Hurombwa Hwemu Mhuri Huyai Munzwe Mafiro Anoita Vanhu Mumhuri

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 13 гру 2024

КОМЕНТАРІ • 90

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 11 днів тому +9

    Mukadzi anovanza vana nekuda murume ibenzi rekupedzesera

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 11 днів тому +12

    Madii machienda kuchikoro kuwedzerera education yenyu sezvo muchizvi farira zvekurapa vanhu

  • @Eviedncyuk
    @Eviedncyuk 11 днів тому +7

    First confession kudai madzidza mawana ma papers kwayo nekuti mukabatwa munenge muri pama1

  • @janemadziwa6880
    @janemadziwa6880 10 днів тому +4

    Panemadoctor atori nemapepa asingagoni basa munotovakunda but unfortunately mutemo haukubvumirei zvmuri kuita

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 11 днів тому +4

    MaKids are my first priority anondida anoda nevana vangu kana asingade no marriage,muridofo mainini munoroya munehutsinye,zvagarq zvichangobuda .

  • @melochiko
    @melochiko 9 днів тому +1

    Mukoma wekurowa munhu achizofa dzipwai zvekt taneta nevanhu vakaita seimi ripai ngozi muende kujeri aaah

  • @mavismalata8146
    @mavismalata8146 9 днів тому +1

    Sec confession just tell your husband the truth kana watya ingomuti vana ava ndakavasiirwa they look upon me ndini mai vavo ndakutovatora

  • @MiriamChiposse
    @MiriamChiposse 11 днів тому +2

    Morning mukoma Nashe nevedare
    Ndoda kubatsira amai vakuzviita mhandara nekuda murume regai ndikuudzei kuti chokwadi chinosunungura right now mukuzvidya moyo ndine wandoziva akazviita akati mwana wasis asi chokwadi chakuzivikanwa natete hanzvadzi yemurume right now mukadzi iyeye anogara achingovhunduka
    Ayi akakuudza kuti ukava single mother you won't find love ndiani

  • @memoryncube4181
    @memoryncube4181 9 днів тому +1

    Uyo wekuzoita ngochani wakatozadzisa mhiko yekuromba kwevamwe but its never too late enda kwamiracle Paul kuchitungwiza L community hall kuharare unobatsirwa ikoko go on Sunday kuchurch not one on one

  • @Elenkwaira
    @Elenkwaira 10 днів тому +1

    First confession ummm rine manyanga hariputirwi

  • @MoreblessingMashizha-e5e
    @MoreblessingMashizha-e5e 11 днів тому +1

    ummm second confess moyo wenyu wakaoma .. bt one day zvichabuda pachena

  • @RudoMatikiti-q5f
    @RudoMatikiti-q5f 10 днів тому +1

    Imi Sisi imi mopenga imi kuda murume kusvika pakuvadza vana vako itayi mushe umi😢nxii mandibhohwa.

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 11 днів тому +1

    Munobvisirei mabhuruku musati maroorwa kana musingadi kuzikanwa kuti mune vana b4 marriage .

  • @charitydube5685
    @charitydube5685 18 годин тому

    Confession yekutanga ,chiyenda ka kuchikoro kwacho owana mapepa ariright nhayi.One day is one day muchabatwa .

  • @Eviedncyuk
    @Eviedncyuk 11 днів тому +1

    Second confession munonyadzisa kurasa vana nekuda merechi

  • @sikhululekilencube3295
    @sikhululekilencube3295 10 днів тому +4

    Sec conf just tell your husband about the children, he is going to understand rather than letting your children to suffer. age is not a big problem just think about your kids please

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 11 днів тому +3

    Hungochani uhu ndewe chikwambo kuti uite rombe wakagadzirwa enda kune na'nga dzinogona bvunza bhozhongora wepa radio

  • @susanamairosi8898
    @susanamairosi8898 10 днів тому +1

    Mainini maifanirwa kumiudza chokwadi bcz kukura kumurume haisi mhoswa iye ndiye aiita sarudzo zvamakaita yazviitwi

  • @TsitsiMukanyakanya
    @TsitsiMukanyakanya 7 днів тому +1

    Chingomuudza kuti unevana usarasa vana nekuda murume

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 10 днів тому

    Endai munoripa Ngozi iyi vaHanzvadzi

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu 10 днів тому

    1st confession it’s a risk worth trying. Good luck

  • @maitrevor
    @maitrevor 9 днів тому

    Wevana ingoudzai murume kuti ndini sarapavana saka ndinokumbirawo titore vana ava tigare navo. All the best

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 10 днів тому +1

    Rules and law are put in place for a reason, remeber you are taking care of people not mbudzi nehwai. This is so wrong and l urge every healthcare facility to make sure all documents of their employee are legit.

  • @maitrevor
    @maitrevor 9 днів тому

    Guys no matter what, musavanze vana venyu. Apa be prepared kutoita a single mum of 3 coz varume vazhinji havazvitambire easily zvekunyeperwa nezve vana izvi

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 11 днів тому

    Mamukasei pano🎉

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn 10 днів тому

    1st dai machisiya zvamuri kuita mukoma mukazofirwa nemunhu hamuone kt munozvipinza pakaoma

  • @hildachiunda4581
    @hildachiunda4581 11 днів тому +1

    Hidey adzi anoisa dombo ra late wife, ramba wamai uri kuda kushandiswa gaende ega.Nyika yaipa iyi haichada nzungu zvakuda kuzeya kutanga.

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv 10 днів тому

    Sisi ve tomostone plizz musabvume kuitiswa ngaaise ega munoisisa ngozi kumusha wenyu plizzz Musa bvume ngaanoisa ega imi hamuna chamunoita

  • @SashaDee-k1w
    @SashaDee-k1w 10 днів тому

    Ndoinonzi haka matorokisi haka,iwe nevana vana vako ngavakudei mess ngaatoshinga

  • @MsLadyRose-c6t
    @MsLadyRose-c6t 10 днів тому

    First confession my advice is since uri kushanda isa Mari paside then go to another country and get your degree. E.g kunana Zambia uku then you take it from there wagara uri intelligent saka hapana chinokunetsa apa.

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 10 днів тому

    Ngaaitewoka zvidzidzo zvacho

  • @SaneleMtombeni
    @SaneleMtombeni 11 днів тому

    Morning vedare namukoma nashy

  • @tracymapurisa8679
    @tracymapurisa8679 10 днів тому

    Second con unopenga

  • @naomimafemera4860
    @naomimafemera4860 10 днів тому

    Chiendai kuchikoro now mari mawanayo

  • @Eviedncyuk
    @Eviedncyuk 11 днів тому +1

    Or kutovhura shop muchitengesa mapiritsi zviri nani

  • @wallaceguwa8202
    @wallaceguwa8202 10 днів тому

    2. Enda kumaporofita uno piwa munamato iwe.

  • @peterphiri9590
    @peterphiri9590 10 днів тому

    Ndarwadziwa nemwana uyo akushungurudzwa nemweya wechikwambo chemhuri.Usafunge kuzviuraya nekuti iwe ndiwe unezambuko remhuri yako.

  • @EsnathNtotela
    @EsnathNtotela 11 днів тому

    Morning breakfast yedu

  • @divinephiri3806
    @divinephiri3806 10 днів тому

    Morning morning❤

  • @vividbluesea1
    @vividbluesea1 10 днів тому

    Iwe wekunoisa tombstone chenjera uri kuno chekereswa. Kupusa kwakadini kubvuma zvinhu zvakadai. Iwe awu oni here kuti zvakadai azviite

  • @Madhumbelolo
    @Madhumbelolo 11 днів тому

    Morning mkoma nedare

  • @Eviedncyuk
    @Eviedncyuk 11 днів тому

    Mukomana uyo ane pamuromo hanzi musarutsa mashoko yes unonamata asi bvisa shoko rekuti zvakashaya basa kutorarama kwauri kuita inyasha dzaMwari

  • @SinikiweToronga-sm5in
    @SinikiweToronga-sm5in 11 днів тому

    Mukoma ita i zvamuri ndo zvamuri but musadanane nevana zvekuzvi uraya hazvisi ndizvo nekuti makawanda

  • @MoreblessingMashizha-e5e
    @MoreblessingMashizha-e5e 11 днів тому

    yekuuraya munhu avo endai kumapurisa akutkuti murove cz muchapedza mhuri

  • @Leonie-95
    @Leonie-95 11 днів тому

    Problem ikutangira pakupembedzaa demon 😈 rakoo

  • @SamanthaLernad
    @SamanthaLernad 11 днів тому +1

    First morning mkoma nashy

  • @wallaceguwa8202
    @wallaceguwa8202 10 днів тому

    1. Please do online diploma , degree till u get masters in nursing.

  • @Kingsley_Tadiwa-978.
    @Kingsley_Tadiwa-978. 10 днів тому

    First conf... I salute you for following your dream but you got to get professional training and get proper license, unfortunately that's a lot of years.

  • @peterphiri9590
    @peterphiri9590 10 днів тому

    1st confession umm mwana wamai dai wasiya sezvarehwa nabother Nash pane umwe akabatwa kunyika ino yatiri akaripiswa $20000 nekugara mujere 10 years.

  • @lizbertify
    @lizbertify 10 днів тому

    Mkoma Nashue, SANDO dzenyu manje. Nhasi mandifadza because this is the first video I've listened to and watched in a while muchiita ma comments.
    I'm loving it. Please continue with this great job!

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 11 днів тому

    Second confession dai wamuudza zvevana please. Anozvinzwisisa but zve age izvo hazvina basa unogona kunyarara but vana mmmm please usarasa vana vako. Chero iye anogona kusvora kut wakarasa vana saka better to tell him ASAP

  • @clarahmarume9425
    @clarahmarume9425 10 днів тому

    1st confession ko wadii kungoinda kuchikoro wozadzikisa zvido zvako

  • @Nellatshuma1975
    @Nellatshuma1975 10 днів тому

    It’s very dangerous they will lock you in and throw away the keys

  • @PatienceTKufa
    @PatienceTKufa 10 днів тому

    Kundoisa tombstone iwe vakaroorwa here vakabvisirwa mari here

  • @Comachac
    @Comachac 8 днів тому

    First confession since wakuziva zvese ibva wangoenda kuchikoro unopassa

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 11 днів тому +1

    Ngozi kuiripa mukoma endai muno taura zvakaitika asi mukotsanjera vanogona kubatsira kuti ugare zvakanaka usapedze mhuri

  • @wallaceguwa8202
    @wallaceguwa8202 10 днів тому

    Wengozi enda kumasowe mweya uno kupa zano rekuripa

  • @nmmj9935
    @nmmj9935 10 днів тому

    Ku driver hakusi ku rapa. Dai waita ma qualifications. Ukabatwa uchakanganisira all Zimbabweans in that country. Get your qualifications

  • @BlessedDumisile
    @BlessedDumisile 10 днів тому

    First confession u are not wrong my dear given a chance I will do worse than that

  • @PatienceTKufa
    @PatienceTKufa 10 днів тому

    Mukadzi kuviga vana nekuda marriage ko madii kuti ndava aisi asi movatora mogara nawo and find a way yekumuudza

  • @hildachiunda4581
    @hildachiunda4581 11 днів тому

    Hidey we vana, wakatadza hako asi dai waudza vehukama vataura ne murume wako kna aramba kuzvigamuchira motogopeta zvirauro

  • @eppy2538
    @eppy2538 10 днів тому

    Mukoma nurse please study while you are working muende kuchikoro make use of the time mukoma and
    Please don’t share nhau dzenyu nevanhu munonyudzwa.

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 10 днів тому

    Chokwadi chinoda kugara chataurwa.kana munhu achikudai anokudai nevana venyu.marriage haidi kutanga nenhema.nokuti pachabuda chokwadi murume wenyu acharwadziwa.apa makore makanyepa futi.ndipo paya panozonzi zvimwe zvawakandinyepera ndezvipi

  • @violetkokanayi2216
    @violetkokanayi2216 10 днів тому

    Vakadzi ngatidzidzei kudiwa nechikwadi do you think akazozvinzwa kuti unevana he will trust ever again never

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 10 днів тому

    Kkkk vamwe vanhusooka, unoona munhu achipondwa iwe vengoita kunge nhunzi padhodhi, yeah, enda unopotera kwamambo nyaya ibude motoita zvainoda. Hamisikuonaeo zvirikuitika zvenhau yaTensen vekupondwa nwvanhu, vese varikuripa 1 by 1. Dai matokasika isiti yatanga kumonya ikazve

  • @paulinemusiyamuziwa3480
    @paulinemusiyamuziwa3480 10 днів тому

    Shemu kurasa vana nekuda mukadzi kudenga kure

  • @MoreblessingMashizha-e5e
    @MoreblessingMashizha-e5e 11 днів тому

    iyo yekunoisa dombo i trap iyo garai masiyana nazvo

  • @lizbertify
    @lizbertify 10 днів тому

    1st confession muri wrong. The law will always be the law nomatter how much you don't agree with it.
    Nyaya yenyu inogadzirika iyi. Go get your degree please
    Agree with Mkoma Nash 100% on his analysis.

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 11 днів тому

    Usanoisa dombo wakuda kuberekeswa mhepo yake

  • @isaacthom6604
    @isaacthom6604 10 днів тому

    First confession , go back to study and with your experience it will be easy to get your legit papers.

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 11 днів тому

    Barefoot bandit from Zimbabwe😂 wauraya vanhu vangana muchipatara umo?? Uchazobatwa hako

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 10 днів тому

    Mukabatwa muchademba henyu.zvamave nemari itai degree renyu.nokuti that retirement mari munogona kutadza kuiwana

  • @TakuTaku-vy2xs
    @TakuTaku-vy2xs 10 днів тому

    Sisi imi ka vana avo vachunetsai kana vakura gai maziva KT one day chokwadi chobuda chete kuramba vana nenyaya yekusada kurambwa imi Ka imi

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu 10 днів тому

    Mkoma Nash I don’t think mataura zvakanaka mawanza hasha, arikushandiswa mwana uyu. He can’t sort himself out alone, ngozi nezvikwambo zviri mumusha zvisina kugadziriswa. Ndozvirikuita adzungaire kusvika pakudai. Inga munoverenga wani nyaya dzakadai vachitaura kuti tirikurasirira mamhepo kuvana vevamwe kuti zvavo zviite. Apa mamhanya apa mkoma Nashy

    • @bernardenechikurunhe8194
      @bernardenechikurunhe8194 8 днів тому

      Not even. I agree with mkoma Nashey...the situation is now a mess and beyond control. Mweya mutsvene havashande pakadai.....He should have remained consistent. There is no problem bigger than God...apa mhuri yese yatonyengedzwa naSatan into believing kuti problem havo haigadzirike. Firstly, these are the lies the devil tells people. Secondly, they are putting their trust in 'Man' hanzi n'anga dzepasichigare dzakazvitadza...of course. Tendeukai vanhu and learn to trust our one and only true God.

    • @JamiaSamu
      @JamiaSamu 8 днів тому

      @ ehee maonero anosiyana ndosaka richinzi dare

    • @bernardenechikurunhe8194
      @bernardenechikurunhe8194 8 днів тому +1

      ​@@JamiaSamutrue👍

  • @tendaijack4977
    @tendaijack4977 10 днів тому

    Mukoma just go back to school & per-sue your medical practice.

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 10 днів тому

    Idzo nyaya dzekuvakira makuva dzagara dzinosumudza mhepo. I wouldnt do it my sister.

  • @margaretmoffat4701
    @margaretmoffat4701 11 днів тому +1

    Iih veduwe tisarasa vana nekuda varume u tell the truth at the word go u see now u are not enjoying that marriage uuuumm

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 11 днів тому +1

    Dai mainganidza mari machisiya izvozvo chokwadi mukabatwa munofira mujeri.

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 11 днів тому

    Ndivo vana Satan vanouraya vanhu kusvipatara ava unoda kusungwa uyu munhu maparts ezvitunha nemvura dzezvitunha ndivo vanotengesa ava Satan uyu .

  • @lizbertify
    @lizbertify 10 днів тому

    Nhaimi nhaimi. You're not married to a guy whose wife died and you're the one who's going to arrange the tombstone. Muri kuonawo zvakakwana here izvi. Are you sure the wife was an orphan? Why iye asiri kuenda iye? Please be careful!