Very sad for the father, being the only boy child he had in the family. Aunty is right showing she loved him, like nephew like aunty and her heart is free. I'm so sorry we need our boys to open up more, shame💜💙💙💙 Condolences to the family, RIP Tinashe.
You really get a better sense of how the junta migovernance has ruined most people's lives. People are struggling to survive and you wonder if a better economy would have saved this life.
if the son committed suicide then why is the story line headlined Muimbi Kasamba azviuraya. Proper name identity is key as Piki is the father and came through to address.
So proud of the Kwekwe ladies..very up to date.
I take off my hate..for you smart ladies..
So proper ndebele speaking people havasisiko ku Zimbabwe here
Ko pane nyaya apa,tete maita basa mapupura hunhu hwake pamwe ndozvamuuraya pane zvaakaita kune umwe
Baba varwadziwa zviri kuoneka, kungozvishingisawo havo nemunhu wemurume
Marwadzo chose, chonyanyorwadza ndechekuti muzvipatara mune vanhu vari kurwara varikushuvawo kurarama but toona munhu mutano achirasa hupenyu nekuzviuraya, Mwari ngaatibatsire chose kana tasvika pakurwadziswa kana kutambudzika tisafunge kuzviuraya
Wafa wanaka hu conman hwataurwa uhu ndopane nyaya pane aka conwa chete
Yooh vamwe tototya kufa vamwe ndipo pavari kuita zvekuzviuraya inga zvakaoma
Irima
Matinofamba makasiyana,nezvatinosangana nazvo zvakare zvosiyana.killing yourself l guess is not by choice.😭😭😭😭
Zvinenge zvarema dear..ukashaya wekuturira unoita mashura..
Very sad for the father, being the only boy child he had in the family. Aunty is right showing she loved him, like nephew like aunty and her heart is free. I'm so sorry we need our boys to open up more, shame💜💙💙💙 Condolences to the family, RIP Tinashe.
Ohh my god mwana wasahwira wangu kani nhai lily ko mwana wati adiiko nhai vasikana waiti urikugadzira zvinhu nhai tinashe mwanagu waigaro tumira message mhamha ndiri kudai ahh ndarwadziwa ini ko nhai lily sahwira wati zvidiiko nhai ahh I can’t accept this mhani nhai picky ahh very sorry kani shamwari big loss
Sekuru Tasvu ngavamboongorora tete,ndiri kuona paita haranga apa
😂 😂 😂 VaTete ndeve fodya kikkkkk asi ndivo vanochengetedza vana vavo mumhuri
Tete imi hamuzivi here kuti wafa wanaka...munorwara here imi pfungwa dziri right here?
Ndopanodiwa hospital nematic ambulance maTablets zveshuwa ano flashiwa
Tete Tete Tete avo hey. Mafamily secrets emusha else bvuuuu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
haaaa iwe zvako iwe. kubva vati zvese bvuuu pa media....dai vaita moto mushoma😄😄😄😄😄
Tete tete tete how many times did i call you ..mobva mafukura hapwa here shuwa
🤣🤣🤣🤣kuita kufukura hapwa wena kkk
@@monicavuntage1822 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Tete yamaita magonesa tingati mombe imbudzi here ? Wamwe ndowari kuti mafukura hapwa ehe ndizvozvo wangu ngatibudiranei pachena wanhu tiswatuke panoda kurowerwa maoko torowa pasingaiti hapaiti hapana anonatsa kana kugona zvese mukurarama .Tarasikirwa tose
Kkkkkkkkķkk Tete havadi havo kuchengeta zvinhu muhana vanoda kungozvibuditsa kuti varerukirwe.kungoti chete vanhu havadi kunzwa chokwadi chichitaurwa vanoda kuti zvingotsindirwa
Variko vazhinji vafadzwa nenhoroowondo yaTete
You really get a better sense of how the junta migovernance has ruined most people's lives. People are struggling to survive and you wonder if a better economy would have saved this life.
Anga asina mamale friends vakadzi varwadziwa
Why Tete vataura zvekuisirwa poison not necessary
Tete Netsai chose to differ 🤣🤣 ko Picky aidireiko kuuraya sister ne poison😂
She was jus saying sekuti hanti Tinashe akaitwa out of wedlock saka she insisted kuti mwana auye mumusha
Welcome back Thando
Tete ava vane ka that but ndoda kunzwawo kuti vaiti vakaisirwa poison aaah .
🤣🤣🤣🤣🤣tetes speech manje kkkk aiwa RIP Tinashe hanzi natete wanga uri conman 🤣🤣🤣
Tete wandipedza RIP Tinashe
Tete avo murwere chaiye.
muonero wangu tete vanenge vane akavaudza kut mukataurisa munoitwa celebrity 😂😂😂😂
Kkkkkkkkk
You thought wrong shamwari.
Baba vaTinashe ndi Picky waitamba kwa Tuku???
Tete manje chifuva igaba rinobvinza kkkkkkkkkk
😂😂😂😂 kuita maburiburi
Zeng'e Rekukangira nzungu richipfachura dzimwe dzichitsva mumoto chifuva chatete
Thnx fo coming kuKwekwe mukoma Neshamba
Warwadzisa Tinashe mwangu.Lily tambira mwana auya😭😭😭😭😭
Nematambudziko.
Tete🙆🏾♀️
Tete awo ndimafira kurehwa......RIP....Tinashe
Last month he had a wedding. Sorry for the wife
Tete vataura twakawanda anhuwee..zvinhu zvacho nhasi naamai.. Nematambudziko weduwee
UNOTO EDZA KUCHEUKA WA ROVA MUDURU KARE USINGA CHAKWANISI KUTIDZA KWACHO WAPEDZWA KUKUVARA KUTI MANGWANA UTAURE KUTI KWANDAONA TSAONA IYI NDANGA NDINE NINGINANINGI KUTIMUSUNGWE MESE AMEN. Hatikuurayi tokukuvadza chrtechete kuvadza eha kuvadza ehe amen ndiyo pachigandanga amen. Kana makadanwa kuti huyai munozvingona mazvijaira mahwa hondo huyaimose makoromoka muwirepasi kure nekumushakwenyu amen. Soja ragarofira kure muhondo kure nekumusha amen.
Tetez bho here kkkk
Tete manyama 1 gig😂😂😂
Tete mashoko enyu achapidza Tinashe kudenga..nokuti munhu waziuraya hapindi kudenga..but Tete Netsai mashoko enyu atendwa nedenga..yah ma1.Tinashe warwadzisa family yekwako
Andrew connect me with the lady with glasses on her head .. last speak on yr video
anonzi Memory Fofa
Kkkkkk mapenyerwa here bhudhi
Rest in Power hanzvadzi yangu, will dearly miss you😢🕊🕊🕊
Condolences Sandra,this was very saddening indeed😢😢
My sincere condolences Sandra! Aww Tinashe! 🕊
Tinashe was the best ever haaaa akandirwadzisa
Kkkkk hanzi natete wanga uri Conman, Dai mati anga ari handsome. Character yake tanga yakafanana expect huConman
Haa tete ava pwaaa🙆🙆♀️🙆♂️🙆♀️🙆♂️🙆♀️
Taurai mazita akaperera plz motuvhundutsa guys
yowee ndafunga Tuku
Aaaa shame akachata last month ofa this month 💔💔ko aitwa sei nhai
Tete mafanana neuya wekunyararidza ma Salvation panhamo ya step mom vake
Aunt netsai ndovane yese
Shame 😢😢may his soul rest in peace 🕊🕊🕊
Title yenyu is misleading
Vanhu varikugoti vana asi anga asina mukadzi here
Tete but why kutaura zvese izvo hazvina kana basa kufukura hapwa kudaro here pamberi pezimbabwe yese musadaro imi .Toda munhu mkuru ane hana kwete kudaro tete nextime zvimwe ndezve mumhuri munoita privacy yenyu mega motaura zviri pasi pemoyo wenyu muine hama dzenyu kwete paruzhinji tete plizy
Yaaa tete maone 🤣🤣🤣
iye anotochata hake asina kudzosa mari yatete. Tete havasi kufara avo
Warwadzisa Tinashe mwanangu
Aah Tinashe RIP..
strong outside weak inside.
Every family needs a tete Netsai
Kkkkkkkkk
Spot on
Very babà nyaradzwai naJeus
Ko kuzonyepa kuti muimbi kasamba azviuraya munozviitirei
Kkkk
Ndakakuonai vanhu vaviri imi kumapopoma kuwaterfalls vaneshamba
Sad news indeed. Feel sorry for the legendary Piki Kasamba.
Tete 🙌🏾😂😂
Kumonywa muromo kuri kuitwa naNetsai hmmm haaaa ndosaka vafumura zvese . Hakuna kusina secret Tete zvimwe munotaurira muhapwa.
Zorora murugare Tinashe mwari vakutungamirire pa rwendo rwako
Haaa tete ndovaneyese
men are dying inside each and every day pride is killing us guys murume ahacheme tichingofira mukati 😢😢😢😢
Munopera mukaramba makanyarara
@@tsatsawanihlengwe8169 kkkkkk usadaro
Hana ya tete 250mb but thanks kubuda pachena
Kungoti wo zvako kamutauriro kacho mangwana tinogona kuzonzwa zvimwe ah
Nematambudziko Baba Na Mai Kasamba Hama Neshamwari👏🏾
RIP Tinashe, akarwadzisa vakawanda
ndanyanyobatikana kuti hanzi aisvika kitchen neKWESE
Ma cross border nice
Awww so sorry mukoma Pikky
Mapurisa anoda mari paRoad, ED kunyarara zvako
Munhu azviuraya haana zororo .chero denga hapana
Asi tete ndovega vakakonwa
Men mental health is underated. Nematambudziko. Tete futika 😨😏. Shame Tinashe akatadza kubata tete.
Tete vanomwauka zvese😂😂😂😂
Kusakwana chaiko
😂😂😂😂
😂 😂 😂 🤣 🤣 🤣 Tete vanofadza
Rest In Eternal Peace Tinashe 🙏🏿
So sorry 😢 to kasamba family and friends, nyaradzwai na Mwari.
Selma ,she is very friendly
Tete ndosimbi yebasa
APA MUNENGE MUSINGA ZIVI KUTI MUMVURA MACHO RAKAVANDEPIKWACHO AMEN.
correct your headline MHSRIP
tete ava ummm regai ndinyarare but vataura zvisinei nesu havo
Where is Chihera? Miss her so much
Akaenda kuchikoro
Anodzoka back here coz she is the reason I watch this program
Kkk Mai Matava....nurse
Haaa Tete musadro mazitaurisa apo pakuzoti baba vake vakamboda kundiisira mushonga
You missed the joke
Vatete dzikamai ko mamakamirira kufa kwatinashe here kut mugotiudza zvepoison nekuconwa atidi vanhu vanotsvaka chaunga nekufa kwemunhu rwadziwai Mur amai
People grieve in different ways . Kana masiwa ne joke yacho, nyararai henyu
vaijaivha fani vaKasamba naTuku,nematambudziko baba haisi nzira sure yekutizwa nayo zvorwadza.
Tete regererai bhuti 🤭, nguva idiki pano pasi chiregereranai 🙏make peace as siblings.
Vati she has forgiven him kudhara kana manyatsoteerera pavataura.
Maybe deal gone wrong
Musoro wenyaya a bit confusing Mhsrip
Tete manje too much information yohwe. R.I.P Tinashe.
Vaiwirirana natete vake ivava ufunge
@@nyaraichizuzu8303 zvirikuoneka wens
Tete benzi shuwa
Nemi wo
So sad💔💔 Mweya wake ngauzorore murugare.
Tete zvideredzei pamberi pamwari.,ivo mwari vagokusimudzirai
Nematambudziko zvikuru kumhuri yake yose uye ne vabereki uye zve uye hama ne shamwari dzake dzose idzo ai shanda nadzo dzose zvakaoma R.I.P
Nhasi rarimwe zuva
Pakuzviuraya apa zero hapana mweya unozorora apa
tete netsai muromo panze
May the Lord comfort the family (eish vana kani vana 😪)
Tete manyadzisa
So he was a corn man saka sodier rinofira pa usoldier wake ndiwo wusoldier wacho zvakawoma
Shame very sad indeed may his soul rest in peace
Rest in power our hustler Tinashe kwekwe watisiira vende ufunge
if the son committed suicide then why is the story line headlined Muimbi Kasamba azviuraya. Proper name identity is key as Piki is the father and came through to address.
Exactly