Beatrice Road, Simon Mazorodze road, kunosvika kwa Strakken ku Harare kuna Maria uyo akabvira achionekwa from 1960's up to recent years....very beautiful woman kune vakasangana naye....kune imwe shasha yehbora yakasangana naye, shasha yaibva kubhawa raive pedyo in the 1970's akati ndawana Babie, asi akazorohwa nemukadzi uyu kumeso kwake kukatsva. I think ndiye akaonekwa nouyo murume akatizira kumasoja pa ZBC
Inini muna 2001 ndakaona mukadzi ari pa flyover wakubuda mu town ku Harare. Time dzaive kuma 1 am ndikamira ndichida kumubatsira ne transport. Ndakamira ndakanangana naye ndikadzikisa window kuti passenger side ndikati nhai amai murikuenda kupi. Akakotoma kuti ataure neni the moment yaakavhura muromo akabuda moto wakawanda mukanwa then she turned into a huge flame of fire. Ndakarova mota neimwe speed isingaite but ndichisvika pa zbc ku Mbare ndakaona akagara ku back. Ndakasiya mota pa robot ndikatiza ndichienda ku entrance yepa zbc. Ndakaudza masoja aichengeta pa zbc tikaenda tese kumota yangu tikawana musina munhu but mota yanga yazara mvura mukati kuita kunge pane munhu adira mvura ne hose pipe masoja vakatanga kundirova vachiti mfanha wakadhakwa nembanje iwewe.
@@primrosesalika398 and zvinobowa…tete tilda vanombozviitao…sometimes if you haven’t experienced it or if someone close to you has never experienced it , it doesn’t mean hazviko
She is probably a discarnate soul, she probably passed away at the hospital, this can happen, whoever is able to see such spirits should ask what it is they are looking for, she just needs closure and help crossing over 🤔
@@Afrintrepreneur there are varied reasons why a soul chooses to return to places that were familiar to them when they were alive for example When someone dies suddenly and unexpectedly with unfinished business sometimes they don't realise that they have passed on or they need to settle something before they cross over When someone dies from a violent death and needs justice served before they can cross over. When loved ones are having a difficult time accepting the passing of their loved one. Sometimes spirit comes to help those they knew while living Death is not the end, but rather a beginning of another cycle (birth - death cycle) we are spiritual beings inhabiting the physical body for a time, when we have served our purpose and the body gives out we return to spirit and so the cycle goes on, we are eternal.
kumamisha todarika nepamakuva emuraini tichienda kuma shops,so this other day zvekuma 6pm takutobva kuma shops passing thru pa area ine makuva saw a lady and her daughter vakagara next nerimwe guva vakatarisa pasi hana yakatanga kurova all hairs in my body yakamira ndikati aah ndotyei pane vanhu ndakamboti ndidzokere kumashure ndikati aah vanhu ava ,ndakatodarika nepa side navo ndikavamhoresa avana kudaira ndatovadarika ndikadzokorora zve kuvamhoresa kana kudaira, ndakazocheuka ndava pamberi ndikaona pasisina vanhu vaye kana sign yavo,ndakazovaona vakumberi kwangu vakagara pasi andizivi ndakazosvika sei kumba ndakazongoona ndakarara mu kitchen ndakaunganirwa nevanhu
Aah Tilder I died when you asked the guy why he didn't follow the lady.If it was me after realizing that it was vhipoko those guards would have carried me to the emergency room and I would have also needed a clean pair of pants and underwear 😅 😳 as part of the treatment coz l don't think l would have been able to continue to drive...there's a lot of weird stuff happening in Zim atm.just the other day there were stories of people losing their money from tin money boxes they bought from mbare and today on another chanel l saw a similar story that happened in Mutare but the victim told his story in more detail and did what he did and was told who was responsible and later said it was zvidhoma that were sent by a former neighbor of his nway zvinhu zviri kuitika in our country is just so sad coz that said they had been putting money in that so called bank of their's for almost 2years but only saw US$10 zvinorwadza shuwa
I think Tilder needs to be patient with interviewees, because she cuts them a lot, isu tinenge tichida kunzwa nyaya not her always cutting them and/or rushing them
@@gâteauauchocolat557pauno udzwa kuti he is dead that's when you experience that feeling yekuti bvudzi rinoti nyawu muviri kumerera ipapo wakugaya kuti saka l was walking with a ghost kkkkkkk murima mune zvemoo kkkk
Mmm nyaya yandi chkisa iyi apa I’m about to sleep😑 apa kuna coach ve cricket vawanikwao hanging pa gate pavo😑 kuti uti vaurayiwa or kuty vazviuraya hmno but zvopindza chando 😩
@@Afrintrepreneur yes ipapo ndosaka motor dzichi kudubuka uno nzvenga uchiti waku dhuma munhu iye asiri ukango nzvenga chete wawira mu bridge Have seen it with my eyes tichibva kunhamo usiku ne hanzvadzi ya Mai vangu was doing my form four by that time
@@primrosesalika398 Yhah so sad that place is haunted for sho I heard about it before. In 2005 I used to in Harare and the 2006-10 ruwa,zimre park ndonzira yataitodarika nayo nemota tichipinda mutown. Anyway there's a lot of things, actually phenomenon stuff that us as human beings we don't know. Here in the UK and Australia there's places that have so many unexplained occurrences that baffles everyone.
Beatrice Road, Simon Mazorodze road, kunosvika kwa Strakken ku Harare kuna Maria uyo akabvira achionekwa from 1960's up to recent years....very beautiful woman kune vakasangana naye....kune imwe shasha yehbora yakasangana naye, shasha yaibva kubhawa raive pedyo in the 1970's akati ndawana Babie, asi akazorohwa nemukadzi uyu kumeso kwake kukatsva.
I think ndiye akaonekwa nouyo murume akatizira kumasoja pa ZBC
Inini muna 2001 ndakaona mukadzi ari pa flyover wakubuda mu town ku Harare. Time dzaive kuma 1 am ndikamira ndichida kumubatsira ne transport. Ndakamira ndakanangana naye ndikadzikisa window kuti passenger side ndikati nhai amai murikuenda kupi. Akakotoma kuti ataure neni the moment yaakavhura muromo akabuda moto wakawanda mukanwa then she turned into a huge flame of fire. Ndakarova mota neimwe speed isingaite but ndichisvika pa zbc ku Mbare ndakaona akagara ku back. Ndakasiya mota pa robot ndikatiza ndichienda ku entrance yepa zbc. Ndakaudza masoja aichengeta pa zbc tikaenda tese kumota yangu tikawana musina munhu but mota yanga yazara mvura mukati kuita kunge pane munhu adira mvura ne hose pipe masoja vakatanga kundirova vachiti mfanha wakadhakwa nembanje iwewe.
Vano penga vamwe vanhu they act as if they don't know kut zvinhu zviri spiritual zviriko
@@primrosesalika398 and zvinobowa…tete tilda vanombozviitao…sometimes if you haven’t experienced it or if someone close to you has never experienced it , it doesn’t mean hazviko
@@pumpkins5390 hahahaha kkkkkk nkuita kunge nkunzwa in real voice kuti zvinondi bhowa hahahaha
Kkkk sorry hako masoja epa ZBC haadi zvenhando.Asi zvinoitika.Ndakambofamba rimwe zuva kuma12midnight .Pakadonha zimoto pamberi pangu haaa kana kutiza zvakashaya basa
Hahahaaaa mahorror
Real content starts at 04:10
Thank you ❤️
Yaah zvipoko zviriko,ini ndakatogara nekutaura nacho paBustop tichingotiwo munhu akamirira bus.Asi akangozonyangarika,hatina kuona kt akaenda nepi uye nguvai usiku ihwohwo.Asi hatina kana chatakanzwa.Takagara kubva 2007 kusvika 2013 ndopandakazotaura nezvenyaya iyoyo naSisi vangu vakadzidza pachikoro ipapo PaRukovo vachibva vazotangawo kurondedzera nyaya yechipoko chaionekwa pachikoro ipapo.Sezvo ndisina kudzidza apo hapana chandaiziva.kuzoudzawo murume wangu wandaiva ndinaye pabustop ipapo akakatyamara nokt akatadzawo kuona kwakazoenda nemurume uyo.Asi takatomhoresana kuti Mamukasei naye
She is probably a discarnate soul, she probably passed away at the hospital, this can happen, whoever is able to see such spirits should ask what it is they are looking for, she just needs closure and help crossing over 🤔
Could you explain this further if it's possible 🤔
@@Afrintrepreneur there are varied reasons why a soul chooses to return to places that were familiar to them when they were alive for example
When someone dies suddenly and unexpectedly with unfinished business sometimes they don't realise that they have passed on or they need to settle something before they cross over
When someone dies from a violent death and needs justice served before they can cross over.
When loved ones are having a difficult time accepting the passing of their loved one.
Sometimes spirit comes to help those they knew while living
Death is not the end, but rather a beginning of another cycle (birth - death cycle) we are spiritual beings inhabiting the physical body for a time, when we have served our purpose and the body gives out we return to spirit and so the cycle goes on, we are eternal.
@@choco-mp7oz Yes I know we are spiritual beings but only that a lot of things that happens on earth are so fascinating.
@@Afrintrepreneur true there is so much to experience and learn in this world
Hello tete to see a ghost its not kuti unobata mushonga isu takacho tirivana vaduku tega pasina kana munhu mukuru it was a huge flame in ndini ndaive mukuru kune vamwe ndakafunga kuti i nyeredzi yakuti donhera tikaridza mhere tichimhanya vamwe vachidona apa taiende kupungwe pamhiri pekarwiz tichingobiri karwizi mumunda wepamba pataienda ndopatangoona zimoto richibva mudenga rikajekesa pasi pese.vaive pamba paye vakationa tichimhanya tichizhamba vakamhanya kutigashira vakati chii ndikati nyeredzi yadonhera patiri vakati aiwa moto iwoyo tauona chipoko
kumamisha todarika nepamakuva emuraini tichienda kuma shops,so this other day zvekuma 6pm takutobva kuma shops passing thru pa area ine makuva saw a lady and her daughter vakagara next nerimwe guva vakatarisa pasi hana yakatanga kurova all hairs in my body yakamira ndikati aah ndotyei pane vanhu ndakamboti ndidzokere kumashure ndikati aah vanhu ava ,ndakatodarika nepa side navo ndikavamhoresa avana kudaira ndatovadarika ndikadzokorora zve kuvamhoresa kana kudaira, ndakazocheuka ndava pamberi ndikaona pasisina vanhu vaye kana sign yavo,ndakazovaona vakumberi kwangu vakagara pasi andizivi ndakazosvika sei kumba ndakazongoona ndakarara mu kitchen ndakaunganirwa nevanhu
Zvinotyisa izvi
ini dai ndakatofa
Kkkkkk dai ndirini ndaifira pa spot kkkk zvipoko zvacho zvino gan'a kumuka Kuma 6 vanhu vachaka Zara aaarg
Yhooooooo😫
Uuuuuh inga pakaipa
Aah Tilder I died when you asked the guy why he didn't follow the lady.If it was me after realizing that it was vhipoko those guards would have carried me to the emergency room and I would have also needed a clean pair of pants and underwear 😅 😳 as part of the treatment coz l don't think l would have been able to continue to drive...there's a lot of weird stuff happening in Zim atm.just the other day there were stories of people losing their money from tin money boxes they bought from mbare and today on another chanel l saw a similar story that happened in Mutare but the victim told his story in more detail and did what he did and was told who was responsible and later said it was zvidhoma that were sent by a former neighbor of his nway zvinhu zviri kuitika in our country is just so sad coz that said they had been putting money in that so called bank of their's for almost 2years but only saw US$10 zvinorwadza shuwa
May you paste the link for this mutare story please?
Ndarwadziwawo nayo story yemrume uyo 2and half years saving only to find $10 it's painful dai Mwari vatibatsira
its very painful mweya irikudzungaira haina rugare vamwe vanofa vachisiya vana vadiki zvekuti munhu haawane zororo vamwewo vanenge vaineshungu dzekuuraiwa kwavanenge vakaitwa
Ndakutotyawoo neniwo maskati ano ndatererei hangu
Hello tete Tilda, morning to you
Why not edit out the first 4mins
Nice Samsung monitor 🥰🥰
Haaa ndinoda nyaya. Kuteerera kwandaita kumabharangizha ka!
Ndizvo zvinonzi zvinoyera uye zvinoshamisa
Morng tete Tilder
Tete tilder ka kkkkkk anzi ko makadini kutera
mmm unotenderera panu 1 pasina munu
Mayiweeeee yaaa ndozvinonzi zvinotyisa izvii
Tilda.Nyaya yaPeggy.
Zvinhu zvinotyisa tete vhudzi romira
My hair is standing since i listened to this issue
Kkkkkkkkkk
Haaa iyi yevhudzi rangu kungofamba husiku ndonyaya yacho 😀😀
Vanhu Havana kuzorora imi
Ndeimwe nhamo tsvuku yakatimirira tafa iyo yekumhemhaira hmmm
I blame Zanu pf 🤣🤣
Kkkkkkkkk
@@charitykunonga8828 Sure ka 😂😂😂
Me too😡
It's all bcoz of Zanu vanhu varikufa vanestress
Tete the screen you using what is it called? I need one 👌🙏.
World of technology
I think that's a Samsung 49 inche curved monitor.
Saka kuPari ndokwaakafira
I think Tilder needs to be patient with interviewees, because she cuts them a lot, isu tinenge tichida kunzwa nyaya not her always cutting them and/or rushing them
Zvinotyisa izviii
Ko makadii kuvatevera😂😂
Chokwadi mweya haina zororo veduwee
Good morning Tete Tilder
Zvekusangana nezvinhu izvi veduwe ndine vanga rekubondera ndafambidzana nemunhu takusvika kumaraini..munhi hwava
Zvino wonekwa pasina kuti mushonga unongonzwa ku merera wonzwa kuti tiri panzvimbo inorema kumusha kwwdu ariko umwe akanetsa neku perekedza vanhu vaye vano buruka late kutoenda navo oto vaudza Zita pauno svika uchi taura kuti ndaperekedzwa na nhingi woto wudzwa kuti akafa asi aito kuperekedza achito taura kuti musapote muchi famba manheru muno batwa
Aaw maybe akaponderwa ipapo and now they feel it's their duty to protect others and prevent zvakaitika kwaari.
@@gâteauauchocolat557pauno udzwa kuti he is dead that's when you experience that feeling yekuti bvudzi rinoti nyawu muviri kumerera ipapo wakugaya kuti saka l was walking with a ghost kkkkkkk murima mune zvemoo kkkk
Hello tete
ZANU Mwari ave nayo vanhu varikufa varistressed votadza kuzorora
Yohhh ndamerera mudumbu
Nyaya ya Peggy
Vamwe vanoti kana une mushonga weluck unosangana nazvo
Bodo zvekupa munhu ma lifts… ngazvigare hazvo
Maitabasa tete nekutipawo nyaya iyi
Morning Tete nyik yashat chokwadi
Mrning tete iyi zvakaoma hazvo
Mweya irikudzungaira pasi pano
Mweya wokuurawa nemunhu hauzorori ,kana wemunhu wakazviuraya ndiyo mweya inozviratidza.vese vakarwara vakafa zvikanaka mweya yavo tinayo panyika asi inenge yakazorora kumarinda yakarindira nguva.zvipoko zviriko zvomene
Haaaa ko inga pasi ripidiguka
Hello Tete pakaipa
Tetez how are you
Ndambomisa mota yake mhepo
Aaaa tete kutevera munhu wausingazivi kkkkkkk
Dai vakatevera vaizoona achipinda muguwa
Hiweee
Ngaambomisa tax ataure zvinonzikwa
First here
Inga zvinotyisa tête
Mmmm nyika yashata
Hayaa 😅😅
Ma one
Can’t you improve your system please
Ummmnm nyika yedu yakutyisa hamawee
Hapana zvinyowani...there's nothing knew under the sun. Takakura tichizvinzwa izvi....Nyaya dzana Peggy akanetsa zvekuti... kusvika mweya wake wazorora
ummm pakaipa chokwadi
Morning tetez
Charity, asi unotogara pano?
@@propitiouspromas7271 nyika yandiri kune lockdown saka am home doing nothing hangu😂😂
@@charitymareya255 kkkk ndaona kuti pese uripo. Kuti apa, pane munhu, apa munhu aripo. Good girl 👧
@@propitiouspromas7271 kkkkk ma one
Good morng tte Tilda
Mmm nyaya yandi chkisa iyi apa I’m about to sleep😑 apa kuna coach ve cricket vawanikwao hanging pa gate pavo😑 kuti uti vaurayiwa or kuty vazviuraya hmno but zvopindza chando 😩
Kupi?
@@primrosesalika398 check pa h-metro highlights from last week
Hie auntie
kkk hapana
Hiweeeeeeeeeeeeeeee
Izvi zvagara zviriko fanika pa 11 months ku masasa
You mean masasa/mutare road at that small bridge?
@@Afrintrepreneur yes ipapo ndosaka motor dzichi kudubuka uno nzvenga uchiti waku dhuma munhu iye asiri ukango nzvenga chete wawira mu bridge
Have seen it with my eyes tichibva kunhamo usiku ne hanzvadzi ya Mai vangu was doing my form four by that time
@@primrosesalika398 Yhah so sad that place is haunted for sho I heard about it before.
In 2005 I used to in Harare and the 2006-10 ruwa,zimre park ndonzira yataitodarika nayo nemota tichipinda mutown. Anyway there's a lot of things, actually phenomenon stuff that us as human beings we don't know.
Here in the UK and Australia there's places that have so many unexplained occurrences that baffles everyone.
@@Afrintrepreneur you can say that again ukanzwa zvichi taurwa you might think kut munhu aku taura zveku penga but zvitoriko
Primrose pliz share panoitikei and where is that?
Hiweeeee