You are on point brother. Kungoti madinga akazara muZim hatina kubatana zvachose. Unotovona munhu achishenya-shenya kunge avona chizukuru chana chete chaicho kana sekuru hazvanzi yamai chaiyo, apa avona chimusoja, chimupurisa, or chimuCIO chakatochena miromo kuti mbuu nezhara chisinei kana chekuita naye - not a relative, not a friend, nothing: just a brainless idiot in state uniform. Unosekerera chii pamazivanhu akadaro? If we could take a stance to isolate them; tichivaratidza kuti it's now them & us, aitanga kufunga mazidofo awa. Vanoswera vachivurayira vanhu ED vopedza vokurura zvimaUniform vouyazve kwatiri totoswera tinavo, tichivasekerera mudzimba nemumabhawa; kutovatengera doro chaiko. Ndochii ichocho; tinonyengerereyi kuvanhu vasarudza kuita mhandu dzedu nenyaya yekuti vanoda ED neZanu PF chete-chete; isu hedu tisingaidi. Nonsense mhani!!
Iwe Mboto uriduzvi iwe fokofo! Rega ataure chokwadi.Mukoma varikutaura chokwadi apa.I already subscribed.Aluta continua, forward with telling the truth like what it is.
Kana song yacho ukuinzwa..kune nzira dzemasoja. Hakuna muchinja kana one anofa akafunga nekubatwa nemweya wenyika kusvika pakadai. Hakunaaa and hakunaaa!!
I like that piece of music it brings back war memories kaiimbwa pfuti dzichitinhira munyika
Murikutaura.zvinorwadza.zvavarikuita mufunge.chokwadi mupurisa.nemusoja ngabve zvavo.
Mufesi ava vanoda zvekuimba newatch yavo fani😆
Tell them truth baba imigodoyi le 6:28
Iwe ndiwe usina kukwana zimhata kani wakapusa unonyepa hautozivi ne mari inotambirwa hauzivi zvauri unotuka masona iri imbwa ye munhu
Umbori aniko iwe zimhata rako wafarisa mukosho wako ndisasangane newe chero kupi zvako
Masaskam evanhu masoja nemapurisa
Tell them baba.
Kkkkkkk
Ukavadzinga vanopadza imba yako
Vaudzeyii vachinje maitiro avoo takutovatya masoja aya
Mbwende inofanira kutya. Ko ndobasa rayozve nhai! Zviri simple wani!!
You are on point brother. Kungoti madinga akazara muZim hatina kubatana zvachose. Unotovona munhu achishenya-shenya kunge avona chizukuru chana chete chaicho kana sekuru hazvanzi yamai chaiyo, apa avona chimusoja, chimupurisa, or chimuCIO chakatochena miromo kuti mbuu nezhara chisinei kana chekuita naye - not a relative, not a friend, nothing: just a brainless idiot in state uniform. Unosekerera chii pamazivanhu akadaro? If we could take a stance to isolate them; tichivaratidza kuti it's now them & us, aitanga kufunga mazidofo awa. Vanoswera vachivurayira vanhu ED vopedza vokurura zvimaUniform vouyazve kwatiri totoswera tinavo, tichivasekerera mudzimba nemumabhawa; kutovatengera doro chaiko. Ndochii ichocho; tinonyengerereyi kuvanhu vasarudza kuita mhandu dzedu nenyaya yekuti vanoda ED neZanu PF chete-chete; isu hedu tisingaidi. Nonsense mhani!!
Akamboti haaride wacho ndiani? Kumwe kunyepa soo..kupererwa here ! Kkkkkkk!! Mashaya kwekuswera here? Mabva kumunda? Saka mukadzi akatotarisa baba vachitaura soo..? Kwaakutoti baba vauya..imwe nhamo ine vakadzi soo!! Zvakadai izvozvi!
Saka machinja ndooga ane dzimba nhai! Makaiitepi research yacho? Masoja haana dzimba nhai!? Ko kana imi munadzo mega vadzingeika vese mudzimba dzenyu.
Comnander haaiswe nyere. Inoiswa pauri iwewe!!
Chitima cherusunguko chipi ..kkkkkkkk
Dai tsvangirai ari mupenyu aikuudza kut yakazopera sei.
Saka ukuda kudzokera kwasmith...? Inga britain acho iriko wani and vari kutoda vanhu..enda unogara ikoko!!
Ungada kutaurei mbwende yakadaro...iwe unei? Kana unazvo wadii kungodya zvako izvozvo uri kumba kwako? Pane auya kokumbira here!
Iwe Mboto uriduzvi iwe fokofo! Rega ataure chokwadi.Mukoma varikutaura chokwadi apa.I already subscribed.Aluta continua, forward with telling the truth like what it is.
@@camilomasimba9975 saka hakun vanhu ve zanu pf vane dzimba? Vanadzo vese ndeve mdc? Ichiripo here manhe mdc yacho? Imikaa..
Pengera kwawakaroiwa iwe mhata. Kana wKasangana nazvo zvishoma
Most stupid ideas!Kupenga uku.Zvinoti kana zvakubata zvinokuwisira pasi!😂😂😂😂
Ko ivo musoja mupurisa havana mhuri dzavo here,dzinogara mucommunity.
Yo shuwa
Vanoguta havadi chokwadi wataura wotonzi wakaipa asi chichichingova chokwadi
Wakanyanya chibaba
Mukoma makdi
Imagine kutovhaira ne $50 salary pa mwedzi..Havana kukwana.
Iwe unotambira marii?
Kana song yacho ukuinzwa..kune nzira dzemasoja. Hakuna muchinja kana one anofa akafunga nekubatwa nemweya wenyika kusvika pakadai. Hakunaaa and hakunaaa!!
@@shingiraitrevormboto2105 hahaha wena lawe woba serious i $50 yi pocket change yami leyo
@@TheZuluman7 so wats yo problem?
Tiripo.vakuru.wedu nhamo.chete