Muchembere uyu is a bully, she is blaming umwe munhu, hanzi "mukadzi iyeye kana asipo tinowirirana" whether munowirarana asipo or aripo mdhara ati move out . Hanzi takazvara sei vana vatatu, vana vatatu vakazvarwa pa period yama ka mboenda here ? or during the course of marriage?. Imba yacho 3 bedroom yakanaka sei zvekuti munhu ari ramba kubva claiming kuti takavakirwa tese?. If she stays pamusha apa and mudhara uyo passes away it would be a problem pamusha. She is likely to claim as musha wavo etc and it would hard for mwana to reprimand mai vake. Mambo should have summomed ambuya avo to bring hama dzavo and make hama know thing direct from mambo. I see mwana uyo not being able kuudza hama dzamai chokwadi. One big question, from the time she left and the day she came back how much development had improver pamusha apa mbuya iyi inokara zvinhu
Chief who knows he is a leader for the people.Full of respect and covers of traditional loopholes in his judgment.Long Live Chief
Mambo Bushu i love how y9u respect the elderly people mudate menyu. Rambai makadaro Mwari achikutungamirirai.
We wish u Long life
I feel sekuru vakura
But chief ava vane respect zvavo
Aaar zviri pasi pano 🙌🙌😂😂
😂😂😂😂Chii chakadaro Zigo gogo iyo yakuda zvemba manje hanzi tochengetana 😂😂😂😂😂
Gogo gogo gogo 😂😂😂😂😂😂
ini handina kufara nemutongo uyu dare harirambanise vanhu but apa mavarambanisa cei kkkkk
Better than nyamaropa kuitira vanhu hasha
Gogo varamba kurambwa
Ummmmmm pakaipa ggo varikuda mudhara wavo kani😂
Chief munodoba nyaya, makanyanya dai maita mutungamiri nyika yainaka
Kkkkkk kana waiting
Haaaaaaaa Gogo avo panebasa kana tazogara
Ambassador totenda nkudzosa chief bushu
Revision.
Gogo vavarira chii nhaimi pane chichamuka here apa.
Pane vana vatatu ka😂😂😂
@nomsanyika151 kkkkkkk kushaya kwekuenda uku
Vakuziva zvinhu zvavo
@PreciousChikwede Taura hako kkkk
Gogo vakudawo share of wealthy
Fear man everyday na 6
Sekuru vachengetwa na mwari vakuri vane 103 years
Ummm gogo pamwe pane zvawari kuda havo zvisiri zvemu bedroom
Masolar manyama 😅
Muchembere uyu is a bully, she is blaming umwe munhu, hanzi "mukadzi iyeye kana asipo tinowirirana" whether munowirarana asipo or aripo mdhara ati move out . Hanzi takazvara sei vana vatatu, vana vatatu vakazvarwa pa period yama ka mboenda here ? or during the course of marriage?. Imba yacho 3 bedroom yakanaka sei zvekuti munhu ari ramba kubva claiming kuti takavakirwa tese?. If she stays pamusha apa and mudhara uyo passes away it would be a problem pamusha. She is likely to claim as musha wavo etc and it would hard for mwana to reprimand mai vake. Mambo should have summomed ambuya avo to bring hama dzavo and make hama know thing direct from mambo. I see mwana uyo not being able kuudza hama dzamai chokwadi.
One big question, from
the time she left and the day she came back how much development had improver pamusha apa mbuya iyi inokara zvinhu
FACT
Chandoda kuziva pama solar imari irikutaurwa inosanganisira Installation here kana kuti ndeyekutenga chete
Good qsn ndatombodawo kuziwa izvozvo