Nhai mwana waLucky chii chakadaro waizonyanyawo kusateerera mai vako 😑 I hope you have changed kumaraini wawatoshupa futi to the extent yekuuudzq baba vako kuti ndokudamburai because all he wanted kuti urege zvawanga wakuita muraini unobuda soon 😉 but usanoshupa mai nababa futi ndokunobvq makomborero
Nhai mwana waLucky chii chakadaro waizonyanyawo kusateerera mai vako 😑 I hope you have changed kumaraini wawatoshupa futi to the extent yekuuudzq baba vako kuti ndokudamburai because all he wanted kuti urege zvawanga wakuita muraini unobuda soon 😉 but usanoshupa mai nababa futi ndokunobvq makomborero
😂😂😂😂😂chokwadi chaicho mwana anonetsa uyu mwana wasahwira wangu uyu mumaraini mangu chaimo kkkkkk ndodaira wadzidza Yemurayi
Atosimba kutoita matama 😂😂😂😂handifunge jeri riri kukurwadza
Mazobvuma kunzi tete👏🏽👏🏽👏🏽
Wakugona manje pela you are my cup of tea manje ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Jah iripo. Murikugona mukoma endai mberi nekuimba zvinoita cht
Zvino chawakagona chii Christmas hatinyatsoziva kuti tinenge tichipemberera kuzvarwa kwani Takanyatsoziva tinorega kuita zvakaipa muzita rekuti Christmas
Yah jeri haris bhoo...rogadzira ma artist baba
KKK taura hko
Hakuna zvakadaro,wanga wagara uri mbavha hakuna munhu anongotanga ekunoba mombe,iwe 😅😅
Why Mutoko chete iwe
20yrs in prison
Nhaiwe mwana waLucky wainge wakunyanya musindo
Makorokoroto wazobvuma kt Tete wakukura manje mupfungwa skostina
Kkkkk nhai Yemurai
Wakaba ngani haisi yekutanga iyo
KwaMakosa kwedu uko Tokyo
Makutibhowa nemhosva dzekwaMtoko dzemombe idzi
Mujeri unotobuda wakunamata chete hundunya hwese hunopera
Yeaaaghhh ichokwadi
Hadzinoraura hadzo
Wadzidza hauzvipamhi
Vandudzai macamera enyu imimi kwete kuita knge ztv
Kuita sei ikoko? Ini ndiri mukorekore
Kusaziva kwakangofanana nekufa,nekukosheswa kunoita mombe kumusha,waifunga kuti yaitengwa pasina mapepa,kunge munhu arikutengesa mbeva😂. Kubva watadza kana kundikumbirawo kuti ndikunyorere fake tsamba yasabhuku? Uri zidofo. Pella usadye uroyi nekunyara, chipo chekuimba zvekutochengeta mhuri hapana apa😂. Dai ayedza zvekuveza matombo zviri kuitwa nevamwe.
Urimbavha
Chikoro makasvika papi ? Haaaa ibasa chairo
hatinzwe masongs embavha isu😮
😂😂😂😂
Ndopakaona kut ma1 atanga .......akakumbira mombe nechemumoyo😂😂😂
Chipinge munoendao rini
Mbavha benzi
Humbavha hwakaipa
Mbavha mbava
Pelagia maoko ako matema, face itsvuku
😂😂😂😂😂
Ndakambozvitaurawo 😂😂😂😂
Kkkkk nhai Yemurai