Marabha live and energetic thank you to all those who joined their hands towards Health ya Rables ,,pfurirai mberi nekutifadza boys baba nga makanyanya chikwama
Mai Ngaaaaaaa is the real deal, so cute and composed love the smile too, Kapfupi wagona mhani nemukadzi vako ipapo, yesssss. Makachenaaaaaaaa mai Ngaa. Ndiri kungozhinya ndega kunga dzisimo kkkkkkk
Mai ngaa vakanaka wena..ndini ndatangavo kuchiona
Mai nga vakanaka havo..ndatenda hangu
Am here fr mai ngaaa too beautiful
Marabha live and energetic thank you to all those who joined their hands towards Health ya Rables ,,pfurirai mberi nekutifadza boys baba nga makanyanya chikwama
I'm happy to see Maramba and Kapfupi along side Mai ngaa, she's beautiful ❤️❤️❤️
Mai Ngaa munodadisa well dressed semukadzi mukuru thank you're for my liking this video 👍
Thanks Prophet amusarudzi vanhu shawa nice performance guys❤
kapfupi mukadzi wakamunyenga sei iwee
Well done ✅ guys love you so much you made my day
Kapfupi arikugona kuchengeta mukadzi. Heavy mdhara respect ipapo.
Marabha shaaa ugare wakadaro uchifara
Ah uhm iwe adzimai wanga Mai ngaa vakabatana, kapfupi une choice. She's beautiful ❤️💖
Ndafara kuona Marabha pastage God is Great.Big up to kapfupi namaingaa zvaazvinhu
Mai Ngaa vakanaka veduwe i love you my Ngaa
Haaaa very nice kapfupi unoda mkadzi wakoo chirikutowedzera kubatana chibhebhii chakoo Mai ngaa you are beautiful
Well done mai Ngaa for supporting your husband. Ndofarira dressing yenyu yakadzikama. Baba Ngaa chengetedzai mai Ngaa she is sooo
Kufara hangu kuona Marhabhah in action. God is good wooo
Kapfupi ari kuzvidyira hake ndiye munhu ari kutonakirwa nelyf kudarika vanaGin..mb
I respect this couple guys 👏🏼👏🏼👏🏼
Wakatora moyo wanga kkkkk.👏👏👏👌👌 from mozambique
Kapfupi akachena
Mai ngaa vakanaka asikna heyi imi munodadisa shme
Kapfupi you’re very strong 💪🏽. I’m your fans from Mozambique 🇲🇿
mai nga munokodzera kuva mai pane vamwe anamai zvisina kuti murikubasa kana kuti well done
Mai Ngaaaaaaa is the real deal, so cute and composed love the smile too, Kapfupi wagona mhani nemukadzi vako ipapo, yesssss. Makachenaaaaaaaa mai Ngaa. Ndiri kungozhinya ndega kunga dzisimo kkkkkkk
Baba vangaa namai ngaaa God bless yu tozvikudza nekudzokerana namarabha vasarasane achimwene
Mai nga hariperi zvekumhanya kkkkk kapfupi uripama 1
Kkkk asi vanhu soo
Whaaal lovely ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂
Chakanyanya👍👍
Kkkk kapfupi mudzimai unayo so NYC hanzvadzi
Mai nga muera dube my sister.............Kapfupi I love yo style man u do yo thing nemukadzi wako
Kkkkkk marabha face kunge chikorobhoo
Mai Ngaa the real definition of beauty...kwete zvima yellow bone zvinongozora madota izvi nxa...
we give glory to the mighty for marabhaaaaaaaa, ,,,,thank you kapfupi for your patience with him.
Wakashinga mai ngaaa naye Freddy wako
Ndokugona ukoooooo 💥💥💥💥💥
My habhurosi my matohwe Jesuuu 1🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👐👐👐
Mwari wekudenga vaitire zvakanaka vese vakarapisa Marabha...
Mai mukuchengetwa.... big up kuna kapfupii
Kati kapfupi munyasaa suu
Nice video.happy to see ba namai Nga ,marabha and shugeta.yooo lionel Mkandla haachembere
Kapfupi reminds me of the late Mukadota. He's talented this man
Great job love you guys
Nice one Kapfupi.......Nice to see Marabhaa.......tipei kanewone kaclip alongside Sam Order
Kapfupi legend in his own league
Tirikukuonai tiri kuno capetown rovai tinakirwe
Raboz chamuka guys... M happy
Well.done Kapfupi and team
First class performance makapenga guys
haaaaa Kapfupi wakanyanya... mai Ngaaa tinokudai makanyanya...
Mai Ngaa 😍😍😍😍😍
Makanyanya team kapfupi & Marabha 👏👏
Love Mai ngaaaaa
Mai ngaa zvindevere zvirikuuya nazvoo ummmm
Kkkkkk welldone maiNgaaa
Mai Ngaaa naKapfupi heavy manje......
Imika nice one motinakidza
Chile one
Marabhaaaa 😄😌😄
Mai Ngaa Mwari akatora nguvaa
Kapfupi ma1 i legend
Happy to see marabha
Mai ngaaa zvnhu mmmm kuseri
Marabha
Thanks guys nekusapotana zviofadza
Best actors
Kkk kapfupi takudawo new album manje
Marabha na kapfupi bhora mberi
Mai ngaa varikutarisa same order uyooo
For t freddy
Kapfupawudho
Wooooooooow
Marabha to the world
Apa kunakirwa apana chimwe
Thumbs up
modhakwa morara panzer
MaRabha uyoooo
Prophet Kapfupi
Yea
Amen❤️
kapfupi ane choice hake ndabvuma
💝
Kkkkkkk zvinofadza izvooo kutamba nemudiwa wakooo
😂😂😂hanzi kana madhakwa mucharara panze 😂😂😂
Iyoyi iyi ndinoitengesa TV yacho
#t freedy
Inspired by Mukadota wedzerai ka energy guys
well zvinodadisa izvi
Ummm.mai ngaa vakabatana
Mukoma Lionel
Kapfupi makanyanya where iz prophet
Kapfupi mkadzi wakamuwanepi uyu
Kkkkkkkkkkkkkkkk...
chigayo chinogaya mhiripiri😂😂😂😂😂😂😂😂😂
kapfupaldo hot hot
Luv u T Freddy
Chogona
I'm the first
Kkkkk ndanakidzwa sure tamba naMADAM WAKO
Featuring Marabha hausunde kkkk kacap kakanzi ta pasyd ndaspakwa
Kkkkkkkk
😂😂😂😂kapfupi unopenga
Hauna kutamba hapana chandaona, 😂