Iwe Chamisa is good leader. Unoti Shabangu ana caharesva achi recaller vanhu vedu vatakasarudza iwe ziva zvaunotaura. Shabangu akarwadzisa vana ve Zimbabwe
Mweya waurikushora ku Zanu wekuponda ndiwo mweya wavakutaura uchi tyisidzira Tshabangu.Baba politics haisi hondo ba its clash of ideas never ever think a Zimbabwean in his right state of mind will rise up and kill another even if Chamisa were to announce it.Hatichiitiswa zvinhu zve Zapu Zanu zveUANC zvema petrol bombs.Chamisa wacho akapinda akatadza kugutsa munhu wese uchati kudii dofo iwe.Look across the border ku Zambia? Where is the Cannan in Zambia today instead people are being chased out of town to go back to rural areas zvichinzi mawandisa mumaguta.
I like his beliefs ,kuziva mwari thus the beginning of wisdom
he is a true hero i like the spirit , famba mukomana rimwe gore jehovha achapukuta misodzi pamatama edu
Amen madzibaba🙏tinosvika chete,kumagumo kunenyaya.CCC woye Chamisa my President 🖕🔥🔥🔥
For ever together President Chamisa musanete God is in it
Madzibb veshanduko vari strong pachinhu ichi
You are the King madzibaba one of the best surporter rinobva chete burwa pachigaro
True comrade, I have been following this man since then but I like his words ,we are all Zimbabweans and we are all sons of this government
Madzibaba fambayi nemusangano, regai mashizha adonhe kubva mumuti we head forward with the struggle
Strong man 💪
Ndipo pandinokudira Madzibaba unonyasto taura chokwadi
Madzibaba woyeeeeee, tinosvika chete ☝️☝️☝️💛💛💛
Thanks madzibaba musadzoke shure
B safe madzibaba makava arikurura Kunze uko bt zvichapera Mwari vanesu
Great man among men MadziBaba
Be safe madzibaba eshanduko
Ava ndimadzibaba vechokwadi zveshuwa❤
Imboko iyi
Mashoko makukutu amataura Madzibaba ve Shanduko. Vanenzeve dzekunzwa vanzwa. Tichamira navo President Adv Chamisa. Zvavana Tshabangu me teamu rake mahumbwe.
Be Strong Madzibaba musaita sa Baba Tenson
Love you more Madzibaba veshanduko❤
Kkkkk hanzi achafambira mudenga kkk haaa madzibaba ava vakanyanya, enjoying this interview 😂
Madzibaba vano zowedzerawo zvimwe kkk
Mkoma Robert always has good questions keep it up Mkoma
Love you very much Madzibaba
He unites people
Tinemi madzibaba Chamisa ndizvo sifuna I change
Great content mukoma Robert
Yr the champion madzibaba
Madzibaba to the people
Sure madzibaba Nyika yakatongwa nana Paradzayi
Great show honorable Robert thanks in advance
Thank you
Thanks 🙏🙏🙏 Madzibaba
True change champion❤
He is a strongest supporter this one
Thanks Madzibaba
Madzibaba veshanduko dai paiva nevamwe varume 10 vakaita semi nyika yaimuka yakanaka zvese muriGamba kwete zvekunyepa ende chokwadi vanhu tirikusafa munyika 😢😢😢 munhu wese anoda President Chamisa asi vanhu vanotya kupondwa neZanu
Haa sando dzenyu madzibaba Tambura ndinesong yeshanduku
Dzokororayi futi pamati Dai Chamisa aiwe mukadzi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kķkkkkkk
@@margaretmawango4591 statement ramadzibaba randinakidza ndaswera ndinakidzwa zvangu kkkk
Anodiwakani munhu Uyo dei aifamba ega airepiwa chero nevakadzi vevanhu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
mwari ngaave nemi madzibaba kudzamara tasvika canan
True madzibaba
Uyu murume akatumwa namwari madzibaba ukaona munhu wakaona uchiramba kutengwa nezanu nemari makafanana nvaChamisa
Be safe madzibaba
Bamunini mataura chokwadi . I like CCC 27:59
I like this dude !
Thanks mukoma tadzidza be safe madzibaba tinokudai
Mwonzora was a Zanu pf project from the time of Tsvangirayi.
Amen madzibaba❤
Tatambudzwa isu neZanu
Mwari ngavakutirei nyasha ne kumira nemusangano. Tiri tese pana Chamisa ipapo
Amen amen
Kkk hnzii mirrai sadc
Tshabangu the 1st ever zanu pf matyr.
Hanzi Vanhu vavakuziva pekuvhotera kkkkkkkkkkkkkkkk ,madzibaba hamutyi kurohwa here kana kupondwa nevavengi venyu
Rambai makadzvanya madzibaba veshanduko rugare harwuwuyi nyore tinosvika chete
Muchinda anenharo uyo😂😂😂
Aluta continua yellow Nation
gud story 💓
The greatest form of poverty is ignorance
Umm kunyanyovimba nemunhu kudai hazvisi zvinozokonzera dictatorship here izvi?
True man in ccc
True Champion
So wat is the way forward
Zanu PF , Tshabangu, Foolish CIO, and CIDs are against Chamisa but haadonhe zvekudaro
Madzibaba vaudzei chokwadi vazive
Zanu pf pamuchabva 2024 uno muchaita bararawamhanya muchaona henyu
Chamisa ndewedu
President ndevedu.
Kana ndikapfeka rigariya rezanu pf ndinono voter Chamisa chete.
Hazvichadi kuwanzira Simba pakutaura madzibaba zvoda kuti vanhu vabatane kurwiwe kusi kufa ndekupi
Baba ava yoooo havatye kufira regare rwavachamisa mangwa ndivachange vakunetsa ccc kuti ndibhadharei basa randakaita Ivovasina chavachawana baba muchango svika mukufa muchikaminira Mr chamisa murimushingi imboshingai
Nhema dzako
Magona tange taneta nekuona vana tatsu nana Chapola rambai muchiuyisa mativiose
#chamisa our President not ngozi iripo
Fambisa shoko madzibaba yellow ukooo Chamisa chete chete pakutungamira
OUR SPARE NATIONAL SPOKESPERSON...GOD IS IN IT.
Robert chenjera kurohwerwa ku intaviewer madzibaba veshanduko
Chokwadi tese tiri vana ve hurumende chero CCC ika winner ichachengeta munhu wese zvisinei kuti wabuda mumba maani
Madxibaba huchi
👏👏👏👏
Vanoshandiswa kuuraya munhu ngozi inouya mu mhuri yenyu munopera mese Munangagwa achidya ne mhuri yake vakagarika
Chabangu ihonye
Ummm zvakaoma mapurisa vakadzi kuvabata vakoma a avamafaz vanod a mob justice
Zvino Chamisa zvaatiza ku Yellow wotopisaka magabvu awakapfeka ayo.
Dzokurorai kufunga
imi madzibaba ndimi mafanirwa kumirira bato muri MP muchisimbisana nevamwe vedu varimupariyamende.kuti zvinhu zvinatso famba
Tshabangu haana Chaaresva Tshamisa ngadzidze kuve leader.
KaSong kaMacheso kekuti paPAKUTEMA MUNDA kakaimbirwa TSHamisa
Tanga wagona kunyora panoti Chamisa
You are a joker
Iwe Chamisa is good leader. Unoti Shabangu ana caharesva achi recaller vanhu vedu vatakasarudza iwe ziva zvaunotaura. Shabangu akarwadzisa vana ve Zimbabwe
Shabangu une. munda upi waakatema tibvire Kure uko
Tanga wagona kunyora
Zvakaoma
Mweya waurikushora ku Zanu wekuponda ndiwo mweya wavakutaura uchi tyisidzira Tshabangu.Baba politics haisi hondo ba its clash of ideas never ever think a Zimbabwean in his right state of mind will rise up and kill another even if Chamisa were to announce it.Hatichiitiswa zvinhu zve Zapu Zanu zveUANC zvema petrol bombs.Chamisa wacho akapinda akatadza kugutsa munhu wese uchati kudii dofo iwe.Look across the border ku Zambia? Where is the Cannan in Zambia today instead people are being chased out of town to go back to rural areas zvichinzi mawandisa mumaguta.
Wekusprayer anoda makore mangani mujeri
Ko Biti hasikutumwawo here uya cozz hmmmmm itsotsi riya
True itsotsi ndakazvionawo
Zvorwadza chaizvo and that is true vazhinji vanotevera Zanu pf havaide
Mukomana ngaapinde hake
States hse kure imi
Dai mwari vazadzisa kuda kwenyu kwamakabva kure
Kwaaa benzi iro
☝️☝️☝️☝️☝️
Saka imi hamusi ve zanu here
Bvunza hako, iye ndiye anoziva vanhu veZanu ,,,, when they failed to control the party, vakupomera vamwe mhosva
Mwari pindirai ndimi chete chivimbo chedu
I don’t listen to chabangu anorwara nepfungwa he needs urgent help
madzibaba woye
Kumupirei mari yedu shanda
Wanga was interview zvakanaka bt kudhomoka ndokwauri kuita iwewe ukuti unoda chamisa nemoyo offwhich chamisa ndiye arikuuraya part chero akanyatadza weimuda nemoyo unongoti anogona uriwo dunderhead rakazvimirira haudi munhu nemoyo
It's you uri dofo ndimi matofo mouraya nyika isina kana mushonga
Iwe part yako iripi. Uye chamisa auraya part yaani
Chamisa tongomuda akadaro
Ko handiti wakabvisa pfungwa wakaisa matuzvi here mumusoro
Zimbwa zikudofo remunhu
common sense is not common
Yooooo
Madzibaba
Madzibaba unogona basa asi kungoti part yauri kumanya nayo inogona kutonga hard becoz team racho makwara
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk imi baba imi itai mushe😂😂😂😂😂😂