouya havo igume nyika yacho zvakuitika izvi zvakuda ivo Mwari vega .

  • @MarthaTholanah
    @MarthaTholanah 9 місяців тому +2

    Scary!

  • @TatendaZimondi
    @TatendaZimondi 8 місяців тому +1

    Il never go to church better pray for myself at home finish

  • @SusanaMairosi
    @SusanaMairosi 9 місяців тому +2

    Sekuru tasvu the best

  • @evelynbhozhera5769
    @evelynbhozhera5769 9 місяців тому +2

    Tipei part 2 mukoma Robert

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 9 місяців тому +4

    Yowe ndavaende kasekuru Tasvu kna Kanengo ndokutoti ipere 😢

  • @tjnyamutsamba
    @tjnyamutsamba 8 місяців тому +2

    Vhunza mwana zvakanaka iwe Robert,ukumuvhundutsira kani

  • @lindiwemwadzinga5924
    @lindiwemwadzinga5924 3 місяці тому +1

    Haaa especially ma churches aya zvima prophet izvi zvakaoma

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 9 місяців тому +5

    Yoooo mhuri iyi ndiko kwayazosvika mhaimi😢😢😢

  • @rutendomoreblessingmushai7013
    @rutendomoreblessingmushai7013 7 місяців тому

    Lets normalize praying for our children. Sir please protect minor's identity at all cost

  • @andrewww9210
    @andrewww9210 9 місяців тому +3

    Sekuru tasvu na kanengo hero basa

  • @mrhumblecladmanwiper
    @mrhumblecladmanwiper 8 місяців тому

    Dai Mwari vakuitireiwo Nyasha 🙏

  • @KudzaiMuneri-cs8op
    @KudzaiMuneri-cs8op 9 місяців тому +3

    Mwari tibatsireyi nyika kwoyoenda kwaipa, ma Pastor vave kutyisa kunamatira mumba better uuuum, tamirira part2 kubatsirwa kwemhuri iyi

    • @judithmwatauseni5157
      @judithmwatauseni5157 9 місяців тому

      Vakambobvepiko all of a sudden I will never attend their churches...zvirinani ndinonamata JEKENISHENI,ZION,ROMA

  • @djrushzim6563
    @djrushzim6563 8 місяців тому +5

    I feel sorry for this family. I don't get why the interviewer keeps laughing though.

    • @GushazGushaz
      @GushazGushaz 8 місяців тому +2

      You can say that again, some of these issues are no laughing matter, but iye anenge achingoseka
      , ndodambudziko rine some of these content creators, they are more concerned abt
      viewership, forgetting kuti some of these issues
      needs kudzikama and zvimwe zvinenge
      zvisingasekesi

  • @michypam
    @michypam 8 місяців тому +5

    Why are relatives so evil

  • @VaidahChidziva
    @VaidahChidziva 7 місяців тому +1

    Zvakaoma hazvo ngatinamatireyi vana vedu nyika yaoma iyi

  • @jedzamaphosa-zp6pn
    @jedzamaphosa-zp6pn 8 місяців тому +1

    The only option of this family is to give their life to Jesus Christ themeslves together zvavo
    Izvo zvekuti endai kwaprophet ningi or kwa sekuru ningi it wont help at all
    People need to have Jesus Christ as Lord and Saviour not izvi zvekuda just help of God without God in their lives
    Its now time for the sound doctrine kwete zvemafunnies

  • @beautyadaarewa638
    @beautyadaarewa638 9 місяців тому +4

    African science connection, Reed's flight free cost, in the African continent.

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 8 місяців тому

    Just subscribed Mukoma Tapfumanei❤❤❤

  • @lolo683
    @lolo683 8 місяців тому +1

    Tapfumaneyi unoziva prophet Jose anopedza izvi

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 9 місяців тому +2

    Nyangwe ini zvaanga achiita chigunwe zvanga zvichindi nyangadza.

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 8 місяців тому +2

    Ndanzwa tsitsi chokwadi 😢😢😢

  • @nyasharichardson9249
    @nyasharichardson9249 9 місяців тому +4

    Pastors enyu aya

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 9 місяців тому +1

    Ko Prophet Jose ndovari kupisa mazuvano tionereiwo

  • @evelynbhozhera5769
    @evelynbhozhera5769 9 місяців тому +2

    Eish zvakaoma shuwa zvorwadza

  • @hardliferusemo5352
    @hardliferusemo5352 8 місяців тому +2

    Endai nemwana kwaprophet miracle Paul

  • @mavischihaka1234
    @mavischihaka1234 8 місяців тому +1

    Mvura inganaya here munyika ma1 Vanhu haita garai mutsitsi

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 9 місяців тому +4

    Mhuri inobva vanhu ava umm yakaoma

  • @MaiShosho
    @MaiShosho 9 місяців тому +2

    Mukoma Robert muri kucutter mavideo’s asi camera and yenyu haina space here?😅

  • @rangamarwizi5341
    @rangamarwizi5341 9 місяців тому +3

    She needs deliverance visit Kakande ministries Uganda for delivering the whole family

    • @tvafrica206
      @tvafrica206 9 місяців тому

      you have been brainwashed to the bone. Kakande is the guru of all fake miracle hustler.

  • @Mamawama2K
    @Mamawama2K 8 місяців тому +1

    Mkoma Robbie makadii henyu. Ndicharamba ndichikuteerai kusvika zvangu zvaitawo

  • @julietmota5471
    @julietmota5471 8 місяців тому

    Tipeio # dza cc melly

  • @michypam
    @michypam 8 місяців тому +3

    The devil is a liar..this is child abuse

  • @ClaudiusKurungedje
    @ClaudiusKurungedje 21 день тому

    😢yowe hanzi mapastor ndovapa mushonga wechaunga zvakaoma

  • @GamuchiraiZulu
    @GamuchiraiZulu 9 місяців тому +1

    Mukoma Robert nhau idzi tinozodawo ma update kuti tizive kuti vanhu awa vakurarama sei kubva kubatsirwa kwavanenge vaitwa nasekuru kaNengo.

  • @user-br9fn1ns5q
    @user-br9fn1ns5q 9 місяців тому +2

    Zvakaoma mufunge mafundisi varikusheketa ini ndakamiwaropa nenhau yechurch

  • @lloydkingzhuwau4999
    @lloydkingzhuwau4999 9 місяців тому +3

    Asi Robert so kikikikikikiki hanzi kuchikoro hamupute mutoriro kana kusvuta mbanje here imi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @AcidAgent-t3q
    @AcidAgent-t3q 9 місяців тому +3

    The fact I hate these shows is they hide 💯 transparency

  • @davidmaposa7120
    @davidmaposa7120 3 місяці тому +1

    Ko nhay Robert ukudiyi kuyenda nevanhu avo kwa Ishe Nehoreka????? Usatitambisira time endesa Vanhu kwa Mambo Nehoreka vapedze Satanism yese iyo nxa

  • @RuramaiZimuswa-er8qt
    @RuramaiZimuswa-er8qt 9 місяців тому +1

    Vanhu dai vachishandisa vana vavo kwete vevamwe nxaa

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 9 місяців тому +2

    Dai arimwana wangu ndaiuraya munhu idichaiko

  • @EniyaDeke-v4m
    @EniyaDeke-v4m 8 місяців тому

    Zvakaoma kuberekera varoyi