First confession Shamhu yako irikuuya very soon those demonic possessed people stole that child’s destiny and they trapped his soul somewhere but God will deliver him. His soul shall be set free
Hidey: "Ndakatadza here kuhurira murume nekuti haandigutsi" Answer: YES. Everyone has a reason yechihure. But the wages of sin is death, but repentance in Christ will save your soul Life is short, death is certain, and hell lasts forever.
1st confession hapana chakavigika pasi pano yes anogona anedhora nekuti ndiwe une meche hombe kunge mukuwisi dam that dhora inogona itori hombe kune umwe .u might look down kwaari asi muchachema remagwana 😊
Mukoma (the owner of this page) some things you need to report. Cases like the one iyo ya maid akaba mwana, haa iyi you can't just leave is alone with no action protecting identity ya anonymous, that is not right at all
Mmmm cc vekuba mwana ava vakamuitisa ma rituals mmm denga haridhakwe even mukahwanda kana kuti hamudi kuzivikanwa arikumusoro kudenga arikukuonai uye arikuzviziva zvamakaita mwana wevanhu asi karma will follow you
Avo vekuti murume anekadora l heard kuti kune maremedies uye mishonga inokudza sikarudzi zvekuti kana muchida murume wenyu you will look for help mogadzirisa imba yenyu mazuva ano mujolo wakunetsa uyu muchazomufunga murume wenyu uyu and best friend yemurume wenyu inogona kukuchichinjirai mangwana
Mainini vechipiri Dai musina kuita business naye imi muchiziva kuti hamumude Dai makamusiya nemari yake nekadora kake Uye muchaona kuti murume anokuda uri pamukadzi wake
Unoroya hide wakauraya mwana wevanhu you are evil. Ngozi yacho muchskuwara nayo.My advice to all parents ngatinamatei kut vana vedu vschengetedzwe nemweya mutsvene always
Nhayi sis wekuba mwana makapihweyi nema boss enyu
You will reap what you sow
First confession Shamhu yako irikuuya very soon those demonic possessed people stole that child’s destiny and they trapped his soul somewhere but God will deliver him. His soul shall be set free
Hmmm nay sis utsinye hwamakaita sure mwana weumwe kunomuitisa ma rituals hmmm
Hidey: "Ndakatadza here kuhurira murume nekuti haandigutsi"
Answer: YES. Everyone has a reason yechihure. But the wages of sin is death, but repentance in Christ will save your soul
Life is short, death is certain, and hell lasts forever.
Uyo wekunotora mwana wevanhu achitumwa nana boss wakaita hutsinye chaihwo denga uchaita rekugugura Satan wemunhu Saka wakawanei kuda basa here
Kkkkkk second confession kaaaa haya mandisetsa henyu but musadaro henyu vachazovafunga baba ivava
Sista confession 2 mwari wokudenga akakumirirai that's evil at its highest level vanhu ityai Mwari 😢
Last confession hmmmmm mabvriiiiiiiiiii 🔥.. hmmmmm asi msadaro apa munhu anenke agara achiziva dzakawanda wanda chete hmmmmm
confession yekutanga hmm ucharwangwa naMwari
Sis vekuba mwana,Mwari vachakurangai
Vanhu vane hutsinye veduwee 😢😢koo boss wako aidii kushandisa vana vake kwete wemumwe,Mwari varikuona please confess makatadzira mwana
1st confession hapana chakavigika pasi pano yes anogona anedhora nekuti ndiwe une meche hombe kunge mukuwisi dam that dhora inogona itori hombe kune umwe .u might look down kwaari asi muchachema remagwana 😊
Sunungurai mwana uyo
Kuurayisa mwana wevanhu.akangofa mweya wake uchagara pauri ndiwe wakainda naye
1st conf urikunzwseii nhy nezvawakaita eshhh
Sec confession Mai imi mungori hure chete zvekut Dora ndezvekupenga makasvika pakuita mwana Wani
Last conf mapindwa nechihure chete asi kudenga kuna mwari uchamufunga murume iyeye
Ummmmmm Sisi imi mashoko andiinayo kwamuri Karma ar munzira nemhinduro yenyu ende hamuna Mwoyo
Last confession ndipeiwo henyu baba vekadoro vacho Koz murume asingatokuitire chihure hake Koz Ummm vehombe Ava vanohura veduwee,ndogara hangu nako
Aaah ukasaita bonde unopenga veduwe Ka musanyeperane imi hure ihure chete mujolo uchapera
Kudzungayira kwemahure😅
😂😂😂😂mkoma Nashey maseka woka pa last confession
Maswera sei mkoma Nashieboy
First comment ungu Satan
Morning mkoma Nashy nemi vedare 👏 ♥️
Sis wekuba mwana avo munoroya . Manje karma knows the address. The way yamakaita mwana iyeye I pray your child to go through the same
First confection sister remember karma does not forget address
Nhai veDare I once heard kuti madora anogadziriswa wani let's help our sister if she will to stay ne hubby wake...let's talk
Uchachifunga chidora ichocho wapinda paalkaoma tenda Mwari unotori hako nemurume
😂😂😂😂masista mabva matipa example yekuvava kwenzeveanje kkkkk tinonzwirira pano shuwa
hmm nyaya yekutanga inotyisa hayo shamhu yako ikuuya
😂😂😂😂avo vekuda kuramba murume vandisetsa hangu aah
😂😂 vakomana kaa ini hangu ndakamuramba handiti munoziva kuti kuita nechigunwe chitadzo futi zvino kana baba vasingandisvitsi ndoita nechigunwe here 😂😂😂 asiwo kumuhurira hakuzoiti zviri nani kungosiya
Umm vanhuka zvakaoma veduwe
Ndipei murume iyeye wekadora
Mmmmm 1st confession mainn why, why
sis varikuhurira murume ndipei murume iyye
Nash pilz ndaka kumbira rubatsiro kuseri ndipindurewo
please call again
Unoita benzi zveshuwa ere ukasaita bonde nhy vedare
Hmm why kuitira mwana weumumwe hutsinye? Are u happy with yourself? Mubhadharo wenyu uchauya
Mainini vari kuhurira murume nekuti Ane kadora muchazvionera Chihure haachina mugove muri kudii kusiya mwana wevanhu nekadora kake Chikomba chokudai muri pamurume
Wakaroya mwana wevanhu maid uripo pahurombwa kudenga hauende gehena straight
Hidey wekuba mwana ndiwe muroi unemhoswa
Hello mukoma Nashy
Iwe hauna mwana wako hre sei wakaita utsinye hwakadaro mkoma Nashy ipai number idzo kumapurisa asungwe maid uyu .
Zvakaoma
Yaa zvinonetsa zvekadora bt ukutaura zvko true kut unoda kunyatsosvitswa chaipo iroro idama haufanire kufungidzira kana kuita seurikurota kut ukuita bonde asi dai wabudira murume wako pachena bcz akazvibata anogona kuzozviuraya zvikazokunetsa iwe paupenyu hwako
First nyaya sisi imi muri satan your self nxiii😢
2nd confession; its a mistake to divorce your husband you rather communicate about the issue zvinogadzirika. Divorce him and you will regret
Sisi vekutora mwana wevanhu kuenda naye Kuna boss moyo wako wakaoma dai ukasazvara upenyu wese unehutsinye
Uyo wemurume wekadora hapana chinhu chakaoma sekusagutwa pabonde mari haife yakatenga kugutswa pabonde kana zvarema musiyeyi atsvage vanoda izvozvo kuhura uku munourawa mainhanha
😂😂😂chigusvani headquarters😂😂😂
Hey zvakaoma but kadora kacho kanotozvarisa askana ngatisatsvinyei kudaro pabudzi anowira usina Hari isu even vekadora kacho dololo
Ummmm first confession gehena rqkakumirira wakadii kuendesa wako mwana nxaaa uri muroi chaiye anoroya masikati machena
Mainini mune utsinye Mwari achakupai murango wenyu why makabvuma makatorombawo nemiwo
😢😢😢I hope hauna mwana if unaye or unawo may karma visit your kids
Wanemurume anechidora nadayi makamubudira pachena kuti amukwanisi kugara naye pakawona kuti amugunsikani coz kurwadzisa mumwe wako pakuzodanana ne friend yake one day muchasara coz anemukadzi wake
Avo sisi vekuti murume ane kadora makaoma ma invester ma kuona kuti anekadora asi muchavafunga henyu
Ummm yekutanga iyi amainini makaoma zvenyu. Yechitwo iyo ummm kuda hombe here dai uine pfungwa waifamba naye murume wako achiwana help iriko mishonga inokudza wani wagara waiwe usingamude dai zvaurikuda zvikajomba.
Mainini munehutsinte chaizvo kwenyu kuda kushanda here mutori satan chaiye dai ari mwana vako akaitwa izvo vainzwa cy
Yaa kunze kuno kune varoyi
Mukoma (the owner of this page) some things you need to report. Cases like the one iyo ya maid akaba mwana, haa iyi you can't just leave is alone with no action protecting identity ya anonymous, that is not right at all
Avo vekuba mwana… makaoma henyu asi makazvicherera gomba ranuchawira mega ,zvamakaita zvichakunetsai mukurarama plus maboss enyu achakudzigai basa nkt vanenge vakutotsvaga mumwe mushandi kuti avaitire sezvamakaita
R20 000 imari here?
Yekuwedzera stuff mushop ka
Yooooo😢😢😢😢😮
Mmmm cc vekuba mwana ava vakamuitisa ma rituals mmm denga haridhakwe even mukahwanda kana kuti hamudi kuzivikanwa arikumusoro kudenga arikukuonai uye arikuzviziva zvamakaita mwana wevanhu asi karma will follow you
Avo vekuti murume anekadora l heard kuti kune maremedies uye mishonga inokudza sikarudzi zvekuti kana muchida murume wenyu you will look for help mogadzirisa imba yenyu mazuva ano mujolo wakunetsa uyu muchazomufunga murume wenyu uyu and best friend yemurume wenyu inogona kukuchichinjirai mangwana
Dai mwana wawakazvara aita chidora umame ahurirwe sezveunouta tione kuti unozofara here muroora wako akuhura .....Ini zvekuti kun chidora anditozviziv cz andina kumbochinjwa nadzo ukaon wakutoon kuti kun Dora unonga utori hure
He was supposed to be honest in the first place
Uneutsinye ufunge ungatora mwana kuti achekereswe Saka wakapiwei hindava kubvuma kushandiswa kudaro waidai wakatotiza wosiya basa panekubvuma kushandisa izvezvi vabereki vake varikutotambura naye kutsvaga chikonzero chakaita kuti achinje iwe uchiziva hako chokwadi
Maid urimuroyi iwe and trust me you're going to pay for what you did.
Mainini vechipiri
Dai musina kuita business naye imi muchiziva kuti hamumude
Dai makamusiya nemari yake nekadora kake
Uye muchaona kuti murume anokuda uri pamukadzi wake
Unoroya hide wakauraya mwana wevanhu you are evil. Ngozi yacho muchskuwara nayo.My advice to all parents ngatinamatei kut vana vedu vschengetedzwe nemweya mutsvene always
Don’t call us people of God. Itai zvivi zvenyu makanyarara. Itwo tuma50 0000 nditwo twamuri kuhurira. Uri benzi.
Nhai mkoma nyashi asi mari yekuromba ungati vane zvinhu zvavo here ?vanity upon vanity .and hazvisi zvinhu zvavo izvo