Anondinyima Mari YePreparation Achida Kunditengera Doro Nekundigochesa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 27 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 7

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 Рік тому +3

    Gegegeege muchazvirega zvekuitwa vakadzi wechipiri .Murume akatora loan kuti abatsire mukadzi wake wekutanga,iwe une nhumbu no preparation,no pfuma yakabviswa .

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova Рік тому +1

    80% yenyaya dzinotongwa kwa chief Nyamaropa ndedze chihure. Inzvimbo inowanikwa ma Bishu chikonzero kune mari through chikorokoza uye farming activities

  • @varaidzomurerwa2971
    @varaidzomurerwa2971 Рік тому +1

    Eish, munhu tsvaka murume asina mukadzi. Izvi zvinonetsa izvi

  • @georgemagiga4635
    @georgemagiga4635 Рік тому

    Young Man achachangamuka hako ndapedza newe 😂😂😂😂😂

  • @maxiewaini2267
    @maxiewaini2267 Рік тому

    Munin'ina wangu akaita mistake yekuti aiti kutamba achifumgidzira kuti mukadzi sezvo achizviitira mabasa ake emaoko she won't demand anything kunze kwedoro. Manje mukadzi apfunya chisero haachabuda akudawo Mari yacho yekumine hasisiri bishu , akumwira hake Mumba memurume. Amanaka ndosize iyi!!!!

  • @ssam1430
    @ssam1430 Рік тому

    Mambo why do you host your dare mubhawa? Noise yacho haiiteba

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Рік тому

    Mainini mupfidze kuitira varume vevanhu mimba