Iyi nyaya yekudonherwa nemuti handifunge kuti police ine chainokwanisa kugadzirisa kana kudzivirira nekuti izvi hazvisi normal driver ndiye anoziva chakauraya vanhu pane zvaakabata baba zvehurobwa
Kana kukaita zuva or mwedzi unoona mufananidzo wako ndiwo unonzi mu mvuri wako So munhu akafa hazvigoneke kuti aonekwe mu mvuri wake asi kana aine Shungu anoonekwa
Mushakabvu akagumbuka .. ...makadii kB Na Mr bhozho pamberi nebsa tinokutendai
Ummmm baba avo vanofembera zvipfeko zvemadzimai chete ummmm vanemubobobo chaiwo😂😂😂😂
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ vanyati basa iro ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤
Pooo❤❤❤ kb na bhozho
Iyi nyaya yekudonherwa nemuti handifunge kuti police ine chainokwanisa kugadzirisa kana kudzivirira nekuti izvi hazvisi normal driver ndiye anoziva chakauraya vanhu pane zvaakabata baba zvehurobwa
Mapurisa inyaya yemushika shika over load chete
Kkkkkkkkk aaaaargh ndazoseka nadriver wepalour akatizawo mumvuri wemufu😂😂😂😂
Kkkkkkk ndimi dzaBhozho kaaa zvakaoma
Bhozhongora ndimi dzakoka😂
Vekudonherwa nemuti avo ndoona mapurisa haana chekuita apo i think driver anechekuziva or mumota imomo maiva nemunhu aiva nemhepo dzake
Nhy bhozho ko ndimi idzi unoita dzekukirema here kana kuti I'm jus worried 😅
Mushakabvu ngaite zvinofanirwa kutwa nemufu
Taurisai ipapo nyaya ye police yaparadza nyika
Reason why kune mshika shika ihurumende yakadhakwa musape tem ironmhosva senyika bvisai zanu pf
Wednesday yangu irikufamba ndakabata chimuti
Pamota yekuwirwa nemota pane aive pakati pevanhu aive nezvaimutevera, anogona kunge asitori driver akakonzeresa
kana zvichinzi mubvuri wechituna munenge muchirevi ndibatsireiwo chiii chinenge chichionakwa pamufi
Kana kukaita zuva or mwedzi unoona mufananidzo wako ndiwo unonzi mu mvuri wako
So munhu akafa hazvigoneke kuti aonekwe mu mvuri wake asi kana aine Shungu anoonekwa
@ignatiusmachingura saka mukuti tikabatirana chitunha apa imi kumakumbo ini kumaoko kunezuva mukuti mubvuri wechitunha haubude kunongobuda wanku newenyu chte
Police inotori nedambudziko guru mataura chokwadi cvanodzingirira kombi ineyakatakura vanhu
Team rangu
Vobva vakunzeresa traffic nekuda kwekudzikirira makombi
KB tipoo link ndaka sender massage but andna kuona reply
Vapaul nyati ngavagare pasi nevamwe vakuru vemapurisa nevaED vouta zvinoutwa kuno kusouth Africa kuti vano oganaizer zvemataxis association vanoongorora nezvemataxi isiri hurumende hakuna taxi rinoenda kunzvimbo isiri yayo uye vakakubata vanotora mota yacho vokubhadharisa faindi munofanira kucopa zvinoita dzimwe nyika uye kuno hakuna mushikashika kunemaUber kana ukabatwa uchitakura vanhu paroad vanokutora iwe nevanhu vake mobhadhariswa faindi
Ane mubobo murume uyo
First viewer
Whatsapp chat ycho ndeip nhai