Paradzai Mesi Achionesa vanhu Horror neWaya Best Live with his son Willis Mesi on Bass Guitar💥🎸🎸

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 жов 2024
  • Paradzai Mesi Achionesa vanhu Horror neWaya Best Live with his son Willis Mesi on Bass Guitar💥🎸🎸
    #sungura #viral #youtube

КОМЕНТАРІ • 34

  • @iTV_ZW
    @iTV_ZW  Рік тому +3

    *🎉SUBSCRIBE FOR MORE VIDEOS*

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 Рік тому +6

    Ndinotenda Zimbabwe yose makamira namkoma Para kusvika nanhasi zvinoita kuti munhu aone kukosha kwake thanks Hama mose zvenyu

  • @dhereckmherekumombe1945
    @dhereckmherekumombe1945 Рік тому +4

    To me he is a very good composer pazvese zvakarongeka 100% papa Para aana song yaakaimba inoratidza kuti apera sevamwe vane vachingonzi zvibaba v

  • @Lifekaruza
    @Lifekaruza Рік тому +3

    Shandai nesimba mkoma Para ,panopera gore reRent yakabhadharwa naMudiwa munge matengawo stand nekuvaka nyangwe kwaSeke chero mava nepenyu ,musanyare vanhu kuti vanotaura kuti chii, thank you nekudzoka kuMusic tirimumashure menyu

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 Рік тому +3

    Mwar itai baba vameintene gragh tinoda kubudirira kwavo baba Para

  • @jonathanmoyo6993
    @jonathanmoyo6993 Рік тому +1

    Hiiiii I salute Paradzai Messi anogona lead rake ka1

  • @tinashemukandatsama3010
    @tinashemukandatsama3010 10 місяців тому

    Shumba iyi

  • @ernestyusufu7828
    @ernestyusufu7828 Рік тому +4

    My favorite song from you papa Para. Keep on pushing zvinoita chete. It's just a matter of time.

  • @pmuringa1
    @pmuringa1 Рік тому +3

    Much improved performance plus magwinya now. Gitare munorowa fut good work

  • @Mudara-pq4tt
    @Mudara-pq4tt Рік тому +3

    Para Chipo unacho no one can take away that from you

  • @jonathanmoyo6993
    @jonathanmoyo6993 Рік тому +1

    ndinoshuwa kumboe da kooiwa maNotes pamwe ndikaite better lead guitarist in Zim

  • @shephardmunsaka-og5wm
    @shephardmunsaka-og5wm Рік тому +3

    Ndipo patinoona vachiendesa Mark Ngwazi kuchando vachiisiya shashaa dzakadaii 😊😅

  • @ardeneruhode4567
    @ardeneruhode4567 Рік тому +3

    Rave Botso!!!!!numberrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrrr 👌🏾

  • @tshrenkenturedee87
    @tshrenkenturedee87 Рік тому +1

    Rambai makadaro baba Para🎉

  • @fanuelgomo
    @fanuelgomo 11 місяців тому +1

    Nice

  • @rangariraimuswere8594
    @rangariraimuswere8594 Рік тому +1

    Pure talent right there ! Guitar on point too

  • @TendaiChiripai-o1j
    @TendaiChiripai-o1j Рік тому +1

    Hahaha now njerema boys is back

  • @MorrisMatarutse
    @MorrisMatarutse Рік тому +2

    Great work my favorite

  • @EdithMunyoro-mi2fj
    @EdithMunyoro-mi2fj Рік тому +1

    Good work Para

  • @avenenimuzenda3851
    @avenenimuzenda3851 Рік тому +3

    Mukoma vaLionel Messi

  • @TafirenyikaHaruzivi-g9u
    @TafirenyikaHaruzivi-g9u Рік тому +1

    Famba nayo para

  • @serviousmunasireyi7778
    @serviousmunasireyi7778 Рік тому

    Masimba towedzera

  • @mudzananiorries2451
    @mudzananiorries2451 Рік тому +2

    Thanks Mdhara Para, ma wire ayooo... Hmm lead iyo👍🤞

  • @RonaldSanjobo-gx4ut
    @RonaldSanjobo-gx4ut Рік тому

    Haaaaaa murume uyu unogona zvake anongoda kubviswa ma mhepo chete

  • @clintonvusijuly7781
    @clintonvusijuly7781 Рік тому +1

    Good work

  • @Big.5
    @Big.5 Рік тому +4

    Vocals are clear than BABA SHERO & NGWAZI COMBINED. VOCALS KUTSETSEKA KUNGE KUTSVANGURA NEDONJE ..................... DONT WASTE CHIPO BABA PARA NEDORO. INWA DORO KWETE KUNWIWA NARO

  • @watsonbhadhu4389
    @watsonbhadhu4389 Рік тому

    Mangwinya ba Praaa

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 Рік тому

    My song

  • @kudakwashechiyangwa8358
    @kudakwashechiyangwa8358 Рік тому

    Chinogona chibba

  • @telmorechiranda
    @telmorechiranda 11 місяців тому

    His guitar is out of tune....ahhhh