Hurumende Yotya Kunyadziswa Pamberi peSADC

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 15

  • @tsitsisithole9859
    @tsitsisithole9859 Місяць тому +1

    Muchauraya zimbabwe yose

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Місяць тому

    Promise mukwananzi usafurire wana wevanhu endesa hama dzako ikoko.Uda kuurayisa vana vevanhu ugosara nehama dzako hatidi mhesva mukono pasi newe

  • @user-lk5uk9gq5b
    @user-lk5uk9gq5b Місяць тому +2

    Hatidi kuita violence. ..is not violence , but peaceful protest. Lol

  • @spencerkahwai4455
    @spencerkahwai4455 Місяць тому

    Kutyisidzirwa😢

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Місяць тому +1

    Hauksi kutyisisidzira kwete imbozviedza hako .haa unonakirwa hako wega.Muchapa chidzidzo kunyika dzose dzemuAfrica kuti hazviitwe izvozvo

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda Місяць тому

      Kutya munhu unenge usati warwadziwa zvichakakunakirai kna marwadziwa chaiko vanhu vanonofira ipapo pacho ngaafure vanhu nyika dzese ikozvino dzakatarisa Zimbabwe kubva zvapera ma election

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Місяць тому +2

    Musatyisa vanhu hey Zanu pf murikutyei hokoyoi

  • @MelindaMelindaJones
    @MelindaMelindaJones Місяць тому

    Release the opposition members including the baby !!

  • @tichawandamuzhanje9938
    @tichawandamuzhanje9938 Місяць тому

    Hawafe wakarowa vanhu musi uyu vanenge vanyadzisa pasi rese musatyiswe

  • @ottomsa5258
    @ottomsa5258 Місяць тому +1

    Kazembe mai ameko ,cama vako varikuenda abroad nekuda but we are forced to leave our beloved country because of poverty,sadc belongs to people especially Africans why not let people speak on their own problems we are facing in our motherland?

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Місяць тому

    Zimbabwe and Amerca are not the same

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Місяць тому

    Haa Sikala unoita kafira mberi nazvo izvi zvematongerwe enyika

  • @user-ys7iw3wn9l
    @user-ys7iw3wn9l Місяць тому +1

    Kazembe hapana anokutya iwe nyika haisi yaamai vake tiri kuuya kwauri shamhu ine munyu isharova mhuri yako uri imbwa

  • @gracezijena2598
    @gracezijena2598 Місяць тому +1

    Ko why vachitya kana vachiwirirana nevanhu ko iyambiro dzeyi futi 😂😂 Kana vanhu vasina ku winner election zvakaoma dzimwe nyika hadzimbofvundutsiri vanhu zvino dzimwe nyika dzavanzwa zvavataura vaka Zembe ka Zembe 😂😂

  • @user-pb4lg5ni4b
    @user-pb4lg5ni4b Місяць тому

    Zimbabwe is not a whiteman country .Ndezve kwawo izvozvo